Ummmm tete tete iyi confession iyi inototyisa kudarika yezvipoko iya Kuna hide its not late my sister pane imwe n'anga yandoziva inonzi Jesu iyoyo ndichamakuvangu manje inokupa mushonga weropa rayo
Sad story for sure, all of this resulting from lack of knowledge and wisdom. Kuromba kusingate backfire ndeuko Malachi3vs8-12, Joshua 1 v8, Proverbs3v9.
A good lesson tinotenda Aunt Mamoyo
Mmmm ndanzwa kumerera yhooo zvakaoma nhayimi
Iwe mkunda zero rako unondiudza kuti hausati waziva kuti kuromba kwakaipa ndiwe wakasvikanyira wega waimwa Mari yokuromba kusvika wapunza mhiko apa wamama
Hyde ngaaende kuna sekuru Tasvu
Sekuru Kanengo
Sekuru Bvunzamukombe
Sekuru Achapola ka1 but asazvipamhe futi, ngaafonere veSly Media otaura navo vomuendesa ikoko
Hey mamwe ma confessions anotyisa. Kuita murombo hakuuraye. Zvirinani kutemura
Tete taurisai tete mamo munotaurira pasi please
Vanhu hamudzidze seyi kt kuromba kwakaipa
Hanzi guruuu guruuu kkkkkkk kuda zviri nyore muchazvirega henyu
Maita basa nekutiudza chokwadi chekuti zviri nane kutambura pane kuromba usiku haurari
Kkkkkk ma1 aya
Kuromba kwakaoma regai ndidye shoma yandinowana hangu
Mmmm zvakaoma hazvo Mari yacho wakayita here or wakangomera mazino chete
Aunty introduction yenyu iri kurebesa but we love your videos
Ummmm tete tete iyi confession iyi inototyisa kudarika yezvipoko iya
Kuna hide its not late my sister pane imwe n'anga yandoziva inonzi Jesu iyoyo ndichamakuvangu manje inokupa mushonga weropa rayo
Hide wakatadza pawakaona hurombwa kuboyfriebd Dai wakabva wangosiyana naye wizviraramira life yako zvisineyi ndoshuwira KT uwane rubatsiro maximo Ayo angodisapear ubve wasiya hurombwa uhwo
Sei murume akarara nemi imi musingazivi makadakwa akakubatai chibharo
Good for you
Muri cy aunt mamo
Thanks for sharing
Kkkkkkk ende futi zvakaoma
Ummmm veduweee nyaya dzekuda kupfuma idzi dzinoparira ngaafambe kunana sekukuru Tasvubabatsirwe
Inyaya yechokwadi hre iyi or idrama
Hameno
Yah neh😂
Sad story for sure, all of this resulting from lack of knowledge and wisdom. Kuromba kusingate backfire ndeuko Malachi3vs8-12, Joshua 1 v8, Proverbs3v9.
Ende futhi yaaa impilo ley hay yenzan ezokuromba