Mai Sasha Chenai Ovigwa Kumusha Kwavo KwaChikwaka
Вставка
- Опубліковано 1 гру 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Kana.pane.anozivawo #dzagogo ngavandipewo
Uri kuda kuraya ani?
Urimuroyi
@@robertapfumaneyi kkkk kufara sekueu
😂😂😂😂😂@@robertapfumaneyi
Kuda kuuraya kupa dzinza ngozi
Mai Sasha wakaoma moyo wako idombo chairo ndakutya zvangu.
Chokwadi kuurayira Chenai murume chiiko chawakanyanyisa kuona pane murume kusvika pakuuraya mukadzi anenge iwe
Wasara hako asi hauchina rugare panyika unotevera wo chete apa kuparira dzinza rose ngozi.
Chiiko chinodaro kuda murume zvakapata kudaro sara ugarike zvawaida zvaita
Peace hauna pafare
Mheno kt kutonga kwakadaro wakakuwanepi chokwadi 🙌🙌🙌
Zvarwadza munhu wese wena akanganwa kuti iyewo ane mwana sikana wakewo mwana achatorawo murume wemunhu angoroiwawo siazvozvi kuuraira munhu murume ko vari pabarika re3 or 4 varikungonyarara wani munoti maiguru wacho zviri kuvanakidza here
Mutoi mukuru barika rangozara pasi rese iye ega kuti kuuraya munhu chete
Takangozvarwa tichinzwa kty murume anoita barika kwete mkadzi kovekwamarange vanoraramasei
Mai sasha ukarabwa nemurume iyeye uchatoravo varume vevamwe uchatambura
Unowona ma side chick anozombo rwadzisa vakadzi vedu. Plus ndiye akatanga kudenha asina chanacho
Jesu chaiye akati"kana paine asati atadza ngaatange kutema"kubva matadzawo kunzwira mhuri iyi tsitsi here.vanhu zivai zvekutaura
Ko iye anouraya ndiye ani ityai wo nemi
Taurisa hama!
Munhu aktadza anotongwa kumusoro kwete pano pasi pano buku inototi kana uchid kutonga huya kudenga ...Hina. masasha vakatonga vamene
Mitemo yamoziva kuvharidzira zvivi zvenyu
rip chenai .
I wouldn't want anyone to cry achitaura zita rang yooh
Taurai zvenyu
Imiweeka vakashinga mai Sasha nen'anga yavo,anda ndambovaona somewhere Mai Sasha vachiti Chenai adyiwa nechivi chake
Veduwe days wangomuregerera
Vana tinoparira vabereki What a good Dad standing by your daughter despite . May God bless you and your family.
Ndakateerera hangu speech dze mhuri regai chenai a zorore kutonga ndekwa mwari. Ingogamuchirai kuti chenai akakurirwa arimupenyu zvaafa ngaachi zorora.
Hapana kuzorora apa she is busy fighting back
Shaa kana vanhu vakatombo kwanisa kumu uraya havambo tadza kumu tsipika apa ngatinamatirei kut mwari vamu tambire kudenga zvekumuka hazvina kana basa izvi pasi pani kutandara
Shaa kana vanhu vakatombo kwanisa kumu uraya havambo tadza kumu tsipika apa ngatinamatirei kut mwari vamu tambire kudenga zvekumuka hazvina kana basa izvi pasi pani kutandara
Kutonga ndekwamwari asi ngozi chero uchinamata sei iriko munhu haisi huku
RIP. Let's learn to help: donations could have served her. murombo munhu.
Say it again 😭😭😭😭
Mbuya Iya kunyangwe Dai yakapihwa Mari chokwadi ndechekuti kuroyonora havagoni havo
@@Jujumunongi22true becoz kubuda kwazvakaita pasocial media dai vakaita plan nekuti munoti ndiani angachada kushanda nemuroyi akadai
@@kapfidzepatricia mbuya vaya ndomuroyi chaiye ASI Ngozi yaChenai vachaiona havo ana Mai Sasha,
Haà vanhu havabuditse Mari ASI kuzoungana kudai
Aàah vanhu mungatuka zvenyu mai sasha but chenai anewo mashoko aakataura kuna mai sasha zvekt angadai akatangira mai sasha batai nyaya iyi zvakanaka kt makabata mashoko akataurwa na gogo mamoyo kt chenai akafira mashoko ake kutora murume wemnhu hazviuraise ...
Pakuuraya apo ndopaipa😢 imi .
I don't think Kuti nedzenyu dzakati kwesere dei uriiwe wataura tsvina iyoyo
Asi mwari ndimwari wokuregerera muchishuwira kuti amuke zvigoramba ndezvasatan ka izvi ende momutadzisa Kuzvoenda kudenga nekuti mwari anoregerera satani haregeri samabasa epanyi muverege charpter iyi Mark 11:25 zvimwe mazuva ekupedzisira muchengere kuti muchakonzeresa vanha vemufi
Apa chihure changa chiri chedzinza, ana Tete vari kunzi vakafa aive mahure, imhepo yedzinza
Ndabatikana kuita sekuti ndiSisi vangu vasangana neizvi, RIP MY BELOVED SIS 🙏🏽 ❤❤❤
Thank you for covering this issue mukoma Robert, tadzidza. Very hurtful issue, mupfuhwira wakanaka zvigadzirise iwe, Mwea ndewaMwari. MHDSRIEP. Sincere condolences kumhuri yese.
