We also talk to Sekuru Masendeke in Epworth who is talking care of his bedridden wife.Women business seminar hosted by Women for international business trust
Not to judge but I hope they don't have kids any time soon. The problem with a lack of guidance , you should build yourself first before bringing another life you can not sufficiently provide for . I know I will get dislikes but if you have ever had good guidance in life , you will be wise to understand these words of wisdom
Tete Tilda imi munotendwa nedenga chete. Uyezve many blessings kune vanobatsira Trust yatete Tilda kuti zvinhu zvifambe, pasina vabatsiri ava hapana zvaifamba. Be blessed abundantly for those who are supporting financially and materially.
Bindura... Rusape.. Epworth... Byo... Masvingo teteka blessed be the feet dzinofambira kuita zvedenga apa baba variko kumba mmmmm vamwe kungopinda mutown kutopiwa ma mins kunzi be back by wat time .....be blessed
Tete Mwari varopafadze chese chamunobata. Tafadzwa ugarewo Uri pamunato mwanangu, Mwari haakusiye Uri wega. Gogo nasekuru veku Epworth Mwari akuchengetedzei. I speak healing upon Gogo. It is well
Tete tilda basa renyu ramunoita hari kwanise kutendwa newe nyama asi kuti Mwari vega. Zvimwe zvacho zvamunoita its too too good to be true and yet its true. Tete we pray for you may you live long so that you can kp on sailing through many many souls.
Thanx so much tete Tilder. Tafadzwa and wife need a guidance maybe if they are to be convinced that they go back ku xool.Maybe vakaita Business Management so that they can run well their projects.
Thank you auntie Tilder for having such a helping foundation to the community.. To all foundation partners thank you so much, may the good Lord enlarge yo territories.. Gogo Masendeke may you be healed by the stripes of the Lord Jesus Christ. Tafadzwa n wife more grace upon you..
Thank you tete Tilder for what you are doing. I kindly ask you to do something about volume pamavideos enyu I usually struggle to hear you and your guests.
The sound quality is very very bad almost all the time. Please have the sound engineers work on this. It's almost impossible to hear what everyone is saying during most of your interviews. Thanks!
Tete Tildah may God bless you and may you live longer I speak favor upon you family No weapon fashioned against you and your family shall prosper Indeed you are a woman of valor A golden heart❤🙏
Tete tilda sis va tafadzwa handid kuvaona ikoko she is heartless she cn cause some troubles . havafarire kuona tafadzwa akagarika vqnoda kut afe ari rombe
Tete you are such a darling to our fellow Zimbabweans .I cant thank you enough but i say thumps up to your creator who send you to be a mom an Aunt a father to some families inneed in Zim .All the glory to his name .Mwari watichengetere imi moga Tete Tilda .I love you so much
Masisters should chill they failed to give mwana a warm welcome now they want to go see where tafadzwa stays,no they shouldn't be allowed l totally don't understand them at all
Not to judge but I hope they don't have kids any time soon. The problem with a lack of guidance , you should build yourself first before bringing another life you can not sufficiently provide for . I know I will get dislikes but if you have ever had good guidance in life , you will be wise to understand these words of wisdom
You are making a lot of sense
@@shinelikestars2759 sadly some just don't get it , I understand basic economics and common sense and when I speak out I am called a hater
I agree
@@masonldn8647 you’re spot on bro i raised the same issue on her last episode.
👍🏻👍🏻👍🏻🤝🤝
Tete Tilda imi munotendwa nedenga chete. Uyezve many blessings kune vanobatsira Trust yatete Tilda kuti zvinhu zvifambe, pasina vabatsiri ava hapana zvaifamba.
Be blessed abundantly for those who are supporting financially and materially.
Bindura... Rusape.. Epworth... Byo... Masvingo teteka blessed be the feet dzinofambira kuita zvedenga apa baba variko kumba mmmmm vamwe kungopinda mutown kutopiwa ma mins kunzi be back by wat time .....be blessed
Nherera munhu anoda kuonekwa semunhu,,,Tete mwari vakuropafadzeyi mufunge.sis vasatomboenda kumba kwake please
Tete Mwari varopafadze chese chamunobata. Tafadzwa ugarewo Uri pamunato mwanangu, Mwari haakusiye Uri wega.
Gogo nasekuru veku Epworth Mwari akuchengetedzei. I speak healing upon Gogo. It is well
Tete tilda basa renyu ramunoita hari kwanise kutendwa newe nyama asi kuti Mwari vega. Zvimwe zvacho zvamunoita its too too good to be true and yet its true. Tete we pray for you may you live long so that you can kp on sailing through many many souls.
