Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Lets Vote for jedza to join this ,,put a 👍
I second you ✊️✊️
True
Qiniso lelo
I agree with you
I'm with you
Those who believe that four seasons is the fastest growing brand in Zim lets gather here
They are doing there best ❤
Really in 2dyz❤❤
Mari iyi handisi kuida kkkkkkkkkkkk
Yes because wagara wari ma main actors wari 4 ku Naiza boom kune shiri dzega dzega uko
@@baldwinhlatywayo Just comment zvinhu zviri nice plz both of them are great iwee ndiwe u tori shiri
Who else is already addicted to this season 🤣🤣 I mean four seasons
Even me I'm also addicted,,,, I always check kuti pane zvavapo here
Me tooo
Already waiting
Me tooo woo 😂😂😂😂 kunzwa kuda kuda kuramba ndichingoiona 😂😂😂😂
Me too
Thank you Matsanga for standing with them
Don't forget Hasta ane rudo nevamwe
Four seasons never disappoints
Zvatanga futy nhai four seasons mukandi dzingisa bsa kaaaaaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Unobva wakuda kowa joina 😂😂
THESE GUYS ARE TALENT YOOO🤣🤣🤣🤣🤣
I spoke to Ozemwa today, what a humble man.. bhora mberi team. Mukuchimhanya chinhu ichi
This channel is fast growing ❤🎉soo 100k let's keep supporting them shuwa
😂😂😂😂😂😂 mhosva yenyu ndeyekuramba mari yenyika 😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Guyz vanhu ava vaitobatirirwa ava but zvakuratidza kuti mwari avarangarira ❤❤
That true kamugonero kavarikuita Kari kuseri zvekutodaro
Taura hako ikozvino zvakuto nakidza kudarika muchizarira mabaveri 😂😂😂😂
@@fortunatezovovo7480😂🤣😂 vaive muchizarira shuwa🤣🙏🏼💚
Mwari haadhakwe❤
@@fortunatezovovo7480Mujeri😂😂😂😂😂
Waiting for it vamwe vakauraigwa $ vachinzi rakabvaruka😂
Kuzoona mwana afamba anokambaira mavambo kkkk Ozemwa nemasasi😅
Nice to four seasons rambai makadaro totamba tichikusupporter
Officer Vovo ,Jati unonyura kuramba Mari yenyika
😂😂😂handisi kuramba mari yenyika asindikungoti panohayitenge🤣🤣🤣
Haaaaa vanhu ava vaibirirwa naNB izvezvi kamovie kakanzi the tiktok wife kumamira kwavakaitawo ikko pane face dzaiita kt zvinhu zvifaye kuNB ozemwa jati netsai navhovho haaa ikehino kumamira ikko😂😂😂😂😂😂
Ibvapo iwe
Iwew unotooenga chete
The fastest growing Chanel of all time
Let’s go Four season don’t give up
Jati iiii❤
Jatiwero sahwira wangu ndyp
Ndakaitambwa vanhu vepamusika netuma tuckshop vakaoma😂😂😂😂
Ndozvanotoita vanokupa iri change mangwana ukauya ipapo havaidr😂
We will keep supporting you guys!! You are all very talented actors and deserve to support yourselves and your families through acting!!
Tamirira mwari ngaakunatsirei kuenda mberi guyz vovo netsai ozemwa jati matsanga
My favourites, Netsai, Ozemwa, Jati, vovo❤
These guys are talented
Maona Kuti panoperera pfungwa dzedu ndopanotangira dzaMwari.Naiza boom ndofunga aiti vachadzoka vachinyengerera 😂😂😂 kukava datya kuriyambutsa four seasons yodya tafura pamberi pevavengi naiza boom guys munogona tichamira nemi
Tipei ma episode's ekumusha chaiwo ekusunga mucheka echinyakare chaiwo plz jati na netsai zvotokufitai mgazviuye plz ma episode's ngaadirwe love you gyz
You are always my best all the tym Vovo,Jati,Netsai and Oze
huyai nacho kudhara takano chimirira ichooo 😂😂😂😂😂isusu tino liker tisati taona just because tinoziva kuti you won't disappoint 😅😅😅😅
Kupfupika hakuzi kuremara😂
Ndinotenda zvekuti nekusimudza new Chanel itsva mwari ngamukomborere ndiri kuno ku Mozambique pa vanduzi road number 7
Current situation in another country
kkkk naiza boom achadonha masubscribers
can't wait for the drama😂😂😂😂
Officer Vovo😂😂
😂😂😂hanzi kupfupik hakusi kuremara 😂😂😂
Proud of you guys mhanyai chinhu 100% behind your hustle.
