Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Makagona zvisingaite Mwari vakupei zvishuviro zvemoyo yenyu band renyu riinde mberi
Kuno kwakaoma zveshuwa mukuimbaa zvikuitikaa munyikaa
Kumusha ndirikuuya mhamha
Kumusha ndinouya mhamha kuzama kubatanidza
Mhamha ndinouya uuuum pakabatwa basa apa tinonamata kuti Mwari varambe vachikuwedzerai zivo nenjere band risamira iri
Master ndohuchi hwatatakamirira uhwu thanks tikutapirwa Master tiri PaNorth West zvedu
Thank you so much Law❤️❤️😍🙏🏽
Ndogarira pano
Kungava kunonoka hee kungava kupedza nguva ndiri kuno mhiri mhmh kumusha ndinouya haaaaa shining stars handingone nayo mssg dzenyu dzinobata bata
No need yekufonera mai I will just send this video done klaaaaa
Sure 😂😂
Nice one ndinobva ndatangarira mayarutsirwe and akaitwa namama vangu
That's my brother 🎉 well done mukoma Law 💃💃💃💃💃
Rambai makatsika ipapo varume , mwari arambe achikupai njere nezivo kti nyika izive kuti denga rinoona, ndafara zvekuti dhuuuuuuu fire fire 🔥 ♥
Well-done # penya nyeredzi ( Shining star)
Uyu anogona zvake uyu rambai makadero mukoma munodadisa imi❤❤❤❤❤
Shuwa kuudza mubereki anamate soso ribve munzira
Ngwaru unorova hama yangu mmmmmm motooooo
Chegutu via Defe tirimo mashining stars sak muvengi chmbodzivur unotsikwa vana vaMoyo ivavo🔥🔥🔥🔥
Welldone shining stars musadzora tsvimbo munopasa manyemwe ,tiriko kujoni mhamha tinouya
Well done boys and girls rambaimuchienda mberi munondigoneraa zvekuti yooooo inondibata video yenyuu
Ramba wakadzvanya wangu .. Mwari ngavakuwedzere Simba urambe wakadzvanya . Listen from Kraaifontein it has been 7years now ndisina kusangana Na Mai asi song ndakavadendera .
Yhaa makayita yekubika song master ndakayifarira zvakanyanya saka ndacomenter masong munobika mukoma
Well done Shining star keep it up
I'm proud of shining stars nic massage kuvabereki chaiko 🎉🎉🎉
Pakabikwa mhanzi apa, keep it up bro
Chitova tinotenda Mwari nebsa ramakaita matifungidza makuriro atakaita
Wow I'm proud of shinning stars ngazviende mberi Nyakutumbura mama ndinouya 🙏🙏🙏🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥batai ipapo tsika chepakati
Well done master madadisa Nyakutumbura mama ndinouya 🔥🔥🔥
Nyakutumbura my best song ichooo ❤
Keep the fire burning shining stars
Well done Wezhira handei wena kuzaka ndokwedu zve
Well done Shinning Stars ⭐ ngazviende mberi
Mhamha kumushaa ndinouya ❤❤ power ful song
Yaaaaa chakanyana shame munondingonera shinning stars rambai makadaro
Amen amen zvikafamba mushe ndinouya ❤
Hooo yoooo ma shining stars azviita zvakare
Wonderful
Nyakutumbura haaaaaaa mukupisa Shining stars well done guys
Makagonesa guys munandi uyu murudo murudo
❤tsotso munzira this an expectional well-done bravo of good work
Ndengaraona 🙏🙏🙏🙏🙏🔥🔥🔥
Zvakarongeka,keep it up shinning
Zvinhu zvikafamba ndinouya😢❤
Mahuchi,, welldone shinning dtars
Well done keep it up ummm matsotsi munzira♥️
Clean n clear visuals, interesting movements / gestures haaa ko ngoma kutapira ikati izere zvokwadi uuumm Mr Ngwaru n Shining Stars rambai muchibatsirwa naShe imi 👏👏🔥🔥🔥🔥🔥
Ndaona lion’s head Capetown
Well done shining stars ngazviende mberi 🤝
Nyakutumbura kumusha ndinouya,, kufuratira handina Amai. Imhepo yasimuka kuno zvinhu zvikafamba ndinouya. Gore rino zvikafamba mushe ndinouya.😢😢❤❤❤
Zvika famba mushe ndinouya inondifungisa dzimwe mhepo dzinosimuka tiri musango kudai unoita seusinga fungi vabereki
Ngazviende mberii
Shining stars munotigonera
Makapedza basa❤
Eish finally I found the song after the long struggle
Master and team mnogana basa varume welldone 👏
Takaenda takaenda shining ❤️❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥🔥
Wow well done Shinning Stars , mama imhepo yasimuka kuno ... Ey my fav Song🔥🔥🔥🔥 thank you gyz rambai makabata
Ndabatwa neshoko rekuti panevagara matare angu amen master ndakuda kukujoinayi wo kuyimba
Well done 👍 makaimba apa henyu ❤❤
Mwari weee tiwanirei nyasha
Munodadisa bba
Powerful man of God am in love with this song,, the msg is too much !
Yes yes yes 🔥🔥🔥ma1 ayo
Um munoimba zvenhu mukoma
Maiweeeeeeeee❤
Visuals on point 🔥🔥🔥Keep the fire burning Baba Shining StarsMadance ndamada apa🕺🕺
Chizimbee ichii
Shinings stars you're the best keep it up
Unonzwa musoro kutema ,,,mhamha ndinouya zvikafamba mushe gore rino👏👏👏 dankie Mr Ngwaru
Ndrikungobaiwa mhanii apo ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
🎊🎊🎊🥳🥳🥳🎊finally
Wow thanks mukoma law and Shinning stars ❤❤❤
❤❤❤makabata basa
Patiently Waiting
💃💃💃🔥🔥🔥🔥🔥💯 chizimbe 🔥🔥🤩
Shining stars makanyanya guys love this song
Ndokugonazve uku wangu
Well-done khule
Handibvi kuno inini kukunaka ku UA-cam
My song of the year
Uuuuuuuuummmm yakarohwa
this song reminds me of someone so special will forever miss him may his soul rest in peace 💔💔
Moto moto
Uuuuuuuum that is so great 🎉
Keep the fire burning 🔥
Master well done.
Ini Peter Penduka ndati welldone
Amen ndarwadxiwa
Good moves Law
Welldone shinning stars
Shenjere naSimba, ndomadhunanga here awo 😂
Well done....
Kumusha tinouya sure
Finally ❤get my lovely song
Hiiiiicho 🤗🤗🤗🤗🤗 anopisa uyu
Amen mupakuri
Keep the fire burning 🔥❤🔥🔥
❤❤❤❤❤Eyyyy this video is well performed
Kutogonawo
Ndatononokerwa
Shining star 🌟 woyee
Zvikafamba mushe ndinorara pano
You have to make another song with this beat. So nice bad thing I only like but I don't understand if someone can explain me I will be happy
Well done shining stars
Waitinga

Visuals on point 🔥🔥🔥
Keep the fire burning Baba Shining Stars
Madance ndamada apa🕺🕺