VANOBATSIRA KU CHURCH VOTAURA ZVINOITA KUTI VANHU VANYURE NGUVA YEKUNAMATIRWA MUMVURA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 жов 2024
  • MADZIMAI VECHIDIKI VANOBATSIRA

КОМЕНТАРІ • 431

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 3 роки тому +71

    Don'tworry abt down thumb vanhu vagara vanosvotwa nechakanaka. Keep doing good tirikudzidza zcakawanda thru you😍

  • @juliusnyatondo1499
    @juliusnyatondo1499 3 роки тому +6

    For Mr Neshamba please keep on the good work by exposing hidden things in our societies.

  • @macnilanc3371
    @macnilanc3371 3 роки тому +18

    Well done Drewmas 👏✔
    Gore rino tichadzidza zvakawanda ma church awa🙌🙌🙌

    • @tawandamhungu4211
      @tawandamhungu4211 2 роки тому

      Gore rino mwari vakutidzidzisa spa honai vanhu vacho vana vadiki

  • @MemoeBeni
    @MemoeBeni 3 роки тому +20

    Ndine mhiko, ndinoshanda, ndino, ndino.....saka haasi Mwari zvake.
    Marine spirits at large.
    Kusaziva kufa chokwadi

    • @vostermasara4562
      @vostermasara4562 3 роки тому +4

      Taura zvako,vanhu vaparara nekushaya zivo chokwadi,rima rega rega iri hapana zvaMwari apa

    • @lagomprojects7715
      @lagomprojects7715 3 роки тому +2

      Kufa urimupenyu . Kurasiswa. !

    • @tamaremakwavarara2743
      @tamaremakwavarara2743 3 роки тому +7

      Zvamwari zvinenge zvakaita sei. Tiudzeiwo and proof yacho not from Bible nekuti rakauya nevarungu

    • @vostermasara4562
      @vostermasara4562 3 роки тому +3

      @@tamaremakwavarara2743 nekwawatotangira kwacho it's pointless kukudzidzisa kana kuonesana newe.I think it's better ukagara uchiziva zvaunoziva izvozvo.

    • @MemoeBeni
      @MemoeBeni 3 роки тому +4

      @@tamaremakwavarara2743 BIBLE rakavapo kare, varungu vakashindisa Bible kuzoti Coloniser. Hazvirevi kuti Bible racho rava renhema.
      Examples....Lobengula akapihwa shuga neMamirror, akabva abvuma kuti varungu vapinde vagare muZim, Saka sugar hautyadyi here nekuti yakuuya nevarungu vachibatai kumeso...
      BIBLE hariana kuipa, rakashandiswa nevaipi chete. Ngwara

  • @divinetechsolutions0103
    @divinetechsolutions0103 3 роки тому +12

    Ndiwe unorira Andrew Neshamba, we support u all the way from Schoemansdal Malelane Mpumalanga

  • @paulchivasa4494
    @paulchivasa4494 2 роки тому +1

    Thank u so much madzibaba for clearing the air between the church and chivanhu thus great

  • @fadzosadiki4364
    @fadzosadiki4364 2 роки тому +3

    Ini changu kuisa 👍nkt nyaya ndinodzida hangu

  • @donaldmangava9728
    @donaldmangava9728 3 роки тому +6

    keep it up Neshamba.good journalism. keeping us posted on what is happening around the country

  • @lydiachikudzula7077
    @lydiachikudzula7077 3 роки тому +8

    Vasiyei iye zvino takuziva zvakawanda kubudikidza ndremas♥️♥️🙏🙏

  • @Stanleymaonangeyi
    @Stanleymaonangeyi 11 місяців тому

    Keep on going drewas media

  • @tapiwajorammadimbu6681
    @tapiwajorammadimbu6681 3 роки тому +4

    Thanks mukoma wangu neshamba tirikubatsirika zvikuru ne program yenyu , sando kwamuri 🤛🤛✊

  • @llions5633
    @llions5633 3 роки тому +6

    Thank you Shumba a lot of questions have been answered for me today babamudiki ! Keep up the good work!

