Це відео не доступне.
Перепрошуємо.

Behind bars with Tete Tilder

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 20 січ 2020
  • Tete Tilder speaks to Masimba who was arrested for armed robbery,and was sentenced to life in prison. Lets hear the whole story from Masimba

КОМЕНТАРІ • 100

  • @chineduchedu8395
    @chineduchedu8395 4 роки тому +19

    Arikunyepa masimba yaitowe mbavha inoziikanwa area ye Bromley achigara kunodzi kwa Chikwana and murungu wawakuuraya chaiwe chirema aiwe asina makumbo ese ari two paiwe pa Farm house wakaita hutsinye varume awa they were even more than 3 and these guys wakauraya Munhu arimumba not padze murungu aitorwara aiwe abva ku borrowedale hospital ku Marondera abva kuitwa operation I didn't know kuti achiri mupenyu masimba ndakadzwa kuti akauraiwa kutirongo vanhu awa waityisa mu farming area ye Bromley that guy is bad musambodzwa tsitsi ndinomuziwa personally

  • @ornelliahsibanda1860
    @ornelliahsibanda1860 3 роки тому +13

    Thank you for this program can you also visit Ndebele inmates

  • @roberttgwena9047
    @roberttgwena9047 4 роки тому +6

    I remember this guy round late 90s asiya apara mhosva dzakawanda uyu mhondi

  • @nyashasharonmatsheza4859
    @nyashasharonmatsheza4859 4 роки тому +5

    ndafara pamatizvoni vana vakuuya kuzokuonai shuwa🙏🙏

  • @monicachisiwa5470
    @monicachisiwa5470 3 роки тому +3

    You don’t need to know God to know that robbery is wrong.

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 4 роки тому +6

    Ko arisei mkoma Joromi ?joromi ngaabude kusare masimba aaah

  • @alicem.5779
    @alicem.5779 3 роки тому +2

    Iyi imhondi. Hamutye here vanhu kuparadza ropa remumwe munhu. I think old testament yanga iri right kuti an eye for an eye. This is evil beyond words.

  • @christinahsamuel8676
    @christinahsamuel8676 4 роки тому +8

    Mukoma Masimba Mwari vachaku regererai

    • @chineduchedu8395
      @chineduchedu8395 4 роки тому +2

      Hapana kuregererwa ma statement aya kuuraya chirema chekuti hachikwanisi kukurwisa kuregererwa kuita bvudzi isu tinomuziwa personal masimba uyo akashungurudza mu area ye melfort.Bromley. Surrey ne marondera

    • @jacksonfashon7652
      @jacksonfashon7652 4 роки тому

      Hoo munomu zivawo nhai

    • @nyashajaravani6380
      @nyashajaravani6380 4 роки тому +1

      Chinedu kunyangwe zvivi zvakatsvuka seropa n you confess your sins before the Lord unoregererwa read your bible ...... mukoma masimba vakatoregererwa you might find it surprising vachitoriwana denga imi muri panze mugorishaya

    • @chineduchedu8395
      @chineduchedu8395 4 роки тому +1

      @@nyashajaravani6380 iwewe arikutaura zvichienderana nezvawadzwa Masimba achitaura of which kana urimunhu akangwara unofanira kudzwa matauriro ake kuti i statement dzemu court you dont know this guy iwewe isu tinomuziwa munhu uyu nyaya dzake dzakawandisa urikuita zvekudzwa inini am saying i know him wadzwa hakuna kuregererwa pana Masimba i know haapindi denga iwewe you only that incident ye murder chidzwa zvaari kutaura arikudzi imhosva yei yakakuudzai muno armed robbery does that make sense to you kuti munhu anoti armed robbery ipo pakafa munhu wakamboonepi munhu anotongerwa rufu for armed robbery iwewe sei asina kuti murder zvaari ku claimer kuti aakuziwa mwari

    • @chineduchedu8395
      @chineduchedu8395 4 роки тому

      @@nyashajaravani6380 nyangwe zvitadzo zvako zvitsvuke seropa huya kwandiri ndinokuchenesa kikikikiki imi kusimbisana kuya hakuna denga remhondi hariko munhu itya kuuraya

  • @ish1330
    @ish1330 4 роки тому +4

    This brother is not being honest, nyaya yake ine maburi.

