It's unfortunate that these questions dziri so hurtful and negative are targeted at women. Wozoona kuti even other women vanotobvunzawo mibvunzo inorwadza zvakadai kune vamwe vakadzi.
Uyo wekuberekeswa she must fast and pray and denounce that spirit..let her first confess her sin to God..and reDedicate her life to Jesus Christ..ngaazvirambe nezita raJesu zvaakaberekeswa izvo
Endai kwa prophet jose kudakwashe kana kuti kwa John chibwe,joining genuine prayer groups,or having 1 or 2 prayer warriors,is the way forward in battling spiritual warfare
Chili chinonzi murume chekuti ungauraira mwana wako kuti murume akude we must put our children first before anything else Kana murume asingade mwana wako siya Shandira vana vako
In behalf of the periodic girl it’s either she can have the plant baby?or leave it? I stopped when I was 30 now I am 60 I am still playing I ts relatives playing games.
Ndakaosawo comment yekuti pane one of your videos tete ndichipawo kwandoziva kunobatsirwa vanhu pachena no mari,no publicity,kuchurch yaJesu chaiyo,but comment yangu was deleted so im wondering kuti kana pane imwe help yamusingade tipe vanhu here paplatform panapa?
But be open kumunhu waunenge uri murelationship naye zvinokupa peace of mind nokuti iye zvino unogara uine fear. I know of someone ane the same problem a ne38yrs married but haana mwana nanhasi. Panoda Mwari zvesure vapindire
Tinokutuka zidodi remai dai wasungwa wafira mujere chituhwane chemunhu wandirwadza dai kwakurikukuwona ndaibhagura kikitsonda mxa unobhowa ungawuraya mwana wako because a man does not want your child😢😢😢
Shame story no 1,saneta kunamata,Mwari ndewemunhu wese,He will answer your prayers.Sister no 2..if you are in zim,try seeking help ku zcc yekuMasvingo,yekwaMutendi ..you will be surprised,hapana Mwari chaasingagone

7:42 people should really stop asking these questions 😢....weight, financial situation, marriage , child birth are sensitive topics
It's unfortunate that these questions dziri so hurtful and negative are targeted at women. Wozoona kuti even other women vanotobvunzawo mibvunzo inorwadza zvakadai kune vamwe vakadzi.
Second... uuumm zvakaoma ndinovimba kt zvchaita zvakanaka munhu waunofambidzana naye muudze unosangana neanokunzwssa
"I'm going to judge this woman "😂😂😂
😢😢😢😢mai vekuisira mwana mushonga mbijana mbijana nekuda kwemurume haaa Mwari ngaave nemi ndarwadziwa weduwee moyo makaisepi hama nemarwadziro anoita mimba kubva ichibata kusvika kunozvara shuwa wouraya haaaa kunze uko kune vanhu vane moyo mukukutu 😢😢😢 Mwari ndichengeteiwo haisi nyore kungosiiwa unine nhumbu yechi 2 asi mwana wacho aane 15 yrs bvisai moyo wekuda chikomba over mwana mwangu yooh I'm shocked I'm out of words kuperrwa kuriko asi ukashinga unokunda not kupa tariro yese kuchikomba
Imbwa yemunhu muroyi chaiye. Uyu ngaafire kujeri
@@Mercy-q1w aaaah kufirako chaiko haana moyo mhani
First confession rambira pamunamato hama,nothing is impossible with God.pfungwa yekuzviuraya dzinga nezita raJesu kristu
there's power in the name of Jesus Christ..
Its true tete zvirikuitika please pakubatsira tete ava mabatsira vakawanda tinazvo mu family todiii vaende kunguva
23:52 😮😮😮
Makadii my cc vekuberekeswa tenga sea salt yered yakanzi tokoloshi salt ugeze chinobva unonatira nesalt wogeza
Sister avo ngavadzoke kuzimbabwe vaone Prophet Miracle Paul zvinopera izvi
Uyo wekuberekeswa she must fast and pray and denounce that spirit..let her first confess her sin to God..and reDedicate her life to Jesus Christ..ngaazvirambe nezita raJesu zvaakaberekeswa izvo
Sister put all in Gods hands . Pray and dont give up try doctors etc. The devil wants you to give up .
Good luck and hope your periods return amen 🙏
Hey auntie
Endai kwa prophet jose kudakwashe kana kuti kwa John chibwe,joining genuine prayer groups,or having 1 or 2 prayer warriors,is the way forward in battling spiritual warfare
Mwana wekumalawi haauraiwi
Yoo nyaya dzacho dzakaoma
Number 2- enda kuZion Christian Church (mbungo)
Iii zvakaoma sis avovasingaende kukwedzi vane dambudziko rakaoma
First to comment 👏❤️, bless you aunty Glo
❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Nyaya ya Freddy kunge book ragumira chapter isati yapera
Sister avo vemwan garayi maudza munhu wese wamunenge muchi danana naye kuti aphinde achiziva nekunamata wooo zvichayita
Mmm ndabatikana namai vekuuraya mwana weduwe kudenga tichaita kwekugoogler shuwa nematsvagiro andirikuita mwana sooka 😭😭😭😭
Aaah sorry, kunaMwari kudenga anopa vana
Nyaya yaFredy iyo ummmmm pakaipa
Chili chinonzi murume chekuti ungauraira mwana wako kuti murume akude we must put our children first before anything else
Kana murume asingade mwana wako siya
Shandira vana vako
Good evening tete maswera sei
In behalf of the periodic girl it’s either she can have the plant baby?or leave it? I stopped when I was 30 now I am 60 I am still playing I ts relatives playing games.