  • @prudencenyoka9449
    @prudencenyoka9449 3 роки тому +3

    Iri sowe ndoridao. One sowe rataura chokwadi. Vamwe vanoita vachihwandira one side Ari manyepo. Well done Drewmas media

    • @bwadibwanorris2716
      @bwadibwanorris2716 3 роки тому

      Saka waona proof yokuti havstauri nhema papi

    • @prudencenyoka9449
      @prudencenyoka9449 3 роки тому

      @@bwadibwanorris2716 chero dziripo but vataura marapire avo. Vazhinji vanohwanda nema garments but vachiita chivanhu

    • @bwadibwanorris2716
      @bwadibwanorris2716 3 роки тому

      @@prudencenyoka9449 same neuyoka in'anga kwete kupfeka gemenzi zvakaita izvo

  • @austinempinga3904
    @austinempinga3904 3 роки тому +10

    Drewmas Media l am proud of you Guys

  • @princessmamthe4377
    @princessmamthe4377 3 роки тому +22

    Drewmas media , you are doing well 👏🏾👏🏾👏🏾❤️❤️❤️❤️

    • @ZIM-UPDATES
      @ZIM-UPDATES 3 роки тому

      ua-cam.com/video/XQgELCulWQA/v-deo.html

  • @trymoremutandwa8317
    @trymoremutandwa8317 3 роки тому +8

    Our best reporter Andrew Neshamba

  • @eriavutuza7682
    @eriavutuza7682 3 роки тому +12

    Andrew are you doing good well done

  • @lovemoreanesstons7338
    @lovemoreanesstons7338 3 роки тому +6

    Well done Andrew keep it up 👍🏾tiri kudzidza

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 3 роки тому +7

    Thank you mukoma Andrew

  • @tiggyosands981
    @tiggyosands981 3 роки тому +8

    Whats the name of the theme song and where can i download it? I like it and it plays in my head

  • @freedommaringosi8399
    @freedommaringosi8399 3 роки тому +14

    Keep it up drewmas media

  • @angelinemudadisi594
    @angelinemudadisi594 3 роки тому +10

    Keep it up Drewmas media murikuita zvakanaka .

  • @kdvibesmashingaidze6241
    @kdvibesmashingaidze6241 2 роки тому

    thanks fqr the programes andrew

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 3 роки тому +4

    Thank you Drewmas media tirikudzidza zvakawanda

  • @regisregis2718
    @regisregis2718 3 роки тому +3

    Mukoma Andrew makasimba ayiwa tinotenda nebasa ramurikutibatira chokwadi rambai makadaroo munotivaraidza isu tirikuno ku South Africa mubvunzo wangu ndewe kuti vanobhadharisa here madzibaba ava na madzimai ava
    Rangu zita ndi Regis chigaramasimba ndiri pa Cape Town
    Ndatenda hangu mukoma Andrew
    Ndinovimba muchandipindurawo

  • @memorymoyo8287
    @memorymoyo8287 2 роки тому

    U are doing greet guys thank u somuch

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 3 роки тому +3

    Kuchipostori nekuchivanhu madzimai Rejoice mirai ku one side Mwari haasanganise muri nanga imi period siyai kutaura zvaMwari

    • @ruvimbodawu6913
      @ruvimbodawu6913 2 роки тому

      Nanga hadzirambudzwe kunamata mwari anotida tose mutongi ndivo baba

  • @wellingtonchiruka7571
    @wellingtonchiruka7571 3 роки тому +2

    Thanks Drewmas nekutizivisa
    That's fantastic interview

  • @nathanmuyengwa8475
    @nathanmuyengwa8475 2 роки тому +1

    Maihweee maihweee ndachema zvangu,

  • @sisfarie9920
    @sisfarie9920 3 роки тому +4

    Madzimai na madzibaba tendeukai imi.....zvamurikuita hazvimo mushoko ra Mwari

    • @BbBb-hw5pq
      @BbBb-hw5pq 2 роки тому +1

      Sisi Farie I'm very proud of you . Vanhu Ava they should repent . Take up the Bible and fast and pray

