Murume wangu anoda kuti ndinwe Weti Yake,Zim Family secrets,Zim Confessions.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 8 вер 2024
  • Ndakaroorwa ne murungu Anoda kuti ndinwe Weti Yake.
    Zim Family secrets,Zim Confessions
    Follow me on Facebook.

КОМЕНТАРІ • 61

  • @ZimSecretsandConfessions
    @ZimSecretsandConfessions  Рік тому +7

    On the next episode
    Hi mukoma nashey please ndivigeiwo ini ndai shanda pane imwe ndichi chengeta imba yavo iri ku Park town vana vepo vose vanogara kunze kwenyika vabereki vavo vakashaya ini ndisati ndava kugara pamba apa payi gara rimwe Roja rainzi rakango bhadhara mari ye rent akagara one week akato buda without notice ini ndakazo gara pamba apa ndichi cleaner neku maintainer lawn nemaruva vana vacho vaitumira mari yangu nenguva ini I had never met them ndakango udzwa neimwe hama iri kunyika kwavari ikati kwakati kwai diwa munhu ano chengeta imba so takabva kumusha ini ne mukadzi wangu tikagara pamba paya nguva yekurima yasvika ndakazoti mukadzi adzokere kumusha kuno Rima ini ndosara ndichi shanda sezvisineyi mumwe musi ndaka nyenga mumwe musikana ayi shanda ku Houghton Park sa house girl akabvuma takazo ronga sleep over yedu ini ndikagadzirira ndakambo zama kuviga hembe dzemukadzi ndikaona kuti hazvibudi plus ku Boysky kwandai gara kwai nyadzisa so ndaka vhura main house ndika mema Mema ndika ona kuti maiva boe for mutambo wedu we sleep over yedu musikana akazofona akati plan yekuti abude ndeyekuti anyengerere vana kuyenda navo ku library plan iyoyo yakashanda asi akazongo ita hold up library isati yavhura after yavhura akasiya vana vari busy nemabook iye ndokuti ava kumbo yenda kumashops paakandi udza kuti ava kuuya ndakaita sendicha hire mota kuti ndikasike ndamutora because ndainge ndotarisa chiringa zuva ndikaona kuti nguva yainge yakatisiya plus shefu vainge vakatsamwa mu bhurugwa sezvo ndainge ndanwa mugondorosi ndakazofara musikana wangu asvika ndikapinda naye payard ndikamuti pamba pa Sekuru vangu handzvadzi ya Amai ndini ndaiva ndiri sara pavazukuru saka vose vainge vakaenda ku diaspora takapinda mumba tikatamba mutambo wedu we sleep over kubva mu kitchen mu dining musikana wangu akazoto pfeka hake Apron apa asina kana kupfeka chinhu pazasi Round yekupedzisira takazoitambira mu main bedroom apa maiva nezimubhedha zihombe hombe takapedza kutamba nekuto batwa nehope ndakazo mutswa nekambama musikana akati ndava kuyenda Mhamha vafona ndakada kumuka akati Aiwa rarai henyu Shumba ndichafona kana ndasvika ini ndakabva ndabatwa ne hope ndakazo peputswa nenzara ndikaenda kukitchen ndika kokota zvainge zvasara mupoto ndikanwa mvura ndikadzokera hangu ku Main bedroom ndichangovhara door ndakanzwa sound inenge ye simbi dzayi marana ndaka kwakuka ndikano mhara pamubedha ndakadongorera ne pa window wanikwe hakuna chinhu ndakazopinda hangu mumachira ndichi dzeya matapirirwe andainge ndaita masikati ose ndakazonzwa futi sound mu ceiling kunge vanhu vayi bhidhirisana ceiling board rimwe rakatsemuka pakadonha chikiti che black chakango chema chikabuda mumba nepadoor asi door raiva rakavharika ndikanzwa kuti mu ceiling mune chinhu chayi para para ipapo ndaka simuka ndikatiza ndaka pinda mu passage ndikawana makazara hutsi apa mayitonhora zvekuti ndakatanga kugwagwadza ndakaita zveku famba ndichi gwesha nemadziro nekuti ndainzwa kupera simba mumabvi angu ndichi gwesha kudaro madziro emupassage aka bhovhokera ruwoko rwangu rwuka tsimbirirwa nezvitinha rwuka vhunika ndaka ridza mhere ndakananga ku dining ndakapinda mu dining ndikaona musina masofa kana TV asi maiva nemakuva mamwe makuva acho aiva aka wira mukati ndaka mhanya ndakananga mukitchen but ndaiwona ndava futi mu main bedroom ndotangidza futi kufamba ndakananga ku kitchen ndakazo pepuka ndichinzwa vanhu vayidarika vachiti ko nhai vanhu vano nwirei twumba kana twuchi vadai ko munhu uka pondwa ndakazvitarisa ndikawona ndakapfeka boxer short chete ndakazara chena ndakapinda mukati ndakananga ku boysky ndikatora bag rangu ndikananga kumbare ndikabata bhazi rekumusha mukadzi ndikamuudza kuti pamba paya pasvika mapurisa hanzi vanhu vepo vanoita zvekuchekeresa vanhu apa ndaiva ndaka parwa muviri wose