Vemushoko kuuraya mwana chero wanga wanzi regandiite bonde naye maibvuma saga remunhu dununu .kana mukasiwa umwe akauuya futi nema conditions ake mouraya futi imika
Ndakaosawo comment yekuti pane one of your videos tete ndichipawo kwandoziva kunobatsirwa vanhu pachena no mari,no publicity,kuchurch yaJesu chaiyo,but comment yangu was deleted so im wondering kuti kana pane imwe help yamusingade tipe vanhu here paplatform panapa?
Ngozi yemwana uyo Hama 😢
But be open kumunhu waunenge uri murelationship naye zvinokupa peace of mind nokuti iye zvino unogara uine fear. I know of someone ane the same problem a ne38yrs married but haana mwana nanhasi. Panoda Mwari zvesure vapindire
2nd confession try kumboenda kuChitown kwa Prophet Miracle Paul
Tinokutuka zidodi remai dai wasungwa wafira mujere chituhwane chemunhu wandirwadza dai kwakurikukuwona ndaibhagura kikitsonda mxa unobhowa ungawuraya mwana wako because a man does not want your child😢😢😢
Hapana munhu asinga ngezi sister pane munhu atora ropa ravo rekumwedzi vakarivhara. Chandinokuudza Mwari variko. Tendeuka hama vovana delivarence kuti zvese zvibve then vonamatira kuti Mwari vasunungure hupenyu hwako
Tete ini hangu ndinoda musikana uya anoti habare coz ini handicraft mwana coz ndine 2 hangu but I'm ready for relationship
Zvinofadza ka izvi
Sister we kusaenda ku nguva endai kwa Prophet Miracle Paul unoenda ipapo ipapo. Kugadzirwa or iwe wakabata kana kubatiswa
Hmmm first confession zvakaoma hazvo
Let’s pray with her tonight
Muriseiko tete haaa vanhu varikurarama zvakangooma munyika umu
Amài vekuda kusiya murume dzikamai mugare pamurume wenyu zvikomba zvinonyengera kunyepa munonotambura makutsvinyirwa
Zvikomba zvinokuda uri pamurume vako ,ingobva uone
Hi can she come over ku in box kwangu. Uyo wekutadza kuenda kunguva yake .
@@chakanetsazuze fb username please
@DarksecretsConfessions I am willing to help her
Ava veku gym don’t divorce keep cheating henyu because it’s a fling zvichapera
Tsvagai Jesu mose imi , Prophet Miracle Paul zvinopera izvi
Are you saying prophet miracle Paul ndiJesu?
Haasi wekunzi Snake bae here rimwe gore...itai mega zvamiracle paul
Sure mai avo vekuuraya mwana munoroya henyu kuisira mwana poison ndatya nemi
Uyo weklusaenda kuperiod anoenda asi ropa rotorwa nemunhu akaromba
Manje kuzouraya mwana just because of a man ,saka muchiri mese
She need delivarence my sister time is not on your side
Chandinoziva ndechekuti asina kukura newe siyana naye.
Makaberekeswa amai shamwari now a days hapana chinonzi shamwari tambana Mwari ndiye wekuudza nhamo dzako
Wena ulilema lendoda yakho uthanda Indoda okudlula umntwana owalala kwesakho isisu uyinja
Shame story no 1,saneta kunamata,Mwari ndewemunhu wese,He will answer your prayers.Sister no 2..if you are in zim,try seeking help ku zcc yekuMasvingo,yekwaMutendi ..you will be surprised,hapana Mwari chaasingagone
This woman who x her kid needs to be arrested because you can’t be walking free when you x someone
This is a spiritual problem zvotoda gwenzi mutandangozi kufukira nekugeza etc etc zvekunamata eh hameno zvoda vakayera kwete lukewarm Christians
Hi tete
@@politepowers2397 How are u Pee hop u having a great day
How can you slaughter your child because of mjolo,my gender mhani nxaaa wandibaya moyo
I wish to talk to you tete asi andizivi kuti papi
@@JoiceKing-t8g thedevotedw@gmail.com
I wll give I my watsap number
Ndakaosawo comment yekuti pane one of your videos tete ndichipawo kwandoziva kunobatsirwa vanhu pachena no mari,no publicity,kuchurch yaJesu chaiyo,but comment yangu was deleted so im wondering kuti kana pane imwe help yamusingade tipe vanhu here paplatform panapa?
@@andrewnyika8583 Apologies my brother maybe inenge yaka dilitwer ne UA-cam makaisa link here. Please leave the fone number so that Pple can get help
@DarksecretsConfessions no harm done tete
Hi tete