Vanhu vakuti mai Sasha vakaoma moyo tarisai both side hama dzaChenai nhasi dzawana mar yekumuviga asi yekubhadhara gogo namai Sasha vakaishaya ,Rufu zvarunodhura kudarika zvavakachadywa hama dzaChenai hadzina moyo idzi kungochema mahara dai makaita zvakataurwa aripo maduzumani anyway Rest in peace Chenai hama dzako dzakakuregera asi kukuviga dzamhanyanya 😢
Urimbwa mai sasha moyo wako wafaraka nxaaaaa
Saka nhsi bba sasha hachapfimbi hre imbwaaaa
Zidhodhi chairo mai Sasha zvese nazimbuya n,anga racho
Mai Sasha urimbwa
😊
Musatanyoko wamai vako.....imbwa
Nhai nhai iye akutorambwa mai Sasha nxaa ndasvotwa ngemuroyi anonzi mai Sasha, kana pane anotiziva personal zita ravo mai avo tipei tinyatsovatukisa vasina kubatana nezita remwana Sasha
Idako dai ndiri bba vachenai ndiita plan chete yekut chenai amuke arwise never ndaitofamba chete chashamisa pana bba sasha chii maisasha uri muroyi
Mai Sasha wakaoma moyo mudikani ,inga chifeve chakaregererwa wani mubhaibheri
Zvakaoma veduwe
Achamama hake regai muone
@@Aanotila7460anokwirawo nalandlord mai Sasha ....
Amen
@@lenainock3982shuwa here
Mai Sasha kwamuri ikoko bvuri raChenai ngarifambe newe pese pauri misodzi yeruzhinji rwese urwu rurikuchema nezita rako, hauna rugare takaenda, kna murume wako akaramba achigara newe muroiwo Hakuna murume Ari normal anoziya chokwadi chakadai agoramba achigara nemkadzi akadai...mkadzi anozikanwa Kut muroi nenyika yose💔💔wakaoma zvako
Akagadzirwa murume wacho namai sasha
Mai sasha akagadzira murume wake
💔💔💔💔
Mai Sasha akagadzira murume wake not chenai.
Akagadzira Chenai akaenda nepic raChenai@@Maphosa718
Asi nhayimi vakadzi vese varipano chenayi ndiyeega here atanga kudanana nemurume wemunhu kusvika pakufa veduweee 😭😭😭
bvunzawo vamwe hatitovazive.zvinorwadza hazvo bt pqakaziva dai akasiya
Zvakaoma kuurayiwa munhu murume shame ...ndozvoratidza kuti itsimbe yemukadzi
Vasina kuurawa mishonga yakatoshaikwa
💔💔💔💔💔
Mai Sasha vachashaya rugare muhupenyu
BaSasha chikomba changu ,mai Sasha muroyi wangu saka uri hama
MaiSasha you must know what goes around will come back around😢You must have a woman heart who went thru Labor 😢😢
Apa isecond wife hatizivi kuti akauyapo zvaita sei
@@deluxshonhiwa7630ainyepa Chenai
Vese vakadzi asikana iko kurwadziwa kwaita mai Sasha kee
Saka kurwadziva kwavo kunoripwa nekudeura ropa here @@tarirochirumbwana.8693
😂😂😂😂
Chenai akavigwa Surtaday,thanks nekutiratidza video, my neighbours kuEpworth,RIP
Anga ane vana vakura sei
@@EdnahMudzimba hanzi 2 ..... anofana ari grade 4 mukomana negrade 1 muskana
Ndaona sekuti vana vake vadiki shame ko vanhu moyo vakaisepi
Eneresi anga ari hure haana Basa 😂😂😂. Ko chenai wo uyu, zvamuuraya akazviwana ku praise and worship here
Tariro stop it ndikuchema
😂that's not it
Kkk ndatoona kuti dzinza rese
Kkkkk ayas
😂😂😂😂😂 iwe usandisetsa hangu
Baba Sasha vachiri kudya sadza timobikwa na Amai Sasha. Wakashinga mumwe wangu
Aaah wangu vavekutotyawo kuti vanoendeswa muroi wemhando iyi ndewekutoita keep close. Shame, l feel sorry for all affected including vana. #munhu usaroye
Ndaona azviuraya atova netrauma paari
Mai Sasha hokoyo azvioeri mushe wotonoroya hama dzese dza chenai kuti zvikunakire newe baba sasha wakafarira kufa kwa chenai hokoyo
Vakatosotwa kudhara, ukaona n'anga inokupa mushonga unotyisa kudai zvekupfavisa murume masmall small..chichamupa radza ipfungwa..apinda hake mumba ariega mumachira
Haaa shuwa kudya sadza remunhu ane guva ummmm
Thank you so much Zim News for updating us vakawanda variku dzidza endererai mberi nebasa kana chenai akarwisa muti zivise zvakare we're following and subscribing your chanel
Kuna mai Sasha ndinoti kana musati maziva kiti barika ririko... Chenai haana kubvira auya pamba penyu ndimi makamitsvaga.. chenai usare pauri ipapo muka ndati muka chenai baba wa sasha uri duche wakatadza kumira nemunhu wawakanyenga you may never know peace in your life... Chenai will be with you everywhere. Chenai shaiaa vanhu ava hope 😢😢😢😢😢😢😢😢
😂😂😂😂 hamusi kuvaziva varume ndozvavanoita kana zvashata vanovanda,masmall house navo vanopedzerwa nguva dai vachigara vazvisiya
Barika ririko kana watawurirana nemkadzi wako mukatenderana
Ichi chaive chihure kwete barika
Nematambudziko achenai ndarwadziwa zvangu nefiro yachenai kunamai Sasha wauraya Chennai watomuroyi anodya vanhu
Chenai aurayiwa asi ba Sasha ndivo vakamunyenga asingazive kuti kunamai Sasha .chenai afira mahara murume ndiye anemhosva
Ndarwadziwa hangu Chenai,i have never felt so much pain from the passing of someone i have never met personally,holding her mom,dad and their entire family and friends in prayer,love and light,rip dear sister 💔💔😭😭
Wabatikana seni. Mdikani
Amen
Zwakaoma
So heartbreaking veduwe 😢
Painful 😭
Ndarwadziwa hangu ndinongoti chenai irwa Hondo yako wega usazorore
Vari kutaura wose kana kuti wari kupa umbooo wari wano hama dzako wari kuti muka chena irwa hondo saka neni ndoti muka urwe kume wakakuuraya.gogo mamoyo ,mai sasha , sahwira mataura pahusahwira
Hiiii
Baba sasha mubva madzidzisa vamwe varume kuti chihure chine rufu
Ndicho chokwadi ichocho
Chihure muchachirega
True
Chipari chagsra chiripo kugaro ziva izvozvon asi chikaitwa pamuroyi ndoozvazvinota. Mhuri yekwa Baba Sasha vanemuroyi mumusha vagad
zirire dambudziko
That’s true
Give mai sasha this Video to watch every evening before sleeping as well as using it as a screen saver
I believe she is watching, ende zvinorwadza
You will be surprised kunzwa kuti ngozi ya Chenai irikunetsa kumusha kwake, not kwamai Sasha.
