Nyabira: "Vanhu ava ndivana Satani chaivo" vanhu votaura mushure mekunge guva raHerzel rafukunurwa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 кві 2024
  • Nyabira: "Vanhu ava ndivana Satani chaivo" vanhu votaura mushure mekunge guva raHerzel rafukunurwa
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 229

  • @zimmeidai6754
    @zimmeidai6754 2 місяці тому +79

    I salute bamunini nekumira namaiguru

    • @pamelanyabereka968
      @pamelanyabereka968 2 місяці тому +10

      Bamnini to the world!

    • @user-qq4eo8cg6q
      @user-qq4eo8cg6q 2 місяці тому +7

      Amen dai vana bamnini nana bamkuru vachiita moyo sewa bamnini

    • @nancyngobeni6105
      @nancyngobeni6105 2 місяці тому +11

      Ndivo bamuni vaye hr namaigru vakauya nenyaya pakutanga kwa aunt Tilda kn vave vamwe

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no 2 місяці тому

      Vangadai vakamira navo mwana asina kufa 😭😭😭

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no 2 місяці тому

      Zvagara hama ndobasa radzo dzomira Mira kana munhu afa chete

  • @missgee1981
    @missgee1981 2 місяці тому +48

    Mukoma vane rosary avo for president 😂😂👏👏👏👏👏vari kurwadziwa

    • @tsimaso
      @tsimaso 2 місяці тому

      Havangatadze zvorwadza

    • @josephined8931
      @josephined8931 2 місяці тому

      Uye ataura zvine musoro, zvinorwadza zvikuru arwadziwa izvo zvinorwadzisa zvikuru

    • @witnesschivhiya252
      @witnesschivhiya252 2 місяці тому

      Apenga wena😂

    • @charliedickie5945
      @charliedickie5945 2 місяці тому

      I second 👌

    • @nyashabuwerimwe-sw6qu
      @nyashabuwerimwe-sw6qu 2 місяці тому +2

      Kkkk hanzi vanoisa tsvimbo pa door wotoziva kuti Muna baba arubata basa mukati umu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 2 місяці тому +26

    Mai Hezel makaroorwa nebenzi haro asi mhuri yacho vanhu vanemoyo

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 2 місяці тому +25

    Ishumairi haazi kuda jail sentence arikuda Hanging please 🥺 taneta naye isu

  • @hazelkasinamunda-sb1zl
    @hazelkasinamunda-sb1zl 2 місяці тому +18

    Hazel fight we want justice chakakuuraya ngachibude pachena sazita wangu

  • @user-ci8un2tj4h
    @user-ci8un2tj4h 2 місяці тому +27

    Madzibaba lshamel ndisatan havatye Mwari

  • @waynmars9952
    @waynmars9952 2 місяці тому +29

    Musanyanyonetseka henyu Zanu ine corruption zvayo but ava vanonyura ava smart, Gumbura akanyura but dzake dzanga dzitorinani pane idzi🚮

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 2 місяці тому

      Ivo vakatobuda ne bail hausuiziya ZANU kuti inoziyans na Ishmail

    • @makaitahove5142
      @makaitahove5142 2 місяці тому

      ​@@mesiMutepfahavana kumbobuda nebail teerai nyaya iyi mushe
      Haa arikunyura hake Mirai muchanzwa kana yapera kuferefetwa

  • @jeminasimbi593
    @jeminasimbi593 2 місяці тому +13

    😢true mukomana ataura uyu,vanhu vemunhauranda ngavaite toyi toyi pasi neNyabira,member in charge aiyivepo ngaasungwe ayiziva nyaya idzi

  • @user-se3wk6vv2p
    @user-se3wk6vv2p 2 місяці тому +16

    Ngapavharwe pa farm vanhu avo ngavadzingwe

  • @user-xy8cj3mr7w
    @user-xy8cj3mr7w 2 місяці тому +31

    iiii ndizvo chaizvo kuti Ishmael anoshandisa ma body parts evafi ndosaka achiramba kuti hama dzemufi dziite body view

    • @jdchiadzwa
      @jdchiadzwa 2 місяці тому +7

      Anenge anototengesa ma parts. Kuita business rema body parts. Kuita breeding people for profit by selling parts

    • @elizabethmutimbanyoka3485
      @elizabethmutimbanyoka3485 2 місяці тому +7

      ​@jdchiadzwa and I think vanhu veku Cannan voitodya nyama yevanhu without knowing. Ko nyama yavarikuti vanodya everyday inobva kupi

    • @shephardmunsaka-og5wm
      @shephardmunsaka-og5wm 2 місяці тому +1

      Yeah anotengesa zvitunha uyooo

  • @brendanawate3048
    @brendanawate3048 2 місяці тому +14

    But sei makuva ese arikungowanikwa zvakafanana kana makuva afukunurwa pane zvikuitika chete

  • @user-vy4zo4sk1i
    @user-vy4zo4sk1i 2 місяці тому +15

    Nzvimbo iyi inaSabhuku herr..kudai Sabhuku..nepolice yese..even Councelor..vamboburitswa basa..

