My husband and i have been praying for the fruit of the womb.It has been a tough road for us😢😢😢.At times hope is lost but i want to thank you bamunini Makorose for this piece,its so uplifting i feel uplifted and i now know iye ane zuva Raachazviita.Zvinga nonoka but he will surely fullfil as Bishop Nehemiah Mutendi always say.
Mai chiwa is feeling blessed with the song... Well done Mr Makorose ngazviende mberi kamugidhi ako ndabva ndafunga my mother the late it was her favorite song
This is One of your Best Song since you joined Musical Industry,,,, Ngazvirambe zvakadaro, dzidziso yekusimbisa Vanhu vanonamata tese kuti Mwari anganonoka kushandura mikumbiro yedu asi anonzwa,,, Jehovha havakanganwi,,,,, thanks Makorose heyiiii👏👏👏
As a young brother I declare this a hit song✅
You can say that again
Kana zvabva nekwamuri zvinobvira kugamuchira mukoma Princo.
Imagine if you had a verse here yeses😭🔥🔥
thats my brother thank you minin'ina wangu
Nekuti haazati ari usakarurama ,ungakanwa...🙏🙏🙏
Amen amen ,tinomirira nekutenda nezuva raachazviita❤️🔥🔥🔥💃💃💃
#Mwari Une Zuva Raachazviita 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ichi chiri kupisa ichi 🔥🔥🔥🔥🔥👏👏👏👏 well done Makorose Mwari une zuva raachazviita✍️🙏🙏🙏
Veduwe wow😍😍😘😍murume wangu here nhaimi vakambosiimba izviii zvanyanya uuuuuuuuuuuuu
My husband and i have been praying for the fruit of the womb.It has been a tough road for us😢😢😢.At times hope is lost but i want to thank you bamunini Makorose for this piece,its so uplifting i feel uplifted and i now know iye ane zuva Raachazviita.Zvinga nonoka but he will surely fullfil as Bishop Nehemiah Mutendi always say.
Mwari une zuva raachazviita. It is well😊
Mwari vane hanya uye vane kamurongero kave kakato siyana nekedu musatya maiguru vangu imi namukoma vangu nekuda kwake Mwari tinokunda hakuna zvee chinoramba une zuva raachazviita
Mwari ngaarambe achikuendesa mberi kwekumberi wena
Mai chiwa is feeling blessed with the song... Well done Mr Makorose ngazviende mberi kamugidhi ako ndabva ndafunga my mother the late it was her favorite song
When the fullness of the time had come....Mwari unozviita ndiyo zvokwdi.. Ngoma iyi yandipodza mavanga mumoyo
Mwana womwana wangu paNyama apo utore Adiyere abate ngoma
Yes yes Une zuva raachazviita ❤
I'm blessed with this song 🙏ndokuti Zion kaa uku
Yes yes riripo zuva raachazviita mwari ❤
Ichoo, mirirai zvenyu muone zvinoita Mwari
Ndabvaruka nekutamba mufunge😂❤❤ayewaaa this is a masterpiece!!!
Isa like if you agree ❤🎉
Ehezve haaaaaaa vheri gudhu
Koini dear lkkkkkkl noita sechapihwa notice kkkkkkkkkk
Hero rimi remoto, keep it up my brother
Shuwa nyanisi pazvese zvatinochema tisaore mwoyo haaaa......this is nice
Yes yes brooo riripo zuva mwari haambotirasi makaimba mukoma makorose ngazviiende mberi
Mhaiweee Kani ndabuda musodzi nekunakirwa Ini 🔥🔥🔥🔥🔥
Shinga hama yangu munhamo nemumatambudziko-ndabva ndafunga makarekare ehujaya hwedu. Ngoma yakarohwa iyi
Ndapa kutenda hanku 👏👏👏🏼👏
Yes yes kuti taaaaaah 🔥🔥🔥
Ichooooooooooooooooo
Nhasi ndiro rimwe remazuva avatozviita Mwari
Dankie
Amen, unezuva rachazviita
Yes yes mwari une zuva raachazviita shuwa
🎉🎉🎉Mafamba apa mwari une zuva raachazviita
Naro zion basa mberi mukoma musaneta
Misi nenguva ndipeyiwo simba rokunamata 😪😪😪😪
Moto mutakunanzva hatineti kumirira Mwari unenguva yake hake
🎉🎉🎉🎉MABVIRAVIRA
Shinga hama yangu munhamo nemumatambudziko shingawo
This is the best of all time... well done🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Shuwa ngatigonei kumirira❤
This is One of your Best Song since you joined Musical Industry,,,, Ngazvirambe zvakadaro, dzidziso yekusimbisa Vanhu vanonamata tese kuti Mwari anganonoka kushandura mikumbiro yedu asi anonzwa,,, Jehovha havakanganwi,,,,, thanks Makorose heyiiii👏👏👏
Zvaendwa 🔥🔥🔥huya uwone
mavhura hombe apa mukoma Makorose well done
Shinga hama yangu munhamo nemumatambudziko😭😭😭
Amen, Mŕ Makorosè.