  • @angelinelunga6963
    @angelinelunga6963 Рік тому

    Amen madzibaba shandai

  • @tichachimedza4917
    @tichachimedza4917 2 роки тому

    Ndodawo kubvunza Kuti vana madzibaba vanobhadharisa hre uye Kana usinawo Mari havakwanisi kubastira dambudziko remunhu hre

  • @elistonbungira2341
    @elistonbungira2341 3 роки тому +5

    Basa mberi Andrew u taking us to another level

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 3 роки тому +3

    Thank you Drewmas Media 🙏❤️🌺

  • @catherinechakamanga7428
    @catherinechakamanga7428 3 роки тому +9

    Well done Andrew u ar th best

    • @ZIM-UPDATES
      @ZIM-UPDATES 3 роки тому

      ua-cam.com/video/XQgELCulWQA/v-deo.html

  • @beautynyatsana7805
    @beautynyatsana7805 2 роки тому +1

    haa wkanyanya awo

  • @phillipnsangonya3747
    @phillipnsangonya3747 3 роки тому +1

    Mazimba haasi honesty shuwa , most it the people varikuti mweya yetsvina varikutoendako .... Lol

  • @mrtnmawadze
    @mrtnmawadze 3 роки тому +13

    Mukugona mkoma Andrew .we support you all the way from Cpt

  • @lmsau6718
    @lmsau6718 2 роки тому +1

    Dhimoni pana Jesu haripinde kana kusvika. Kana mada zvaJesu moita zvaJesu. Kana mada zvechin'ganga moita izvozvo. Musanyepera vanhu Mwari haaenzanisve nevaakasika.
    Shoko raMwari rinotokurudzira kudzidza kuti mugone kutsanangura magwaro. Kungoti zvenyu hazvina magwaro ndezvenyika. Sad

    • @lmsau6718
      @lmsau6718 2 роки тому

      Deno vaiverenga shoko vangadayi vaiziva kuti Eriya akafambaseyi uye kuti iye Eriya aimbova ani

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 3 роки тому +1

    ChiKristu neChivanhu kufambaidzana chaiko ayikandi 🙌🙌🙌mmmmm kana

    • @crispenmufungimutsakanyi8981
      @crispenmufungimutsakanyi8981 3 роки тому +1

      Musatize mimvuri yenyu vanhu vashe,,chivanhu handi mweya nyetsvina,,hakuna anoeyenda kuna Jesu pakufa nzinza rake risingazive,,munhu wese guvhu rakadonha rinofushirwa pasi,,zvinechirevo kumasikirwo emunhu mutema

  • @godfreykadohwata4670
    @godfreykadohwata4670 2 роки тому

    Thanks Neshamba

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 3 роки тому +4

    Eriya haana kuenda nengoro yemoto puriziii

  • @juliusnyatondo1499
    @juliusnyatondo1499 3 роки тому +8

    Are these spirits from these two humans from Heaven or the underworld. Can someone serve two masters at one goal. I mean can someone serve God Almighty and others gods. End Times. Lets seek God please, the ONLY SAVIOUR

    • @phillipnsangonya3747
      @phillipnsangonya3747 3 роки тому +1

      Since 1000 yrs ago yangonzi end time

    • @nessiemanyadza7652
      @nessiemanyadza7652 3 роки тому +1

      Are you a seventh-day Adventist munyori ?

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 роки тому

      @@phillipnsangonya3747 taura hako! Hakuna chakadaro chinoitika!!

    • @philanisikwili8907
      @philanisikwili8907 2 роки тому +1

      It is that jesus who put us in suffering from the time our ancestors were tricked to dumping their Mwari, Mudimo, Nkulunkulu,Sonini Nanini, Tata Nzambi, these are African names NOT jesus who's the god of the deceiver (Roman Catholic)given to us...It's time you go back to the TMH of our ancestors

    • @spiwechakawa7091
      @spiwechakawa7091 2 роки тому

      the source of their visions is questionnable, this is from the kingdom of the devil.. they may see all they want but this has nothing to do with God..