    • @Blessing8004
      @Blessing8004 Рік тому

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🖐😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🖐😂🖐😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂NASHIE wandipedza

    • @mercymupondiwa9426
      @mercymupondiwa9426 Рік тому

      😆🤣🤣🤣🤣🤣zviriko here izvi hide kkkkk usanwe tumbwa

    • @ceciliavurayai3969
      @ceciliavurayai3969 Рік тому +1

      Kune wepassprt yakabanner. Even if u take another passport bann ndisati yapera unogobatwa becoz they already captured data ye old passport. Wait until the ban is expired

    • @user-ml3st2dn2w
      @user-ml3st2dn2w 10 місяців тому

      Wepassport unobatiwa wait for nadate ako awakapiwa

  • @shelter3099
    @shelter3099 2 роки тому +4

    wow you're improving...I know Shona inonetsa kuverenga but now you're improving well-done my brother

  • @gloriaberger515
    @gloriaberger515 Рік тому +1

    Losing someone you love is never easy l lost my mom several months ago and l am in my late 40s .You don't get over the pain you just learn to live with it.Just accept it my dear as hard as it may be ,try and find comfort in the Lord and know that your loved one is not with you physically but spiritually they are there.

    • @user-qr4od4zj6n
      @user-qr4od4zj6n 10 місяців тому

      Same with me l lost my mom in 2020 but it still feels like yesterday

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 Рік тому +2

    Kohamugoni kuverenga here nhayi vakuru...kuverenga kunge murikufamba mumapotholes nhayi

  • @vongaithelmamawire7420
    @vongaithelmamawire7420 Рік тому

    I lost my dad ag 10 and my mom at 11 and it took me 10 years to get into terms with the loss. Trust me it takes time dont be too hard on your self. If u feel like crying its okay cry you will miss them everytime you see or hear something that reminds you of them you will always miss them sometimes it will make you cry but try as much as possible to to be happy or smile everytime you see or hear something that reminds you of them that will make you keep them close in your heart you will not forget about them but you will understand kuti chimwe nechimwe chine Nguva yacho read Eccl chapter 3 speak to God more often ask for the strength amd healing always embrace the good moments you spent with them and appreciate kuti at least you knew them before they passed away
    I pray for your comfort and strength during the process but you wont be able to hear over night it takes time

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 Рік тому +4

    Last confession please please it's not ok in Abusive relationship and marriage, munobvapo mava mu coffin.. Itai plan nguva ichiripo

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 5 місяців тому +1

    CC veku lreland chamunoda imbiri chete kuti ugere nemurungu chero zvinhu zvisingafambi zvakanaka siyanai nemurungu uyu makaonepi vanhu vanonwa weti kwanai .

  • @kudzaichoto4347
    @kudzaichoto4347 Рік тому +1

    Wekufirwa you never get over losing someone you love especially a parent for me I just had to quickly understand that they are nolonger there so zvandaita vachiripo has to change was a spoilt child so had to adjust quickly one thing my dad told me told me was to always be humble and make it easy for other people to take care of you

  • @user-qr4od4zj6n
    @user-qr4od4zj6n 10 місяців тому +1

    Haiwawo atibvirepo
    Anoda kuzviuraya haataure
    Kuguta uko

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Рік тому

    Hope dzenyu vanangu, mukadzi uyo anoroya plas ane mubbobobo, endayi muno tsvaka rubatsiro, muteuro asawanawa mukana bzzz the zvinozoita kuti muparadzene uye munyama

