@auxilliahmaramidzi9016 taura hako 💯 zvinhu zvacho ndezve kutoroya it's borderline kuroya chaiko coz what is the difference besides that our general definition of muroyi is someone anobuda husiku achi obtain mabasa are akaipa neuyu aroya masikati rakacheka nyika but results are the same coz yu will be causing someone to suffer ini hangu in my humble opinion kuroya chaiko just the method and times of operation are different,and I will just say kuti yes I understand that kutorerwa murume kana mkadzi nemumwe munhu chingosiya zviende coz it would be quite clear that that person no longer loves you coz you will still meet someone else who will love and adore you and only you saka murume kana mkadzi wemunhu haabatwe period. 😊
One day unomuka uri single dia taura uchisiya pako pemangwana coz vamwe vakafirwa vamwe vakasiiwa nevarume vari kumajeri for life. Unogona kumuka wakarambwa kana kufirwa. Zviri paviri
Asi halusi kurombeswa kabisira here uku Kkkkki in 20years to come you will see the results.Wkamugona dear hure uyu haazviite futi Iwe dear zvitsvagire mari yalko, Varume hakuchina
Mai Panashe wakagonesaaaaa hure ngaripfidze dai usina kumboendako mai panashe ,ramba kumusunungura umbomira kusvika pakwana 2or3 years nxaaaa i duzvi zi hure iri
Surprising how someone can say ndakamugadzira with a straight face yoh. Dai aisevenza achigona kuzvichengeta asiri kudada nezvakadai. Women let's learn to empower ourselves and not depend on men. Not condoning chihure hangu.
Too much n'ganga kuMaShonaland, I've seen too many videos of people vanotaura nezvekuromba, I don't even know what it means but what I've tried to understand is kuroya, ana sekuru Tasvu, haaa it's too much. Futhi mina I believe that indoda ayidliswa, ingakutshiya, better yourself, look after yourself, urege munhu apengereke
Mai panashe dai musina kubvuma kuuya mawo kwasekuru dai mambosiya zvegore achingobuda mvura pamela ari kutaura mashoko anorwadza anosvotesa umbori nemakore mangani iwe uuiiii mabasa ako auri kubata haaana zera newe shuva face uadonha iyo
i support you mai Panashe you did well ndoyacho mazuvano
Wakagonesa Mai panashe mahure ngaanyiswe
Haaaa mahure muchazvirega
Wakagonekwa hapana anoda kutorerwa murume wake nepfambi.
Manje rudo rwacho runozonakidza here zvichiita kunge zvekumanikidzira using juju kuti munhu akude😜Hameno zvine kahu desparate😂
Ka desperate karipo hako 😆😜
Varume vanorwadzisa Mai mwana kunronani ukagadzira girlfriend uve wasiya murume wachooo varume vanoda kumbodzidziswa chidzidzo ma hure anoda kusotwa akangobuda majuru adzokorodzi
Vachaguma voroya zvavo😂😂😂😂
@auxilliahmaramidzi9016 taura hako 💯 zvinhu zvacho ndezve kutoroya it's borderline kuroya chaiko coz what is the difference besides that our general definition of muroyi is someone anobuda husiku achi obtain mabasa are akaipa neuyu aroya masikati rakacheka nyika but results are the same coz yu will be causing someone to suffer ini hangu in my humble opinion kuroya chaiko just the method and times of operation are different,and I will just say kuti yes I understand that kutorerwa murume kana mkadzi nemumwe munhu chingosiya zviende coz it would be quite clear that that person no longer loves you coz you will still meet someone else who will love and adore you and only you saka murume kana mkadzi wemunhu haabatwe period. 😊
Siyai varume vevanhu
Kunyangwe zviite sei murume wemunhu musabate 😢 even the Bible condemns dating a married man its a curse now see waroyiwa
Vaudze...vanoto hakuna munhu wemunhu...masingke mothers arura aya
Ko sei King Solomon anga ane 700😮😮
One day unomuka uri single dia taura uchisiya pako pemangwana coz vamwe vakafirwa vamwe vakasiiwa nevarume vari kumajeri for life. Unogona kumuka wakarambwa kana kufirwa. Zviri paviri
SlyMedia i think program yenyu ndeyekungomaketa mabasa en'anga
Chokwadi ndiri munzira sekuru nhai sly Mai ava vakauya nemarii yedare ndoda kuziva ndigouya ndakakwana
Vano zvigona sotayi vanhu
😂😂😂😂😂tsvagai mwari achawanikwa 😂😂😂😂wakamama hure iwe
Sly sly sly . Ma drama e n'anga tabho😂😂😂
Idii vakadzi vezimbabwe vakuroyana pamusana pemurume. Ini zvangu handibvumi kuitiswa muroi pamusana pemurume. Ndinoenda zvangu, handirwirwe murume, kana kutora murume wemunhu. Special ndisingazivi mkadzi wacho, asi kana ndichimuziva ndinomutengera matsotsi.