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 3 роки тому +13

    Kutaura sure Mwari nevadzimu zvinofambirana

    • @solomonmagweva2469
      @solomonmagweva2469 3 роки тому

      Hazvifambirani hama kana muchida kudzidza muchadzidza zvaka Wanda

    • @brightlife2619
      @brightlife2619 3 роки тому +1

      Zvinhu zvemweya zvakafanana, zvamwari, midzimu, njuzu, chimwe nechimwe chinongoita basa rachakauyira pauri choenda

    • @solomonmagweva2469
      @solomonmagweva2469 3 роки тому

      @@brightlife2619 kkkkkkk ndokunonzi kisaziva chaiko ukuuu....

  • @jeftamutodza3097
    @jeftamutodza3097 3 роки тому +1

    N'anga nemweya munzvene hachisi chinhu 1 no no

  • @kufakunesumaromo5952
    @kufakunesumaromo5952 3 роки тому +3

    Madzimai Ava vakanaka chose😀😀

  • @edithgumie3831
    @edithgumie3831 3 роки тому +9

    Eria haana kuenda nengoro yemoto akaenda nechamupupiri ngoro yemoto yakaparadzanisa Eria na Erisha

    • @pastormvhvoices
      @pastormvhvoices 3 роки тому +1

      Taura zvako ava vanhu vanoshandira vanhu kuwana mari kwete kuti there are seriously neshoko ramwari

    • @nomatteramapanda2893
      @nomatteramapanda2893 3 роки тому +1

      Ini panondinetsa ndepekuti vanotaura sei zvinhu zviri mubible Ivo vasingaverenge bible

    • @nyaradzoalannyoni8903
      @nyaradzoalannyoni8903 3 роки тому +2

      @@nomatteramapanda2893 havasi vese vasingaverenge, vakuru vesangano vanoverenga in private. Vazhinji inenge yave oral tradition passed down mukuparidza. It's like mwazha paaitaura nezva Jesu you could tell kuti arikusanganisa nyaya dzemu bhaibheri and also nyambo dzake.

    • @lindahmatunga2343
      @lindahmatunga2343 3 роки тому +3

      @@nomatteramapanda2893 Mweya mutsvene ndiwo unoita basa raMwari. Mashoko ari mubible akataurwa nemweya mutsvene vaporofita vachinyora pasi, nanhasi mweya mutsvene unotungamira panoitwa basa raMwari.Vamwe vanotaura nendimi vamwe havataure anongogarwa nengirozi yekuparidza kana kuimba .Life is spiritual

  • @alcatelthree
    @alcatelthree 3 роки тому +13

    Madzimai vafunga mari at an early age 🤣🤣🤣

  • @MemoeBeni
    @MemoeBeni 3 роки тому +17

    Ko kudzoka kwaJesu munodzidzisa rini....

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 роки тому

      Achidzoka achibvepi?

    • @abrahamsokeri5222
      @abrahamsokeri5222 2 роки тому

      Kwese kwese tinoona vanhu vasingamuzive Kristo.vakarasikirwa nenguwa diko
      Tumirai mweya mutsvene kune avo asina.

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 роки тому

      Kkk kudzoka kupi? Akafa 2000 years ago wangu, get over it

  • @exabiotakundwa4965
    @exabiotakundwa4965 3 роки тому +4

    KaBholato wena madzimayi ndakudayi 🙌🏽🙌🏽🙌🏽

    • @percyrambire6898
      @percyrambire6898 3 роки тому +1

      Ichokwadi madzibab

    • @junerosekahari4532
      @junerosekahari4532 3 роки тому

      She's beautiful yes

    • @bothwellgondora6502
      @bothwellgondora6502 3 роки тому

      Ndati pamwe ndini ndega ka ndaona kuti inyenyedzi madzimai avo ndanga ndatorohwa ne heart chaiyo kkk

