Diaspora Marriage Complexities: Mukadzi wangu anongowacha kana bhachura repamba pedu riripa off.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 лют 2025

КОМЕНТАРІ • 172

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 5 днів тому +9

    Dear God I pray that I won’t fall into this kind of marriage. May it never locate me. In the name of Jesus 🙏🏾

  • @FaraiMateza
    @FaraiMateza 7 днів тому +26

    Bamunini ve stove vanekarushusho kakavanda kanoonekwa ne munhu ane wisdom.

    • @MemoryMalunga-r3b
      @MemoryMalunga-r3b 6 днів тому +2

      Very true, vanoshusha babamunini ava.

    • @UserGmx-n8c
      @UserGmx-n8c 6 днів тому +4

      Sure he is taking advantage of her

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 6 днів тому +3

      Ukaona murume anototenga madomasi ziva kuti itori dambudziko

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 5 днів тому

      Gaslighting
      Narcissistic Personality

  • @b1nice923
    @b1nice923 4 дні тому +4

    2nd caller haambosiye murume. Akangonyengererwa akudzokera. Matauriro ake unotozviona kuti pakaipa. Dai ambosarudza kuchengeta vana kwete zvemurume uyu

  • @b1nice923
    @b1nice923 4 дні тому +2

    Second Caller ita serious. This guy clearly will never change. Ko kunogara kubasa ? Kupindwa kwese uku chaukuda chiiko? Sei vanhu muchiisa Mwari pamuedzo imi

  • @rumbie3934
    @rumbie3934 17 годин тому

    Vasikana mushonga wemufaro is to love yourself nekushanda. Murume akakunetsa or kana asingade kuti ubate mari yake, work musikana ukabhoikena unoenda kurestaurant wonodya cheziya rako or kunopedzera shungu mutrueworths wotenga hembe dzako nevana. Sly and love yourself, life is too short.

  • @gregtorto6119
    @gregtorto6119 7 днів тому +8

    Iyi nyaya haiyananisike pa foni.
    Yakakurisa.

  • @TandiLaureen
    @TandiLaureen 6 днів тому +9

    First couple's issues are very twisted now , guys musatambe nelonliness I believe it's true kuti vanomirira babamukuru vaite off kuti vawache washeni. Babamunini stove ego and ignorance yavo has contributed too much to this point and mainini has been failing to deal with all this , but chikonzero chaita musoro uteme ndibabamunini

    • @NancyNcube-ny2hv
      @NancyNcube-ny2hv 6 днів тому +3

      Kukurukura nemurume wauno sheya naye imba ....imhoswa here?

    • @greaterchinyowa6060
      @greaterchinyowa6060 6 днів тому +1

      ​@@NancyNcube-ny2hv Munenge muchikurukura dzeyi nemurume. Mkadzi wemunhu unokwazisa chete kuitira usajairirwe nevarume vevanhu.

    • @TandiLaureen
      @TandiLaureen 6 днів тому

      @NancyNcube-ny2hv waverenga ukanzwisisa here , I said probably she does laundry on his off day deliberately because she is lonely and wants someone to chat with generally , handiti she is not getting friendship or love from babamunin

    • @NancyNcube-ny2hv
      @NancyNcube-ny2hv 6 днів тому

      @@greaterchinyowa6060 uyo murume akatova bamkuru asisiri house mate kkkk. Mwana akachema ivo mai varibhizi . Bamkuru ndivo vanonyaradza mwana

    • @rejoicetakaidza9794
      @rejoicetakaidza9794 5 днів тому +1

      I know the feeling yamainini yekuchengeteswa mari but pakuronga munhu ornga enga I stood my ground kusvika munhu akuziva kuti handisi bank.

  • @lianamadzikanga8713
    @lianamadzikanga8713 4 дні тому +3

    That moment when Dr choga says ndimbobvunzawo hangu wotoziva kuti you have been making stupid decisions

  • @queenfireheavymachine1498
    @queenfireheavymachine1498 2 дні тому

    First caller I totally understand her

  • @grendamugadza160
    @grendamugadza160 5 днів тому +4

    Mainini dzidzai kumwa mvura kana muchitaura

  • @artwellmatimbe7899
    @artwellmatimbe7899 6 днів тому +6

    First caller ziva boundaries,,hakuna nherera inemurume

  • @NonhlanhlaVundhla
    @NonhlanhlaVundhla 6 днів тому +1

    Second caller waifanira kunge wakasiya dzvinyangwe iro kudhara dhara, lwe caller number 2 wakamboonrka munhu ari abudive or he should not know your moves ko akakuponda ponda?