Zvakaoma ummmm
@@sirchifamba39back to SENDER
@@sirchifamba39inenge yatoiswa confusion nambuya vaya
Hobho vanhu vanotora varume vevanhu asi havambofungi kuuraya ivo baba vaSasha vacho vane yegold here yaungabva wauraira munhu
Kkkkkk ane yedimond ndoyakamuurayira😂😂😂😂😂
@@ChipoSongelani-yr9bc iiii iyo yakakosha yapindira mitumbi muviri pasi Chenai nemwana wake Mai Sasha vati ndeyangu haipihwe mumwe munhu ada kuitora anofa
Nhy zvakovakosheiko
Ameno maybe vaneye zig chaiyo kkkkkkkk
How much roara if any did baba Sasha pay .One could be surprised that Mai Sasha killed for just tswagirai kuno if that was paid
Kuitwa chorus parufu mai Sasha uummm kutanga kuzvinzwa izvi
Ndonzwa kutya shuwa ummmm
Munhu wese wena kungoti mai Sasha, hazvipere mushe izvo
Akatopenga Mai Sasha uyu anoremerera mastreets iye chenai paaiti murume wemunhu isoulmate yake aiti zvopererepi achit Mai Sasha akafa focus akati anopa Mai Sasha 4 days dzekurarama aitembei
Mai Sasha Mwari ngaave newe, kana uinemwanasikana zvichakuwanawo
Rest well Chenai,chero wafa uchiziva vakuuraya.Ngavasqwane zororo
Rest in piece chenai you where in pain ,only god knows better ,he will fight your battles,mai Sasha you going to reap what you sow,are you going to do that to every woman who takes your man,
Zvakaoma veduwe,ndokwazvazosvika uku,wani akakumbira ruregerero wani,mutsvene wacho ndiyaniko,ndarwadziwa hangu
Gogo vanongona kuroya kuroyonora havagoni ndochokwadi
Ndarwadziwa ini hangu
Zviya barika rakarambidzwa here uye nani ndibvunzireiwo kunamai sasha varipedo navo,chenai famba masikati wafira murume saka enda kumurume wako wawafira
Ko iye mai Sasha haana kutora murume wemunhu here 49yrs ivo mai Sasha 25yrs
Barika rinotoitirwa anoda veduwoye 😂 ini zvangu l support my Sasha .chenai ndiye asina mukanwa
@@patiencechimoyo3659 Hakuna munhu anoda kuparikwa nyange mukabvunzw vanambuya Nana Mai vakaparikwa Hakuna anoda unless vaya vaizotor. Hama dzavo Kuti dzizvare Vana kana paita dambudziko rekushaya Vana ndopaiti betta nditore Hama yangu handidi mutorwa,unozogashira barika Kuti ndozviripo warounzirwa mumwe mukadzi
@@patiencechimoyo3659there are better things to do than kubata mushonga over a man
@@patiencechimoyo3659barika roitwa mukawirirana not zvekuganzirwa kuinbox unorova pasi machena
Gogo mamoyo well done ❤ kumahure anoshungurudza mhuri dzedu kutuka mukadzi wemurume uchisafisa vana uchiganza aaah ....unoverengwa mu bepar nhau siyai mahure afeeeee aiganza
Murume sandiye anonyenga here? When as ladies will we learn to fight as one front not kurwisana pachedu?
Let’s do better vasikana.
Taura hko ini sry handina kuna Chenai ko kuzotii ndoda kutora pic murume wko ari pamusoro .mai Sasha hakuna ngozi yekugara huree zvko .mahure mamwe arikurwadziwa😂😂😂
We kill eachother . why kuurayana kusvika paku pangamwa kut hure murume waugere naye anonyenga ...
Barika ririko wani ....there's no justification for killing.
Kungoblamer wo Mai sasha ,nekuti zvakabuda pamhepo , otherwise vana marwei vanorwadzisa vanhu avoo,angoitawoo munyama chete , Mai sasha ,dei asina kugadxirwa haambosiyana nabasasha ,kutoendawoo kun'anga futi kuti adiwe,it's lesson iyi varume dzikamai,worse pane mwana akaremera
Ivo varume venyu ndivo vanobuda vachinonyenga Kunze uko vachiti makarambana. royai ka murume wenyu afe muroorwe neasinganyenge.handiti munopedza nyika yese muchiuraya,as long murume wako iri pfambi
Mai Sasha is trending nehuroyi. Hazvisi nyore kuti nyika yese icheme nezita rako.
Chokwadi kuuraya munhu kwakangooma hako mwari ndimi munoziva zvakaitika
Iwe ukaisa electric fence pamba pako wave mhondi? Madurawall ane zvimabhodhoro pamusoro wani. Shandisa brain
Wonoisa ruoko mumwena werovambira wokoborwa woti rovambira yakashata. Imi, marriage is a sacred thing. Mukatadza kueresa zvinoera musashamisike muchizosangana nerushambwa kana matambudziko. Chenai arumwa nechokuchera, haana kana ngozi yaanomuka, kuda kana kusazvida. Ngozi inomukwa neropa raparadzwa risina mhaka, kwete nemhunza musha yaparara iri pamabasa ekupunza musha. Chisi hachieri musi wacharimwa. Ngatidzidzei kuti wanano(marriage) chierwa, mukachirwisa nerimwe remazuva muchasangana nazvo.
