EMOTIONAL 💔Amai VaRuth Hwara Vataura Zvachemedza Vanhu PaNhamo | AIVE ZAI REGONDO

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 26 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 144

  • @LilianMuyengwa
    @LilianMuyengwa 2 місяці тому +11

    Let's pray for Mai Ruth because she gonna follow her daughter immediately

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 2 місяці тому +10

    Zai regondo semwana wangu mwari chengetai mwana wangu 1 iyeye😢😢

    • @lynnmarowa9478
      @lynnmarowa9478 2 місяці тому

      Me too god protect my daughter 🙏 from evil eye

    • @Qwinpin
      @Qwinpin 2 місяці тому +1

      Ini ndiri zai regondo... pray for me too coz varoyi vakandironda tsimba

  • @Jacqueline-gb5hn
    @Jacqueline-gb5hn 2 місяці тому +8

    Huroyi kuurayira mwana kuti adzidza mai Ruth vangazogarika hamunyari voroyi vehama

    • @mattgrosvenor7293
      @mattgrosvenor7293 2 місяці тому

      @jacqueline-gb5hn taura hako. that thot dropped in me too. maiguru not sincere even in the other video budhi baba pp did come across as sincere. vvanga vaenda kunovistor na driver wasa sekuru Nigel ruth aka ramba drink akabva aramba aka nyarara.

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 2 місяці тому +27

    Crocodile tears😅Gogo imi..I also think kuti kuroyiwa kwakaitwa panaRuth😢panechivanhu involved

    • @talithadube6468
      @talithadube6468 2 місяці тому +1

      True

    • @agneskaitano1334
      @agneskaitano1334 2 місяці тому +4

      Zvimwe zvirwere izvi kuchipatara havazvishaire mazita kumwe kutoroiwa uku sei zvangotanga apedza University varoyi variko shuwa kudzungaidza Mai vacho futi healthy system yemuZim ndoimwe yakadhakwa dai vakamuendesa kuSA kuBara airarama hama dzake dzakaita shaisano kuti ungaite graduate iwe

    • @preciousmachaka7148
      @preciousmachaka7148 2 місяці тому

      ​@@agneskaitano1334 chokwadi taura hako dear .😢 😢.

    • @takundandarukwa5222
      @takundandarukwa5222 2 місяці тому +1

      Unoda vanhu varambe vachichema kusvika riini

    • @JosephMatende-mq7yw
      @JosephMatende-mq7yw 2 місяці тому

      Iwe vanhu atifanani chii newe

  • @FebiasMupondori
    @FebiasMupondori 2 місяці тому +5

    Mwari tochengetereiwo mazai egondo edu soory Mai Ruth

  • @GamuchiraiMhiripiri
    @GamuchiraiMhiripiri 2 місяці тому +4

    😢😢😢pane kakudyiwa kakaitwa mwana chii chakadaro mwana achangopedza kugraduater ongonzi urwere urwere usina mugumo

    • @carolmaposa7113
      @carolmaposa7113 2 місяці тому

      Akatanga kubatwa BP she had kidney condition vasingatozive till her heart started failing zvine zvinhu hazvina huroi she unfortunately had a very bad health condition zvinongorwadza

  • @Conniesebatamarema
    @Conniesebatamarema 2 місяці тому +9

    Mbuya vanonyepa ava zvinoto wonekwa nekumeso

    • @mmc307
      @mmc307 2 місяці тому

      Havana kana moyo ava

  • @PaidamwoyoAbigailNdhlovu
    @PaidamwoyoAbigailNdhlovu 2 місяці тому +4

    Mmmm dnt think maiguru ava vaimbouya kuzoona Ruth achirwara ivo samai pakaenda nhumbi dzokupfekedza mwana havana kudziona uku havana kumboita mention vakabatsira kuita raise mari yaida kurapisa mwana, mafamilies aya big up kune vakabatana!

