Mhuri iyi is a typical example yezvinoitika kana maenda kun’anga. No two people can narrate or have the same story yezvakaitika kun’anga. The skill is in the way these sangomas speak, they don’t clarify anything but they speak boldly to make you believe kuti zvaarikutaura make sense by using madimikira. If you try to ask for clarification haakupe mukana. That’s why these man can’t agree on the outcome of their previous visit kun’anga. That’s why Tsoka talk and talk but distracts you from asking questions. Once you lose control of the conversation to the point yekuti you can’t ask questions then sangoma inoku toaster but nothing is clear
Hauneti here nhai iwe you also addicted to his shows dai usiri you would not comment at every episode but your comments leave a lot of questions what's your agenda 😉
Iwe uri mhata iwe ... uri n'anga iwe uda kuti vanhu vauye kwako nekuti ndiwe unoona or kutaura chokwadi.. uri mhata muviri wese .. dai ndirini tsoka ndaimbokusota mbichana kuti uone simba rake .. sika sika nMukotsanjera unorweyi nhayi we dai ukarovera paconer re window taimbokusekerera ma first days kna usinga zvi believe sina nazvo iwe ukuonerei nhayi weee
Mr Mukotsanjera vanotokupedzerai vachinga varikuita drama you are the best doctor
😂🎉 c
The best of all Dr Mukotsanjera imbwa ye gorongozi,,,,❤
Mukotsanjera is a comedian. Electrician by qualification hoyo
Akafunda
Ndakambovatora photo vachiisa tambo dzemagetsi (over head poles pamba pangu)
My favorite Dr ❤❤❤
Where can one find this Dr
Mukotsanjera kutaura number 1 ndikakudaidza kwedu chingoita basa urove pasi zvekutaurisa unozoita wakumba kwako kkkkkkk😂😂 doctor wengozi
Morning where is your wife sekuru because your are working hard
Imbotopihwai kamusasa namambo Marange mumbosakura bocha rese
My husband used to say to me I have demons. This woman is just like me. Endless sickness
Mr Mukochanjera to the people pedzai rese bocha racho tazorwadziwa
Bocha rakanyanya😂😂😂😂
Bocha ripi ndeve kwa Honde ava
😂😂😂😂😂😂diko bocha yakatakura tsereki tozviziva hnty ndokumhatso hr
Bocha ne honde zvinodhonzerana kkkkk
Doc Mukotsanjera 🙏🙏🙏🙏
Ndafara tsoka hamurombese but munobvondora hurombwa kuburitsa ngozi nekuiripa nekutaura nayo. Inzwayi kudzidzisa rudzi nekuvaka ndimi mega Dr Mukotsanjera Dr Zimbabwe 🇿🇼
Zvakaoma sekuru ndinovada ava❤❤❤
Tsoka ndirikudayi mudzinza revaera Nyati vese timbokwanhure magupa inda tsikidzi ngozi hurombwa nehuroyi
Doc Maimbova Muporofita dii?😊
Batayi bsa Tategutu❤❤
Love you Sekuru, at the same time you are so 🤣🤣🤣🤣
Handsome sekuruuuu🎉🎉🎉
Ndozvandatanga kuona izvozvo🤭😋
Dr Mukotsanjera Dr Zimbabwe one chiremba anobvarura matare nemo nemo asina tsvete haatengwe haana basa nechaunga anongoyambutsa mhuri ye Zimbabwe 🇿🇼
Fambai Tsoka fambai! zvibvondorei kuti waya pajekerera hekani!!Jinda reGorongoza ulululululu...
Ndinokutendai Tsoka nekundishanyira kuhope👏👏
Ndaiti ndini ndega kkkk
Nyya ndodzinotipa nhorondo..hapana Mota ingomhanya isina Ku picker speed
One n'anga iri smart
M praying kuti ndisvikewo kwamuri
Dheshe hangu Shumba yengozi ❤
Our own uncle❤
Where can one find him
Dheshe pa top 100...unondidii
ikoko itai kwekugarirako.mumborova bsa chairo😂😂
Kurara newana thats the doing of Masamvu
I don’t know why people believe these conmen. 😢
Chief Marange vane kakubhaiza kavanoita ndakazviona on 2 occasions.