Nyaya yako inondirwadza chenai kubva pakutanga kusvika pakupedzisira 😢 zorora murugare
Kuna mai sasha ndinoti wanirwayi nyasha kwamuri ikko amen 🙏🙏🙏
Pamwe aitove me kidney failure sezvakaita Ruth but nenyaya yechihure manje unomhanya kufunga zveuroyi
Chete kuti hure nenyaya dzekuroya mabuddies
Taurayi zvenyu ndakatoona umwe akadaro aifanira kuenda kuchipatara
Taura hako Mai Sasha vakuzvipa mhepo aigona
Chokwadi anenge yakatanga dambudziko pakuzvitakura nekuda kwekuti Anga Aine mnhu wakanga achinetsana naye ongoti ndaroiwa
Takanzwa kuti baba sasha vaive vakambo roora zvichida mai sasha ndivo vakakonzera kuti first marriage ya basasha iparare futi murimbwa mai sasha zimuroi remunhu....babasasha makavatorera we first wife asi nhasi makuuraya zimuroyi .....Chenai dont rest wangu muka umamise vanhu rwarisa murume nemkadzi semurwariro awakaita chenai wakatambudzika chenai muka ramba kutsipikwa ne zigogo iro ...mai sasha avana kuisa rukaowa but vakatoroya chenai direct pic ra Chenai raideiko kwagogo muri varoyi mese ikoko dont rest .... baba chenai musazorore ngozi kana vakuuya kuscoripa temai pakuru imbwa idzi dzimame... unouraira munhu murume munhu wako here munhu ndewa Mwari ndiye akatiumba basasha mukaramb muchigara nemuroyi wenyu mutori muroifuti chenai muka upe ba sasha magwati ari strong pese pavari navo ngava kuone uchiimba uri mumba mavo huya ukumbire mvura yekunwa mumba mavo
Soon tichanzwa kani kuti chenai a kumuka kwamai Sasha
Hanzi nagogo Chenai hana ngozi yaanomuka hanzi chero maiSasha hakwanisi kuvarwisa nekuti hanzi ndiye akadenha + gogo vanongoda mombe dzavo even Chenai wacho akafa kudaro hanzi ngozi ingozi
Zvekumama izvo havana kana chinhu mbuya ava vanohona kuroya kuroyonora havagoni mbuya ava mai sasha ndivo vachaona nhamo mbuya avo vanongo saidzira kuna mai sacha
Ngozihaiteerere zvekumama izvo
@@GraceMapfumo-ep9tx Ngozi zhinji vakauraya vacho vaisimbiswa nen'anga kuti hakuna ngozi inouya. Uye pakuzosvika kunzi mushonga wengozi kuripa, vanhu vakanga vaedza kutsipika nekurasirira zvikaramba.
Ko tikatonga iye mwari anozotongei.kudenga kuna mwari uko hama .tese panyika tinotadza.tinoti zorora murugare
Shuwa coz zvinhu zvacho so ibasa idi
Wareva chokwadi Mwari ndivo vanoziva
Ko iye mai sasha akadii usiira Mwari vatonge dai chenai akatsvaira vose
Ko iyo n'anga iyi yaiitirei zvaisinga zogoni kuroyonora
Sorry kunemi marasikirwa nehama yenyu
Iyo mhuri yekwakaroorwa mai Sasha vachadii vachigara nemuroyi wemasikati akadai
Ende vachitoziva kuti wavo mwana akakerengiwa nemuroora 😂😂😂
Mhuri iyo yakutyira hadzvaadzi yawo MaiSasha uri kurwambwa nekuti vakutyira kutorerwa hama yawo
Asi mai sasha ava mwari ave navo chokwadi….vana dzava nherera sure😭😭😭😭😭😭😭 inga munhu wese anotadza wani asi kutsiva ndekwa Mwari
Chenai tasara neronda mhuri yese yezimbabwe watirwadzisa
Kuna mai sasha chisi hachieri musi wacharimwa kana tiri vapenyu tichaona kwazvichaguma
Ha taura hko ndachema hngu ini ndarwadziwa
Ndochokwadi chizere
Usanyepere Zimbabwe taura wakazvimiririra family yake yakamuregerera ndoyamuuraya nokut vakaziva chaikonzera asi vakatadza kumira Mira pluz Havana mhosva futi ndova chenura bcz vanopinda papi pachihure chemunhu votemesiwa musoro nekutadza kufeeder mhuri dzavo cz of chihure chemunhu aitoziva haaaaa pembedza zvimwe zvirinani
@@nyashamandeyah3439Dai Mwari wakunzwira Ngoni so long tichirarama sekera mudende unotadza kurwadziwa nekufa kwamai vasiya vana vadiki 2 kutadza kurwadziwa nevabereki vari kuviga mwana aifanha kuzovaviga the parents had no capacity to pay vaifanha kudii
Tarisai vana vasiwa nachenai kana usina kuchema pakadai hausi kurwadziwa
Guys kana murume ahura pedzerana nembwa yako not kupinza munhu akapfimbwawo veduwee ndarwadziwa😢😢😢.mai Sasha how do you feel now Chenai afa.....I will rather leave marriage yacho than kubata mishonga because of mwana waamwene
Ndosaka akagadzira hure rake mbuya vakamugadzirira havana kubuda pachena
How do you pedzerana nembwa yacho kana mskana aitaura zvekusendera amai Sasha mapics aripamusoro pemurume
Fanike nemutemo wqkaiswa nehurumende hwekugovana bproperty negirl friend yemurume yandashanda naye haa vanhu cvanopera gore rino😭😭😭
Taura hako kumusiya murume wacho waiwana mumwe murume anokuda nemwana wako waunoti chirema kutonga ndekwa mwari hakusikwedu
Kune vese vanodanana nevarume vevanhu huyai mutore manotes 🙏🙏
Mai Sasha uri celeb mwanangu ndiwe vega vendatanga kunzwa zita richitaurwa kudai panovigwa munhu aa vakaoma Sara ugarike Chenai aenda haka murume vako haachahuri futi
Kuitwa chorus parufu Mai Sasha
Apa mwana mudiki Mai Sasha iyeye asi moyo wake wakawoma. Hongu gogo vake ivavo vachamusimbisa asi iye hake zororo panyika haachisina@@antonettacherohuona
Uri muroi mai sasha
Ukarambiwa ipapo unochembera here ipapo usina kudanana
Uchazowana mkomana here wakatadza
Lesson learnt in a painfull way , but vakadzi zvimwe zvacho inzwaiwo kutya . she was warned before but akatochenama hake . my heart is also bleeding but once wayambirwa tereraioka nokuti zvokwadi kutorerwa murume kunorwadza . zvisinei chenai zorora murugare chenai . vazhinji vachadzidza pauri
Ko kutsiura murume wako? Murume sandiye anonyenga here?
