The one ye munhu akakumbirwa weti iyo, I saw a post on FB as well ine same story line ye Kuti ndawana mbinga but nhumbu handina, saka it's a serious thing that's going on
Majority of those in diaspora vakaenda iri trial and error kuri kuzama kutsvaga kurarama. This is one of the situations yeku Oman iyi. So sad zveshuwa. Unodemba dai ndakagara nenhamo yanga iripo. I can't even imagine the thoughts uchirariswa nembwa and uchidzoka kumusha wave kurwara, apa you can't even warn your fellow countrymate of what she's about to get herself into. Pamwe dai mambozama kutonamatirwa zvakasimba or even chivanhu chaicho because at this point you need healing both physically and mentally amainini.
Hi tete nhasi mandigonera ndikuita kuspakwa zvangu nyaya after nyaya I love maverengero enyu nyaya and ndotokufarirai zvekutodaro ku subscriber ndokwedu manje tete ini dzangu nyaya dzandinadzo huuuuuuuu dzokunda ngoma kurira mungapedza mwedzi wose pa all your confesions amunotumigwa nevanhu panenge paneyangu life yakawoma pane vanoti inyaya dzenhema ayiwa ichokwadi chavane vachiverenga
Wekubirwa mwana sorry chokwadi hama yangu ndarwadziwa kuti une rudo. You are a great woman vazhinhi varikutaura zve abortion but iwewe wakashinga dai Mwari akutunga mirirawo akupawo murume ne vamwe vana..
Ende futi soo ka. Bamnini ndiye pindei mubhawa muchisiya mukadzi wenyu mumba, motorara naye pasina dziviriro apa modzoka monorara nemudzimai wenyu. Nhaimi manga mashayei imi? Varume dzikamai nhaimi. Mapedza moramba nhumbu and these are the results. Apa your wife still doesn't know hondo dzamakanopara idzi.
Dear cocostic Tete zvimwe zvana Daphne vaitaura kuti mamwe ma videos haana direction rangovawo drama riya. Some people are just bitter imi rambai muchi bata basa you are appreciated shem. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@DarksecretsConfessions Isu tinofara but hey vanhu kunze uku vakuita zve mufirimu. Ma confessions ari kubuda aya atori traumatising asi kuterera hstiregedzi. 😀
Hi tete. Ini ndinewo mubvunzo. Ko ivo mbuya vaye vangachirarama sei vasingagoni kuzvibatsira? Vanga vatori vapenyu here? Vaigoti musikana arimumba umo sei ivo vasingawoni kana kunyatsonzwa? Edit: Pamwe hama dzemusikana nambuya dzinoshinwa. Dzinoziva kuti mbuya nemwana wavo vanhu vakafa. How could a lady of the night be staying in a dilapidated house inomera uswa unless this was an abandoned place with no one staying there? Mashiripiti chaiwo🙆🏾♀️
Tete these Sistas of us haticha ziva kuti tonzwa tsitsi here kana kuti tofara bcoz vari kudzokorora ma mistakes akazara avano ziva.Nhamo yavo yanyaya kudini inofana neye kwana Congo here kuri kurira pfuti nema bomber.Angova mahure aya
#1: According to my opinion, it was a spirit hovering It captures those who expose themselves to them 1 st Peter 5:8 The other thing is that prostitution reduces a man: Proverbs 6:20-35
Hie Tete, your channel is saving many lives, keep up the good work 🎉
@@victoriadzvimbu9926 🙏 Thank you
The one ye munhu akakumbirwa weti iyo, I saw a post on FB as well ine same story line ye Kuti ndawana mbinga but nhumbu handina, saka it's a serious thing that's going on
Waitadzawo kunyumwa weti 1500 us ummmm zvimwe ityaiwo
Last confession ngavangobvisa chibereko chacho
No sisi vakaketya vari vapenyu murume ndokuramba nhumbu, sisi ndokuzviura nemushonga waakaona uyo ,,,tirikudzidza asi hameno kuti varume ava varikudzidzawo here Tete nekuti varume vanonyepa havagone kana kutiwo ndinemukadzi asi ndabatwawo nemweya hangu wechihurehure ,varume vakonzerera confusion nyika dzose naiwo vakadzi kuzungaira kwanyanya kunyanya vakadzi vepa Zim handizive inzara here 😅😅😅 kana kuti nungo chaidzo dzekuda kuchengetwa seusina maoko kuda mari yausina kushandira
Majority of those in diaspora vakaenda iri trial and error kuri kuzama kutsvaga kurarama.
This is one of the situations yeku Oman iyi. So sad zveshuwa. Unodemba dai ndakagara nenhamo yanga iripo.
I can't even imagine the thoughts uchirariswa nembwa and uchidzoka kumusha wave kurwara, apa you can't even warn your fellow countrymate of what she's about to get herself into.
Pamwe dai mambozama kutonamatirwa zvakasimba or even chivanhu chaicho because at this point you need healing both physically and mentally amainini.