  • @godfreychanza3275
    @godfreychanza3275 23 години тому

    Tete Tilda 😅 hanzi zvese hazvisina kana basa kkkkkkjjntakaenda takaenda

  • @D1groupEngineering
    @D1groupEngineering 6 днів тому +6

    Single mothers please try your best to stay single get a boyfriend but don't marry it's healthy for you and your kids

  • @cassandraker
    @cassandraker 6 днів тому +2

    First caller hoki imba yemazenge 😂😂😂😂Mainini vanga vasingade kugara mujecha. Baba regai mainini vatenge stove 😂😂..I am laughing but this issue is a sensitive issue...mainini is depressed she needs help ..Bamunini dai matendeuka...kasongo yeye bonayi nanga kasongo bona wewo bona wewo 😮😊

  • @rutendomavismoyo5171
    @rutendomavismoyo5171 7 днів тому +12

    Bamnini vestove yemachina stop emotional abuse period....mainini is reacting to your deeds....hana kuwoma sedombo ..imimi ndimi dombo racho kana crystal chaiyo ndozvamuri......
    Zvechitetendero it's not a must u are wrong
    Tauriranai mobvumirana

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 7 днів тому +2

      Sometimes hapana kuti uyu is right and uyu is wrong... munenge muchingova oil and water. Different personalities...

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 5 днів тому +2

    1:09:22 as if you have changed. Narcissistic tendencies, gaslighting pro max!

  • @UserGmx-n8c
    @UserGmx-n8c 6 днів тому +3

    Tete nadoc thanks neadvice yamapa kuna first and second caller

  • @letstalkngatitaure2899
    @letstalkngatitaure2899 4 дні тому

    Why is it that vamwe vanhu vanomirira kuudzwa zvekuita na Dr Choga when what they ought to do is obvious? I don't get it

  • @cassandraker
    @cassandraker 6 днів тому +3

    Mainini vechitwo mutori nedambudziko. Chiendai please musiyane nemurume uyu.

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 5 днів тому +1

    Ladies, hure hariteverwe kumba kwaro. She has nothing to loose. Ana maiguru please don’t do that to yourself. PLEASE DON’T!!!!!!!!

  • @NonhlanhlaVundhla
    @NonhlanhlaVundhla 6 днів тому +2

    First caller needs space from this man

  • @SharonMutsetse
    @SharonMutsetse День тому

    Yaaa yaaa chakafukidza dzimba matenga chokwadi haa first caller mainini varimunhamo

  • @TamariSimango
    @TamariSimango 7 днів тому +7

    Mainini vanotaurisawo. No respect for the husband

    • @ruramainhowe
      @ruramainhowe 6 днів тому

      Naiyewo murume anerushisho

    • @NellyChishava
      @NellyChishava 6 днів тому

      Which respect ahasi kupihwa mari,ahana nguva nemukadzi.kuita nyaya yemasowe always

    • @paullchick
      @paullchick 6 днів тому +1

      Hapana kutaurisa she is frustrated murume wacho anoshusha

    • @mamuleya
      @mamuleya 5 днів тому +2

      Mainini vakatumawa kutaurisa nerushusho rwemurume. Some men can turn you into a monster game, and I understand mainini

    • @simbytadz1860
      @simbytadz1860 4 дні тому

      Taura hako dear, they push you vanin'ina vaAdam ava, unotanga wakanyarara wotoona kuti munhu haasi kunzwisisa, unopedzisira wakutotaurisawo

  • @jgg55
    @jgg55 2 дні тому

    Mainini vakazara hasha neshungu shame. Ayi vazvishandira vasuduruka. This guy is an I know it all . Mainini zvekuramba muchichema Chema , what is the way forward?

  • @AliceMasilo-e1i
    @AliceMasilo-e1i 4 дні тому +2

    Bamunini ve stove vanoshusha apa zvakasangana madofo mayiri vese havanzwisise saka hapana kwatirikuenda

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 6 днів тому +5

    The guy wekutenga stove is insane. The woman needs to get a job and stop breeding with this guy and leave him alone. He is very abusive and controlling which has made her a vicious person. Don't let a person change you, move on before things get out of hand.