Why is it you’re blaming the woman here? Paaitaura manheru na chenai aive aripi mai sasha achitadza kutsiura murume wake. Kutorerwa murume kudiko imimi? Munhu anosarudza kunyenga ega anotorwa papi?
@@monnietaah9583 but iye aitoganza when she was warned , ini zvandirwadzao but i blemed chenai , aifanirwa kuterera yambiro yaakapiwa . kwakutotumita mkadzi foto murume ari pamusoro handity kwaive kufinhura here
Taura hako ayito sendera maiSasha mapic emurume wavo asina kupfeka achiganza achiti ndichakuraya kuna maiSasha iye Chenai uyu
Ko pikicha ya chenai iri kwagogo vakagadzira chenai vachadii nayo.sezvo iye chenai afa kudai. Baba Sasha havasi vega vakagadzirwa .Mai Sasha vakataura vega vakati vakaenda nepikicha yachenai.
Amai Sasha mukumaona here mabasa enyu na gogo mamoyo venyu....hatirambe kut akautadzirai asi dai makaita moyo wekuregerera .zvisinei hazvo ...zorora murugare Chenai
Nhymi ko Mari yavashandisa pa coffin nekubva nemunhu kuharare ne zvese yaisakwana hr kubhadhara varoi vakauraya mukadzi uyu veduwe pamwe pacho ft ndakaona kunge gogo ava vangavasisakwanise kuroyonora cz paye pakanzi na mai Sasha gogo sunungurai vakati Mai Sasha ndakakuudza kt ndoda munhu anemoyo wakasimba ft ka painge pakatorongwa rufu apa
Zvako iwe they failed her semhuri
Wavhunza muvhunzo wandiinawo chaiwo kuti panhamo apo paisadyiwa here mari yavakatenga zvikafu nemacoffin nefuko idzo😢😢😢
@@MichelleRunyowa dzimwe hama ihammer ⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️⚒️
Zvakaoma veduwee Chenai don't rest until it's over
Vakanga vaine shoma gogo na Mai Sasha vakaramba plus coffin Regina rakatengwa pamwe ne society or contribution kumabasa kana kunge vaine policy or Mkoma Robert
Zvino mai sasha chenai ayenda chisara ugarike iwe waiva mukadzi wechi2 wakaurayiwa nani wakarwadziwa but iwe wakarwadzisawo umwe haaa apa haupabudi hako
Chokwadi
Taura zvenyu askana apa akakonewa zvachose
Chokwadi zvakaoma hazvo
Hezvo ko mai Sasha vaivewo mukadzi wechi 2? Inga zvakaoma.
@@alisonzuva8822 nhai nhai utsinye hwacho hwakaoma
The whole speech ay Chanai's funeral 😮😢maiSasha i wish you think twice before
Is already too late
Vachinyanya vana chenai vacho ukubata getsi uchiziva ....musambotarisa side one vanhu imi
Hey pakaipa chekutanga chenai akatadza akudanana nemurume wemunhu,akatuka mukadzi wacho ,ASI ndinotenda kuti chenai akareurura akakumbira ruregerero kumurume wacho,mukadzi wacho,n'anga yacho 100 percent ,ndoti n'anga ine mhosha ,Mai Sasha mhosva plus murume uyu mhosha hokoyoyi nengozi mwamama mose
Justice should be saved. This ladies vaparadza Misha yevanhu vakawanda a lot of children varikukura vasina Alabama Neruda kwemahure aya. Mubairo wechivi ndirwo rufu.
Yaah zvakaoma so mai Sasha guilty irikukuitai sei ko mwana wake nhy vanhu. Kutadza kuriko asi kuregererana kunodiwa. Mai sasha wazvitsvagira ngozi
Ivo Mai Sasha wacho zvingani zvanotadzirawo vamwe ASI vakauraiwa here vanewo vana achaonao kuti vake mwana akaitawo hure akatongerwa rufu zvinorwadza sei
Vanotonziwo havasi mukadzi wekutanga vakatorerawo mumwe@@annanyamugudza1327
Kwai ngozi irikudzoka futi kwana chenai kusvika varipa
@@RoshneySasha-fq9fd ko chenai akauraya munhu? Ngavataure kuti vari kuda kuroya dzinza rese Rana chenai kwete kuti ngozi Acharya kwana chenai. Havana kuuraya munhu
@@CharityMhizhahazvina kunzi ngozi but vakati mushonga wacho unoita sekunge urikuripa ngozi nekuti mushonga urimuropa rachenai unoda kuchenurwa nekuti zvinotobata vamwe vake veropa
Mai sasha Mwari awe nemi l hope baba Sasha havachahure futi nekuti muchapedza vakadzi wese muchiuraya
Hamusati maitirwa sidechick imi otherwise mainzwira mai ava tsitsi vairwira marriage yavo.
Zvorwadza asi hausvike akuuraya munhu
@@MellodyMuranganwa ndosaka muchiwona kut ukawuraya munhu unoyenda kujeri munhu hawurayiwi chero watadzirwa sei
Basa Sasha hava kuroyonorwa, Saka vakaramba vachihura , makuva achatowanda
Chennai usaende wega irwa navo mai sasha. Dont rest fight Chenai
Pachihure kaaaaa aimbodirei munhu wemunhu akarumwa nechokushera Maida Kut Mai Sasha azodii nevana murume aenda
The lyrics though,hanzi "murume wako chikomba changu ,saka urihama yangu"😂
Nhai namai Sasha, sure vanhu vochema nezita rako zvinonakidza here. Saka wakauraya mai nemwana, mai Sasha!!!