Ma girlfriend ndiwo anototanga nekutiroya anotidzidzisa kuroya
@@nozweloncube8788 hongu zvazvo handibviswe pamberi pamwari, nekuno tsvanga huroi, apo murume ari kunyatsaziva kuti zvaari kuita, zvakashata ende zvinouraisa.
Saka kutumira matsotsi hakuzi kubva pamberi paMwari?
@@nonom5659 apa live ndazvipira kuita mhondi, coz the person I know and trusted ende achiziva kuti murume wangu
Mhondi and muroi, it's same whatsapp group
sekuru munogonesa... ndafarira mabatiro amunoita basa. Very calm but dangerous...
Vakadzi this is e lesson mwari tibatsirei murume we mhunu sorry it's so.painful coz neni andizvide mwari pindirai
Ndazvifarira izvii ngazvirambe zvakadarooo sekuru
Ndiri kutora manotes Sekuru Marigazvuuru
Hanzi handidi kuti azive kuti ndiri kuno 😅😅😅 Ko pachaziva kuti maendako 😂😂
Apa ari pa camera gaya
Pakutaura surname yaPamela vamboita sevapererwa sei tete
Ende varume denga muchaita regoogle kuchinja mwana wevanhu kuita muroi
Kkkk mwana wevanhu ndiye Ada ega achatadza kupinda denga EGA mkadzi uyo.aroya uyo nekuda kwemurume.gare gare Amai avo vakasvinukisa vachahura avo
😂😂😂😂😂😂😂google yahhh nehhhh 😅😅😅😅
😅😅😅😅😅
Kkkkkkkk hanzi sekuru Murigazvuru kkkkkkk n'nga dziya dzawanda kupfuura vane zvikwambo vacho😂😂😂😂
Sisi Pamela please ndibatei titaure please 🙏
Ngatigadzirei varume ndivo vanokonzeresa ma girlfriend awana mosva Akangotanga kubuda ropa pazikarudzi anozvirega
Matauriro ema bishu
U can't force sameone to love you...ko kana zvava zvemushonga zvinozonakidza here
Nekwaakanga ayenda yaingova mishonga fut life is no balance
Zvakaoma. 😢
@@motressdube9298Kkkk taura hko kutogara ikko achikanganwa mhuri mushonga iwowo
But girlfriend ndiyo yakatangakaaa kugadzira munhu
@@memorychikaka8606 ehe ndiyo
Sekuru is from Dande, i can hear the tone. 😊
Mozambique
@@MavisgadzaidhumukwaMavisi But is he found in Harare?
🤣🤣 dai akabudisa ari mazongororo munorwadzisa imii
wandipedza🤣🤣🤣
Kupfidzisa pan i😂 zvinongorwadza kutorerwa murume
Good maipanashe
Mkoma Robert vakashanda paSly Media apa haaaa takauya nehuwandu hwedu
pure wickedness shuwa kutora murume wemunhu kuda mari zvekudaro varume beware unosiwa wakutambura munhu açhinja pekugara ayenda neimwe binga
CERVICAL cancer. Needs urgent medical attention. Zvinhu zvemuZimbabwe ka. 😢🇿🇼
Unogona urikutaura chokwadi iwe
You are right but it was manufactured by juju so the hospital won't be able to help unless she goes back to the person who did it 😂😂😂African science 😢
Asi halusi kurombeswa kabisira here uku Kkkkki in 20years to come you will see the results.Wkamugona dear hure uyu haazviite futi Iwe dear zvitsvagire mari yalko, Varume hakuchina
Could be cervical cancer or an STD
Yuh moto pisa kumahure ini ndri munzira kwatasvu ,kutorerwa murume kunorwadza asikana
Mai Panashe wakagonesaaaaa hure ngaripfidze dai usina kumboendako mai panashe ,ramba kumusunungura umbomira kusvika pakwana 2or3 years nxaaaa i duzvi zi hure iri
26 mbuya yese iyi😮
Makagona maí Panashé hanty iyé akagadzirawo murume wavo I hope wapfidza apa une hutsinye ukaonazve ane mari wodumper woenda mberi iii
Yaa pakaipa hanti vanoti hakuna munhu wemunhu
Imimi makazotaura meşe kupi futi iye mukadzi vacho akati anga asingatozive kuti murume aripi
Haisi mix-up here
Kkkkkkk
Urimbwa iwe wakagonewa tsvaga wako asina ziso kana gumbo ugadyise murume wemunhu iwe handiti waida kumukaurisa zvino nhasi wazozviwana zvawaida