Saka 20us yekuregister munhu vanoawanepi vachishaya yemapads
I liked one thing about this young couple. Vanodanana. God bless them
Tete tinokushuvirai mamwe makore ekurarama (basa munogona uyezve moyo wenyu une tsitsi nerudo zvekare hamuna rusarura Ganda munogonera ani nani zvake anenge achidao help!.thnx kune vamunoshanda navo vanoita kti tigozokuonai pamhepo kudai!am watching yu from Chakadaro🥰
Murikugona.chokwadi.kuyamura.
Maswera sei tete wedzerwai makore ekurarama your life must be filled with grace
Tete Tilda maita henyu nyaya yatafadzwa inondipisa tsitsi neyagogo avo vekuepworth .Mwari tibatsireiwo
Nyaya yaTafadzwa unobva wanzwa kubatikana nemoyo wekubereka, thank you Tete Tilda nebasa ramurikuita
Thank u tete tilder tafadzwa anoda hama dzake but the sister l don't like her but tafadzwa mwari vakuropafadze keep on praying u have a good heart
Sisi vake ngavarege kuziva kwa Rusape ava havana rudo
Taurai henyu asi kungozviisa kuna Mwari ndiye azvitanga ndiye anozvipedza
Hazvina mhosva vasiyei vanokuziva
Say that again
Lucifer will never change that sister have a Lucifer face
True 👍
Nyasha pamusoro penyu tete u are a God sent angel to a lot
Thanx so much tete Tilder. Tafadzwa and wife need a guidance maybe if they are to be convinced that they go back ku xool.Maybe vakaita Business Management so that they can run well their projects.
Maswera cy Tete tinokutendai tete ne basa ramurikuita mwari vakuropafadzei sisi va Tafadzwa avo vasazive kumba kwa Tafadzwa
Tafadzwa is a man....he made a mistake but I can see kuti he has that heart to stand any challenge that he faces.
But I like the bond between the two, I thought Mskana acharamba kuenda kumurume wake since ari mudiki, but thamps up to them, keep the fire burning
Thank you auntie Tilder for having such a helping foundation to the community.. To all foundation partners thank you so much, may the good Lord enlarge yo territories.. Gogo Masendeke may you be healed by the stripes of the Lord Jesus Christ. Tafadzwa n wife more grace upon you..
Tete Tilder Mwari vakuitirei zvakanaka muri kubatsira vanhu vakawanda wedzerwai makore akawanda ekurarama......ndatenda👏👏👏
Shame zvakaoma shua. Hupenyu hwakangooma nyaya yaTafadzwa neyasekuru Masendeke zvinorwadza veduwee. Mwari vanopindura havo. Thank you ladies nekusimudzira madzimai
Thank you tete Tilder for what you are doing. I kindly ask you to do something about volume pamavideos enyu I usually struggle to hear you and your guests.
Siyabonga Aunty muhle umsebenzi wakho unkulukulu aku gezelele sunku zokuphila
Sisi kwete hatidi kuvaona kwa Rusape tete Tilda
tete vatafadzwa hatidi kufa takavaona ka rusape,
May God bless you tete and the followers of tilder trust
Hello Auntie Siyabonga ngomsebenzi ongaka...sikhulekela ukuba babe banengi abanjengawe...God bless you and your team
Ubabakazi uyasebenza unehliziyo Ehle ezim uyayisebenzela shame .Tina esingapandle kwe zwe kumele simyeseke
This program defines humanity, tokutendai tete nemabasa enyu aya
am I the only one who is experiencing volume problems when it comes to tete Tilda's videos?
No me to volume is bad
All things work together for God ,thank you tete , atleast advice them to do family planning for maybe 5 yrs until they are established and mature
The sound quality is very very bad almost all the time. Please have the sound engineers work on this. It's almost impossible to hear what everyone is saying during most of your interviews. Thanks!
Tete Tildah may God bless you and may you live longer
I speak favor upon you family
No weapon fashioned against you and your family shall prosper
Indeed you are a woman of valor
A golden heart❤🙏
God bless you abundantly may he bless the work of ur hands our own Oprah Winfrey
Oprah for sure
Munendipasa manyemwe
Tete Tilder
More life 😍😍🔥🔥💃💃🙏🙏
may God bless you tete, you are an inspiration kani
Babakazi Siyabonga kuyande Bandla umdali akhuphe amandla. Losisi ufuna kuyobona la uTafadzwa laaya khona angayi uyahlanya.
