Saka zvinodadisa here zvaarikutaura uye zvakadzora zvinhu zvakaenda ne mukadzi here ? hazvina musoro izvoo haiwaa . Ukouroyi its true why doing that ngaatore mwana wake chete .
Tokoloshi salt wgat what 😢 Dziri kuto vhaira nezve huroyi, uri muroyi! Why vachiri kuona nyoka iwe wakazo tendera kuti vatore mwana ukaramba kumutora wega? Doesn't make any sense at all, shame, wakato vhekeresa manakuti ujege ka career kako 😢
Saka zvinodadisa here zvaarikutaura uye zvakadzora zvinhu zvakaenda ne mukadzi here ? hazvina musoro izvoo haiwaa . Ukouroyi its true why doing that ngaatore mwana wake chete .
Nhai Va Tichkach sei muchiita kuti tisakwanise kuisa ma comments pane dzimwe nyaya dzamunobudisa like yemuskana wenyora kumusana akadyisa mufana uya,
Saka zvinotodadisa hr izvo iye mkadzi angangosimuka ega hr wkamuitei mkadzi taura chokwadi
Good question? This guy is a witch wooo .
Akaromba period.
Handiti iye akati anoda mwana adzoke uye akapiwa mushonga wekuti zviite .
Saka nyoka ndedzake murume uyu zvisina kupokana .
He is very rude
Ko kakakey kemota anzii mudatione here
😂😂😂😂
😅
Arikutosvaga vakadzi hake
Mucharombeswa Nana sekuru venyu ava and Advent yenyu matadza maitiro acho
Baba Bona Tsviki tsviki
Akakumura hembe akasara ari birthday 😅😅😅😅
T1 uchajohonywa nemakey emuroyi waunaye😂😂😂😂
N'anga idzi dzikafuma dzakafa munozodii nawyo mishonga iyi veduweedzidzai kusavimba nen'anga idzi
Kachupeti kemunhu
The way he talks kuita kunge advert 😊
Itori
Ndiyo
Ndiye hr uye wetsviki tsviki gore gore riya
Ehe ndiye kkkkk mu comedian uyo
@@TsitsiIdahMunyisakkkkkkk ndanetseka kuti munhu uyo ndakambomuona kupi, hoo ndiyo shasha yekuramba kubvisa mari yeDamage paroora achiti akaona mkadzi isisiri mhandara kkkkk. Dare raMutape Chatibwege kkk
I key dzemota ka dzirikunongedzera T one idzo 😂😂
Baba bona makatopihwa huroyi
Kamuroyi kechirume dai kakarombeswa kachingoti zvimhasuru kunge dumbu redatya
Haazi mface we tyikityiki here 😅😅😅😅
😂😂😂😂 ndiye panebasa apo
Ndiye vane basa baba ivava
Ndakakumura hembe kusara ndiri birthday 🎉
Kkkkkkk aaaa nhaimi zvakaoma 😂😂😂😂😂
Kkkkkķ@@GeorginaManamike
Kutobhoikana naye baba bona ndaipirwa zvangu in
Mwana haadzoki baba bhona modakumushandisei nasekuru venyu ivavo unodakuromba nemwana iwee maibhona musadzosa mwana uyooo kumurombi uyooo
Hezvo baba bona makatoroora 😂😂
Nhasi ndini first 😊😊
Baba Bona Mugabe her
Zvinotyisa izvii
Vatanga varoyi vekwa Mudare, huroyi,kuuraya,nezvidhoma nehurombwa ida murume wekwa Mutare,hokoyo.
Ndiye tsviki ndiye tsviki adzoka handi
Ehe ndiye ndanga ndamushaya
Haaaa kamarketing aka
Iwe tsviki. Sviki usanyeba
Ukangonzwa kwanzi kushaisha zvaendwa zviroyi zvehonde
Kkkkkkk
Ko ma key emota Mati adiiko baba Bona?
Xaaaaasa advertise iyo
Mwana akatorombeswa maimwana fambai nemwana pachiripedo
Dai ndaiziva mukadzi iye ndaimboda kuona simbarako
PFUTSEKI BABA BONA NEMAVARA MAKUKU KAMUROYI KEMHUNHU KAMBWA ZIDHODHI HAUNYARI KUROYA MWANA WAKO UNONYADZISA IWE
Uchatoromba cz ushingi wacho unahwo utori muroyi
Wakatoromba shamwari usazoramba mangwana
Ndye tsviki tsviki kkkkkk pakaipa
Ucharombesa mwana kana nyoka dzikapinda pazviwariro zvozoendepi mukazvidemba
Wakatomboroorawo here iwewe
Mukoma tich Mamaroneck Moses nasekuruMusandagore avo
Breading news....!!!