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 2 місяці тому

      Ha Ha Ha ha Ha!! Ko ma votes acho anobva kupi? You don't understand that zanupoof and the opposition are in agreement and want this to continue.

  • @nobuhlegumbo9712
    @nobuhlegumbo9712 2 місяці тому +12

    Hezvoo professor muguva maiva nezvakaro,Hezel mune zvakadaro eeeh kureva mumakuva mazhinji maiitwa zvinorova,vabvunzei kuti zvaishandeiko

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no 2 місяці тому +17

    MuZim satani ndomaagere chete nyaya dzacho ummmm

  • @Her_Self..
    @Her_Self.. 2 місяці тому +9

    Well done Hazel you have fought a good fight. Wakaramba kuyenda ziyeke yeke

  • @rutendomutariswa9225
    @rutendomutariswa9225 2 місяці тому +1

    Zvakaoma sure destiny tokumbirawo muende mudzimba dzembwa mapotsori aya timboona inside machoni kuti muriseiwo, sis stella your interviewing is on another level keeep it up love your work

  • @barbaramupawaenda3076
    @barbaramupawaenda3076 2 місяці тому +7

    Guva Ra professor muhwati rainzi raiva nerazor nechigubhu, haaa hurombwa chaihwo ,

  • @dzidzaisibanda7069
    @dzidzaisibanda7069 2 місяці тому +7

    Ishmael na mnangagwa same WhatsApp group

  • @DadairaiMamwoyo
    @DadairaiMamwoyo 2 місяці тому +1

    Baba avo pliz vaisey pakahwanda vanourayiwa vaburitsa secret yekumusoro
    Kumusoro ndokune yese ndapota vachengetey kani

  • @user-se3wk6vv2p
    @user-se3wk6vv2p 2 місяці тому +8

    Vanhu vakaitwa ma zombie😢

  • @user-xo2od7bg4f
    @user-xo2od7bg4f 2 місяці тому +8

    Ngavadzingwe vese kunyangadza dunhu mambo varikuti kudii venzvimbo iyi pamwe vaidyawo naye satan uyo

    • @sherrylyeukai178
      @sherrylyeukai178 2 місяці тому

      Anga akutozviti ndiye Mambo ka Ishmael uyu

  • @petermutabwanhi480
    @petermutabwanhi480 2 місяці тому

    I have worked in mental health hospitals and looked after people like Ishmael
    In a normal country madzibaba Ishmael should be in a mental health hospital because munhu arikutokonya uyu

    • @SiboshyletKhupe
      @SiboshyletKhupe 2 місяці тому

      Mentally hospital yeyi ,ngaende kuprison uyu

  • @trymoremudzara6218
    @trymoremudzara6218 2 місяці тому +1

    Mai ava vanogona kubvunza nyaya

  • @nickywulffen552
    @nickywulffen552 2 місяці тому +8

    1 person
    1 statement
    1 answer
    Mkoma watsamwa shuwa 😂

    • @ZvikoMorebChidau
      @ZvikoMorebChidau 2 місяці тому +1

      Aiwa zvinogumbura ukaona murume onzwira tsitsi munhu kadzi kna mwana anenge arwadziwa

    • @tinahatina3103
      @tinahatina3103 2 місяці тому

      Brainwashed and programmed

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 2 місяці тому

      And YOU? This is happening EVERYWHERE in Zim. People are dying like flies believing religious nonsense!!

  • @user-kz4xp7en5n
    @user-kz4xp7en5n 2 місяці тому +2

    ED is part of these so called churhes.
    Inga wani makambovaona kumapositori ikoko. Vese vana Chiwenga nanaMugabe kana vanaGrace amusati makambovaona here ikoko vari mumagemenzi.

