Mechanic uyo. Hapana wisdom yaurikupa. When you die you will leave a curse for your family and there is no heaven for you as witchcraft is not permitted in heaven.
But first con iyo zvakashata hazvo zvokuchinja mwana mai vamakapa mwana wenyu wat if vakarambirwa kunzi vakahura ivo vasina marriage yavo yotopera nehutsinye
Vanhu havasi kuzorora nehuroi veduwee hhmmm
Hapachina weku trusta
Chokwadi zvakaoma!
Ndini wekutanga nhasi pano.😊
Second
Gogo makatadza chokwadi akafa nechigumbu
mukomana Tinashe life is so hard 😫 I am coming ku Inbox kwanyu to tell my story
Mechanic uyo. Hapana wisdom yaurikupa. When you die you will leave a curse for your family and there is no heaven for you as witchcraft is not permitted in heaven.
Uuumm zvakaoma kuparadza imba ye friend yako wakatadza wena une hutsinye muroyi wemasikati machena yooh
Pakaipa wena!
Heee kufukunura makuva jeso 😮
Uuumm kurombera mechanics ko chikapanduka waparira dzinza hama
1st confession makagadzirira vanhu ngozi, nemiwo mukaisa ngozi mumusha zvichanetsa mudzinza. Gadzirisai nyaya iyi nguva ichiripo. Munopedzesa rudzi amai tirimaShona. Nyangwe muri kunze doesn't mean kuti mava murungu. Kana muine mutupo do what is right nguva ichiripo amai.
Maporofita ekumasowe varoyi chaiwo. Une moyo wakashata iwe uchakowa
But first con iyo zvakashata hazvo zvokuchinja mwana mai vamakapa mwana wenyu wat if vakarambirwa kunzi vakahura ivo vasina marriage yavo yotopera nehutsinye
Ko kuchinja mwana zvakabatsirei iye aisara aine mwana still, wake chaiye makazomupihwa here? I am failing to get the sense of it all hangu
First to comment
First to comment kuti first to comment here nhai iwe ka nhanha kkkk
Haa mapostori surrender
Ko makazviitirei kuchinja vana makatadza zvikurusa kudenga kuna mwari
Just imagine kurwadza kwazvo-
So mwana wevanhu makamudii? Uyu wamakaba uyu asiri wenyu