Mai Sasha unoti wakahurirwa but akahura ukugara naye but heyo ngozi mumusha uchapedza mhuri ngaatotangire pamurume waafira
Eheee nhaimi zvenyu
Hanzi nagogo wakaita runyoka hakuna ngozi inouya 😢😢
It's so sad and painful
Mai Sasha zvako mutsvene usati wambotadza umambo hwedenga ndehwako😢😢mai sasha zvako une chibereko chakazvara vana vasingatadziri vamwe😢
Mai sasha zvako une murume anomira newe kunyangwe wauraya munhu😢
Mai sasha wakakomborerwa zvako une moyo usingaregereri😢
Mai sasha unonzwa sey vanhu vachichema kudai nezita rako nhay mai sasha😢 mai sasha vana vako vachakura sey munharaunda kana iwe uchawadzana swy nevamwe munharaunda mune vamwe nhay mai sasha😢Mwaei wenyasha nedenga anoyi musatsiva chivi nechivi musatongera kutonga ndekwangu pamwe dai wakarega Mwaei vachitonga vega Chenai pamwe vaimutonga zvakafanira akasazodzokororazve zvino imi matonga nekudeura ropa saka achadzodza swy chenai ave muvhu nhay mai sasha😢😢 kuita moyo sedombo kudaro here nhay mai sasha 😢😢😢😢😢😢ndarwadziwa hangu semubereki kuti sevanhukadzi ndokwatasvika here sezimbabwe kupfuudza upenyu nekuda kwemurume Mwari wetsitsi nengoni vazokurangarirai muve nehupenyu husingaperi😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Mashoko makukutu mai sasha uri seumwe chinja hako nokuti minamato yauri kuisirwa iyi yakaoma enda wonokumbira ruregerero hona waiti wanatsa zvino ndiwe ucharipa ngozi dzemome 7 hokoyo tsvatu
Mashoko mahombe Aya
Just kuuraya pedza chenai dzinza Rose vanhu vadzidzewo kut makafanana
Mai Sasha une moyo wakasindimara.mweya waChenai ngaukuteere pese pauri.ndiwe here watanga kuhurirwa.chii chanyanyoshamisira pana baba Sasha.nyika yakangozara varume vanoita chihure,wako anyanyoshamisira chii.unotonga uri Mwari here iwewe.dai uri mumwe watsvaga Mwari utendeuke pamabasa ako.warwadzisa ufunge.😢😢😢
Musatora varume vevanhu chte zvinorwadza uchisvoteswa nemunhu akashama ane murume wako pasi nevanhu vanotora vevanhu waoa chidzidzo Mai sasha
My heart is in pain kufa kwa Chenai 😢 ini ndri single mother but since pandakaona Chenai dumbu rakura achirwara ndadzidza anonditi ndokuda but ndne mkadzi ndoti pfutseki plus ndakuda kugara ndega handchadi murume n its a big noooo for me am heartbroken, yes Chenai was wrong but haafanira kufa kutadza kunowanikwa muvanhu, manje kana mai Sasha vakuzviita small God i don't understand vakutogera munhu rufu am shocked 🤔aiwa vakadzi vamwe soo havasi vese vane moyo unenge wamai Sasha vamwe vanosiyana nazvo manje mai Sasha vatori muroyi nekuti rukawo huroyi, rest in peace my sister Chenai but God is watching mwari havadhakwe🙏
Saka vanhu munoti mai Sasha ndivo vekutanga kugadzira murume wavo here? Vangani vanhu vanobata nerunyoka especially varume, vachinzi vadanana nemukadzi wemunhu. Mai Sasha and gogo Moyo havasivo vatanga izvi.
Rest in Peace Chenai
Chenai rai a hure, garinya. Mharadzi. Hapana ngozi yaanomuka. Ngozi ndeyevanhu vari innocent. Mai Sasha musatyiswa.
Taura hako iwe munhu akunoti mai sasha this mai sasha that but makatadza kubvisa ka $ zvaro kut varatidze kut muri serous but avana havo
Inga zvenyu vatsvene
😅vatsvene makawanda kudai nhai
Asi maino hula mese
Zvakaoma veduwe 💔 ko kufungawo vana vake nhai mai Sash
Guys siyai Mai Sasha veduwe Danai ba Sasha
Nhayi hako iye chena panguva yacho iyoyo yaaitorana na baba sasha airegerei kufungawo vana vamai sasha .munodaro unokuti hamusirimi makazviitirwa ..ndipei nmber dzagogo avo guys pane vanetsa kuno
Paaitora murume aimbovafungawo kut kuna Sasha here
Iye akatadxa kufunga vana vamai Sasha sei paaitsiurwa. Imi ka imi
@@yeukaidube9145 nhai zvako. Mwana wavo ndiye anemhosva ivo voda kuti hee Mai sasha. Mai sasha didn't kill her,mabasa ake ndoamuuraya
Ndarwadziwa zvangu kana kuda murume kwacho kunosvika here pakudai zorora murugare chenai
Saka baba sasha vakanzi vafa mangwana, muchaita sei nhai mai sasha.hanty maurayira munhu murume
Baba Sasha varikuteverawo
Haaaa vakafa achawanikwqzvee hre coz murume wauraiira mnhu afa ende anofirwa hre nemurume
@@OlindaMachiya inn ndingava Vana tete vamai Sasha ndaimudzinga pamba pedu muroyi uyu
Baba Sasha or Mai Sasha pane achazviuraya
Iyo imba yacho iyoyo ichagarika here??
