Hmmm this is painful,,as for your brother it's better becoz he slap her ,if it was someone he was going to bring an axe or knife and slaughter her,,the problem is that ,even if you find some one who can help your mother BT if she is not willing to leave her game ,its gonna be difficult to help her ,she must give herself truly so that when you fight this spirit it will never come back
Yes your brother was wrong , mai havatukwe kana kuvarova. Endayi kuna sekuru vataure namai vanzwe zvari kuda muvaripe. Dai makavabata chete kwete kurova , muno parira vana venyu ngozi. Vafaka pese pamuno famba zvinonzi makandirova , chipoko muroyi ma1
Munyika maoma maiava vakadyiswa mwana wavo nekuda kwehuroyii
Ummmm inyaya inorwadza kuuraiwa nemubereki wako, aaaa mai vakashinga myo zvsngaite 😭😭😭😭
Haana kurova Mai but demon. Cause she was/is possessed. Please family convert to God. Nothing is impossible with God.
Ndarwadziwa nenyaya iyi zvakaoma
Nyaya yenyu yandibata 😭😭😭endai kuna Sly akuendesei kun'anga dziite basa dai makaona nyaya yamai vaTambu yairwadza uye vaive nenharo asi sekuru kanengo vakachepisa
Kunevabereki vanoshinwa chaiko......unonyatsoshaya kuti mubereki anoda kudya mazai ake zvinombonyatsofambasei
So painful but too much ads
Angadai asina kurova amai angadai akangotora video akaratidza hama dzavo idzo hama dzamai vaizoona zvekuita nehama yavo vofamba navo vovabvisisa shavi rehuroi
Iwe uchinzwa kuti vanototyiwa.
Akavaratidza video vachidya munhu ? Ya ingozi zvayo yaakaita but vanhu ngavasango tarisa the wrong side but the good more
Exactly
Please namata veduwee Jehova vanopindira
Thank you so much auntie Mamoe ❤️
You are so welcome
Phn no dzenyu Aunty mamoyo
Mmmm veduwe kas
Ingoitaiwo back to sender makanyarara kusiri kufa ndekupi mukaignowa munopedza dzinza muroyi haana mugoni
KukarA nyama ummm vkaoma
Endai munovabvisisa uroi kwasekuru tasvu
Bro ngaingoripa kana mai vachida kuripwa though haana kukanganisa hake asi chivanhu mai havarohwe ngaangizasisa vachri vapenyu
Kuti ndiMwari here?
Haa kuripwa chii dai akatovatema maoko nedemo
Zvinorwadza izvi indai kuSlymedia mupiwe munhu anobatsira Mai venyu uroyi huparadze
Hakuna chinhu chinorwadza sekufa wamboudzwa veduweeka mai ava zimuroti repacorner😢😢😢
Bhudi dai vakatotora demo chairo nxaaa
Your brother haana kukanganisa haana kurova mai asi kuti akarova shavi ravo. Hama dzamai dzirikutii? Mai venyu vane hama dzavo ndivo ngavafambe navo imi muri vatorwa
Kkkkkk vakarova shavi ere
Aaaaah zvakaoma ndabatikana shona yedu inongoti mai havarohwi asi mai vakashaisha your brother had no choice chitunha chaitodyiwa makatarira
Mukoma wekurova Mai vakagona muroyi ngaarohwe kuuraya munhu achisiya mwana wake ngavawedzerwe kurohwa 😅
Hapana chaakagona nkti varikungoroya vachienderera mberi azvisiyira mhosva anotofanirwa kuvaripa
Vabereki ndisu tinofanira kuchengetedza vana vedu huku zvoyopedza mazai ayo akakanganisa anofanira kutovaripa dai makaudza anasekuru hanzvadzi dzavo vakavabata or kuvarova varivo
Mokumbira mai ruregerero moripa
Zvakaoma shuwa madii kufamba navo kuti vabviswe shavi iroro thus the only way of helping her
Your brother did what he had to how were you going to endure seeing her eating a corpse
Mukoma havana kutadza ,asi Mai ndimai it's a fact we can't change that ngaatsvage mombe avaripe anonopa Hama dzavo kuti vasaazo mumukire ngozi
Tengai mombe mubate mai murove chaizvo movapa mombe yavo nxaa zimuroyi
Kurova amai ingozi,asi ivo varoyi zvekurevesa yoo ndatya navo amai ava endai kwasekuru Kanengo kana sekuru Tasvu
Hanzvadzi bhadharai amai nokuti yatova ngozi
Hanzvadzi yakagona muroi ngarohwe
Zvakaoma mufungee
Confession yekuta ga akarova haana kutadza nekuti number 1akatobatsira kuti shavi riende 2mai vakanuadzisa 3zbinoshatirisa zvavakaita kana vachida kuripwa zvavo anoripa nekuti mai vanengozi asi haana kutadzo
Akashaisha daí akazvidzora ehee Mai vakakanganisa ngaatovaripa varchiri vapenyu ngaaende kumusha kine hama dzavo , nokuti vakafa asina kuvaripa zvinotonyanya , imiwo ndakazviita ndavaendesa kumuporofita vachirwara zvekuti varoyi INI ndaida zvibvuma 1 born né 2 born nevakadzi vavo pavaiti Mai vanoroya APA ndakanga
Ndavatoraka semwana vachirwara vakadzi vareurire nekuti ijanha ravakwabari ende vaida kuuraya INI vakareurura zvese vakati handichada asivaenda kumusha vakasvikoti ndanangwa huroyi neni hama dzavo dzikatsamwa vazofa rufu rwazopera ndakatoripa kuhama dzavo Mari inokwana mombe 400 us bvazvapera
Totenda minamato iya yakaita kuti vafumuke zvachose
Mai muroi but he made a mistake yokuvarova unofanira kuripa ndochivanhu chedu aifanira kungovasiya
Ending kwa Tasvu or bunzamukombe,achapola but hanzvadzi ichafana kuripa mai
But sei màpirofita vakaona but vakatadza kudzivirira 😭😭😭very sorry mainini
Muporofita wacho ari weak wena
Pasi pakarema
Jesu pindirai
Zvakaoma izvi Zvinorwadza zvinoda Nyasha chaidzo rambai muchinata amanini very sorry
Muri cy aunt mamo
Good how are you dear
@@auntymamoyop
Mamukasei aunty mamo.
Your btother had no choice
Ummm sorry hako
Very sorry, Mwari ndivo vachaenzanisa nhau yenyu, musarase tariro
Hmmm this is painful,,as for your brother it's better becoz he slap her ,if it was someone he was going to bring an axe or knife and slaughter her,,the problem is that ,even if you find some one who can help your mother BT if she is not willing to leave her game ,its gonna be difficult to help her ,she must give herself truly so that when you fight this spirit it will never come back
Yes your brother was wrong , mai havatukwe kana kuvarova. Endayi kuna sekuru vataure namai vanzwe zvari kuda muvaripe. Dai makavabata chete kwete kurova , muno parira vana venyu ngozi. Vafaka pese pamuno famba zvinonzi makandirova , chipoko muroyi ma1
Only vanhu vanoenda kugehena ndivo vanomuka ngozi. Kutomukira vana ngozi hutori hum we huroyi.
Umm .muthakati chaiye
Muri cy aunt mamo