    • @UserGmx-n8c
      @UserGmx-n8c 6 днів тому +1

      True dear baba vanotenga stove kkkkk diamond stove vachiita kunge vanoziva apa hapana hapana havadi kuteerera vamwe at all ndarwadziwa namainini vachichema apa bleeding yaarikuita haana kana basa nazvo

  • @BarbaraMakusha
    @BarbaraMakusha 5 днів тому +2

    Ndoshamisika nema caller pavanenge vachidaidzwa mainini mainini mainini mainini babamunini babamunini vanenge vasinganzwe here nzeve dzavo kana votaura dzinengebdzavhara here

  • @ZoeyNgondonga
    @ZoeyNgondonga 7 днів тому +5

    Ahhh munebasa tete nasekuru kuita over an hour with one couple

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 7 днів тому

      Ndeipi 😅😅

  • @AvanaResto
    @AvanaResto 6 днів тому +2

    Bamudiki vaneka kushusha soo kavainako,ndichandagwinyira chaiye

  • @priscillandoro4014
    @priscillandoro4014 5 днів тому +1

    1st caller mainini mune makore mangani hatisi kuda amuri kuturner nhaika. Chepiri zvokwadi mainini tiri kuda kuvaka zvesure neky zvejoni izvi hazvisisina tsarukani nhai.

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 6 днів тому +4

    Pandogara vamwe hacgatonditaudzi because i told them handidi kudeedzwa nezita .
    Vanhu vanodherera

    • @MakahManiki
      @MakahManiki 6 днів тому +1

      Shuwa zvenyu imi hazviite

    • @MemoryMalunga-r3b
      @MemoryMalunga-r3b 6 днів тому

      Very true. Vanoshusha babamunini.

    • @lassie2640
      @lassie2640 6 днів тому +1

      Ndizvo zvakatadzwa na mainini ava hezvo zvava pfukira

  • @bernadettemudonha8002
    @bernadettemudonha8002 3 дні тому

    Mainini first caller muri chitofu motaurisa

  • @nolinendebvu5743
    @nolinendebvu5743 3 дні тому

    Kushungurudzwa kunoita kuti uite hasha saka i dont blame you mainini first caller

  • @danielnephaney6448
    @danielnephaney6448 6 днів тому +1

    First caller zviripatwo. Chekutanga iyo imimba ikuitisa noise
    Chepiri. Baba vavanogara navo he is tooooo old. Saka maonero angu vakashereketera mukadzi uyo

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 6 днів тому +1

    Recently lives were lost in byo mother killed her 2 children and husband , after counselling .
    Apo paanoti ndomuponda ponda panatyisa

  • @godfreychanza3275
    @godfreychanza3275 23 години тому

    Hanzvadzi chingomuudzai kuti rudo rwedu avematongo

  • @Mukoma1
    @Mukoma1 6 днів тому

    Unotadza kubika nemaoko kusvikira mavaka?

  • @FrankMoyo-j6j
    @FrankMoyo-j6j 2 дні тому

    Ko why ka song kenyu kekuvhura show kaine volume, boom kana Choga naTilder vave kutaura hanzvinzwike, this is the most irritating show.

  • @rumbidzaimamhungo4332
    @rumbidzaimamhungo4332 3 дні тому

    Munhu anozviti akanyarara ane hutsinye anoshungurudza zimhinzwa riri mudove anofinhura akanyarara kudaro.apa oita zvemasowe vamoswera achitsva musoro hai Mainn siyana nebenzi iro .unorara usambotya

  • @TafaraBhebhe
    @TafaraBhebhe 4 дні тому

    Respect your husband haunyari unoto shusha ndiwe

  • @NancyNcube-ny2hv
    @NancyNcube-ny2hv 6 днів тому

    Ndati here bamnini?

  • @NancyNcube-ny2hv
    @NancyNcube-ny2hv 6 днів тому +2

    Imi baba ve stove munopenga here imi sei muchitaurisa semunobva kuMasvingo. Munobhowa sa bamnini vaya vekuMasvingo vekutuka ambuya bachiti makakudzira vana mukomboni. Muri hure imi that's why muchida kuti girlfriend yenyu I've ndiyo inosarudza midziyo yemumba kwete muzimai wenyu. Imi bamnini makamitisa mukadzi wenyu iye asingazvizivi . Kumitisa munhu aripa family plan

    • @NancyNcube-ny2hv
      @NancyNcube-ny2hv 6 днів тому

      It's a crime kumitisa mukadzi aripa family planning. Ngavasungiswe bamnini ava😅😅😅😅

    • @tarirogumiremhete2788
      @tarirogumiremhete2788 3 дні тому

      Munhu anomitiswa sei aripa family planning?handisi kunzwisisa

    • @NancyNcube-ny2hv
      @NancyNcube-ny2hv 3 дні тому

      @tarirogumiremhete2788 kkkkkk

  • @MadzudzoChihwa
    @MadzudzoChihwa 4 дні тому

    Mainini can also try to stop fighting with benzi ravo iro that can help also.

