Chikopokopo PaZion (Official Audio by Lawrence Ngwaru) pro by E Mutsago , fambaaa Nehemia tiendee!!!
Вставка
- Опубліковано 21 січ 2024
- shoko rechiporofita rozadziswa kuti Nehemia uchafambira muchadenga, Samere wakati Nehemia sara upedzise nyika dzandisina kusvika !!!
zvakanyorwa muBhaibheri
Shona
Isaya 2:2 Pamazuva okupedzisira zvichaitika kuti gomo reimba yaJehovha richasimbiswa pamusoro pamakomo, richakwiridzwa kupfuura zvikomo; marudzi ose achamhanyira kwariri.
English
Isaiah 2:2 In the last days the mountain of the Lord's temple will be established as chief among the mountains; it will be raised above the hills, and all nations will stream to it.
Kudonha ndiwe kupasa ndiwe kufoira ndiwe Bata gidhi tipinde musango simudzai ruoko rwerudyi Mambo mutarire vana veZion vamunavo famba Nehemiah tiende titendere kubata basa tiripasi pa Nehemiah ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ Aaaaa master apa makazoratidza kut zvamunoimba zvinoitita yesssssssss Dai kubaira kwaitiuraya taivaka mbungo 2 hr Aiwa kwete yesssssssssssssssssssssss vanonyofora Mambo chikopokopo hecho ka muchadenga
Yoooohoooo keep it up master
Hottesst
Fire fire famba nehemiah ngazviende mberi
Ishuwa zvaka Profita na Baba Samere
Song of the moment..... Tinotenda madyira
Ndafara zvangu mukoma lodza famba zion
Your song is on right time pachikopokopo ipapo
Team murikudadisa nekuda kwenyu pachasimuka Chikopokopo nesu zvedu zvichasimukawo murikutokoshera ne support ❤🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Chizimbe kuseri Muchingami yose inoti matigonera
Chiri kubvira ichii💥💥💥💥💥
Amen
unogona iwe
Haa uyu minhu uyu mwari vsnomubetser uyu
Wow makapedzera
Haaaaaa mr Ngwaru keep on the fire burning
ngoma ngoma,, chikopokopo nachooo
Mukwasha wangu iyeye
Shining stars🎉🎉
unogonesa iwe welldone
Wow❤️❤️❤️neChikopokopo
Amen Amen chikopokopo
Waal Chitova .Chikopokopo
Keep it up
Haaa iyi ngoma yakarohwa Kani kufambirana nezviripo excellent mukoma ngwaru
Welldone
❤❤❤❤❤ngoma inotapira
Chitova mwari wenyu ngaakutsigirei murambe makatsika ipapo❤
❤❤❤ Ko kuzofambirana nefashion keep the fire burning
Wow keep up the good work Mr Ngwaru
I love my church
Ngoma yakanaka muyera Gumbo 🔥🔥🔥🔥
Fire 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Hokoyooo chabuda chikopokopo chiya❤❤❤❤❤❤
❤ Keep it up
❤❤❤Nice song
Fambai chitova mhofela vakanda
Hoyoooooooooo chitovaa
🎉🎉 welldone
Well done chitova
Great.....
Yes yes 🔥🔥🔥
Weldone Madyira! Good music
Good job Mr Ngwaru👏👏
Makafamba chitova ❤
Chikopokopo ❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃💃
Well done mukoma Makarova apa
Chakanyanya Ngwaru unotiginera
Wooooow that's my brother chikupisa ichi
Amen Church
Ndini Driver wacho
Chizimbeee keep going broooo💯💯
Well done
Burning❤
Zvakarongeka izvi. Keep it up atezvara
Keep up the good work broh
Powerful
🎉🎉hoyoooooo❤❤
Mr law Ngwaru #vakapererwa nemabasa
🔥🔥🔥Law wakagona
Wonderful
Ngachiuye zvacho
Tipinde musango,kudonha ndwee emen
So sweet
Yakapenga❤
❤❤pashumirwa apa
Good one uncle
Chikopokopo🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃 🎉❤ well done Chitova👏👏👏
Ngwaru worira rambawakadaro nhaka chimuti ndechako
ichoo 🔥🔥🔥🔥🔥
Uuuuu naka bamwana mogona
Well done 🔥🔥
0n repeat 🔃
Famba zion
Ichooo 🎉
Ndakamboreva kt muchinda uyu muhombe vnh vakat hauna chaunoziv nyarara now inzwai kubva paZunde haasi kudzika
Fambaa Madyira vank
Anoziva zvaanoita mukomana uyu
❤❤❤❤❤ chikopokopo
Thank you and thank you again
Unogona wangu
hoyoooooo
🙏🙏🙏🙏🙏amen
Hoyooo ma shinning stars makungonesa
Sando dzenyu master
Chikopokopo ❤
Haaaaa ehee chinopisa
Chikopokopo woyeee
Zuva ngarichisvika
🚁🚁🚁🚁 famba
Ichoo chikopokopo
Well done 👍 Master and team
Homeboy famba
Hoyoooooo murikupisa guys
chabvondokaaaaaaa iiiiiihhh kudonha ndiwe
Moto chaiwo
Wonderful Ngwaru wagonesa kuparidzira marudzi ose nezve Chikopokopo Cha 2024.
Fambaaaa 🚁 🚁 🚁
This is excellent, well done
💥💥🔥🔥🔥
CHIKOPOKOPO CHIKOPOKOPO CHIKOPOKOPO
Pachikopokopo ipapo
Perfect keep it up Chitova