    • @nyashajmagora3084
      @nyashajmagora3084 2 роки тому

      Ndavasiye zvemweya slay queen avo vakanaka

    • @InnocentTsikaimabwe
      @InnocentTsikaimabwe Рік тому

      Kana uchida dambudziki mumusha tamba nevanhu ivava vetuma dhuku tuchena misha mizhinji yapera kupesaniswa nevanhu ivava

  • @nellaseven8141
    @nellaseven8141 2 роки тому

    Good Mr Neshamba

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 3 роки тому +3

    Akuna dambudziko rinobatsirwa munhu ari kute asi kutaura dambudziko munogona kutaura asi kubatsira hazvigone ,,, hakuna dare rinoitwq pafon

  • @frankieman1611
    @frankieman1611 3 роки тому +15

    Drew, hanzi muchiti Hemeni! Kudaira 😂😂

  • @russellmapondera7538
    @russellmapondera7538 2 роки тому +4

    MOST DOWN THUMBS ARE PRESSED BY MISTAKE .I USED TO PRESS THEM A LOT BY MISTAKE SO DO NOT FEEL DISCOURAGED

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 2 роки тому +1

    Vanodhura vanhu ava garayi maziva zvenyu, ndakasarenda navo

  • @GeishaChidzivo-pp1vb
    @GeishaChidzivo-pp1vb Рік тому

    Good ....coz hazviwanike izvi!!!!

  • @nyenyedzinomwe-c4o
    @nyenyedzinomwe-c4o Рік тому

    Havasi madzimai avo munhu arikushandisa mweya hwani unongochinja chete mutauro wakuita kunge kana kufananidza uyezve sangano ravo rinonzii

  • @nyashajmagora3084
    @nyashajmagora3084 2 роки тому

    Jeso njuzi dzakazinaka rinhi. Jeso weeh

  • @thabsshiri6736
    @thabsshiri6736 3 роки тому +3

    Keep it Up the Good Work u doing

  • @pastormvhvoices
    @pastormvhvoices 3 роки тому +9

    Amai muri N'anga kwete madzimai vemweya mutsvene.Verengai Bible muone kuti hazvidyidzani zvachose. Musataura zvamwari zvamusingazive just focus pachivanhu chenu

  • @davismugadza9275
    @davismugadza9275 3 роки тому +2

    I hope hamubhadharisi vanhu

  • @lindahfarikai1152
    @lindahfarikai1152 3 роки тому +3

    Ini chandinoona panjuzu hakuna yechitema or yechirungu ndinoona sekuti njuzu inotaura mitauro yese iri pasi pano so ikaiona inogona kungotaura ne any lunguage

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Рік тому

    Havasi gogo nzou hre ava

  • @sugarybabyhon
    @sugarybabyhon 3 роки тому +2

    Only discovered about you a few days go, and I'm all ears . So drewmas u are doing well, I didn't know that people vanorobombana zvakaita so! My own people. Kurombwa NEMA Nigerian, Kana maGhana , better. So here akomana?? Zvabangorwadza!! Tinoitirei zvinhu zvinonyadzisa kudai!!Satan annot cast out Satan. Saka midzi yasatan paid nhaika. Nyangwe iye Jeremiah!!?

  • @swithangkay5240
    @swithangkay5240 2 роки тому +1

    Good work 👍🏼

  • @brunomichael8758
    @brunomichael8758 2 роки тому

    Well done good job

  • @lorietymurambiwa9899
    @lorietymurambiwa9899 3 роки тому +1

    Ummm pana Eria waenda nengoro yemoto apo verengai bhaibheri nekurikumucha zvakanaka please

  • @BandiraRasi
    @BandiraRasi Рік тому

    Munogona❤

  • @tafauadedzwgea
    @tafauadedzwgea Рік тому

    Chivanhu nechi kritso zvinofambidzana,mweya watinonamata mumwechete

  • @nyenyedzinomwe-c4o
    @nyenyedzinomwe-c4o Рік тому

    Chivanhu chimwe chitendero chipotsori chimwe chitendero zvakatosiyana mweya inoshanda muzvitendero izvi