Iyi mumbouya DE Doorns muzoirova pamugidhi 🔥🔥
Simbi inorodza dzimwe simbi..Rambayi maķadzvanya ipapo..💯
This is a masterpiece 👏👏 Well done ✅
Well done mukomana weZaka
Song iyi inondipa rimwe rekupfugama ndichinamata well done mukuru wangu
Mwari ndipeiwo Simba rekushinga kumirira , vanezuro vkashinga wani even vezera rangu vkashinga wani
Mufana wakaruka rumbo urwu. I like the message and the beat is excellent. Keep it up young man
Yakanyanya Mwari une zuva raachazviita manga makamirira kuti muiburutse nhasi zuva rekuzvarwa kwangu nhai kna nemiwo nhai Mr Mkorose happy birthday to u
Vakomana vakomana zvodekuita zvinhu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Hameni hameni, mashoko anosimbisa, nice song. Zvose zviri mumaoko amusiki nekuti zvose ndezvavo
Icho chiri kupisa wena chinofanirwa kumborohwa pambungo 2
Nyika makorose from today i give an english name Country Make Rose😂mobata ngoma ngazviende mberi zvirambe zvichienda🎉
Ichi chisong ichi chinonzi imwa wakatarira pasi hama izhinji
❤❤you will never disappoint Mr Makorose
Am going through a lot asi anezuva raachazviita😭🙏🙏🙏
amen we plan but God decides,,, mwari anenguva yaanozivaaa saka zvinoda kushinga nomatter what typ of situation 🙏🙏🙏
Weldon Weldon Weldon Senior Makorose and team, massage iyi ndiJehovha chete akakubatsirai, vakaropafadzwa havo vanomirira Jehovha
Mwari anezuva raachazvii ,inguva chte 💥💥💥💥💥💫💫💫💫
A faithful God . His words will come to pass. Glory be to God
🎉🎉 Northern Cape tikudakara nayo Ngoma iyi ... Anezuwa raachapedza zvaunosuwira
Weldone mzayaaa wangu, this is wonderful
Ichooooo chopisa ichooooooooo 😊😊😊🔥🔥🔥🔥🔥🔥
This is great, uplifting the down spirited folks👏👏👏
Maita henyu vaMakorose neshoko rekuti tirambe takasimba # une zuva raachazviita
Munamo nemumatambudziko tinomirira zvinoita chete 😢😢😢😢 well done ✅✅ broo
Finally... Someone who can carry legacy ye zcc
Uumm apa sekuru makabaya Dede nemukanwa chaiko well done Chitova👏👏👏
Some songs speaks to our current situations, Ticharamba takabatira kusvika zvaita maita basa VaMakorose nemudzimai wenyu matipa kudya kwemweya .... Tichingoti Curbin crew prepare......
Maiweeee msg iriapa moto chaiwo,,, well done Mr Makorose this is super ❤❤❤
Good song. Good message. Ndopanoti Chitova, vabatiri vekereke yaMwari. Ndatowana anthem ye rwendo ndakananga kwandadanwa naShe. Ndichairidza kusvika izwi renyu roshoshoma 😂
Waaaaaal thank you so much
Hamen sure mwari vane zuva ravaz iita hamen song inotishingisa nekutisimbisa panyaya yekumirira nguva yamwari
Zveshuwa Mwari unezuva raachazviita maZion
Song iyi makaimbira ini shame ❤❤❤❤ chakabikwa kani sandikutapira ikoko
Amen Amen Mwari une zuva raachazviita .
Maiweeeeeeeee kani maiwwee zvangu ndonakwa. Peter Penduka has loved this song
Mukwasha wangu,unondi chemedza mhani song iyi chiporofita eish
Makorose uri uchi Chitova ngoma irikuremera ma Street Mwari akukurise chipo icho chiiinde mberi ma 1 aya 🎻🎤🎤🎤🎤🎤💃
Amen ndinotenda Chitova changu
Well done mufudzi wakanaka Mwari ngaakukudzei job well done tinokutsigirai pa Bosman
Well-done mwana wangu iyeye ❤❤❤❤❤
Song iyi inondirwadza ndorwadziwa nemwana wangu first born yangu.
Amen mwari vanezuva raachazviita
AMEN zvichava zvrinhiko ndipeiwo simba rekugona kumirara
Yes yes yes well done Zion ikhaya lami team ........zvaendwa izvi Mwari une zuva raachazviita
Keep up bro zuva rinosvika raachazviita
❤❤❤Wow Mr Makorose this is so good
Good things must be appreciated...Une zuva raachazviita
Weldone exellent
This song ummmm ndabaiwa moyo hangu thaxs Mr Makorosi I'm blessed ❤❤❤❤
Ummm thank you so much ,,, ZION wakanaka
Well done 🎉🎉
🔥🔥🔥🔥🔥🔥💃💃💃🎤 🪘🪘 Cheka Cheka checheche
Kugona kunoenda mbeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeri
Mwari une zuva raachazviita uye harirovhi mabata ngoma chitova
Song manyama❤❤❤❤❤
Waidzosa pachinyakare che Zion keep going🎉
Keep it up bro chonaka ichi
Keep the fire burning....sure ane zuva raachazviita
Amen Mwari ane zuva raachazviita
Ndipeiwo simba rekumirira Mambo
Mwari uchazviita pakudzaka gomo fambai NAyo ngoma mukoma
Amen mwari une zuva raachazviita ❤❤❤
Can't wait maihweeee
true Mwari vanezuva ravo ravachazviita i agree tnk u bro keep it up
Ziooon!!!
Well done Mr Makorose
Pa Lesotho chasvika
Good message