Tete Tilder speaks to an inmate who posed as an angel to carry out the rape offense. (REPEAT)
Вставка
- Опубліковано 10 сер 2020
- Abukichmaand and his brother staged a scene to deceive a girl into thinking that she was sleeping with an angel. [REPEAT]
- Розваги
Just when you thought you’ve seen it all, then Gabu shows up 😂😂😅
Hi Tete I love U work n I'm really learning Shona❤️❤️❤️❤️❤️❤️Love U Zimbabwean people 🇿🇦
South Africans stop burning us alive you’re putting a curse on your country
Iwe wainge usingafanirwi kusungwa, unofanirwa kupihwa award
Mkomana uyu I can listen to his story for years I don't mind 🤣🤣🤣🤣 anotaura zvinondinakidza
Hokoyo naAngel Gabriel 😂🤣
Kkkkkk mukomana uyo blaz wakamusiya pakaoma
Hahaha sad story tho but comical
Ngirozi yehondo kkkk mapostori musanamate makavhara maziso nepfungwa
@Tilder imbotsvagai mukomana uyy akabudaka last year toda kuziva kuti akuchengetwa mwana here
Uye relationship yakamira sei namadzimai Sarah
This is the funniest and saddest story at the same time 😂😂
Happy he confessed with his mouth kuti ndakagamuchira Jesu naIshe naIshe neMuponesi wangu. Praying that he lives a life consistent with his confession.
Tete ndapa kutenda nenyaya yemukumana uyu.munotigonera tete mwari ngavakuitirei zvakanaka
she may have been respected by the church but someone was busy enjoying her, prolly the prophets of her church. i dont blame this ninja he is very smart.
Tete ipai chikomana ichi award best Actor🤣
Tete tilder i salute munosangana nezvikukutu ndafara kunzwa nyaya iyi dai mwari akutungamirira mkomana ndokushedzwa kwako namwari
Uyu mufesi uyuka 😂😂nhasi ndaseka kunzwa mbabvu haa zvakaomaaa veduweeeee
Me too mmmmmm kkkkk
😂😂😂😂😂 couldn’t stop laughing but so sad at the same time,so sorry Sarah
After watching this ukaramba uchi believer masowe, haaa uridzungairwa🤣🤣🤣🤣🤣
Very funny ndawoma hangu kuno,kkkkkkkkkkkk asi blaz vane rough havo
Haaaa panyaya dzese uyu anotorwara uyu,the scheme behind was just mad brilliant
Tete tilder muri kuita zvakanaka mufunge,i just wish moitira indoors so that tonatsonzwa zvakanaka.pane mamwe ma episodes asinganzwike bho
Ko hapana kuzoitwa maInvestigations here ekuti ndiyani aimbo abuser mwana uyo before sezvo akanga asiri mhandara, pane vanhu vakanga vagara vachiabuser mwana
Ngaabatsirwe nablaz vake variJoburg
African move
Kkkkk kkkkk nhubu iyiii , hakuna munhu akadai , mwana ngaatore ndewake
Mutactic wamukoma vaGabriel vakaoma, naiye Gabriel une chivindi ndatya nenyaya iyi.
we owe him sando dzake
I am imagining muskana achichemerera ngirozi iripa basa
🤣
Naughty...go in the naughty corner
😂😂😂😂
😂😂😂😂uyu mu comedian chaiye
Pliz ndapota musapa rubatsiro kune vecorrectional service harusviki;vanodzera pamari yavari kunyimwa namunangagwa
This story is something else
Nkosi Yami yaaaah I'm speechless
I follow your interviews n I rely on subtitles to understand the interview, why does the subtitle stop in the middle of the interview???????
My problem i cnt here anything 😂
@@thatanelo4931 do you mean hear??
We need subtitles pliz .
Kkkkk yooh ngaze ngahleka leyike ingiqedile kunzima shuwa
Aaa shame Sarah akatambiwa nyowani nemadzvinyangwe😢😢😢😢
Hyaaa neeeh AFMC graduate ...i lkd keep on
Ngaabude vanomupa mkadzi wake nemwana sure regai zvinzi edzai mweya yose
Madzimai was not a virgin at 16 what was happening to her,,, But this boy hahaha made me laugh a lot too clever.