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 6 днів тому +3

    Imba iyi mahumbwe ega ega kkkk vakapimana chaiko

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 3 дні тому

    1st caller mainini is the problem. She is too much.

  • @enockmakara
    @enockmakara 6 днів тому

    Doc natete panyaya yamainni vekuchema avo mapatadza mukadzi anopopota agarike naye zvamwari chaizvo marohwa inonzi emotional blackmail namai avo

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 4 дні тому

    First caller mundipe num dza bamukuru nditi n'unun'nu navo

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 6 днів тому +1

    Second caller siya mahumbwe auri kuita ayoo uchengete mwana wako

  • @rumbie3934
    @rumbie3934 17 годин тому

    First caller you are not pregnant you are stressed

  • @MadzudzoChihwa
    @MadzudzoChihwa 4 дні тому

    Second caller muri pabarika nakedha uyo tambai mese mujairane.

  • @nontandochibi6909
    @nontandochibi6909 5 днів тому +1

    First caller I sense a bit of abuse. Dodging issues dza mainini by maximising zvinhu zvisina proof. Murume anotenga kubva kupoto kusvika kudomasi here? Nyaya ye washen not making sense. Just move to another place musiye bachelor uyu. Askana shandai muite mashereni enyu veduwe unotadza kutsenga chappies chaiwo usina mari. Ko kwa Dr???

  • @b1nice923
    @b1nice923 4 дні тому

    Murume wefirst caller umm haa zvinoda akashinga. That guy is abusive. The women seems as if aive munhu bho but achinjiswa nethis guy

    • @tarirogumiremhete2788
      @tarirogumiremhete2788 3 дні тому

      Aitova munhu bhoe akatombofona , munhu bhoe zvekuti but she is tired

  • @koeksistersamoosa6456
    @koeksistersamoosa6456 6 днів тому +2

    Caller number 1 unotaurisa veduwe yoo haumedzi mate hapana murume anogara nezvakadai yoo😂😂

    • @NellyChishava
      @NellyChishava 6 днів тому

      Munhu ahangamuke achitaura pane zviri kuita pa chimarriage icho

    • @firstlady2671
      @firstlady2671 6 днів тому

      Murume wacho anedambudziko hombe.

    • @ednashumba8326
      @ednashumba8326 5 днів тому

      Ndatombozvifunga but ndazotereresa handizvo,mukadzi arikupedza shungu dzake murume is too controlling and failing to love his wife.

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 6 днів тому +1

    Maininii vasiye nezvikwereti zvavo avo kuchengeta vabereki vako urege kuchengeta benzi iri

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 6 днів тому +1

    Uyo mkadzi wekuchema mamugona ungachemera munhu asina basa newe move on paunodiwa unozviona paisin

  • @HeAloneIsGod9901
    @HeAloneIsGod9901 6 днів тому

    1st caller murume anonetsa if you understand manipulaters well... She is really tired and he takes advantage of her situation nekuti hauna kwekuenda but becareful babamunini that bachelor will take over and you be left with no family because Hauna time naye

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz 6 днів тому +1

    Bamnini vestove mukwane mune rushusho zvebasarei kunzi ndeip inga kumabasa... ndozvatongoita saka zvoreva takudanana here...ko church inomanikidzwa munhu here haaaaa munoda dzidziso imi....apa haunzwisise

  • @BarbaraMakusha
    @BarbaraMakusha 5 днів тому

    Sekuru Choga natete Tilda mune basa makashonga shuwa

  • @NyashlyGwanzura
    @NyashlyGwanzura 6 днів тому +1

    Mainini first caller iproblem chaiyo aaaaah bodooo pamuromo

  • @Ehee-c2e
    @Ehee-c2e 4 дні тому +1

    First caller l'm sorry imba iyo haigadzirisike bcz i50 - 50 hapana anoda kuteerera mumwe vakasangana handizive kuti vangabatsirike sei...