  • @samjoe2154
    @samjoe2154 2 місяці тому

    Mwana waNgona uyo , well said sekuru vangu

  • @mejurychimwai6086
    @mejurychimwai6086 2 місяці тому +1

    Sei vaingoviga vanhu nereza

  • @rosemarydzamara7857
    @rosemarydzamara7857 2 місяці тому +2

    Iyi church ngatorambidzwa zvachose, chii chakadayi, chinamato chekupi, uummm shame

  • @user-zh8om2hy3p
    @user-zh8om2hy3p 2 місяці тому +2

    Ko mapurisa anozoti yava secret sei iyo nyaya yabuda pachena ndopanotangira kugarirwa kwenyaya secret yacho yei yavasingaudze mai wemwana kana bamnini hanty chokwadi ndochikudiwa

  • @charliedickie5945
    @charliedickie5945 2 місяці тому +6


    Salute Stella Muusha

  • @chibwarisvo4154
    @chibwarisvo4154 2 місяці тому +3

    Vanhu ava vakuda kurohwa ne shamhu chaiyo KO variku vigireyi vana

  • @user-xo2od7bg4f
    @user-xo2od7bg4f 2 місяці тому +2

    Ishu ngatongerwe rufu kana life mujeri satan wemunhu zimuroyi chairo

  • @joycechembe3157
    @joycechembe3157 2 місяці тому +4

    Hanzi kwete munin'ina wasatani ,mukoma wasatani😂😂😂😂

    • @missgee1981
      @missgee1981 2 місяці тому

      😂😂😂😂 taakutsvaga baba va satan manje

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 2 місяці тому +4

    Nyabira, Banket areas kwakawoma zvako varoyi too much especially mumapurazi makatakura apo vanhu vacho havana chinobatika kana1 , kuzere marudzi akawanda no imwe issue

  • @chipangamazano
    @chipangamazano 2 місяці тому +3

    Zvakaoma zvevanhu vechurch iyi. Pfungwa dzavo dzakatoparadzwa havafunge ava

  • @sanelefukutwayo1243
    @sanelefukutwayo1243 2 місяці тому +1

    Razor neDish/. Nekachigubhhu zvaivepo again murinda raProffessor . Ishumaeri ngaavharigwe maKeys akandwe mugungwa

  • @MaggieTshuma
    @MaggieTshuma 2 місяці тому

    Bamnini mune rudo , this is heartbreaking

  • @MiriamNdongwe-my5pn
    @MiriamNdongwe-my5pn 2 місяці тому +1

    I salute Helez vakaoma varamba kumbunyikwidzwa you are a heroin Ishu ari kunyura chete

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 2 місяці тому

      Team rake rakabuda zuro hasungwi uya ummm

  • @Mimiemimzi3254
    @Mimiemimzi3254 2 місяці тому

    Nhaimi i hope iguva rake zve sure ,ko sei mwana asina kuoneka kana dai anga arimo,panofukunyukwa vanhu 2 havaoneki here mwana akamuisepi Ishmaeri? Big up for nyabira gheto youths kumira nekutaura zvese zvehuori and i hope mashoko enyu achakosheswa

  • @spencerrmusvibee9260
    @spencerrmusvibee9260 2 місяці тому

    Ahaaaa ngavasungiwe

  • @chituraahmedmelody6318
    @chituraahmedmelody6318 2 місяці тому

    Zvakaoma veduwe😢😢😢😢😢😢 Ishmael moyo wako wakaendepi chaiko

  • @user-cs2wl1jh1y
    @user-cs2wl1jh1y 2 місяці тому +1

    I think wese aiuraiwa aichekwa nyama vodya ini

  • @freegracesibanda690
    @freegracesibanda690 2 місяці тому

    That is why we are suffering in this country God is in happy at all

  • @beaulachatikobo2892
    @beaulachatikobo2892 2 місяці тому +1

    Mataura.baba zvinemusoro, huye mune moyo wemunhu haikona vanamadzibaba venhando vakazara neudzvanyiriri

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa4803 2 місяці тому +2

    Kudai panzi kune demo ya chamisa maiona zvaiitika very fast bt iyo ma postory vachiri kungoita zvavada

  • @user-th9jp1ud4l
    @user-th9jp1ud4l 2 місяці тому +1

    Mukoma avo vari kutaura chokwadi hurumende ngaiisewo masimba

  • @mejurychimwai6086
    @mejurychimwai6086 2 місяці тому

    True they must dispace this people vaendekumisha yavo

  • @ruemazuru223
    @ruemazuru223 2 місяці тому +1

    Hanzi kana iri church vanosangana kusvondo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @ngiroziyehondo9755
    @ngiroziyehondo9755 2 місяці тому

    Apa Mr Glenora Muparidzi wedombo havasikuda kusara pacamera nehembe dzavo dzeblue.at 4:48 zvavakunda.