  • @williamjoe5539
    @williamjoe5539 2 місяці тому +6

    I can see witchcraft in this woman😢rip Ruth my sis

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 місяці тому +13

    Futi Ruth akaroyewa uyu mmm kamurwariro kachooo

    • @GeraldTEKERE
      @GeraldTEKERE 2 місяці тому +1

      Zvakaoma kudzidzira kuenda pasi here😢😢😢😢

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 2 місяці тому +2

      @@GeraldTEKERE sha so sad kune Hama dzine godo kunze uku pane vakarwadziwa vakati hapana kwaanoenda ne degree iroro so painful 😥

  • @PopsMuzanenhamo
    @PopsMuzanenhamo 2 місяці тому +1

    Mwari ropafadzai mhuri wekwedu iyi nyaya yeku doneterwa iyi, uyu Mwana handimuzive asi ndarwadziwa nemashoko arikutaurwa nevanhu, please vanhu itai Mwari, hanzi amwene vakati chaona mudzako chapita mawa chirikwaiwe, don't forget that 😢😢

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 2 місяці тому +15

    Haikonai kufemeruka nhema imi,muchitsunyirira misodzi yenhema

  • @jescagotosa5546
    @jescagotosa5546 2 місяці тому +3

    Social media can build or destroy munhu,

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 2 місяці тому +13

    Amai vemunhu vanotadza kuziva zvaenda akapfeka here

    • @dianaishemunyoro2582
      @dianaishemunyoro2582 2 місяці тому

      Kurakidza kuti ey never cared😢

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 2 місяці тому

      Mhai mwana umwechete unoti varikugona hereko😭😭😭😭😭😭😭

    • @RonikaMajawi
      @RonikaMajawi 2 місяці тому

      Havana kana care ndovadya mwana

  • @peacezvaita
    @peacezvaita 2 місяці тому +2

    may your soul rest in peace ruth
    ndaradziwaaaa

  • @TinasheKamhapa
    @TinasheKamhapa 2 місяці тому +2

    Dzosai marii kuvanhu haisi yenyu nhasi hamuchada kuona ma socalist nokuti makatinya mari zvakaoma vanhu vatema hatitende mai vatadza nei kuziwa kuti mwana awigwa akapfeka sei kushaya hanya mai avo

  • @RoyaleHighness-fi6uz
    @RoyaleHighness-fi6uz 2 місяці тому +12

    Mashoko e vanhu ve Zim akaoma iiiiiih

    • @FungaiChinamora
      @FungaiChinamora 2 місяці тому

      😅😅is a 😅😅😅😅😅😅😅and a very qqqq😅in the 😅morning the q of the the to have q and a few of q q q😅q😅😅😅😅😅

  • @YvonneCija-mm7jx
    @YvonneCija-mm7jx 2 місяці тому +4

    Avo mbuya vanohumana avo. Hama dzavo dzakashandisa Mari ndivo vakaita kuti awedzere kurara. Social media ndiyo yakaita kuti awane rubatsiro yakamurwadza pai

  • @leobarunyararonzira3947
    @leobarunyararonzira3947 2 місяці тому +1

    Pane banga kwarakabva haaimbofa ega Ruth uyu

  • @dobbsarthur2182
    @dobbsarthur2182 2 місяці тому +4

    We need government which build hospital and equip them. ED government killed Ruth by failing to provide her with medical aid.

  • @tafadzwamarima7143
    @tafadzwamarima7143 2 місяці тому +1

    May you be comforted Ruth's family 😢😢

  • @GraceeSimango
    @GraceeSimango 2 місяці тому +1

    Zvaoma ndarwadziwa ufambe zvakanaka Ruth inzira yedu tose

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 2 місяці тому +9

    Zvakaoma misodziii yegarweeee

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 2 місяці тому +7

    Musacheme nhema dàyi makamurapisa mari makapihwa wani

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 2 місяці тому +15

    Mozviti mai asi moti mwana hamuzive avigwa akapfekei

    • @miriam489
      @miriam489 2 місяці тому +1

      Kuti mozo taura zveee iii I vai ne respect

    • @EllahBvute
      @EllahBvute 2 місяці тому +3

      I. Think amai vaizvionera papasina kuoneranana apa hapana hama irikunyatsoziva vakangodzwa kuti arwara mwana

    • @BessieMadhuva
      @BessieMadhuva 2 місяці тому

      Ivai nerespect imi Amai Kashoma kutoziva zvipfeko zvapfekedzwa Mwana nekuti vane vari mukuchema ibasa revaroora rekupfekedza Saka dzorai mashoko enyu

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 2 місяці тому

      @@BessieMadhuva ava havasi biological mother ava

    • @mamaman4730
      @mamaman4730 2 місяці тому +1

      Imwe mibvunzo haina kana nebasa rese how can you ask kuti munhu avigwa akapfekei? Zvine basa rei?