1) pangozi yasimba iya akati tangai mandipa mombe 3 dzangu before zviriko here izvi.
2) pamhuri yekwa(masiya) ,Akati zvekare musati mapisa tangai maunza mombe yangu.Ndeyei .
In short kuBocha ndaishaya kuti why masabhuku eko ose zvayo achingoda kuripisa ripisa mumanhamo pangava pai .Chiiko maBocha kiJindwi uko .Inzara here .
kwaMutasa kururipwa ngozi hviki hviki handina kumbonzwa aruti nduruda mombe 3 musati maripa .
Chief vaye vakasiya chigaro kwaane munyowani😊
Ayiwa zodzo riripo kubva paukaka 42years paBasa heyi muchiri kampwere chaikk😊
Muri muhombe tsoka doc mkotsanjera
Ndavepo VaMukotsanjera
Batai basa sekuru Mukotsanjera ndinoshuvira kuti dai ndaimbozosangana nemi
Zvaizvezvi doctor varikurema
Gogogoyi
Doc Mukotsas
Uyu ndiye munhu anoita zvinhu zviri fair kana tazogara ende anongotaura sekutamba zvake
❤❤❤❤❤ kkkkkkkkkkkk❤❤❤❤
My chiremba..ndikakuonai zvangu zvese zvinobva zvaendeka
Dr sekuru mukotsanjera
Sekuru ndoshuvirawo kuti ndikwanise kusangana nemi
Chimbouyai kwedu Buhera mubvongodze tanzwa nezvikwambo
😂taura zvako mu Buhera umo tirikumuda
Chokwadi ngavambouya
Chibaba
Munhorondo imomo ndomunobuda zvakavanda kuomoka iwe woshora 😂
Yaa kuvawera simboti hakudi zvakawanda nekubatabata please eegai kuti shanja
Tikumbokudai kwedu kwamurehwa sekuru umm kukutyisa
Ndiripo
❤❤❤
Saka kana tichida kufukunyurirwa kabhotori kakanyorwa mazita edu kakatsirwe Mumba kuti tiite marombe munouya here tatambura isu tiri marombe nanhas
Doctor
Sekuru chimboendai bocha mumbosukurudza taneta nezvikwambo izvi
Rovai basa mukoma
Eee vana chikafa tiripo
Sekuru Tsoka vanotanga vadzipinda nyaya dzemusha wacho.vozorapa manji.
Dr kusimba kudaro umm mabvumwa ngebasa
Plus pasiiwa muroyi apo ...vanhu vachisimbikira munhu one
Shuwiro yangu kumbosanganawo na sekuru
Kunyepera kuzungaira zvavo ayas kkkk
Rega ndimbooonerawo pano nhasi
Chiremba batai basa Nyoka yakabatwa nerima. Mhuri dzatambura nehurombwa hwakaipisisa.
Ndati nyika kwete nyoka.
Ehoo ndipindeeo pamuzinda
Tich wozoudza baba Taps kuti matibhowa pavativharira comment kwaheadman veChipinge kwegandanga rakafukunurwa tanga tichida kuisa nekuverenga macomments
Hanzi motuka mambo
Not kwamambo Marange but kwaheadman Mutsago kune gandanga rakafukunurwa@@TheresaMaps
Ndasvika ndasvika
So uyu ndomuvimba naye.
Ndripo psnumber 5
Deshe pasofa remurungu on pa Netflix 😂
Kkkkkk
Basa sebsa Shumba yeNgozi
Date and time kkkk
Muface uyu ane tsitsi nevanhu, akaramba kurombesa ma 27 yrs kkkk
Muface?????? Wako???¿??