  • @KingBrito428
    @KingBrito428 2 місяці тому

    Heyyy vharirai imbwa idzo mkati ndapota mucage straight.nyayo dzavo dzawandisa and zvizhinji zviriko

  • @donaldmutede9089
    @donaldmutede9089 2 місяці тому

    There is gross corruption in Zimbabwe injustice is just too much

  • @user-ts4uw3tz5s
    @user-ts4uw3tz5s 2 місяці тому +2

    Hii munhu anehama dzinebasa naye kudaro ovigwa kunge huku madzibaba lshu musadaro

  • @mercycharry4400
    @mercycharry4400 2 місяці тому

    Nxaa Chechi yose kusviba kunge pasi pepoto

  • @garrymatthews8185
    @garrymatthews8185 2 місяці тому

    His right

  • @getzsolution5176
    @getzsolution5176 2 місяці тому +3

    This is the right moment for Chamisa to put a fight for the people he claims to love.

    • @Magumbo58
      @Magumbo58 2 місяці тому +1

      😂😂😂😂why fight for people who can't even fight for themselves

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 2 місяці тому

      Ha Ha Ha Ha!! Chamisa is one of them. He spends his time praying hoping some invisible non existent Western deity will answer his prayers. He is no different from this Ismael guy.

  • @melodymusasanya6247
    @melodymusasanya6247 2 місяці тому

    Ishumairi a very good devil 😈 shuwa 🙌🙌

  • @permanenttshuma7676
    @permanenttshuma7676 2 місяці тому

    Kana vachiimba 😢 ndonzdwa kupatikana pamoyo Wangu 😢

  • @enocentmusakura8294
    @enocentmusakura8294 2 місяці тому +2

    Ko sei muchitangirwa to publish nana Sly yet maiva mose

  • @MolletMatanhire-ip4og
    @MolletMatanhire-ip4og 2 місяці тому +1

    Varoi varoi hakuna mwari akadai

  • @tendayikachambwa6910
    @tendayikachambwa6910 2 місяці тому +2

    Uyo mface ane hat ndaabve

  • @user-iu4ew3hl6y
    @user-iu4ew3hl6y 2 місяці тому

    Police ikanyatsoita mainvestigations akasimba pachasungwa team yakat wandei apa vanhu ava in'anga chaidzo

  • @tendaimaho8936
    @tendaimaho8936 2 місяці тому

    Member in charge waanemombe nganiko dzawakabva nadzo Nyabhira

    • @mejurychimwai6086
      @mejurychimwai6086 2 місяці тому

      Chokwadi ichocho membe incharge vaivepo ngavaongorerwe

  • @moisestchapo5126
    @moisestchapo5126 2 місяці тому

    Madzibaba Ishmael will suffer because doesn't support Zanu Pf

  • @user-vn3uq5dv2i
    @user-vn3uq5dv2i 2 місяці тому

    zanu ndiyo problem mkoma

  • @OmegaMadzy
    @OmegaMadzy 2 місяці тому

    Ishmael must make a public Apology oudza vanhu kuti ndaiinyepa zvese zvanadiitauura ozoenda kunoiita life in jail hake

  • @HoraceHamilton-go1of
    @HoraceHamilton-go1of 2 місяці тому

    😢😢😢😢ngadzipiswe dzimba van hu vadzingwe

  • @juliusshambare
    @juliusshambare 2 місяці тому

    Handifungi kut jail sentence iri fair pamurume uyu arikuda capital punishment

  • @venanciamukanda3587
    @venanciamukanda3587 2 місяці тому

    Mbuya Nehanda vakati mapfupa achamuka. Hokoyo ishumayere

  • @FelixChimambo-zj4jd
    @FelixChimambo-zj4jd 2 місяці тому

    Hatirambe kuti vanhu vanonamata nenzira dzaka siyana siyana but when such issues come out one should have a sound mind to detect kuti zvakadai hazvicgina mwari mukati. Munhu anofa motadza kuudza hama dzake nekuti munoti haasisina hama?

  • @muchenashumirai6984
    @muchenashumirai6984 2 місяці тому +1

    Dai president vaisa mutemo wekumbomisa mapotsori

  • @ChristinaSerewa-xn6qg
    @ChristinaSerewa-xn6qg 2 місяці тому

    Mabenzi ari kukenani munoromberwa nemutorwa ishumairi, wese wariko mabhinya ayo. Asi pfungwa yemuchinda uyo ndaifarira yekuti aziva kwake aziva kwake vosangana kusowe.