Tilda unondichemedza wena Mwari vakuitire zvakanaka navose vari kubatsira munotendwa👏👏
Tete wanirwai nyasha. Tafadzwa mwari vanomuda hanzi anosimudza marombe kuvagadzika patafura nemadzimambo. Muti Tafadzwa anamate tete denga rinomuda
Godbless u Tete if u can be the president wenyika ha tinorarama u deserve ma prayers
Tete sis vake avo handivanzwisi kuti vazive panogara mwana uyo
Yaaa Tafadzwa anoda mkadzi .kudai waramba wakadaro
You have the heart ❤ of gold tete,be blessed.
God bless you Tete yooooo nothing to say but God bless you
Thank you tete
Thank you those helping
Hie.....Tete makatikoshera vana vezimbabwe Mwari wedenga awedzere makore panyika lovely Tete
I love u tete Tildar mwari vakuitire nyasha zhinji muupenyu hwenyu nemhuri yacho
Tnx tete Tilda nebasa ramuri kuita
Thnks tete good job
Tete be blessed sure
Thanks Tete Tilder nemhuri yesee ye Zimbabwe nekubatsira vna vedu
God bless you tete and your generation
May god bless you abundantly tête- tilder
Muroor anongonzwika kuti ndinhanha hake vaskana mhuri iyi shuwa Mwari zvavanoita zvoshamisa hazvo. tete murimutumwa chokwad
Unherera hwakawoma
Tete itirwai Nyasha nedenga.vese varikutambanudza maoko komborerwai.mama vapaimba komborerwai
Thank God
Maswera sei tete, Mwari ngavakukomborerei
Tete u r blessed veduwe itirwai zvakanaka mufunge
Tete ava mmm Mwari ngaavachengete please!.
vanasisi avo avsina maglass muwedzere volume 🥵
Tete Munebasa chokwadi tendwai Mwari vkuitirei nyasha nokusingaperi navose vanobatira Mwari vakuropafadzei
Tinokutenda Tete moyo wenyu wamuri nawo mwari vakuwedzerei makore ekurarama chokwadi
Mwari vakuendesei mberi tete ,I love you
Live long tete❤️❤️
This story inondichemedza.
Tete tilda sis va tafadzwa handid kuvaona ikoko she is heartless she cn cause some troubles . havafarire kuona tafadzwa akagarika vqnoda kut afe ari rombe
Thanx tete maswera say
Hi tete Tilda mwari akuwedzerei nyasha basa ramunoita harina vazhinji vanorigona itirwai nyasha
Tete maswera cy ikoko zvnyu Tafadzwa uchine kuremerwa shame
Tete you are such a darling to our fellow Zimbabweans .I cant thank you enough but i say thumps up to your creator who send you to be a mom an Aunt a father to some families inneed in Zim .All the glory to his name .Mwari watichengetere imi moga Tete Tilda .I love you so much
thank u
God bless tete tilder
God bless you tete
Komborerwai naShe
I can't hear anything tete wedzerai volume
Ini sisi vaye haaa imboko havo.
Msana kurara pasi kujeri pasiri comfortable
Hi auntie Mamoyo
Ngavakomborere amai ivavo. Jehovha ngavawedzere pavatapudza.
Sis ngavagare kumba kwavo nxaaa
Tete hapana chatirikunzwa Isa subtitle
Muri kushanda basa tete tendwai nedenga
Murikushanda basa tete munotendwa nedenga mwari kavakuwedzerei makore akawanda
Dai Tafadzwa akasazoramba mudzimai, 17 years anonzwa musana 🤔🤔. Yea ndiri kunzwa nyaya yavo but somethings are not adding up. Time will tell.
Munhu aiita zvekukorokoza so I think musana makes sense
How do I contact you from South Africa, I've got daughters in Zimbabwe
God increase ur territory
Masisters should chill they failed to give mwana a warm welcome now they want to go see where tafadzwa stays,no they shouldn't be allowed l totally don't understand them at all
Ummmmm mari yavo yeluch yakawandisa dai vati munhu anozvionera pafood aaah
🙏
Tete vevanhu much love
Mwari vakuitirei zvakanaka tete Tilda
💕💕
15 dollars to a person asinamari s a lot
Muroora wedu...
Tete komborerwai na Mwari.
Godbless yu tete vanku
Subtitles please
May l have their contact l have a candidate who needs help?
Hi is it for women only
Mwari vakuropafadzei tete Tilder nemabasa amuri kubata
Hie tete
Hi tete
Komborerwai tete Tilda
Komborerwai naMwari tete Tilda ummmm