  • @Gnz263
    @Gnz263 6 днів тому

    Uyoooo madzibaba uyooo ngaasazungaire arikumirira kuti aporofitwe kumasowe here kuti uri kukwirirwa mukadzi? Usapuseee mupostori enda unotsvaga umwe mukadzi kwete zvekupusiswa nevanhu avooo mhaniweee. Ukuti vanhu vanoitana ndeip ndeip kana usipo indipo ndipo vakanodyanana vakayenda vakayenda

  • @EdmoreDoro
    @EdmoreDoro 4 дні тому

    Mune pamuromo munotaurisa dambudziko ndimi simba rakawandira pamuromo sepinjisi hautereri tete vachida kutaura nemi

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 5 днів тому +1

    I feel like you’re wasting time with this lady. She won’t leave certainly she loves benzi remurume wake uyu. She has more excuses for this guy, haasiye imba uyu

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 7 днів тому +22

    First caller she is equally to blame: she talks too much

    • @gregtorto6119
      @gregtorto6119 6 днів тому

      Yah shuwa.
      Ndewe ma skits kaa sezvambotaurwa.
      Maskits anoda munhu anototaurisa

    • @igurukuru
      @igurukuru 6 днів тому +1

      ​@@gregtorto6119iwe nyarara ndimbo taura 😂

    • @gregtorto6119
      @gregtorto6119 6 днів тому

      Lol😹​@@igurukuru

    • @maideyirabvu7394
      @maideyirabvu7394 6 днів тому +3

      She’s hurting

    • @lassie2640
      @lassie2640 6 днів тому +4

      Apa ndiyo team inofara kukanganwa kuti akaroorwa. Dai aka respect kuti akaroorwa oziva ma limits pavarume dai pasina drama rese iri

  • @JosphineKamhaka
    @JosphineKamhaka 6 днів тому

    Second caller it's better to stay single panekuva mumarriage yakadi ,mukati madzimai veduweee

  • @MadzudzoChihwa
    @MadzudzoChihwa 4 дні тому

    Mainini vaidawo mupostori and expect not kupfeka magemenzi,

    • @joycemafigo3517
      @joycemafigo3517 4 дні тому

      Hanzi murume akazotanga kuenda kupositori vavekugara vese saka pakaipa

  • @GatsiBlessed
    @GatsiBlessed 3 дні тому

    Mainini ngavamboenda kunorairwa no respect and too talkative... Hakuna imba ine mabhuru maviri

  • @malverngwisai1882
    @malverngwisai1882 6 днів тому

    First caller ndovanonzi varume vanoshusha and arikushungurudza mukadzi haatombozive kuti rudo mukadzi uyo atodeveloper bitternees

  • @TafaraBhebhe
    @TafaraBhebhe 4 дні тому

    Misodzi ye garwe iyo kanonyepa ka hure ako

  • @angelmudzingwa6316
    @angelmudzingwa6316 5 днів тому

    Program ya nhasi was depressing

  • @grendamugadza160
    @grendamugadza160 5 днів тому

    Babamnini dzidzai kuteerera kana muchitsiurwa hmuteereri munejerasi

  • @maulinebhande1146
    @maulinebhande1146 5 днів тому

    First caller nhumbu inenge ine hasha haidi murume zvachose

  • @TafaraBhebhe
    @TafaraBhebhe 4 дні тому

    Utori hure iwe joki chairo joki

  • @tanyamilewski5700
    @tanyamilewski5700 6 днів тому

    First caller ask neighbor friend to help you get busfare and leave that man. You can’t go insane over a man who doesn’t live or care about you.

    • @NancyNcube-ny2hv
      @NancyNcube-ny2hv 6 днів тому

      True nokuti vanoswera vachi confortwa na neighbour

    • @mamuleya
      @mamuleya 5 днів тому

      True aaah she's now mentally disturbed. Abuse yaari kuitwa yakaoma

  • @Mukoma1
    @Mukoma1 6 днів тому

    Kamuchacha ako siyana nako iwe😊

  • @TeresaVoorendyk
    @TeresaVoorendyk 6 днів тому +1

    Mainini avo havakudze murume wavo

  • @TafaraBhebhe
    @TafaraBhebhe 4 дні тому

    Hasha idzo kusarohwa uko

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa 6 днів тому

    Vakuranga avo vakaroorana vanhu vasinga enderani umwe masowe umwe ma skits 😅

  • @emelygodzongi667
    @emelygodzongi667 5 днів тому

    2nd caller sorry shar. Waakmbozama zvaramba izvi rova pasi iiii

  • @EniyaDeke-w4l
    @EniyaDeke-w4l 7 днів тому +2

    Mukadzi ngaterere murume wake

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 7 днів тому

      Kanenge ka drone 😅😅😅

  • @mamuleya
    @mamuleya 5 днів тому

    Baba avo is a narcissist, mainini wo vane immaturity hautsamwe zvekupwanya zvinhu

