Mr Mugabe kana mnhu abhadhara mari yepajekerere tinenge tichidawo kuona chiso vanhu vema hat vakuwanda hatingaite mnhu wekudongorera iye asina kubvisa mari yema private DNA
Watching with the Nyathi family tiri mumba nyuwani,futi futi ine ma keteni manyuwani...futi futi nhasi tatenga groceries takamirira muchato musi wa 29...futi futi ndini ndinenge ndine laptop😊😊
Kamsikana ako katsotsi uye hakachinje, kakavharirei kumeso-, she knew kuti he's not the baby father 😫😫 iwe mkomana siyana naye msikana uyu unoramba uchipiwa vana vasirivako. Tinashe please don't allow vanhu who hide kumeso kwavo on your show.
Ukangoona musikana aenda kuSA chete even at 15 please don't forget take that person as your wife. Any part of SA being Limpopo, gauteng Capetown etc. Period
Mmmh I knew it was off the rails from the beginning.. Resurrection sex iyo ye 3days is a red flag kuma total strangers. The lady knows but couldn't find a way out of the lies. It's also dangerous on the man side haana kuita background check kumukadzi wake ega I respect 🫡🤔his friends for having his back. Then respect 🫡to the presenter reaction after noticing that the story is not adding up.
Akadya after 3 days, vamwe vakadyawo same day. Mufesi aitozia kuti akatora hoto kuzopa mutemo wekuti usabude gedhi shasha yaiziva kuti mukadzi wake mabiko enyika - buffet pakurapawadira muponesi wenyika
Hello ma bota family hope will find u well everyone
Yaaa sun hat iyo ndagara ndaziva kuti zero chete .thanks mr Mugabe maita basa chaizvo
Kuvhara face kt asaonekwe nababa vemwana vaakadadira hakuna zvimwe ,iko kubudisa rurimi ndookudiikowo 😮
Ndatobatikana nezihat before results 😂 chii chakadaro vaMugabe tsiurai team remahat ripfeke mushe pliz.
Vanouya vakapfeka mazi hat matsotsi
😂😂😂😂 Standaton/ Sandton City oky zviya Alexandra is under sandton
VaMugabe musasiye vanhu vachizvivhara maface kuitira kuti pamwe vamwe vakadya bota vazive kuti vanogona kunge vakaita mwana. Vana ngavazivikamwe kumisha Yavo
Sisi vechirume here ,Tinashe atori ma one😂
From the beginning . I knew kuti it's 0 % . Kuzvivhara kumeso kwaakaita tells it all
Kanzenza
In Mabhudhi's voice
Mr Mugabe kana mnhu abhadhara mari yepajekerere tinenge tichidawo kuona chiso vanhu vema hat vakuwanda hatingaite mnhu wekudongorera iye asina kubvisa mari yema private DNA
Point
😂😂😂😂 kwaaa
Watching with the Nyathi family tiri mumba nyuwani,futi futi ine ma keteni manyuwani...futi futi nhasi tatenga groceries takamirira muchato musi wa 29...futi futi ndini ndinenge ndine laptop😊😊
😂😂....mafaka macurtain here mumba nyowani
@Ruvarashemasase-fv9jp aiwaka zvaa a sotwa kani na mai curtain aiwa mumba medu muri ku looker looker
Yellow yellow guys irikupisa zvekudaro..grocery ratengwa amana kuita kuhodha mu Wholesale
@@TaridzaiKutsirai vanochengera here
Ko vanhu vacho vakarambana muchaita sei?
Kamwana kamy friend pamwe or achimwene
😂😂😂😂😂
haaa guys we are not safe at all, eve's sister's are tormenting us well well oooooh
Musati maseka nhema there is a place inonzi Standerton muSA
Ndaita first to click the like button. Waiting patiently with my water and popcorn 😊
Popcorn are nice with coke 😋😁
😂😂😂😂😂
Ndabva ndato clikawo ndandakanganwa
If boring was a person...its mama..
After fearing God fear woman tjoo.ndangoona nezikuhat kuti i0%
Ndagara ndazviwona kuti girlie imharapatsetse ,nyumwa nyumwa
Thanks, DNA ...haaa mapedza ma sports eye
The hat . She knew the whole
Time zvake
Mwana arikurwara uyo
Mr Mugabe's smile after hearing Standaton😅
Kasikana kauya kakapfeka hat kachitoziva hako nyaya dzako. I feel for gogo tho.
OMG cc vaipisa pastanderton
She knows ari kutinyara 😂😂😂😂 va MUGABE muchaudzwa henyu
Ko iyo yekurumwa inouya riniko😂😂
Amainhanha ndanzwa pamanzi akabuda asiri wababa mukati ndongozvitambira ndabva ndaziva kuti i0%
Hat iyo even kamupinduriro is very telling. Zvese zvekunyepera kusanzwisisa izvo haa
Kanopenga kungozvida zvisina basa kahure
O% i knew it kunyepera kupusa hake mskana uyu
Joni iya yatanga
That's why musikana anga kavhara kumeso nezi hat
Kasikana aka magariro acho...ingubhani here or kane mamota kumagadziko?
Next time hatidi munhu anopfeka hate sa sisi avo kuviga hunhu mu hate .ndaku nyarira mwanasikana hamudi kudiwa imi asikana
I could tell tht mainini knew kuti mwana is 0%saka vavhara chiso
South Africans havahure vana munovanyepera
Kuwanda muhat kwataridza zvakawanda. She knew it was zero percent cause kaiwanza.