Manje munhu anogadzira munhu haataure futi sezvamurikuita
Siya makes uchamunjunga
😂😂😂😂😂
Uyo ari ku actor hamuzivi here..vaimboita chidare namutape, and at the same time advertising musandagore
Urikuti mwana ngaadzoke apa urikuti ndiwe wakazomumanikidza kuenda nemwana uchiti unomusungisa kuti waku Dumper mwana taura nyaya yako chaiyo iwe mboko
Bba Bona Mugabe hre nhai
Hanziiko ne key yaramba kupinda muhomwe here
Sound like fairytale and advertising
TswikiTswiki zvaiwana ngwaratii kudya irere
Chivasa kumusha kwangu
Wakuda mwana upi fut wakat ngaende nemwana urisaskamu kana nyaya iriyekunyepq unozongopedzisira wabuda musaga 😂 wakat enda nemwana ndokusungisa apa wakut ngadzoke 😂😂😂😂
Ndiwe unogona kuteerera manje. He is just advertising for N'anga. Nhema hadzidzokorodziki
Yowee inga izvichishamiso ichoo.
haasiye vekunwa mukaka wemwana here uyu
Ba bona uri muroyi shamwari
Muface ari kutaura uyu haasi uya here wekunzwa chikomba chiri tsviki tsviki kusvika kunze kuedze
Mfana voodoo iri apa wakatorombeswa
But vakadzi vanojairira
By ndiwe wakaenda ako kwasekuru musunda gore sekuru Havana mhoswa ndiwe unemhosws
Muchinda uyo ndakambomuona kwamugabe tinashe kana ndicharangarira
Baba bhona amuzwi imwimwi munobhaiza
Ucharoya hako imira after 2 yrs uchadzoka zvako
Ko mwana akarumwa nhy
Une moyo wakoma iwe yooo kuita muroyi chaiye kutaura usina kupfeka
Haasi Tswiki Tswiki hre uyu
😢😢😢
Unowana vasingakugoni wakasangana nevatsitsi unodakupetwa benzi
Marketing strategy
Kasi ba Bona mane mota hr kkkkkkkk vagara vaine dram
Apa munhu akat hwee pahope asi pfungwa dzacho😢
N’anga varoyi
So is he looking after the child?
Advertising sekuru Musundagore 😂 wamboti 6 years ago apa wakut mwana mucheche haiwa tibvire zvedu apo
6 years ago vaitofambirawo dzimwe nyaya
Saka zvinodadisa here zvaarikutaura uye zvakadzora zvinhu zvakaenda ne mukadzi here ? hazvina musoro izvoo haiwaa . Ukouroyi its true why doing that ngaatore mwana wake chete .
Muroyi uyu
Vanhu vakashinga
Ko ma key madii kuisa muhomwe nhai seleb
Finish
Unopenga mudhara kudada nekurombeswa
Advertising mataurro ake
Mai ava vanga vane basa chairo
Kana wakambonzwa word rekuti back to sender haumbofarise kudero
Kkkk ndadziona dzekurinda mkadzi we mnhu achiita tsviki tsviki 😅😅😅😅😂
Ehe ndiye kkk zvakaoma
@MelodyTipedze kkkk nhsi nekey hanzi tadiiko
Haa izvi itai asi zivai kuti hapana mushonga unoshanda pasina ropa remunhu direct or indirect ende zvopanduka
Manje
Musarombe ndapota weduwe
Nemiwo munopa mishonga regayi kuwedzera ndambodziko muvanhu Jehovah variko musatadzere Mwari muchiziva
Wakagona iwe vanojairira vanhu ava
Makey hakwani hre muka bag Kari padumbu ako
Hanzi icelebrity? Ndiani uyu? Haapenge here?
But tichkachi uyu sei akuita zvema adverts, please ngaasaenda kwa Mambo Mutasa anotikanganisa nenyaya dzake dzekustager please please this is fake
Celeb rekupi
😂😂😂
Tichkach pliz enda kumusha kwaarikutaura kt kurikuonekwa nyoka timbonzwa rutivi rwemukadzi mukunge risiri advert yamurikuita
Tokoloshi salt wgat what 😢 Dziri kuto vhaira nezve huroyi, uri muroyi! Why vachiri kuona nyoka iwe wakazo tendera kuti vatore mwana ukaramba kumutora wega? Doesn't make any sense at all, shame, wakato vhekeresa manakuti ujege ka career kako 😢
mfana anedzungu uyu kusamamiswa uku at least havasi vanasisi vangu inotsakatika mfana
Muroi suwa aaaaaa uyuu
Anoda kupindirwa mu Jik uyu ndinodonhaya naye kuita Kuwa chaiko
Chinonetsa mukadzi ayingo shingirira iyi ahisi type inogakika nayo
Nonsense just an advert of the sangoma
Sekuru musundagore bla bla 👎🏿👎🏿👎🏿
Fake
Murume wakatoromba Zvinhu zvino shandwa zvimwe
Saka zvinodadisa here zvaarikutaura uye zvakadzora zvinhu zvakaenda ne mukadzi here ? hazvina musoro izvoo haiwaa . Ukouroyi its true why doing that ngaatore mwana wake chete .