Mukomana uyu ngaagare muyard makawana mbuya vake vachigara paakauya achibva kwaana kwamubata kwaakakurira.arikumhanya bani ndosaka asina kana even munhu waanomira naye mudare.ndini nxt door yake
Usada kurwisanisa vanhu vasina kukuudza kuti vane ma problems pamwe karanganda ndiyo irikutevera tichkach unozviziva sei plus hazvirambidzwe kuenda neyako camera as long Uri registered uchinotora nhau so urikurasika papi bhururu
Mukoma tich kach munagadzirisa sound asi basa murikugona from mozambique
Mumwe anotsamira churu nemiganhu iyi.... zvivarume zvikuru izvi zviri kubatira mwanakomana uyo 😢😢😢😢
Regai Wellingtone atore kkkkk
Ko ivo Sabhuku vanga vatotorawo wani kkkkk apa ndivo muridzi wemusha kutozvibira havo munzvimbo yavo
Sabhuku charadza musadzvanyire mukomana wechidik uyo , nekuti iyo imhuri yekwacharadza
Mukomana uyu ngaagare muyard makawana mbuya vake vachigara paakauya achibva kwaana kwamubata kwaakakurira.arikumhanya bani ndosaka asina kana even munhu waanomira naye mudare.ndini nxt door yake
Sabhuku Charadza should have recused himself from the case.He is conflicted
Munongoteverera karanganda ko kuitazvenyu zvinorema here