  • @marthamunyati6266
    @marthamunyati6266 2 місяці тому +3

    Yowe saka vesocial media vakabatsira nemari vakabatsira futi kumupa stress yowe

  • @rosemarynyakatsapa6540
    @rosemarynyakatsapa6540 2 місяці тому

    Sekuru Saint muzive zvekunyora panyaya dzenyu hanty ka

  • @peggytuhwe3158
    @peggytuhwe3158 2 місяці тому +1

    May your dear soul rest in peace Ruth.❤😢

  • @sharonchihumbe9132
    @sharonchihumbe9132 2 місяці тому

    Saka muri kuti social media ndiyo yakaura Ruth iyo social media ndiyo yakabatsira mwna

  • @Qwinpin
    @Qwinpin 2 місяці тому +1

    Huku yakadya mazai ayo... Zimbuya zimroyi

  • @BessieMadhuva
    @BessieMadhuva 2 місяці тому +1

    Yaaa social media,kuzoposter vanorwara,check condition

  • @nyarendaelizabeth
    @nyarendaelizabeth 2 місяці тому +2

    Mai vaRuth vakuda munamato nokut mashoko arikubuda musosho midhiya Ka vanogona kutevera mwana wavo

    • @MrsTee2024
      @MrsTee2024 2 місяці тому

      All they need to do is show us what they did with the money people contributed.

  • @MrsTee2024
    @MrsTee2024 2 місяці тому

    This family is ungrateful. Mari yekurapisa Ruth tisu maZimbabwean takaibvisa vatinyepera. We demand accountability. This family needs to respect us

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 2 місяці тому +2

    Please dont judge munhu for u will be judged also

  • @PeterSachipindi
    @PeterSachipindi 2 місяці тому

    Ah varoi avo ndivo vakaroya mwana makunyepera kuti social media yei

  • @judithpatriciapastor8082
    @judithpatriciapastor8082 2 місяці тому +2

    This girl needed deliverance

    • @dianambuwayesango9017
      @dianambuwayesango9017 2 місяці тому

      Chokwadi kuno graduate hurwere hotanga
      Ende aive nemuono nekunzwisisa uye Shungu dzekushandura Hupenyu hwake
      Ndakatanga kumuona pachannel YES DA Mandara achitsanangura makuriro aakaita
      Sad handimuzive personally but mdarwadziwa
      MHSRIEP

  • @agneskaitano1334
    @agneskaitano1334 2 місяці тому +1

    Shaisano chaiyo ndoyakaitirwa Ruth kuti mai vacho vanozotidadira maiguru avo varikuratidza kushaya hanya nazvo

    • @marthakachinga4925
      @marthakachinga4925 2 місяці тому

      Ummm misodzi ikati usade kundi hotspotta ....Maiguru bhoo here

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g Місяць тому

    Tarisai varoi vanoactor kupfuura vanaVharazipi.Hamunyari maisa mwana pajangsno ndoi dzevanhu

  • @MobsMob
    @MobsMob 2 місяці тому +2

    Crocodile tears chifarai😢

  • @TalentMugari
    @TalentMugari 2 місяці тому +2

    Mai verudzij vasingazive kti mwana avigwa akapfekeii

  • @GloryReza-j6s
    @GloryReza-j6s 2 місяці тому

    Social media ipi iri kutaurwa apa iyo nyaya yakazobuda atove serious kuti mari yadyiwa

  • @ErizaMukarati
    @ErizaMukarati 2 місяці тому

    Very sorry

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 2 місяці тому +2

    Mmmm amai ava ndine big ? Something wrong navo

    • @EuniceChaima
      @EuniceChaima 2 місяці тому

      Askana zvanusingazive nyarari kuti zii henyu.mai avo vachiti pakuchrmawo mwana vavo akashaika paaccident lastborn yavo kurwadziwa mufunge vakatbva kufirwawo

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 2 місяці тому +3

    Nhema dzenyu imii

  • @talentdumuka2779
    @talentdumuka2779 2 місяці тому

    Zvorwadza amai Ruth mwari vakunyaradzei

  • @MUTSEZY
    @MUTSEZY 2 місяці тому +1

    HUROYI HURIPACHENA UYU ,PANE VEHUKAMA KURWADZIWA CHAIKO PASI NEUROYI😭😭😭😭😭

    • @MUTSEZY
      @MUTSEZY 2 місяці тому

      VANGORAMBA VONGOTI AKADZIDZA ,MWANA UYU AKAURAYIRWA FUNDO YAKE

  • @chipomundava8735
    @chipomundava8735 2 місяці тому +2

    Chokwadi social media ukasasimba inokuuraya kufa chaiko asi mhepo dzakafamba hadzo kungomutadzisa kuenda iyo mari iripo