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 3 роки тому +3

    Ngatingoti madzimai ndevechivanhu isu kwedu kwatino namata tinotanga tagutsikana kuti mweya mutsvene here kana kuti zvakasangana nezvzdzinza kana zvichaka sangana hatotenderwi kubata basa remweya nekuti hakutenderwe kushandirwa nechivanhu kana midzimu yepasi tinoshanda nemweya mutsvene chete mweya yechivanhu tinoto dzinga kosara mweya mwetsvene hakuna mweya mutsvene unobatisa mushonga ndivechivanhu avo kunopfeka hembe chena kuti vanhu vaende kun'anga vachiunga kuti mweya mutsvene

  • @tafauadedzwgea
    @tafauadedzwgea Рік тому

    Ko # dzamadzibaba nedzamadzimai hamuna kutipaka nhai mukoma

  • @ellectiongoremusandu4932
    @ellectiongoremusandu4932 3 роки тому +5

    Thank u DREWMAS, BUT I DISAGREE NEVANHU AVO BOTH IN'ANGA, Hazifambidzane vanoda dzidziso yemweya mutsvene.
    uuuu GOD help us..

    • @tamaremakwavarara2743
      @tamaremakwavarara2743 3 роки тому +1

      Ndiwo wakaita sei. Mweya wakanaka unoonekwa nemabasa. Being kuchivanhu or kuchurch

  • @traceychakanyuka3070
    @traceychakanyuka3070 3 роки тому +3

    I like your media bt Social distance guys Corona is real.

  • @brianrejoice91
    @brianrejoice91 2 роки тому

    Ndokumbirawo nhamba dzavo

  • @mandlasbu7267
    @mandlasbu7267 2 роки тому +1

    Akula la ngidlelwe imali yami since December 😢 😭 imali yami ihambile

  • @ndanamaseko4283
    @ndanamaseko4283 3 роки тому +1

    Imbotorsiyo Ava vaende kunobatsira moto wanetsa kwaMusami

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 3 роки тому +3

    Chimbovapaiw kwandiri ndimbovetwa mahara ndozoudzq povo maresults

  • @divinecomputers2789
    @divinecomputers2789 3 роки тому +1

    Drewmas Media to the world 👍

  • @trustchinorumba7907
    @trustchinorumba7907 3 роки тому +2

    Devil akadzingwa kudenga nengirozi dzake dzinemasimba Pasi pano mweya yemumvura makomo anoyera chin'anga

  • @thetekknotesinternational7403
    @thetekknotesinternational7403 3 роки тому +2

    Good work my brother

  • @frankieman1611
    @frankieman1611 3 роки тому +5

    Ko phone nhamba.. tikuda kuvhenekwa tiri mhiriyo.

  • @augustinenzirayegaza1248
    @augustinenzirayegaza1248 3 роки тому +6

    How can an individual (munhu1) odedzwa kunzi madzimai/madzibaba (plural/many) iye ari one. Someone to balance me here

    • @frankieman1611
      @frankieman1611 3 роки тому +2

      Shona.. when you refer to elders, adults, chief, king, queen.. the Individual is addressed in the plural as a form of respect.

    • @lagomprojects7715
      @lagomprojects7715 3 роки тому

      @@frankieman1611 balanced !

    • @augustinenzirayegaza1248
      @augustinenzirayegaza1248 3 роки тому +1

      @@frankieman1611 which Shona version is this boss. Ndeupi Mambo anonzi madzimambo Ari 1. Nhaka yeupenyu grade 4 unoisa chivakashure Va if you are referring to an elder. Uyo ane 21 years mskana aita elder papi.