Ha pakashata yoh😢😢
Hi tete nhasi mandigonera ndikuita kuspakwa zvangu nyaya after nyaya I love maverengero enyu nyaya and ndotokufarirai zvekutodaro ku subscriber ndokwedu manje tete ini dzangu nyaya dzandinadzo huuuuuuuu dzokunda ngoma kurira mungapedza mwedzi wose pa all your confesions amunotumigwa nevanhu panenge paneyangu life yakawoma pane vanoti inyaya dzenhema ayiwa ichokwadi chavane vachiverenga
We want u in person if u dnt mind mozoita kutiudza Dzese face to face kudai
2. Munhu uno yenda pamweya first ahhh
Yes tete , uyo last confession ngaamvozama kumwa vana vemumvee. Unobatsira tete
Thanks, tete, for program, yenyu titori pachikoro please hapana mhunu anokupa mari yakadharo mahara
Mangwananii sister ne vadare pano nhau ya mkoma vokudanana ne musikana wepadivi penzira
Sokuona kwangu akadanana nemunhu akafa chipoko
Iko kutonhora neku disappear masikati .Kusada light,ndezveusiku chete
Yooo😢
Wekubirwa mwana sorry chokwadi hama yangu ndarwadziwa kuti une rudo. You are a great woman vazhinhi varikutaura zve abortion but iwewe wakashinga dai Mwari akutunga mirirawo akupawo murume ne vamwe vana..
Ende futi soo ka. Bamnini ndiye pindei mubhawa muchisiya mukadzi wenyu mumba, motorara naye pasina dziviriro apa modzoka monorara nemudzimai wenyu.
Nhaimi manga mashayei imi? Varume dzikamai nhaimi.
Mapedza moramba nhumbu and these are the results.
Apa your wife still doesn't know hondo dzamakanopara idzi.
Akanga arimupenyu ndofunga hwakange hwave hupenyu hwake hwekurara nevarume kt vaone kurarama
Volume iri pasi too much😊
@@emmagaba9798 yes I noticed apologies
@DarksecretsConfessions thnx tete . Tetichirerera tichishanda saka wewachisa fon pa zheve wombomira basa 😂
Maone
Can’t she remove the womb?
I love you tete murisei
I saw a post today on FB yemunhu akuda weti akubhadhara 350us ...haa nyika yedu yashata
Dear cocostic Tete zvimwe zvana Daphne vaitaura kuti mamwe ma videos haana direction rangovawo drama riya. Some people are just bitter imi rambai muchi bata basa you are appreciated shem. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@@lloydmapuranga3826 Mr Mapuranga Muri sei😆🙈cocostic
@DarksecretsConfessions Isu tinofara but hey vanhu kunze uku vakuita zve mufirimu. Ma confessions ari kubuda aya atori traumatising asi kuterera hstiregedzi. 😀
@@lloydmapuranga3826 kuterera is a must🤣🤣🤣
Kwa Jackie Ngarande somebody asked for weti yemunhu anenhumbu paying $300 😮
Hi tete. Ini ndinewo mubvunzo. Ko ivo mbuya vaye vangachirarama sei vasingagoni kuzvibatsira? Vanga vatori vapenyu here? Vaigoti musikana arimumba umo sei ivo vasingawoni kana kunyatsonzwa?
Edit: Pamwe hama dzemusikana nambuya dzinoshinwa. Dzinoziva kuti mbuya nemwana wavo vanhu vakafa. How could a lady of the night be staying in a dilapidated house inomera uswa unless this was an abandoned place with no one staying there? Mashiripiti chaiwo🙆🏾♀️
@@mels5220 looks like chipoko cz she said Murume wangu uyu ari apa
Kunze kune vanhu, yhooo quick money yanetsa hameno kuti tinosvika kupi
Ehe zvinoitika kuti mukadzi anogona kupiwa mimba nemunhu akafa achitobara vana vapenyu ndakazviona kaviri ku Nigeria
Varume siyai chihure maritualists nezvipoko too much
Tete these Sistas of us haticha ziva kuti tonzwa tsitsi here kana kuti tofara bcoz vari kudzokorora ma mistakes akazara avano ziva.Nhamo yavo yanyaya kudini inofana neye kwana Congo here kuri kurira pfuti nema bomber.Angova mahure aya
Tete ndarwadziwa zvangu nenyaya dzose asi dziri kudzidzisa yoooo
Hie tete, ndinoda kutaura pamusoro pamai vekurara nembwa ndongoti Dai vabviswa chibereko chacho
@@VivianMushayikwa Shuwa
Dai kufunga kwebenzi
Tete vakaromba nemwana
Hello tete maswera sei henyu
Ko varume ma condom akanga apera munyika here haaa mune ma1 ndimi munofamba muchi tapudza chiwere
Obvious akapiwa nhumbu achiri mupenyu ndokurambwa arambwa kudaro akazozviurayaasi zvinoreva kuti akanga ari musikana wemu round
Iiii veduwe zvakaoma
Last imbwa iyo chikwambo chino vapa mari .
#1: According to my opinion, it was a spirit hovering
It captures those who expose themselves to them
1 st Peter 5:8
The other thing is that prostitution reduces a man: Proverbs 6:20-35
I don't think her miscarriage and kukumbirwa weti are linked. Coincidence.
But it’s believable especially with how witchcraft is cox trust me they will make it so unbelievable that it will make you look like a mad person
Hie tete.Nyika dzemaArab echi Muslim havadi vanhu vatema dzakawanda nyaya dzirikuitika ikoko vanhu vachirariswa nembwa nenyoka vachikiirwa vatorerwa mapassports avo.Imbwa yehurombwa yavairariswa nayo iyo vanoromba vachishandisa vasikana vebasa vechitema.Tsvagai anokunamatirai nemiwo muchemere Mwari akusunungurei nekuti zvinofanira kunzi musvike pakuzofa zvirikuitika pamuri
@@littlestar6235 Amen praying 🙏 and Prayer