  • @vongaithelmamawire7420
    @vongaithelmamawire7420 Рік тому

    Mainini or bamnn kufirwa is not an easy thing especially if u loose a parent or a loved one they say time heals all pain but the best thing that will help is to hold onto the good times u spent with them as time goes on you will be able to deal with the fact yekuti inzira yedu tese read the Bible more often esp Ecclesiastes 3 let God be your comfort listen to their fav songs you cant control time yekuti munhu ave panyika but you can create the best memories with them that will give u a smile everytime you think about that and kuti even though they are no more but we had the best life together that will heal your pain my sis or bro

  • @taonacheke7343
    @taonacheke7343 Рік тому

    kwako kuda murungu stereki, kkkkkk urikuchemeyi urikuti urikumuda vani ,, kwanai imi sisi

  • @ZimSecretsandConfessions
    @ZimSecretsandConfessions  Рік тому

    On the next episode
    Hi mukoma ini ndakaromba mhiko Yekuti pagore ndi Kwirane na Amai Pakutanga zvaiva Nyore but ikozvino zvava kurema Amai vangu vakura 76years old Pandinenge ndiri pamusoro pavo vanenge vachi yeredza misodzi kana ndapedza Ndinotora hurume hwangu ndoisa mudende ndizvo zvinoraramisa mhuri yangu Mishonga iyi ndakayibata Amai vangu vayine 65 years ndakaita zveku isira ma sleeping tablets ndikaita bonde navo ndaka enda ku munhu akandi Rombesa Nebhurugwa raAmai vangu Ndika gadzira Amai kuti pose pandinoiita bonde navo Vasa nzwisisa kuti chii chiri kuitika
    Dambudziko rava kuita Amai ndere kuti vava Kuvhunduka Always zvinondirwadza iniwo kuti ndisiye mishonga iyi Mwoyo wangu wakasunganidzwa ne Dende rinogara mishonga iyi kuparara ndiko kupanduka kwazvo ndiko kufa kwangu
    Ndino gumbuka kana ndikapa munhu lift munhu otanga kundirumbidza kuti Mudhara ndimi mbinga dze Nyika izvi zvinondi rangaridza Tsvina iri mumaoko angu
    Notify me when posted

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw Рік тому

    Zviri ryt kana mwana achitoenda kutoilet pane kuti asaende maybe zvinozopera hanty doc vakati ari ryt saka muriikutyei

  • @tsitsialfonso401
    @tsitsialfonso401 Рік тому +2

    Uyo we kubuda achi kusiya nekuti uri ku period, chitosiyai mainin ndiwo ma red flags acho

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 5 місяців тому

    Mkunda vemkomana weku Limpopo uyu siyana nemkomana uyu nguva ichipo ndokusaka mkadzi wake wokutanga akamupisa ndizvo akapisirwa zvokurara asiko kumba siyana nerombe iro usati wapinda muna taisireva bcz pauchatevera uchatiza pamba .

  • @shelter3099
    @shelter3099 2 роки тому +1

    ummm uyo wekupa munhu sick becarefull remember it's not safe here make a plan ASAP

  • @chipowezvo9928
    @chipowezvo9928 Рік тому

    Vanekababy ke birth month Siyai mwana akadaro,she will outgrow the birthmarks, problem yemudumbu pliz muchinjei mukaka

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Рік тому

    Ipassport bayiyobamba pliz hamba uyabhadala khonaphana eborder asaz ukuthi malin

  • @luluchantchaza6940
    @luluchantchaza6940 Рік тому

    the ban is still there mine was like that but i paid 1000 paborda thy fixed it

  • @mercymusatukana3195
    @mercymusatukana3195 Рік тому

    Uyo wekupfuhwirwa uyongaatore mashizha emunzwa unonzi muunga uya muchena omayanika kusango then ozotora achiisa mumvura omwa anorutsa then Hama dzichazviziva

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Рік тому

    Last cc u must stop yr husband tell her u dont like it

  • @sikholiwenyoni7245
    @sikholiwenyoni7245 Рік тому +1

    Inoonekwa Chero ukatora yimwe passport aslong makore acho asati apera,amu win

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Рік тому

    Hie sorry lose never pássy in not easy this a really pain for e very ever

  • @deinasibanda9249
    @deinasibanda9249 Рік тому +1

    First confession mix weti yako yamaksen usat wataura nemunhu nemukaka womwa

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Рік тому +1

    Amathumbu enkawu kunana mncan

  • @theflowerruva5856
    @theflowerruva5856 Рік тому

    Kufirwa nani? You have to specify.