  • @daisyboodesiree9639
    @daisyboodesiree9639 4 роки тому +4

    Pakuti yairi first time vakanyeba

  • @Ivom071
    @Ivom071 4 роки тому +2

    Mweya wemunhu unokosha God will make sure justice is done. To kill a innocent person ingozi..... muchena akapfuka 2 days after they got caught. 2 of his friends vakaparara. Musauraye munhu asina mhosva ingozi.

  • @leocadiachisvo6226
    @leocadiachisvo6226 4 роки тому +4

    Thanks for the subtitles..

  • @abaschengs4806
    @abaschengs4806 4 роки тому +5

    Pane mamwe mastories atisina kuzonzwa kty akapera sei especially yeuya wekuuraya mkadzi nevana neyana baba jayden dzichri kuuya hre or dzaktopera

  • @neitevezana9263
    @neitevezana9263 6 місяців тому

    This was clearly not the first time.

  • @brendonmakhado941
    @brendonmakhado941 4 роки тому +15

    Ko vaya veZanuPf vakauraya varungu vachitora minda vakapiwawo here sentence 🤔

  • @nyaraichizuzu9738
    @nyaraichizuzu9738 4 роки тому +2

    Apa mapurisa akashanda hawo, for the 1st time kunzwawo mapurisa emuno ashandawo zvakadai

  • @admiregmatake3440
    @admiregmatake3440 4 роки тому +2

    Nyaya iyi.. lies . Blaz makarova ma robberies hobho imi alongside Chidhumo naMasendeke kuma 90s

  • @kirinyambo6703
    @kirinyambo6703 4 роки тому +10

    Ahh brother masimba handikuchenesei hangu nyaya yenyu iyi ndeyekunyepa

    • @chineduchedu8395
      @chineduchedu8395 4 роки тому +1

      Uri right ndiye aiwe ring leader I know this guy personally mhosva akapara dzakawanda aiti aka disappear two weeks aiuya nemari refu aityisa mu area ye Bromley uyu very cruel kupfuura chirema chisina makumbo ese ari two aishandisa artificial legs will never forgive you masimba uri mwana wa Satan

    • @sindy308
      @sindy308 4 роки тому +1

      @@chineduchedu8395 apa ari kunyepa kuti haana kuuya, now I was just wondering kuti anopiwa sei death sentence iye asina kuuraya🤷‍♀️

    • @fortunatemuchekadzese1939
      @fortunatemuchekadzese1939 4 роки тому +1

      @@chineduchedu8395 shuwa here? Iiiii akaita zvakashatisa let's hope akasiira mhuri pekutangira nebasa rake iri

    • @jeremylinah8078
      @jeremylinah8078 4 роки тому

      Novweniwent to madagascar mmmmkoma hamuite cos that timewas okinzim

    • @jeremylinah8078
      @jeremylinah8078 4 роки тому

      Maidakuvhunditsira vanhy see utsotaihaubhadhare

  • @etherealgordon5221
    @etherealgordon5221 4 роки тому +10

    Siyabonga sicela uhambele lasesiNdebeleni auntie Tilda

  • @yvonnebesa8631
    @yvonnebesa8631 3 роки тому

    Hie.....Tete ngaapike uyo akauraya anonyepa

  • @georgereason624
    @georgereason624 4 роки тому +1

    Kuziva mwari wasungwa hazvirevi kuti wakatendeuka asi uri kutsvaga keregererwa. Irubbish iri kutaurwa na sabhuku ava. Mari yamakaba makadzosera?

  • @cathrinedube834
    @cathrinedube834 Рік тому

    Kanti mina ngiyamangala ukti loluhlelo lisiza e Mashonaland kuphela njani ,angikezwa kisizwa ama Ndebele noma ehlupheka or ukuvakatshelwa emajele ,yooooo kwaze kwanza zihlobo

  • @requestmusekwa8757
    @requestmusekwa8757 3 роки тому +1

    poor video quality,, Tilda

  • @peeweegee7142
    @peeweegee7142 4 роки тому +3

    Wobira munhu womuuraya futi mhuri yake inogwadziwa kangani sure its not Good at all

  • @munyaradzikambati5446
    @munyaradzikambati5446 4 роки тому +1

    These robbers are merciless ngavafire kujeri

  • @welliewellazy9604
    @welliewellazy9604 4 роки тому +3

    Chingofiramo hako murume, ndiwe wakatopfura murungu wakuda kunyepera vamwe vako vasisipo

  • @tinotendasaungweme1380
    @tinotendasaungweme1380 4 роки тому +1

    Ndiye munhu and nyaya BT arikty dadira

  • @justicemajoni8928
    @justicemajoni8928 4 роки тому +2

    Atlist makatombobviswa pamutongo we rufu... .tendai denga tsano.....

