2nd confession munhu akazofa nekuda kweaccident yenyu here or akazongozvifira hake ,,because kana akazongofawo hake imhosva yenyu pacific,,but kana akafa nemaronda eaccident dai makaendawo kurufu plus dai makaudza hama dzake because zvinogona kuzonetsa pamberi apo
Normalise kumbonoita consult in masowe or chivanhu before you do such things as kunovakira makuva nekuti whoever anoshereketa ndoma play ground avo iwawa.
Amai siyanai na madzimai avo it's either i girlfriend yemurume wenyu or vari kutoda imba yenyu vanhu vashata kunze uko vano verengeka vano batsira nemoyo yese
Tieiwo # dzavo madzibaba ivavo Please 🙏
Mamukawo sei mkoma Nash nevedare
2nd confession munhu akazofa nekuda kweaccident yenyu here or akazongozvifira hake ,,because kana akazongofawo hake imhosva yenyu pacific,,but kana akafa nemaronda eaccident dai makaendawo kurufu plus dai makaudza hama dzake because zvinogona kuzonetsa pamberi apo
Ve ma voices zviri spiritual izvi fambayi mubatsirwe
Nhai mfundisi ‘gut feeling’ my foot. Muchitadza kutya Mwari. Msatisvibisire chiKristu
Normalise kumbonoita consult in masowe or chivanhu before you do such things as kunovakira makuva nekuti whoever anoshereketa ndoma play ground avo iwawa.
Munhu wehukama akazviita izvozvo.kungoti maybe makanga musinga zivi but kana vanhu varonga kuisa ma tombstone munotanga mafamba ,chikonzero chekuti zvinhu zvizowoma mayisa ma tombstone munenge matangirwa nevakangwara vano mhanya vomutsa mweya wemufi Saka vanhu vano Sara voisa zvavo ma tombstone mufi amutswa kudara muchingo bva pamakuva ipapo motobva matobereka mhepo yemufi.
Ko kusiya imba yacho plizz ibvapo pamurume unofira mahara plizz
Maybe she is one of your husband's girlfriends. Never go back ikoko futi. Imbozama kuenda pasowe chaipo and seek help
Inga vanhu vari kudimburirwa hupenyu
First 🎊
Morning vedare nhai vahanzvadzi tovawanawo sei madzibaba avo ve go back to sender
Namatai mega mudzimba umu
😂😂😂😂
NGOZI iyi mkoma kutinoripa chaiko I mistake but chivanhu chinoti NGOZI endai munoripa Vahanzvadzi
Maswera sei mkoma nedare tipeyiwo number dza madzibaba avo veduwe tatambura
Zviri nani makabatsirika mainini
Moshandisa bible muhupombwe mukoma ka mabasa yenyu akakumirirai
Madzibaba iwawo vanogona basa
HONGU ukatsika munhu nemustake unengozi wangu kuti zvireruke enda unovatavaka uripe ngozi usati yapfuka.
Pamakaona guva racherwa mungadai makatofamba ipapo ipapo asi ndinooba sekuti munhu iyeye akati musavakire guva iri ndiye arikuchengetera gona rake paguva apa mukaita zvechisalad anokupedzai uyo,apa akatosimudza mweya wemufu kukupai munyama.
Vamfundisi kutotya henyu kubatwa nemurume wemukadzi wamuri kupomba naye ko Mwari hamumutyi here?
Second confection ngozi haizive kuti I mistake. Ngozi mavanayo mkoma
Amai siyanai na madzimai avo it's either i girlfriend yemurume wenyu or vari kutoda imba yenyu vanhu vashata kunze uko vano verengeka vano batsira nemoyo yese
Wether mistake Ingozi mkoma munotoripa
Hi stop going to Madzimai, start praying for yourself
We ngozi kana iri mistake urikutyeiko taura nyaya yako yese
It was a mistake talk to his relatives and apologies or kuripa