Varoyi nemahure haatendi zvimwechete varombi nemajoki nemhondi mbavha kuramba chete
Chokwadi makafana nanazdiva hatirorani
Munobvondora zvakavanzi tsoka murambe makashinga
Pfeeeeeee tavepo
Nhorondo ummm
Misweyembudzi
Haaa apa vanhu vazvikanga Vega apa n'anga yaita nyaya apa 1 hour wasted time
Ko mupurisa wamambo Mutasa arikudei kwaChief Marange
Aahh unonga akatowana rimwe basa kwadoctor ndimakumbi wasekuru 😂
@@mollensaungweme1188 kkkkkkk taura hako I think avasecretary wasekuru Mukonzanjera ndakambonzwa vachiti anofanira kutengerwa foni kkkkkkkkkkk
Vekwamarange ndivo vatevera Tsoka kwaMutasa
@@nomusasiwela9621 eeehezvee but vanofanira kunge vaine mupurisa wavo anenge achinyora maminutes wozonosvitsa kwachief Marange uyo wamuTasa omboyendawo kuoff
Ndada kubvunza wo ini kkkķ
Dzidziso
Mhuri iyi is a typical example yezvinoitika kana maenda kun’anga. No two people can narrate or have the same story yezvakaitika kun’anga. The skill is in the way these sangomas speak, they don’t clarify anything but they speak boldly to make you believe kuti zvaarikutaura make sense by using madimikira. If you try to ask for clarification haakupe mukana. That’s why these man can’t agree on the outcome of their previous visit kun’anga.
That’s why Tsoka talk and talk but distracts you from asking questions. Once you lose control of the conversation to the point yekuti you can’t ask questions then sangoma inoku toaster but nothing is clear
Hauneti here nhai iwe you also addicted to his shows dai usiri you would not comment at every episode but your comments leave a lot of questions what's your agenda 😉
Iwe uri mhata iwe ... uri n'anga iwe uda kuti vanhu vauye kwako nekuti ndiwe unoona or kutaura chokwadi.. uri mhata muviri wese .. dai ndirini tsoka ndaimbokusota mbichana kuti uone simba rake .. sika sika nMukotsanjera unorweyi nhayi we dai ukarovera paconer re window taimbokusekerera ma first days kna usinga zvi believe sina nazvo iwe ukuonerei nhayi weee
@@terminagematinyarare8699 Bring a better argument we’re both spectators why get so emotional 😭 on a movie 🎥. Bata hana wangu.
@@nomusasiwela9621taura zvako dear anotondibhowa ini,why asingaite unfollow
Porofita vanhu usabvunza vanhu
Ayewa , munhu ndaataure nyaya yake. Unoda kuporofitwa kuti iwe mhosva Yako unenge usuiziva here. 😂😂😂Munhu nenyaya yake
Nhoroondo Mkotsa ndoinokupedzera nguva ...ingonanga panyaya chete
Mota inoita ichipicker spead wanj
@@nyashakaranda573true
Maonero angu murume ànotanga ayananisa uye haade zvkunongedza munhu anoda muzvionere mega agadzira
Nyaya is a build up kubva pasi not kubva pamusoro , dare kubva kumavambo mozopedza ne the new items ,plus kubatanidza mhuri vaite chinhu chimwe
@@nomusasiwela9621 Inyaya here iyi kana kuti vanhu vaenda kunobatsirwa....for your own information kun'anga hakuna nyaya kunobatsirwa chete kupinda mudare chiremba wototanga kufamba ...ukaona muchiita nyaya chiremba arikutsvaka pekupinda napo ...usafe wakazviita
Uyu Mkotsa wenyu anoita fembera fembera haiwa ..anotanga atapa vanhu ...first nxxaaaa ...fesana nedambudziko rauya nevanhu kwete kuvatongesa
Asi ndotoona kuti murume uyu matare anorova zvake pane zvimwe zvatirikuoneswa kumwe ne dzimwe n'anga
Iwe itawo fembera fembera kana zviri easy
Totonzwanemi mwari vane meso anoona zvakavanzika 😂😂😂
@@Trabablas chienda unoona part 2 achinhonga munhu kuti uwone murume uyu matare anorova
Urikudeyi pa programme yake kana achiita guess work, ita yako iri genuine xaa
Doctor