  • @rosemaryjieman9302
    @rosemaryjieman9302 2 місяці тому +1

    Zvakaoma hazvo
    Kufirwa kunorwadza hako
    Nyaradzwai vemhuri

  • @abbymuss5519
    @abbymuss5519 2 місяці тому

    Basa makapedza maiguru chasara kudya. Chiso chenyu chinooneka kuti murikunyepedzera

  • @spiwengoya3847
    @spiwengoya3847 2 місяці тому

    Hakuna mai vakadaro vanotadza kuziva kt mwana avigwa akapfekei even kamutauriro kenyu mhai ityai Mwari

  • @ColletaMatongo
    @ColletaMatongo 2 місяці тому

    Social media yaipa futi ko pamaipiwa mari makadii kuzvitaura izvozvo ibvayi apa

  • @priscillarmaenzanise6480
    @priscillarmaenzanise6480 2 місяці тому +1

    Makatadza kuendesa mwana ku India

  • @tendaimadamombe7255
    @tendaimadamombe7255 2 місяці тому +2

    Aaa imi amutendii chete

  • @fungienyilika3769
    @fungienyilika3769 2 місяці тому +1

    Social media raised Mari

  • @CathrineChiwiza
    @CathrineChiwiza 2 місяці тому

    Hama dza Ruth ityayi mwari . Dzorerayi change yese uye zvima brothers izvo where were u musinga zvirapisire sister yenyu. Pay back mari ye Go fund mbavha imi

  • @poncianamkanuki4779
    @poncianamkanuki4779 2 місяці тому

    Iiiiiii saka Dai kwakanga kusina social media Mari yokurapisa mwana yaizobvepi nhaimi zvimwe titaure tichiziva Hama dzangu ,ko Inga iye aitotaura nevanhu

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t 2 місяці тому

    Makaroya mwana henyu dai makafamba kun'anga nekuchipatara zvaifamba
    Uye moyo wenyu wakangoda mari chete yaibviswa hanya henyu manga musina imi

  • @ministerszvobgo7232
    @ministerszvobgo7232 2 місяці тому

    NdiZiGO here uyo PA 2:55

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe1369 2 місяці тому

    Ivo vanhu kana vabatsira kudai vachizoziva zvekutaura.

  • @MaphinaKanyume
    @MaphinaKanyume 2 місяці тому

    Rest in power Ruth

  • @pammund3495
    @pammund3495 2 місяці тому

    R. I. P Ruth

  • @hellenmagwenzi5235
    @hellenmagwenzi5235 2 місяці тому

    Rip Ruth

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 2 місяці тому +2

    U let her down

  • @sarudzainyandoro4910
    @sarudzainyandoro4910 2 місяці тому

    Iiiii varoyi variko sure kushandira mahara sure raenda zai regondo

  • @tendaimadamombe7255
    @tendaimadamombe7255 2 місяці тому +5

    Ko zvinovhunziwa here zvipfeko amusing mazvinyanya

    • @esierayner533
      @esierayner533 2 місяці тому

      Nhai , kudakukwana pese zvinei nemi mareporter

    • @PeshyBanda-jc8oq
      @PeshyBanda-jc8oq 2 місяці тому

      Ndazvishayawo ini anozvidiyi zvipfeko

  • @Benitakuyeri
    @Benitakuyeri 2 місяці тому

    Mhuri iyi ine degree rekunyepa vaimboti Ruth haana phone wani

  • @SolomonSolly-h2q
    @SolomonSolly-h2q 2 місяці тому

    Makadii kuvharirisa kuti asabuda pasocial medea boo hr masoko ayo but mari maigamuchira itai mushe

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 2 місяці тому

    Amai ava ndivo vakabata mari vari kutochema here izvozvi ibvapo

  • @lizzymazambara1002
    @lizzymazambara1002 2 місяці тому +1

    Mai vechi2 avo ityai Mwari imi family yembavha

  • @undersongwati5504
    @undersongwati5504 2 місяці тому

    Handina kunyatso zvicherechedzaini ummm amaiavakaaaa!!!

  • @PamhidzaiMugazambi
    @PamhidzaiMugazambi 2 місяці тому

    Rest in peace Ruth

  • @emilymushonga1017
    @emilymushonga1017 2 місяці тому

    Iri zigogo repakona chete kuchema nhando ngaribve apo nxaaa

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 2 місяці тому

    Zorora mu rugare Ruth 😭

  • @netsaikaja-sn9vv
    @netsaikaja-sn9vv 2 місяці тому

    RIP Ruth my dear.