Ko Mai Sasha akutukirwei nevanhu. Hanty akagadzira murume wake. It's sad Chenai is the victim may she rest in peace.
inga ana mai Sasha vakazara panyika pano
Vakaramba ruregerero kubva kuna Chenai saka achitukwa
Nekuti hausirive wakadaro ndosaka uri kuona kunge nyore
Ini hangu i understand mai sasha her point especially pakuisa ruzhowa pamusha wake anga asina kumbotadza ndiye aigara nehure rake ndiye ainzwa marwadzo ekuhurirwa nemunhu wekuziva i just feel bad for chenai aifanirwa kusungurwa veduwe anga apfidza dai mbuya iya yakangobvuma ma instalments mwana akaroonorwa uyu veduwe dai vakadzi tadzidza apa madzimai dzimwe n'anga dzinokupa huroyi musamhanya mudzin'anga idzi ndapota hangu honai mai sasha aida kudzikamisa murume wake nhasi oimbwa huroyi pamakuva 😢😢😢😢
Kana uchida murume wako wega veza chidhori isu tirikundohurirwawo wani atisikuraya vanhu
Tora wemunhu uone, you are the next
Ini handiveze vechidhori akata vangu abata magetsi
Saka munyore pahuma kuti azikanwe kuti ndewe munhu..Ini ndakasvika pachikamu chekuzorora andichinei nazvo kungotarisa kana zvarema ndosunga mukwende ndiende kwandakabva.andiurayiri munhu murume ini😢
😂😂😂😂😂
@@mesiMutepfaiwewe ndiwe, don't compare yourself nevamwe because mawanirano atinoita akasiyana, vamwe vanoroorwa after a struggle iwe wingouya uchihura namurume kana mkadzi wemunhu, unofira izvozvo saChenai pamusoro pazvo woita nharo uchitsiurwa
Ko dai vanhu vese ava vari kuchema vakaita dollar dollar yaisakwana here mari yaidiwa kuripa Gogo maMomoyo kuti Chenai apone nhai veduwe tisadaro isu vanhu ndizvo zvatinogona kuchema munhu afa but zvinobatsirei😢
Havagone kuroonora ndozvaivepo
Mai Sasha vaita sei. Chemai nemhunhu aiganzira muridzi wemurume. Maidii kutsiura Chenai achituka
Ndivo vakaendesa picture yaChenai kun’anga
Nhai zvako uyu akazviuraya haana kuurawa
We didn’t see or hear Chenai achituka. Manje kushata kuye kuchatowedzera ngozi yamubvumburudza muri kumunyeberahauuraye chausina kusika.
Usarara Chenai pedzisa zvawakatanga....MaiSasha chisara ugarike😢😢
Mai Shasha where do you put your heart may God bless you for this
Baba Sasha varipo hre papa havana kutoenda kunhamo Aiwa mapinda busy mai Sasha so kana murume asina kusunungurwawo zvoreva kut wese waacharara naye zvinodhakwa fut ka kungozvimba fut dumbu saizvozvi Dai ndirini ba Sasha ndaiperekedza Mai Sasha mbakwake evo achagarirei nemhondi yoyo ngazvienda mbakwazvo nengozi yoyi chenai zorora murugare irwa navo vakakuuraya Ntombi
Rugare kwamai Sasha hakuchina wangu 😢
Hama dzababa Sasha muchagara sei namai Sasha muchiziiva kuti mai Sasha vanouraya Chenai rest in peace
Nematambudziko, we all failed this girl.She needed treatment for her failing heart.This was a needless death.Go well Chenai.
Zvakaoma kani 😢😢
Also think this was more of a medical condition zvikangosangana ne mjolo
Shuwa so akazongogaya zvekuroiwa vana Mai Sasha vakazoona mukana wekungoti takamuroya vachida kudya Mari
APA mai Sasha vazvipa Zita risiro munhu aitoda chipatara uyu medical condition ine yaivepo zvayo
Vabereki vakazotsvaga rubatsiro too late
Pasi nechipfambi ,Dai makabatsira Chenai kubhadhara zvaidiwa .
Nhai
Kwenyu zvaariko mahure ofa ose here kusare imi moga vatsvene kwenyu
Akarumwa nechekuchera , after all wotuka muridzi wemurume futi aagh no mhani
@@Ellen-z8e😂😂😂😂😂siyai varume vevanhu muone kune anouraya umwe ere
Murume wako wega unomuwana kupi kana ahura tsvaka asinga huri
Mwari ndiye anotonga Mai Sasha kwete kutonga mega Saka murume wako asiya here chihure muka chenai usafa sehuku
This is a loving father . We wrong but punishing through death, it's not ok. May Chenai Soul Rest In peace
Amai Sasha nhasi varikuita big part,dayi nemi makamuka makafa Mai Sasha,ZIMUROYI REMUNHU.
Kana yave ngozi aina kuti watadzirwa nenzira ipi zvakangofanana nekubaya munhu nebanga woti iself defence ungazosarotsanangura asi kuuraya unengewatouraya azvishande heyo ngozii
Ngozi tsvuku ichapedza makuru nemudiki
I ngozi iyi hanty matonzwa kuti zvanzi enda unorwisa
Taura hako ivo gogo vakaita izvi vachasandidzira kuna mai Sasha mweya wemufi
Sekuru tasvu ngavabatsire mhuri yekwa na Chenai pakanzi kana vakasaripa panofa mumwe munhu zvidzokere kwazvirikugadzirwa ikoko
Munhu haarovi hake
Ugosara wonakirwa neboñde here shuwa rawakauraira mnhu😢😢
😂 zvekutoti mvura pfaaa chaiko
Richanaka papi bonde racho pakadai veduwee
Dai chenai angot pavanodakuita bonde opinda pakati
Kwazvo KO handiti murume ndewake abira munhu here
@@VimbaiKufakunesukuzungaira ikoko nokut ndiye hure Dai vari Mai vako vaitirwa izvi Toti murume atozoenda mosara mamai how do u feel uchinzwa baba vakaenda nehure
Huroyi should be a criminal offence, pa Zimbabwe .