😂🔥🔥chakaipa ichi , and nice picture quality
Haaa this guyz are doing it musagarire zvipo izvo guys @_4seasons to the world
kkkkk jati ,ma1 varamba mari yr
nice work guys let's go now we need series❤
Keep on going guys you did well❤❤
Four seasons is the best for all
Kkkkkk Mari haisikudiwa pakaipa munopedza ma sports team
Bhora mberi team 4...takaenda takaenda no reverse...
..........channel iyi makuriro airi kuita ka mwari vanogona sure
Ngachiuye team 4SM
😂😂😂😂 Rovai chinhu... Slowly but surely munosvika chete... The journey have started
Kkkkkk pamari apo makanyanya nooooo🔥♥️💟💯
😂😂😂😂 four seasons mkanyanya bhora mberi tinemi
Dhakaaaa i miss it so much
Vovo you are now unlocking the new style not zvawaitiswa ku Naiza boom zviya kkkkkkkk
🎉🎉🎉 keep on doing guys
Kkkkkkkk ozemwa watobvuma kuwachiswa najatiwero😂😂😂 hauna hasha
😂😂😂😂😂 jati ngasungwe sure😂😂😂
Amazing content 🔥
Makanyanya guys sando dzenyu,,,,,,,,ko mari hauchaida iwe uriwe wamupa 😅😅😅😂😂😂😂😂😂😂
Nice guys luv u all keep on going oze vhovho jati netsi and matsanga also
Vovo police yakatanga riini kuramba chemuhomwe😂😂😂
Hoyooooooo wazviita futi mukupedza ma spots guys ndachema zvangu keep it up 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤
🎉🎉🎉jati ndikuuya kuzoupaza musika iwoyo
Thank you guys rambai makadaro musapererwe.naiza Iri kusara kumashure tik tok wife Iri kubhowa haina kurongeka
Unoziva ndaiti ndini ndega kkkk chikubhowa zvisingatomboiti
Xma
JAti usadaro unozvina kupi zvaunotaura ungati chiii chikuruma matombo here 🤩😀😀😀😀
Changaudho 😅😅😅😅
Hoyoooooooo......zvatanga❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉 Jati Jati thus y ndaivinga iwe naJedza kuNB indai mundotora Jedza auye kann
This guy Ozizi is something else hanzi kupfupika hakusi kuremara
Matsanga ramba wakadaro wakatanga naye Jatwero uyu. We love you guya
😂😂😂😂musika ndewangu saka ndoita zvandoda
Nice 1,,,love the story line
😂😂😂😂😂Boe here kuramba mari yawamupa kkkk
Tinokudai 4 season tinemi munotigonera kani watching you from namibia 🇳🇦
Kkkkk jatuwero akangwara iye adzosera ozemwa Mari yacho isingatengi Wani iye hachada kuyitambira kkkkk vakangwara avana nhamo
May God lift you up higher guys I trust u munozviita tipei zvinonaka
😂 Hanzi 50 cents yenyu imarii, hanzi i 50 cents 😂 Jati
Ma vendor manyama 😂😂😂
Kkkkkk Jatiwero back to the character dzinotanga dzakangwara gume dzachozopusa kkkkk big up mkoma Matemai
Jatii 😂
Basa mberi hama dzangu👏👏👏🇿🇦🇿🇦🇿🇦
Mukupedza basa akomana we love u as country
Good lesson ndozvatiri kuitirana munyika tiri kuramba Mari asi zvichingobva kwatiri apa pane patinotadza kubudirira nenyaya yekuzviomesera
❤mukubvumira guys ngazviende mveri
U are back in the track thanks guys
Rambai makabaya guys
😂😂😂 ukusungirei jati inga mkabva mese kuNaiza 😅😅😅😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kkkkkkk Jati itamushee kkkkkkk kwaaa❤😂❤
Veduwee Netsai aripiko
Kkkkjj kucentral Mr Jati
im watching from ngundu this is lite
Kkkkkkk aaaahhh vanhu vanosaiza....jatiwero ane pamuromo
Makapenga guys road to 50k ...happy for you
Ndimi mune yese😂😂😂😂
Kkkk ndiri ini Ozemwa ndaingo tora mabanana ndosiya mabond awandipa 🤣🤣🤣🤣
Munodadisa gyz musazondirasosewo ndiri big fun renyu
Luv you guys munoita tiseke
Haaa guys zvimwe ndezvimwe munondinakidza ❤😊😊
Lv you guys keeping going
Combination manyama love u guys
Ndandatononokerwa
Jati dzazondifaya pakuramba change yaapa Ozemwa😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 weldone guys ende zviriko sure , Zim ma1 vanogadzirira povho rubbish yemari ivo vachibata US cte

huyai nacho kudhara takano chimirira ichooo 😂😂😂😂😂
isusu tino liker tisati taona just because tinoziva kuti you won't disappoint 😅😅😅😅