  • @ShantelKuimba-u6u
    @ShantelKuimba-u6u 2 місяці тому

    ummm Mai Ava handisi kuvapihwa zvakAnaka ini umm

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 2 місяці тому

    Ko dai vasina kukanda pa social media aizobatsiridza nei musadero imi kuti social media yakabatsiridza

  • @TracyJohn-eb6hw
    @TracyJohn-eb6hw 2 місяці тому +2

    Mbavha dzevanhu mwari ngavenemi

  • @GalieCharidza
    @GalieCharidza 2 місяці тому

    Muroyi wehama

  • @PRIVILEDGEMSHAMBI-xt4ng
    @PRIVILEDGEMSHAMBI-xt4ng 2 місяці тому

    First to comment

  • @BerlinHandris-id8dz
    @BerlinHandris-id8dz 2 місяці тому

    Social media yadiiko imi mai hamutendi imi

  • @thomastongogara1838
    @thomastongogara1838 2 місяці тому +1

    Nigel kakatomira pafotune yemari yedu nekashort kejean nekabhachi

  • @preciousmapurisa4711
    @preciousmapurisa4711 2 місяці тому +1

    Hezvo ko hanti social media was doing a go fund here

    • @LoreenChapepa
      @LoreenChapepa 2 місяці тому

      Of course but kubatsira hazvirevi kuti pochingotaurwa zvese zvese just bcoz you are assisting

  • @GertrudeKudumba
    @GertrudeKudumba 2 місяці тому

    Mmm second speaker iyooo dai yazogona kutya Mwari uye zve nekufunda kutenda muhupenyu

  • @ClairenyashaTaruvinga
    @ClairenyashaTaruvinga 2 місяці тому

    kubatsiridzeyikohaiwa vaida kuziva kut mariii yashandeyi imhosva here

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 2 місяці тому

    Soshari midiya inenharo.

  • @tagutalilian9808
    @tagutalilian9808 2 місяці тому

    Zvataurwa namai ava ichokwadi social media contributed a lot to Ruth' s death , tisadaro chero tabatsira guys, apa mari dziri kubiswa nana Nigel zvochitaurwa maida mwana adii

  • @MoyoMuyambi
    @MoyoMuyambi 2 місяці тому

    Musangoti chese kuchipatra mazuvano vanhu varikuroya

  • @CharityMarira
    @CharityMarira 2 місяці тому

    Munhu munhu chokwadi vanhu vakabvisa mari yavo kuti arapwe mbuya iyo yaakuti ndinotenda maclassmates ,vaainamata navo ko nyika yezimbabwe yakabvisa mari yakawanda kudaro nechido chekuti musikana arapwe

  • @xiethefreakmokwena600
    @xiethefreakmokwena600 2 місяці тому

    Varikuchemera mari

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess2216 2 місяці тому

    Moms iyo ndeye dhakwaz

  • @linahchimbirimbiri3157
    @linahchimbirimbiri3157 2 місяці тому +2

    Social media yakapedzisa ruth

    • @tanyarue
      @tanyarue 2 місяці тому

      Ibvaipo imi social media iyoyi ndiyo yaiita kuti arapwe muhosp inodhura iyo musataure zvisina maturo

  • @HazelBilliat08
    @HazelBilliat08 2 місяці тому

    Zimuroyi pfutseki

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 2 місяці тому

    RIP

  • @linahchimbirimbiri3157
    @linahchimbirimbiri3157 2 місяці тому

    Hanzi aenda negown

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 2 місяці тому +1

    Maikumbirirei mari yacho makadii kutsvaga mega

  • @xiethefreakmokwena600
    @xiethefreakmokwena600 2 місяці тому

    Mbuya iyi is lying

  • @priscillarmaenzanise6480
    @priscillarmaenzanise6480 2 місяці тому

    Black people are not serious with human life .akaoma pafone ipi imi mai imi munhu airwara

  • @tanyarue
    @tanyarue 2 місяці тому

    Ungrateful dinkeys hiw can u say social media contributed pakufa kwemwana hanty kuyi arapwe muexpensibe hosp imari yesocial media muri makudo misuri yenyu makachiva mari instead yekutapisa mwana imi mari ngadzidzoke dzibatsire vamwe

  • @thegeneral3215
    @thegeneral3215 2 місяці тому

    Face yamai ava inotoratidza kuti vanehutsinye

  • @xiethefreakmokwena600
    @xiethefreakmokwena600 2 місяці тому

    Mai vaRuth vadga mari