  • @peeweegee7142
    @peeweegee7142 4 роки тому +2

    Kuba kunokonzegwa nousimbe

  • @mrbudazofficial1857
    @mrbudazofficial1857 4 роки тому +1

    anonyepa ko saka vaiitei ne mbavha yakazoita kuti vasungwe

  • @tawandatmanyange3896
    @tawandatmanyange3896 4 роки тому +1

    Jorum chimbonotaurai naye futi tete uyu haaaa ngaagareko kujeri

  • @stellamundevere9349
    @stellamundevere9349 4 роки тому

    Asi Tete Tilder avachaisa maprograme Aya Pano here nema dn test

  • @peeweegee7142
    @peeweegee7142 4 роки тому +1

    Dai usina kubatwa wairamba uchiuraya hazvina kunaka

  • @nicholasmatsa583
    @nicholasmatsa583 4 роки тому +1

    Makanyanya muchembere

  • @sophiagoredema-dj9eq
    @sophiagoredema-dj9eq 6 місяців тому

    Narrating yake haasi mutsva munyaya idzi

  • @eltonde7921
    @eltonde7921 3 роки тому +1

    This guy wz lyng

  • @owenhlerema7854
    @owenhlerema7854 4 роки тому +2

    Kundipedzera data rangu nenyaya dzisina basa

  • @janezimunya188
    @janezimunya188 4 роки тому +1

    Ummmmm Dai achibuditswawo

  • @tsitsimoyo3746
    @tsitsimoyo3746 3 роки тому

    nice guy like u

  • @abigailmawi1385
    @abigailmawi1385 3 роки тому +1

    Life in jail .........

  • @biancamabuto1913
    @biancamabuto1913 4 роки тому +1

    Ndini ndatanga

  • @josephinepapaya6805
    @josephinepapaya6805 4 роки тому +1

    Tete hamusi kuwanika

  • @lisancube3177
    @lisancube3177 4 роки тому

    Sham bhudi akula mkhuleko ngemva kokofa

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 4 роки тому

    Uyu ngaagare kujeri

  • @lloydchisedzi702
    @lloydchisedzi702 4 роки тому

    haana kushanduka uyo, garamo iwe

  • @durokanj7705
    @durokanj7705 4 роки тому +1

    Manheru huri usiku

  • @nyama92
    @nyama92 3 роки тому

    he is a lier how come Vakagona kubata mrungu aive nepfuti ma powers acho vakamadzidza kupi.

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 4 роки тому

    Joram arisei tamusuwa

    • @sibandagilberternest843
      @sibandagilberternest843 4 роки тому +1

      Joram ndiye umwe akanga ari nhinhi yomuMtapa and baba vake vayitomurumbidza kuti ibhuru.Munhu waakauraya hayisi accident, it was intentional

  • @patriciachamanga7536
    @patriciachamanga7536 4 роки тому +1

    Firako satan wemunhu

  • @lindafaria6009
    @lindafaria6009 4 роки тому +1

    Second marova tete

  • @mistyma1chekudyahachidadir100
    @mistyma1chekudyahachidadir100 4 роки тому +2

    Ibhinya iri arikuda kunyepera kunamata

  • @mitchellemarecha2599
    @mitchellemarecha2599 4 роки тому

    MuShurugwian 🤣🤣🤣

  • @funchinchinyai8170
    @funchinchinyai8170 4 роки тому +2

    chiitiko chakaitika muchiziva baba, because makagara pasi mukatoronga but now makuziva kuti it was a wrong decision, wishing you more presidential pardons

    • @chineduchedu8395
      @chineduchedu8395 4 роки тому

      Uyu anofanira kufira haaite masimba uyu akabuda ipapa takuvara type dzaana chidhumo idzo handiudzwe nezvake ndomuziwisa ngaagareko ndiko kunoenderana naye

    • @jeremylinah8078
      @jeremylinah8078 4 роки тому

      Faceyauyu unotyisa kubyda anitoita janjaweed chaiko

  • @blessingmarimira
    @blessingmarimira 4 роки тому

    Second kkkk

  • @beewesuperlifestc3011
    @beewesuperlifestc3011 4 роки тому

    Second

  • @owenhlerema7854
    @owenhlerema7854 4 роки тому +2

    Kundipedzera data rangu nenyaya dzisina basa