Moyo wangu warwadza mfunge ummm mai sasha Mwari vakutongei henyu ..my condolences to the family..baba varwadziwa veduwee
Vanhu mose vari kuchema nezita rako mai Sasha hauna zororo mukati yehupenyu hwako
Saka vanhu vese ava vakashaya 200us yekupa mukadzi muridzi wemurume. Noise haibatsire next time mahure ngadzidze kusawudza vakadzi vedu rough.
True
You’re right
Taura hako
Vanonyanya kuzoganza kunge ndiye last born yenyika
Vakuita zvimaSpeech zvenhemanhema ivo vakatadza kubatsira achiri kurarama.
Ungasarudze kuuraya munhu nekuda kwe mrume. Ndatya ini as a single mother
Ndatya hama ,kusanzwa tsitsi kuzvimba kwaive kwakaita chenai hre askana it's painful vamwe vanhu vanemoyo yedombo
Mai sasha hokoyo soon tikukuona wakutsvaga rubatsiro chenai akukutambudza ukutevera chenai soon mira hako uone minhu haaurawe sekiti wangu Go well chenai ausiwe wakatanga nekutora murume wemunhu wakazvarwa zviriko ukakura zviriko dzoka urwise iwe
Zvinorwadza veduwe mai Sasha munowana Chenai akaku mirirayi chero muka temba nagogo n'anga yenyu zivayi kuti n'anga inofawo kudenga kuna mwari
Lesson learnt ukadanana nemurume wemunhu dzidza kutaura zvininipise unofira mahara
Taura hako wena taura hako
Haaa imi musadaro,saka mukufara ka kuti munhu afa,just have sympathy muri vanhu not mhuka
Of course she was wrong 100%lm a woman too but death is not supposed to be the prize. Remember Mai Sasha is not the first wife of baba Sasha who knows maybe vakatotorera mumwe
Imi murivatsvene here moona kutadza kwa chenai
User_pc4gm6sp1u hapana lesson learnt dea kuuraya munhu ko kuregere inga akati sorry wani baba vaSasha vakati ndoda kuita vakadzi 2 barika iriko wa
Zorora murugare Chenai....,but kune avo varikuchema vachiburitsa mashoko ekunyepa hanzi mai sasha wakaramba ruregerero ipapo sema fans tinoti kwete ... Mai Sasha vakat ndipe mari yangu yandakashandisa sezvo ndakakuudza kut siyana nemurume wangu ukandituka......lets vakadzi mrikudzidza ipapo unofira mafufu segonzo Rukawo rwakagara ruriko kubva kare nakare hapana chashamisira pana chenai Rukawo runotouraya ukatadza kuripa
Iwewe usadaro urimukadzi uchazviitirwawo mari yaizotsvagwa pakanga pasina vakakumbira urimhata shamwari ngozi irikuuya dhodhi remunhu
@@memoryzengeya4020mhata yamai vako nedhodhi ramai vako fut
@@memoryzengeya4020 urihure Pamhata pamai vako
@@memoryzengeya4020tiripakuchema umwe wedu tichidzidzisana nemashoko iwewe waakutondituka....unofunga Kut ndiwe wega unogona kutuka vanhu here hure remunhu mwana wemakutsiranwa Mai hure too
Yes Chenai akachenama zvake but honestly akazoona kuti ainge aigochera pahutsi akanokumbira ruregerero nevabereki vake ...baba vaChenai vakakumbira kubhadhara mari yamai Sasha vonyererana pasi vosunungura Chenai but vakaomesa moyo $200 compared to life zvakaoma apa Mai Sasha mukadzi wechi2 kwababa Sasha meaning baSasha was married before Mai Sasha came but havana akavautaya ndiyani anoziva zvakaitika chihure chingoriko kune varume vanotomboenda asi vachidzoka kumhuri dzavo hatina kumbonzwa kuuraiwa kwavanhu....on another note Mai Sasha vange vakuda kusunungura Chenai but truth is that muroyi wavo anga asisagone kuroyonora it's why she kept on asking for mari and mombe coz ange asisagone kuzvibvisa
You still don't know the pain of having your leg done outside the house, so the woman who died has no problem, don't yell at anyone if you make a mistake
We are human first before being satan, god or judge. And the lesson here, is we need to learn to forgive, or do our wifely duties properly, learn how to please and keep our men and if he is no longer into us, then learn to respect ourselves and let him go or remove ourselves from such evil for the sake of our children 😢
Ummm I, m running out of words mai Sasha mamusingafanhi kudai ufunge moyo wokuregerera hauna hako 😭😭😭😭
Ndokumbirawo # dzagogo kana Paine anadzo dakutowambirawo
Mai Sasha ndaona vazvi pfuudza hangu mashoko evanhu ese aya uuuum
Kanjani the whole world
@@fortunatesoko4957aiwa not world 🌍 kuAsia Haina kusvika
Avambo zviuraye vaye vane moyo wakasindimara .....
Ndarwadziwa hanku zvakawoma hazvo
Mai Sasha ngaafe Chennai akafa Wani,😢😢😢😢😢😢
Siyanai na mai sasha havana kuuraya munhu vakagadzira musha wavo siyanayi nechihure chete ini mwana wangu akadanana nemurume wemunhu ndino rikita kuhurirwa kunorwadza veduweee wozoti kutukwa futi mnxiiii seni ndine bundu mumoyo nenyaya dzakadayi but unozodzoka wonzwa tsitsi futi ummmm 🤔
Saka uri kufunga kuti Mai Sasha vachagara zvakanaka here ku mhuri yavakaroorwa uye Mai Sasha wacho vatoriwo pa ma1 vakaita vasingatozivivo kuti ndopazvichasvika that's whyzvichinzo endayi kumaporofita cz vanoziva pekugumira n'anga haina tsitsi
Musape Mai Sasha munyama pliz. Chenai akabhaiza, Chihure chake chamusvitsa paasvika apa. Vanorwadza mahure, ini zvangu handina tsitsi navo,
Mai sasha....chero Baba sasha vakaramba murimese Havana brain bcz kuuraya munhu hakusi kwekutanga nako homayi mauraya munhu nekuda kwemurume