    • @augustinenzirayegaza1248
      @augustinenzirayegaza1248 3 роки тому +1

      @@lagomprojects7715 this could be the explanation biblically Mark 5:9
      “And he asked him, What is thy name? And he answered, saying, My name is Legion: for we are many.” Only reference in the Bible and this guy was possessed by demons

    • @shinelikestars2759
      @shinelikestars2759 3 роки тому

      kkkk

  • @trustchinorumba7907
    @trustchinorumba7907 3 роки тому

    Tinoviva kuti kubhatsira nechiporofita ndechezvomweya Jesu Kristo saka imi munobatsira nemweya upi

  • @lovemoreanesstons7338
    @lovemoreanesstons7338 3 роки тому +1

    Ndokumbirawo kubvunza kuti madzibaba namadzimai vanokwanisa kubatsira vari kunze kwenyika ere?

  • @llions5633
    @llions5633 3 роки тому +3

    Chipostori nechivanhu zvese yjo!!!!!! ?????😳😳😳😳😳 how old are you Mrs ?

  • @felixmuradzi1451
    @felixmuradzi1451 3 роки тому +2

    Rambai makadaro

  • @frankieman1611
    @frankieman1611 3 роки тому +9

    Traditional spiritual Red cross.

    • @ZIM-UPDATES
      @ZIM-UPDATES 3 роки тому

      ua-cam.com/video/XQgELCulWQA/v-deo.html

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 3 роки тому +3

    ava vanodarirei kut chpostori nechivanhu zvofambidzana postori kwayo chivanhu kwacho ndogwara rechitendero misanganiswa iyikaa ummm

  • @beautynyatsana7805
    @beautynyatsana7805 2 роки тому +1

    ndodawo number dzawo madzimai namafzibaba

  • @beautynyatsana7805
    @beautynyatsana7805 2 роки тому +1

    hw a Yu drewmax media

  • @zivanaipindeni3223
    @zivanaipindeni3223 3 місяці тому

    Chimboyendavo chipinge kunonzi kwamutema

  • @preciouszvinatseu4755
    @preciouszvinatseu4755 3 роки тому +2

    Machurch akutyisa mazuva ano toshaya kwekutizira

  • @princessmamthe4377
    @princessmamthe4377 3 роки тому +6

    How old is this girl

    • @hazelmatika777
      @hazelmatika777 3 роки тому +1

      Gud question

    • @frankieman1611
      @frankieman1611 3 роки тому +1

      She look 12. She's beautiful. I hope she gets the opportunity for education and live a successful life

    • @josphinemuchuva9286
      @josphinemuchuva9286 3 роки тому +1

      21yrs

    • @ruva678
      @ruva678 3 роки тому +1

      Exactly that was my first impression she must be below 16.

    • @memorygoche2574
      @memorygoche2574 3 роки тому

      21yrs

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 3 роки тому +2

    Mai avo vakazvinakira zvavo. Dai vaigara zvavo nedhuku ravo iro.

  • @rumbigumbo735
    @rumbigumbo735 3 роки тому +2

    Chiprofita nechivanhu zvimwe chete nekuti vanhu vese vanobudirwa akaenda kuchurch mashavi anochinja kuita mweya mutsvene .anopofitawo akaregera church anobudirwa

    • @bwadibwanorris2716
      @bwadibwanorris2716 3 роки тому

      Unonyepa iwe Jackmos munyengeri

    • @phillipnsangonya3747
      @phillipnsangonya3747 3 роки тому

      But pa Christianity yacho vanhu vanorwisana kuti makristu Aya haaende kudenga Aya anoenda saka 🤦🏾‍♂️

  • @Atlantas7
    @Atlantas7 3 роки тому +4

    Chimbovhenekwa NeShamba

  • @nyathiroyalmedia8244
    @nyathiroyalmedia8244 3 роки тому +3

    Akaaa vamwe kusaziva zvakanoreva

  • @GeishaChidzivo-pp1vb
    @GeishaChidzivo-pp1vb Рік тому

    Wakanyanya wangu ndadzidza

  • @margretchibaya512
    @margretchibaya512 3 роки тому +3

    Mahara here?