Kamsikana ako katsotsi uye hakachinje, kakavharirei kumeso-, she knew kuti he's not the baby father 😫😫 iwe mkomana siyana naye msikana uyu unoramba uchipiwa vana vasirivako.
Tinashe please don't allow vanhu who hide kumeso kwavo on your show.
It's bibiliking mntanami,it's going crazy 0% askies njayam 😅
Bibiliking it's going banana
Standerton paSakhile 😂😂😂 ndovaziva vanhu ava I thought it's a Joke.
Ndakambozama kutsvaga Forogonya part 3 handisi kuyiwona please help netitle yayo.
Zvakaoma sure 😢sorry amwene , l hope she will say who eat porridge as well .
Waiting
Type dzinovhara kumeso nehat ndivanamakuruwani
You were right you knew it ndivanamakuruwani
Ngaaende Ngaaende itsotsi
Besides hat, mainini vane kakunonoka zvavo panjere apo.
Uyu ndanyarira hangu
Hat tells a lot
Kuuya akavhara kumeso hake she knows her story
If KUNYARA was a person
ndoo inonzi sillent killer pajoza
Kkkkkkll aah ko mai heti imika ko kuita softaz kudaro ndatoti bhoo munhu wani angadyise out here chinekewooooo!!
Joni Iya mhaaayi
Ma hats hanziiko
Yellow yellow guys🎉🎉🎉
Vanhu veku Sasa Africa huyai tinzwee,, ndozvinoita mamereji eikoko hre,, horait ma relationship akuputsika ka,, ,mweya wenzvimbo
Kuno hakuna munhu wemunhu 😂😂😂😂anemari panguva iyoyo ndiye muridzi.😂😂😂😂😂😂pane mkadzi anemurume arikumusha asi mukadzi kuno joni arikutogara nerimwe gono😂😂😂😂😂😂
Katsotsi aka , hanzi handichaziva , mutakura zvawo uyu
Sandaton
Joni hakurorwe munhu Inga roore munhu akauya kuzoshava
Free Mandela
Ka Hat kanongokuudza kuti hapana zvembeu apa ungatadza kuziva kuti wakadyiwa nani haha kaiwanza pa sandton apo
mai vakubhowa ava....DNA PLEASE DO YOU DO PRE-INTERVIEW WITH YOUR CLIENT?
Haa hazvibude ..tinenge tichida reality kwete kunzwa mashoko anenge amboitwa practice
Pangonzi 0% mwana atanga kuchema ......😢
Ndosaka anga neziHat angaachiziva kuti I zero mmmh
Yahhhhh unosvika pachikamu chekuzorora
Kabenzi ako bro siyanai naye uyo , anozokunetsai uyo
Ukangoona musikana aenda kuSA chete even at 15 please don't forget take that person as your wife. Any part of SA being Limpopo, gauteng Capetown etc. Period
Imagine kuzonotanga kutsvaga baba vemwana ku "Standaton" futi 😂😂😂😂😂 pamwe ishamwari yemurume wake iyeye vaimufonera kut abuda kunze kwe gate 😂😂😂😂
Uuuum varume hatityei vakadzi after mwari
Ndagara ndazviona kt zero percent ikokuhopfekera hat mumaziso kuvhara face itsotsi Iro mweya wemazulu wanga wamupinda😁😁
Standerston yooo
aMugabe bota kwaaaaàa 😂
BOTA FAMILY
This behavior yemukadz inotaura yega kut mwana ahasi wemurume
I saw it coming
Same here from dae 1
Mmmh I knew it was off the rails from the beginning..
Resurrection sex iyo ye 3days is a red flag kuma total strangers.
The lady knows but couldn't find a way out of the lies. It's also dangerous on the man side haana kuita background check kumukadzi wake ega I respect 🫡🤔his friends for having his back.
Then respect 🫡to the presenter reaction after noticing that the story is not adding up.
ngabvise chi hat icho
Is that the yellow yellow inotaurwa na.mai nyathi
Ukangonzwa bota after 3days i 0%😢😢😢 vanasikana u dissapoint agh siyai kupakura bota nxaaa
Sandatoni ndiyo Sandton? 24:46
😅😅😅 izita rekare maybe
Standerton is in Mpumalanga province,next to Secunda and Sandton is in Johannesburg
Standerton isnt Sandton
Is that true😅@@ltm454
Ndatombodawo kubvunza kudaro kkkkj
Yoooooo nhai mwanangu wandinyadzisireiko😢😢😢😢
Mugarirei pasi mwana wenyu
Mwana haasi kurwara here uyo
BOTANATION 😊😊
Next time hatide vanovhara ne hat
Ka nguwani pfeee pa side
Hello bota family
Bota kuvanhu king
Saka kwakuchidzoka kuSasafrika. Ayas
Ari kuita sokuti aasi muzimba sei mainn avo
Yellow yellow guys
Ndosaka kutadza kugara zvakanaka zihat rakavhara kumeso inzenza
Atouya akapfeka zi hat achiitira kuvhara face panotaurwa maresults
Hat plus chi blouse 👚 ndabva ndaziva kuto oooh finish 😩😩😩😩😩
Kapfambi aka
Disappointing results she s saying she doesn't know meaning she had too many partners
Kkkkkk Standatoni ndeipi iyo Sandton esaya Mai handisi kuvanzwisisa ini vakuita kuhwandira😅
Standerton is in Mpumalanga next to Secunda
❤❤❤❤❤
Hat inenge hohwa wadada iyooo ummmm
Pandaona hat ndabva ndangoziva kuti 0%
Voicemail inouya maresults aita 0% ,but before ,voice rinenge richi ĺaudha
..hanziiko ne hat na mama