You’re disgusting if you’re laughing at this he’s a monster not will happen to your kids
Ma prophets akadya mwana
😂😂😂😂😂 Wakangwadzwa na mukoma shem kukudzidzisa chiguma guma sorry hako and take it as a lesson hope wakabuda and Amen Mwari ndi Mwari vanogara nekusingaperi
😂😂😂ayewa pangirozi ndaseka 🤣🤣
The 1st time I have heard of such and being real yow ma1
Kkkkkkkkk Sarah Sarah mwanasikana wangu haaaaa ndaseka
kuputirwa chaiko hanzi ainge akazara nemweya mtsvene
Kikiki iri ndiro guruvha romupfana
Im sorry but I laughed hahahaha haaa notorious at its best😂😂😂😂
Zvakaoma ummm ndaseka hangu madzibaba Gabriel kkkk kuzosimudza maoko sengirozi
Kkkkkkkk wanga asvikigwa naGabriel
Ndashaya hangu zvekutaura
Tete hamuchembere zvekumhanya takatanga kunzwa nezvenyu tichiri kuschool apa ndaane vazukuru,apa yu look 28 yrs kkk
Vaiti vane 34 yrs vari muwanano kureva kuti vakura asi hazvioneke
Sure sure ummmmm kuita kasweet 16 chaiko kkkkkk
Usanyeperane amai vachembera zvavo ava
Wat a brilliant plan🤣🤣🤣
This is crazy
Kkkkkk kunyudzwa nekuda kunzi bhoizi yemutonaz kwaaaaa ndaseka nhasi
Naughty boy🤣
😂😂😂😁😁lols this is sound funny but not funny lols this guy and his brother are so intelligent I love this guy from south africa
its the Shooooo from Tilder for me
Veduwe kaa iz this true or false
just like in the movies 🤣🤣🤣....yowe i give up on zimboz
Machurch ngaasapusisa vanhu so nxa zvakaoma. But this guy though...🤣
It's only in Africa takato vhiringidzwa pfungwa chaiko nenyaya dzekunamata
Very true kutovhiringidzwa chaiko worshiping the Jewish God and check it out how they are fighting in Jerusalem
That's true vanogadzira madofo
Kkkkkk aaah kuzungaira hakudi kudai so
Hedeeeee chaiii nhai jehova wangu 😅😅😅😅
😄😄😄😄😄😄 Sarah Sarah mwanasikana wangu kkkkk ndaseka zvangu
Haaa chine nharo chikwata ichi
U are Free man go, next.
Kkkkkkk ya chero kunevanemisikanzwa kkkkya ndabvuma hangu
Gegegeeee aaah ndazoseka nhasi
Old story
SHAME....
Zim got a talent very comical
Kkkk uyu munhu surrend ngirozi ayii sweet 16
TeteTilder this story can inspire a film. Contact Hollywood producers for this guy
Pauuchabuda Gabriel uchengete mwana wako
Gabriel 😂😂😂😂😂
Oooh better ari kubuda gore rino but hey classic
Haa vanhu vanoita mafirimu sure,,,haaa unotoseka chaiko
That is the results of attending these false shrines, sorry to this girl,
Kkkkkk ndapererwa
Ngirozi yebonde
😂😂😂😂
This one is a story teller 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ahhh madzibaba Gabriel
Machuch mamwe anopusisa vanhu mhani izvi zvinosetsa kkkkkkkkkkkkkkkkk best of the best event ever
Sarah sarah murandasikana wangu kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk asika
Vafana ava hamera dzavo very smart enjero gabhu
Dzo shereketa idzi ...😂
😂😂🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ngiyafisa kube uyaba interview izZim yonke not I tribe eyi1,liphinde litolike ngesilungu for ukuth sizwe sonke,ngyawalandela ama interview akho but la ongatoliki khona ngivaleleka phandle ngigcina ngingasayibukelanga
uqinisile mfeth
😂😂😂😂😂Sarah mwanangu
This is interesting 😂 😂 😂 😂
🤣🤣🤣🤣🤣ndaseka nhasi aaaah
Unbelievably funny
Ndaseka shuwa ma tricks shuwa shame poor girl
Hanzi iwewe une misikanzwa 😂😂😂😂
Ngahleka kodwa akuhlekisi😂😂😂
Abantu balolunya shuwa ayiiii
kupara mhosva zvine skill !! sad story
😂😂😂😂😂funniest and sad story of all time
Postori inopusisa ukanyanyo itedza
Kkkkkkkk haa kune vanhu vane misikanzwa
Blazo ndovane sando dzose kkkkkkkkkkkkkkkk kkkkkkkkkkk
Kkkk haa kune vanhu vanemisikanzwa ndatenda hangu
Takaiona kare iyi
Kkkkkk😂😂😂😂aiwa ndaseka zvangu nhasi
Mie too mmmmmmmm
Akapenga uyu 😂😂😂😂
Iyi misikanzwa yakanyanya shame haa 😀
😂😂😂😂😂😂😂😂😂hakuna munhu akadaro engel gabhurona😂😂😂😂😂
Ah vana Gabriel 🤣
😂 😂 😂 Aaaah haa ma1
Tete tsvakai mface uyu tihwe dzimwe ngano
Uyu anoda award
Angel Gabriel 😂😂😂😂 haaaaa ndapererwa
Ini chandikiller ichi kkkkkkkk dead
Kkkkk ndapera power🤣🤣
mafesi anehutsinye aya