ED adanidza SADC summit mwedzi uno. Pathisa Nyathi aikiwa. ZRP yaripisiwa 140k ZiG.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 лис 2024
  • Hedzinoyi nhau dzochokwadi dzokumatiwi mana onyika dzanyasi 05 Mbudzi 2024 muChiBuja naMhanduwe Wenhau.
    Here's today's authentic news bulletin from across the country and globe with Mhanduwe Wenhau. #ZimbabweNews #RIPPathisaNyathi.

КОМЕНТАРІ • 10

  • @tafimuza7642
    @tafimuza7642 20 годин тому +2

    Ndi. Munangangwa. Arikuuraisa. Vanhu. Ku. Mosikeni. Mhand🎉we. Musaterere. Mbavha. Idzi. Nyika. Dzese. Dzirikuchema. Chema. Nezvidembo. Zvakauya. muZimbabwe izvi. Zvimarudzi. Mhanduwe kwazvino. ISA. Asi. Kunosara. Kuchifiwa. Vachirwa. Vakaipa. Vanhu. Ava. Mhandwe. Zvinofanira. Kubva. Zvimhondi. Izvi. Zvakunhuwa. Kwese. Kanawakati. Ndinobva. KuZimbabwe. Wese. Anokuudza. Zvembavha. Idzi. Takushorwa. Nemabvakure. Arikutitongaaya. MaRudzi. Meso. Yamai. Vavo. From. US😊.

    • @mhanduwewenhau
      @mhanduwewenhau  11 годин тому

      Mareketa idi chairo. Ndiwo wari kuparira dzimwe nyika... Zvikukutu chaizvo

  • @athanasiodzadagu2035
    @athanasiodzadagu2035 19 годин тому +1

    Danho rakanyanya kunaka Mhanduwe, ndherekunge isu tichighadzira dzedu teghawo motokari. Izvi zvekuwana dzinobva Chayina, kuJhapan, Jherimani nekumwewo zvinoghomadza dzedu njhere.

    • @mhanduwewenhau
      @mhanduwewenhau  10 годин тому

      Idi zvinoita pfungwa dzedu dzigomare...pawe kutodiwa kufunga kutsva. Handiti Chingoma akazotisiya waribe kumuyamuraekuti anhadzire zvese... Rekai tione kana yachinja

  • @irinemasawi2939
    @irinemasawi2939 19 годин тому +1

    Ndanganda kanganwa kuti Svosve mukange 😂😂

  • @akawonde4044
    @akawonde4044 14 годин тому +1

    Ya

  • @AgnesChitsindeChitsinde
    @AgnesChitsindeChitsinde 11 годин тому +1

    Magona vatsano moroyi Manga muripi Manga marova hama

    • @mhanduwewenhau
      @mhanduwewenhau  10 годин тому

      Kweduno, tanga takapfanyiwa nomaricho kamu ... Asi tiri wapuma