Wife Gets Impregnated By Boyfriend Whilst The Husband Is Sick..

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 3 жов 2024
  • Hie 326 i am very worried I need your help nyaya yangu yakamira kudai…
    Ndakaroorwa nemurume wangu 17yrs back mushure mekunge afirwa nemudzimai pafirst marriage vanga vaine vana two.Ini ndikaroorwa tikagara hedu but muimba yemukati maiita kunge munedambudziko ini ndaisanyatsonzwisisa nekuti ndakawanikwa ndiri mhandara.Taka gara makore akapetana pasina mwana for all those years .Akazotanga kurwara imba yemukati ikabva yakanganisika zvachose.....
    #starfm #trending #maritalissues

КОМЕНТАРІ • 8

  • @nontandochibi6909
    @nontandochibi6909 3 місяці тому +3

    Boyfriend doesn't want her. Kune type iya inoda married women because it's less responsibility. So I think she must talk to her hubby coz he might understand since achiziva the bedroom issues but if he doesn't then she must be prepared kuve single mum coz boyfriend iyo hapana hapana

  • @bosslady933
    @bosslady933 2 місяці тому

    No better kubvisa hako

  • @josh_dat-guy4891
    @josh_dat-guy4891 3 місяці тому +1

    What u did is justifiable my sister... Am jus trying to add my numbers n am getting worried, let's jus say she was married at 23…+ 17 years to mean dzave 40 years...chengetai mwana hanzvadzi makore awanda

  • @wellingtonmaredza
    @wellingtonmaredza 3 місяці тому

    Mwana chipo kubva kuna Mwari yes, but kuhura kuti umuwane hachingavi chinhu chakanaka kuna Mwari wacho

  • @GeraldMupfupi
    @GeraldMupfupi 2 місяці тому

    Itamwana , woenda , wonoita vamwe vans hapana kana chakashata

  • @callypofficial34
    @callypofficial34 3 місяці тому

    ndizvozvo munyori uri bhishu muudze murume wako akurambe unogara na boifrnd

  • @Nunec
    @Nunec 3 місяці тому

    Chances are those other 2 kids are not the husband's haazvare. Leave and keep kid

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet4707 3 місяці тому

    Be careful of Tinashe Mugabe