ppl should learn to divorce
Kuroya maskati machena
Rudo rwemishonga arushandi mainana zvichapera hazvo
Mai Panashe varikutotaura vasingavanzi kuti ndashandisa mushonga kuti murume adzoke
Makagonesa mai Panashe pfambi dzanetsa kuda varume vevanhu
Murume wemunhu i mvura yemuchemba chero ikachena sei hainwiwe
Mkoma Silvester ndiyani muhombe imi namkoma Robert
Ko kufana ne voice vanhu vacho iyeyi na Robert wacho
@@tabethmukombe vakafanana mazwi kani chiiko vane hukama here
Munhu one ane mazita maviri vatete Joyce 😅
@@lenainock3982yes ma brothers Robert ava nechanel yake
Muchapfidza nhaka
Muchazvirega henyu zvamunoti murume chibage todya tese😂😂😂😂
Nhumbu idzo ndiye aitobvisa ngasati nyepere kuti dzaingobva.dai ndirini ndinoramba kuti handizvizive kutova mhanyisa nedemo chairo kuti wakundinanga huroi kkkk
Rudo harudi zvekumanikidzwa
Tete munoreva chokwadi ndinokutsigirai pa mashoko enyu , vasikana siyai varume vevanhu munofira mahara
Haaaa zvinhu izvi kkkkkk
Sly Mediaaaaaka
Ini hangu ndoona sekuti pakugadxira apa panoda kugadzirwa murume nemkadzi vese nekuti anopfimba mumwe murume kwete mukadzi,asi kana mukadzi achiziva kuti uyu murume wemunhu obvuma ngaasotwe
I subscribed zvavarewa 😂
Akaenda negirlfriend ndasiyana naye than kubata mushonga
Surprising how someone can say ndakamugadzira with a
straight face yoh. Dai aisevenza achigona kuzvichengeta asiri kudada nezvakadai. Women let's learn to empower ourselves and not depend on men. Not condoning chihure hangu.
Hmmmmmm chero pilot wechikadzi anongoda Murume hapana zvawataura hapa apa washaya
Muchazvirenga zverudo
Wamuri kuti mai panashe uyu aiwe mukadzi wangu takasiyana zvedu but ndikurwadziwawo nemudumbu kuti hawasiriwo wakandisota here
Kkk kana maita musikanzwa zvogona kudaro
😂😂😂😂 imiweeeee
Wakamusiirei
😮😮😮😮😮 mmmm danger zone
Kunamata Mwari ndokunotoshanda hama, ivo Mwari vanoziva zvakakunakira. Ndomaonero anguwo.
Nyari unonamata here zvekutodaro
@@charlienize4635 Ndinotenda Mwari ndakazovaziva and l am so happy now dai ndakatovaziva kudhara dear.
Wow lm inspired, ....l wish to know about you
hure uyo dai asiwa akadaro
Mambo makundikana kutonga,mwana wemunhu haachekwi nyora ,kuchema achirikuchemawo asi arikuda kuziva purpose yenyora
Too much n'ganga kuMaShonaland, I've seen too many videos of people vanotaura nezvekuromba, I don't even know what it means but what I've tried to understand is kuroya, ana sekuru Tasvu, haaa it's too much. Futhi mina I believe that indoda ayidliswa, ingakutshiya, better yourself, look after yourself, urege munhu apengereke
Better kuroya murume
Coz uyu akafa murume anotsvaga mumwe
Munogona sekuru rambai makadaro
Ko kukumbirawo Ruregerero kunewawatorera murume wake..
Ko ivo amai available vangavasinawo umwe murume here nekuti Haider bota
Asi nyaya iyi ummmm rinenge drama iri hakusi kunyepa ikoku kutsvaka ma customer
I thought you had left Mukoma Sly
That’s his brother
Anoenda kupi iyeyu.
That’s his brother Robert Tapfumaneyi who left.
Huroyi uho.hamuperere ipapo.mumhuri menyu muchatanga kuuraya futi.muchabatwa nezvikwamno
Muchachisiya henyu chihure nekutora varume vevanhu....pfambi puuuu svipira pasi imbwa inhonge
Chihure hachisekanwi mhaiyo mumhuri mwenyu hamuna mahure.Murume anoita makadzi vaanoda.