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 2 місяці тому +1

    Destiny you are making us proud and falling in love

  • @mejurychimwai6086
    @mejurychimwai6086 2 місяці тому

    Satanisim at work from lilie farm lead by madzibaba Ishumaire😢😢😢

  • @user-gr3rl2zu8n
    @user-gr3rl2zu8n 2 місяці тому +1

    Ngavasungwe madzibba

  • @happygwenzi
    @happygwenzi 2 місяці тому

    😢

  • @MolleenGomo
    @MolleenGomo 2 місяці тому

    Zvinorwadza izvi

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 2 місяці тому

    So sad

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 2 місяці тому +1

    Varoyi dai vaitwa deal navo mutemo wekuti munhu hanangwe is giving varoyi manyawi ekupedza vanhu. Dai mutemo wakachinja vanhu varikupera

  • @user-xx7xi8tp2t
    @user-xx7xi8tp2t 2 місяці тому

    😢Vakadzi varikuimbei ipapa

  • @maviskaseni
    @maviskaseni 2 місяці тому

    Ishmael ndiye chete akauraya Nehemiah

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh 2 місяці тому

    Ishumael imhondi arikuchekeresa vanhu huye akavadyisa Hurumende ngaimuperekedze kyN'anga yake asunungure vanhu ava zvese zvavarikutaura zvirikubva mupfungwa dzaso called madz Ishu akavatorera pfungwa dzavo

  • @charitymatewa-ym3jd
    @charitymatewa-ym3jd 2 місяці тому

    Tirikurwadziwa chokwadi

  • @chituraahmedmelody6318
    @chituraahmedmelody6318 2 місяці тому +1

    Reza idzi anenge anocheka ma body parts achishandisa vanhu

  • @MamomuDhafu
    @MamomuDhafu 2 місяці тому

    😢😢😢😢😢😢

  • @heathermanyeni4295
    @heathermanyeni4295 2 місяці тому

    Ndofunga vakafukunura makuva ese vanoonerera

  • @esnathkamushinda7309
    @esnathkamushinda7309 2 місяці тому

    Kana president havasupport zvakadi

  • @veronicamarowa6584
    @veronicamarowa6584 2 місяці тому

    Sei makuva arikufukunurwa arikuonekwa marazor nemabuckets

  • @mosimosi630
    @mosimosi630 2 місяці тому

    Vakutovhaira kuti anobuda nxaaa ZANU PF imbwa dzevanhu

  • @PrimroseMleya
    @PrimroseMleya 2 місяці тому

    Corruption sei hurumende isinganodhirizi sezvinoitwa xvimwe kuvadira kuwanda for number ye Ma votes azvina kunaka kubereka kunorwadza eduwe nooo why musingaendese ma soldier sezvavakaita kumwana akauraiwa

  • @patiencemariridza-mv8su
    @patiencemariridza-mv8su 2 місяці тому

    Anoda kusungwa uyo dayi ndaive mutongi pamhosva iyi uyu ndaimup dhirika Jeri chaiyo😢 10:46

  • @user-rp5ko5iy4g
    @user-rp5ko5iy4g 2 місяці тому

    Ko masoja emuzimbabwe aripiko

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 2 місяці тому

    Vakadzi vema positori varikuda kurorwa

  • @EthelineMusikavanhu
    @EthelineMusikavanhu 2 місяці тому

    Behind the camera guys kkkkk musadakundisetsa tiripanyaya irisrc

  • @marlonrusvava9875
    @marlonrusvava9875 2 місяці тому

    Apa Ishmael wacho munhu mu ngani zvake. Shuwa shuwa Zimbabwe yese kutemeswa musoro na Ishmael? Anoda kumamiswa heavy muchinda uyu

  • @hermanmubhawu4680
    @hermanmubhawu4680 2 місяці тому

    Guys saka church iyi inopindwane pfambi nekuti mukoma ava vati ukaona pamusiwo pemba yako pakaiswa tsvimbo don't enter munenge muine mumwe murume aaaah

  • @movenchawira3553
    @movenchawira3553 2 місяці тому

    Ishmael ngapondwe

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 2 місяці тому

    Rinemanyanga hariputirwe

  • @vimbaitiyani6020
    @vimbaitiyani6020 2 місяці тому

    This is too much

  • @user-lo5dz5kw4b
    @user-lo5dz5kw4b 2 місяці тому

    Ishmael ngaafire mujere imhondi chaiyo muSatanist chaiye

  • @laciousndlovu8458
    @laciousndlovu8458 2 місяці тому

    Haaa hezy ramba wakadzwanya accelerator shaa haungafire mahara .ndopaunoona kut munhu haurayiwe sehuku ngamame mkoma ishue