Happy to see wana sekuru wangu sekuru Jeremiah,sekuru Cos, sekuru Lansu, sekuru Shingi, the list goes on unonyatsokunzwa ka energy Kuti aiwa ndiri muzukuru webwo. Asi Mambo wada Kuti potsei pawati wazvare wakanaka. Isusu wazukuru wana wewakwambo tisu takanaka
❤ Makadini Mambo Mutasa nemhuri yenyu yese muri kutigonesa Everything has got a reason We pry fo mo lyf divine protection on you chief Tave kukumbira mo security 😊❤
Ndiri muzukuru waMambo Gutu zvancu ndazvifarira izvi mambo Mutasa ndimi madzimambo ekumabvere nezuva makatumwa neuchenjeri komborerwai Nashe Mambo watching from SA
Sekuru vangu Sanyatwe nice to see you growing younger 👏👏👏
Happy to see wana sekuru wangu sekuru Jeremiah,sekuru Cos, sekuru Lansu, sekuru Shingi, the list goes on unonyatsokunzwa ka energy Kuti aiwa ndiri muzukuru webwo. Asi Mambo wada Kuti potsei pawati wazvare wakanaka. Isusu wazukuru wana wewakwambo tisu takanaka
Chief mutasa my favourite makasimba here mambo wangu
my best Mambo,i wish Chief Mutasa well
Kwaaaah chembere iyoka inoda zviro. Kwahi ndanyengwawo ndimambo veduwe ndaane nhumbu yake. Hanzi ndanyengwawo pano ne kutoita nhumbu zvino mwana wacho anoda minapukeni. Hanzi izvezvi kwaane ma pamper anoda Mari 😂😂😂
Our one and only chief vakadzidza😂
My favorite mambo mutasa long live
Zvawanenge varikutuka vani song iyo
Thanks you so much netsika
❤ Makadini Mambo Mutasa nemhuri yenyu yese muri kutigonesa Everything has got a reason We pry fo mo lyf divine protection on you chief Tave kukumbira mo security 😊❤
Happy to see you wana sekuru wangu Sakupwanya handingadomi nema zita I respect you all on 14 will celebrate you sekuru Cosmas Sakupwanya
Mambo wangu Mapungwana, ndinozwa kudziirwa ndimwi
Mambo Mutasa itai kuti Headman Chigodora adzoke pachigaro zvimire zvakanaka
Hanzii ka song àko kkkk
Chief Mutasa u have my respect
Muchenjere chikafu nemadrinks nemvura mambo wedu mtasa pane zanu chikakarara😂
That was beautiful.
Zvinofadza zvekuti mufunge Pamberi ne chivanhu 🙏🙏🙏🙏🙏🙌🙌👏👏👏👏👏
Mambo mutasa vakaita president nyika inonaka
Ka song aka ngongo kandipedza mafuta ma1 chaiwo chivanhu chivanhu chokwandi hazvinabasa kuti zvinonyadzisa ndozviripo😂😂😂😂
😂😂😂 aah mazonzwa kumberi kwacho here hanz vakagarira machii ndaseka
Aaah @ 19:38 muzvambarara we chii😮
vanambuya avo madzisahwira here
Mambo vedu vanehuchenjeri Mutasa hamugone kudzorawo dzungairwa rakaiswa kwaZimunya uko ridzose Ishe Chigodora paHushe
Term yaChigodora yakapera yekutonga
chokwadi
Dai matongoita President Mambo ndokutevedzai matare enyu ese munenge king Solomon part 2
Ndabva ndafunga kare kare tichiri makanzvo achatambwa. Changamire Mutasa itai chivanhu chidzoke kunyanya kuvaJenya ukooo.
So humble
Mambo wangu🎉
Mambo mutasa murimunhu asina tsvinye shuwa wamwe madzimambo anozvikudxa
i saw my daddy there☺
Mambo mutasa number 1 pamadzimambo munotonga zvinomwise mvura mudzidzisewo mambo zimunya
Zvinofadza izvi pamberi nechivanhu chedu
Kkkk shuwa zvinofadza izvii language manje ndoma1
Chief manga marova. We miss you.
Hanzi mboro yaita sei nhai kkkk
Hazi panyo papera ngezuwa ngongo kkkk🤣🤣🤭🤭
Kkkkkkkk
Mambuya matatu Ayo haana kuroorwa chete
Tinotenda nekudzidzisa chivanhu chedu 🎉🎉🎉🎉
tokumbirawo headman Chigodora vaenderere mberi nebasa
Somebody please explain the use of vulgar language in these events, the reason, the history etc
BUT TICHKACH M TV. MUNOTIKUVADZA MAZISO. HAMUGONE KUTORA MA VIDEOS. LOOK FOR SOMEONE ANE EXPERIENCE .
Makadii Chief Mutasa
Ndafara nhasi ndamhoreswa namambo mutasa
15:35 muzvambarara wayo kkk haaaya mambuya aya so
Mambo mutasa batsirawo ana mambokuchipinge pane anamambo vasirikuremekedzwa nevanhu mudare ngatiremekedzei anamambo vedu vese kusvika pekupedzisira
Uyu ndomufarira zvangu
Chief Ngorima mafana varipi
Masoja siyanai ne politics dzeZimbabwe
Picture quality very poor
Mutasa ngaatore nyika
Ana mbuya avo haiwa bodo kkkkkkkkkk hanzi chief vakagarirei?? 😂😂😂
Ibible ripi ramurikuverenga bambo, asi murikuverenga remachitawara
Tikumbirawo vachigodora vadzoke kubasa tapota
Wat kind of a sing ngongo panyo papera ngezuwa 😮
pane azvinzwawo here hanzi muzvambarara wayo mbor* kkkk
Mambo zimunya hatiwadi ngawabve pachigaro
Why
Kwete mambo marange here nekuti vacheresesa
zimunya vakatadza kumubvisa ndichanomubvisa ndega
Chibababa icho
Camera man itai basa zvakanaka
Apo pa bhabhiri ndopatinopokana.Zvenhema zvega zvega.
Tich mak urimboko iwe, watanga futi censorship.
Musoja uyo maoko ake here ayo
😂😂😂😂
Chii chikuitika pachembere idzo
Chivanhu