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Рік тому

    Birthmarks do not go away.let the child be

  • @jejemupa4226
    @jejemupa4226 Рік тому

    Wemwana använda kutoioet. That can be the allergisk problem. Maybe mwana anenge asingavirirane nemukaka. Had same problem nemwana vangu.i allergy i believe. Enda kuchipatara kwevana and check pese paunopamwana mukaka. Its normal

  • @virginiamaposa6579
    @virginiamaposa6579 Рік тому +1

    Uyo wePassport ngaanotora imwe haibatwi becoz number dzepassport dzinenge dzakatosiyana neyakare ini ndakatora yangu now

    • @rhosigau
      @rhosigau Рік тому

      Fingerprint ne name zvinobatwa just go ku SA embassy kumusha munogadzisira R3000 chete

  • @mercymusatukana3195
    @mercymusatukana3195 Рік тому

    Matumbu etsoko anorapa kana achimonyewa mudumbu ngavamuzame.anopora baby wedu...Uyo anoti vimbai Uyo kutsiva ndekwamwari

    • @mariamartin2154
      @mariamartin2154 Рік тому +1

      Ndochaizvoizvo zvaiita wangu ndakazomupa mabanana kwe one week zvakapera

  • @MarianKavhuru-sv3dl
    @MarianKavhuru-sv3dl Рік тому

    Ehe vanozviona kt passport yk ine bhani

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Рік тому

    Hie yes passport they find u

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 Рік тому

    Bamnini vekusiya girlfriend mumba nokuti iriku period .. X akasiya amupisa so newe umubvise ziso urove pasi

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Рік тому

    Kkkkk gudo here kkkkk

  • @lammiemalala1262
    @lammiemalala1262 Рік тому

    Sister kana mukatora passport imwe vanozvibata coz your name is recorded in the system

  • @nyashagumise1755
    @nyashagumise1755 Рік тому

    caller with the baby stop giving oil because oil is a lubricant and since baby's bowels are opening stop giving and continue breastfeeding baby will settle in due time. Coli kusungwa mudumbu use Infacol or gripe water .

  • @lizbertify
    @lizbertify Рік тому

    2nd confession so muri kuti 40 year old achembera here haazokwanisi kuchengeta vana vake? You seem very confused about your reasons why you want to avoid this professional lady and you've already made a decision to go with the one with 6 kids. I think you feel you're not on her level that's why all these reasons. Ingoitai saizvozvo zvewe 6 kids because moyo wenyu ndokwauri kuda kuenda.

  • @moreblessingmashizha9699
    @moreblessingmashizha9699 Рік тому

    Siyaka murungu wacho nhy asi

  • @isaiahyonasi7629
    @isaiahyonasi7629 Рік тому

    On the issue of a passport, all your particulars are in the computers, uchabatwa

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Рік тому

    Mafuta not honzeri cause they cause diarrhoea uchauraya mwana nedehydration.tsika yemafuta makaiwanepi.siyana nazvo

  • @virginiamaposa6579
    @virginiamaposa6579 Рік тому

    Siya benzi iro rekukusiya Uri kumwenzi

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 Рік тому

    Iwe siyananaye murungu wachu haana fiucha newe

  • @lizbertify
    @lizbertify Рік тому

    Amai vane mwana ane birth mark nekuenda ku toilet, I think you're being paranoid a bit too much. Makatogona by going to see a doctor. If you're not comfortable go get a second opinion from another doctor. This is a new baby trying to adjust to food intake yaari kuzvidyira. Be careful to use zvinhu zvamunoudzwa online nevanhu on a baby. Babies are fragile so taurai nema nurses and doctors mubatsirike.
    On the flip side ana gogo vechikuru vanoziva zvinhu zvekushandisa kana muchiva trusta.
    About the birthmark, aiwa siyai mwana akadaro. Harisi kumurwadzisa so mukatanga kumuzora zvinhu on her fragile screen mungazozvidemba. She will grow to like her birthmark. I got used to mine riri pamutsipa panotooneka everyday.