  • @NellyChishava
    @NellyChishava 6 днів тому +1

    That man is very useless first caller leave that nonsense my sister u still young mhani

    • @NancyNcube-ny2hv
      @NancyNcube-ny2hv 6 днів тому

      😅😅😅😅😅😅 Amen ibenzi dofo risingadi kudzidziswa

  • @Mukoma1
    @Mukoma1 6 днів тому

    Nzenza hamumbodzigone vakomana ummmmmm munokurira muvhu sembambapira natwo twumagananda utwu

  • @Mukoma1
    @Mukoma1 6 днів тому

    Kabenzi ako. Mupengo Rosy

  • @tatendamurade8087
    @tatendamurade8087 7 днів тому

    Mainini varipa hasha 😅😅😅

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 6 днів тому

    Ava madzimai vemasowe vekukotamira mukomana wekuseri pa washen rovai pasi amai musati matora mhosva. Dai matiudzawo hedu kuti Hoki iyi chii

    • @TraceyKambuma
      @TraceyKambuma 5 днів тому

      Hoki imba yemazengi, it's like cabin yemarata

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 5 днів тому

      @ waita hako, ini kutonetseka kuti chii chinhu ichocho chinodowa so much na Madzibaba Ava 😂

  • @Maisibongile
    @Maisibongile 6 днів тому

    1hr pamunhu umwe chete murume anonetsa uyu

  • @Mukoma1
    @Mukoma1 6 днів тому

    Njapisi is a liability

  • @EniyaDeke-w4l
    @EniyaDeke-w4l 7 днів тому +1

    Ndatangawo nhasi

  • @calistaashwood
    @calistaashwood 7 днів тому +1

    Marriage iyi mahumbwe chaiwo

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 7 днів тому

      😅😅😅 different personalities dzakasangana. They didn't do enough dating, apparently

  • @EniyaDeke-w4l
    @EniyaDeke-w4l 6 днів тому

    Soryy haa zvakaoma

  • @TandiLaureen
    @TandiLaureen 6 днів тому +4

    Second caller zvivindi zvekuendera girlfriend munozviwanepi kumwe kwacho kupusa ko dai makaremadzwa pedzeranai nemurume wenyu the way you put too much effort on the other woman is kinda of foolishness, use all that time to take care of yourself, kids , work, health and a whole lot of other things than to force a whole human being to love you . You see to know a lot about the other woman than you might know about yourself or kids , stop following this woman's moves and live your life because she is living hers

  • @ottiliahumbira5910
    @ottiliahumbira5910 6 днів тому

    Makaura makamhanyira imba

  • @grendamugadza160
    @grendamugadza160 5 днів тому

    Munoshusha bamnini

  • @sofiamusangeya3636
    @sofiamusangeya3636 6 днів тому

    Bamunini you are the worst bully. Munenge musina rudo. Mainini torai break.

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 5 днів тому

    first caller mai avo idrama queen

  • @Mukoma1
    @Mukoma1 6 днів тому

    Mahure anosapotana

  • @calistaashwood
    @calistaashwood 7 днів тому +1

    Second caller u are too desperate unoda marriage zvakanyanya uchafa nechirwere chengeta mwana wako siya rombe iro

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 7 днів тому

      It's cold out there... mosr single mothers akapinda mu marriage anopinda ne desperation yakanyanya ...

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 7 днів тому

    Premarital counselling haishande: vanhu must dzidza each other before marriage

    • @MadzudzoChihwa
      @MadzudzoChihwa 4 дні тому

      Inoshanda because most of the problems people encounter are due to lack of knowledge and poor communication. Plus during premarital counseling you will be able to be equipped with possible challenges and possible solutions from experienced counselors.

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 4 дні тому

      @MadzudzoChihwa counselling cannot change someone's character/ personality: kana munhu iri mbavha, anenge ari mbavha. Spend your time knowing character yeumwe wako, and decide from a point of information