@@gracejaravaza5897 ndaseka here kana kuti ndati muchachirega...kana iri mhepo ngaaende anobatsirwa zvipere nekuti kuputsirwa imba nehure hakunakidze...musade kunatsurudza huipi imi
Wakagona iwe itoita murume wako azvizive nokuti ukavanza anoinda futi
You don’t say 250000k because k already means thousand. If you say 1k you are talking of 1000
Apa utori nenyora kumeso dzzechipfambi inga wati misikanzwavani kubvira uri kuchikoro apa wadzidza
Sekuru munogana..ndinotenda nebasa renyu
Maporofita ese zvawo hapana zvinozikanwa
Social media haina kuti handidi kuti murume wangu asazvizive inobudisa zvakadaro
😂😂😂😂😂
Unatiudzao kwamakaendab mai panashe
Ko kana murume achida vakadzi Va viri
Anozviita zvakanaka kwete kusiya munhu ane nhumbu azodzok pava nemwana ndomaitirwe azvo hre zvebarika zvacho
Hazvirambidziwe asi anotenderwa kubuda pachena asingandi barika oenda zvake ....asi mai Panashe muchenjere matotanga uroi 😂😂😂😂
Vanowanikwa kupi sekuru ava
Glenview
Mai panashe dai musina kubvuma kuuya mawo kwasekuru dai mambosiya zvegore achingobuda mvura pamela ari kutaura mashoko anorwadza anosvotesa umbori nemakore mangani iwe uuiiii mabasa ako auri kubata haaana zera newe shuva face uadonha iyo
Pamela regai asotwe anototaura zvinotorwadza,ungati ndodira munhu mari ndomudyisa asi ndikawana mumwe ndomusiya hameno hake nedambudziko rake,iwe nhasi wazviwanawoka wapfidza
Haa zvemjolo muchazvirega
Sly media murikuitiswa neteam iri. This is clearly scripted.
Varume vevanhu havabatiwi unofa uchifira murume
Taurai henyu vanhu mazuvano avasisina matyira vanokuuraya
N'anga ndoo dzakutobatsira vanhu maporofita dzangova mhombwe nembahva
Slyvester naRob vanoita kunge munhu 1
Ini ndoona sekut mabrothers
Varume tinoenderwa kun'anga zveshuwa
😂😂😂😂😂😂
Tirivashoma
Sekuru munogona kugadzirisa nyaya munodadisa
Varume imbwa iwe uchidyisa varume vacho saka newewo urimbwa kaa dai matiratidza mumba make mukadzi uyu anoganza fani
Makanyanya sekuru
Ndopavano zopondesa vana
Kurombera chihure 🤮🤮
Ini ndinorarama nekutengesa muviri uuuiii dai vari kubuda majuru pamela tsvaga mwaria achawanikwa kutengesa muviri kana kunyara uuuuu ndasarenda newe
This is cervical cancer.
Waakunyepa manje.
It's not cervical cancer ,she was sorted by the wife of her boyfriend,can't yu listen to the story
Hamusi makunyanya kudzidza here
Iwe iwe
😂😂😂😂😂😂😂@@SRJ419
Zvicharegwa hazvo
Ummmm zvakaoma sure
Uu big house yakana face yake
Vanhu ngavadzidze kutora varume vevanhu vachazvirega muchaudza anasahwi venyu hamunakusiyana nembavha .Kutozoita hutsinye
haaa 2 yrs unenge uchati murume wangu here
@@Rhee31 Ndangofarira kuti munhu anorwadzisa vamwe ngaaradziswewo vamwe Vanosvika pakuzviuraya naizvozvo hatisi tose tinozvishingisa hazvisekese kana chinhu chinonzi pain chakashata .Munhu shuwa kutonobata mushonga wekuti baba nhingi siyayi muri yenyu muuye kwandiri woti zvakanaka izvozvo.
Bt it's not fair kugadzira munhu
Taura hako munhu mukuru anotorwa here kana anozviendera ega. Akadii kugadzira murume wake. Kurombera murume mukore uno😂😂😂
😂😂😂😂
Zvinorwadza kutorerwa murume asi haa ini pachangu handiendere munhu kumushonga ndomusiya coz ndomatangire ehuroi hauzozive kuti zvichaguma nepi
Ungagadzire mukadzi wakadii kugadzira murume wako Shiri inemururiro wayo hairegedzi
Mubayiro wemabasa akaipa
Sisi avo varikutengesa muviri vakanaka chose..ndavada hangu kkkk
Kkkkkkk ❤