I can telll you from experience that ma dreadlocks is under marine spirits kana musingazive mkoma, before i knew ndaitomboda kuriiswa but when God started to speak to me and told me kuti ndisafe ndakariiswa zvachose, i understood kuti it was from the underworld
Musanyebere vanhu imi vezvi rasta, these your religion is not of God, we believe in God through our lord jesus zvenhema dzenyu zvechi rasta its not of God
Maswera sei nhasi ndini number 1😂😂😂😂
Mhoroyi mose mose ❤❤
Hello Drewmas Family
Muri sei vatapi venhau
🦅
I can telll you from experience that ma dreadlocks is under marine spirits kana musingazive mkoma, before i knew ndaitomboda kuriiswa but when God started to speak to me and told me kuti ndisafe ndakariiswa zvachose, i understood kuti it was from the underworld
Mkoma the day God visits you, u will begging God to forgive you and u will regret it please follow jesus, we can never follow any other God
brainwashed siya munhu aite zvinomuiitira iwe ukutedzera zvakaunzwa nemabhunu achibira matateguru edu land wani
shumba
How far Bee pamutoko apo.
Uyu mkomana akatsva brain 🧠 uri kudada ne history yevamwe ziva Mwari nechivhanhu chedzinza rako not hupenzi uyu.
Tsvagai mwari mkoma zvemu dzimu izvi hazvina direction uye hazvina kana solution
Siyai zvechi rasta izvi
Pamberi neraster mazuvano riri kutonga
Feel free kuita zvakakunakirai Rasta
Umwe neumwe ane belief yake
Hamusi wrong pauWrong
Musanyebere vanhu imi vezvi rasta, these your religion is not of God, we believe in God through our lord jesus zvenhema dzenyu zvechi rasta its not of God
unopenga iwe munonamata matateguru ema Isralites muri vatema , mwari akagara ariko kuvatema kune nzira dzataingonamata nadzo
@slauschannel satan has manipulated u to this extent may Jesus deliver you