Court iyi is becoming more of a kangaroo court. If you are not in their favour their judgement is harsh. How did ma main commentators become machinda? Vanoda drama paDare apa
Uye kana munhu anenge atenga stand sabhuku anofanirwa kubvunza vemhuri kuti mawirirana here uye sabhuku nekuziva state ina Talent ye ma drugs havaifanirwa kubvumira izvozvo
Chigodora warasika APA be fare panyaya dzako ndaona imwe fti ya prince neiyi watadza kutonga kubva zvawaisaa Allen neiyo umwe uyo kuva vatongi hamuchazivi zvamakuita now
Am very much disappointed with you Headman Chigodora pa Nyaya Iyi munombotonga muchienza nisa both parties , but nhasi matongero Amaita akarerekera in aFavour of muninina asipo , also you did not want to hear the big brother s side …… why Kureva here kuti Talent zvamakamuona before Dare you believed his story ??? Tongai zvinoenzana like what you always do
I stand with Makande. Musamudzvinyirira mudare umo. Murikuwanza chisimba. Its a very delicate case. Anyway, Makande i advise you to walk away from investing in stand yaana sekuru. You tried your best to protect nhaka yevana vamai vako. Build your own house ku Harare kuma yard and live your best life. God is watching
Kamukadzi kakatanga kutenga stand took advantage yema drugs effects kuna Talent, chigeven’a. Chepiri kna trust ari kubhadhara mutero it means he is paying for the whole property formally yamai vake without subdivision there4 stand iri kubhadharwa. Is that woman not in business rekutenga mastanda nokutengesa ere???
Magirazi akatengesa kwake uye anoda kutaurisa kudarika vanhu vese uye akuiswa mudhuze na Headman iyi ya tova a corrupt court. Headman varasika. Instead of protecting vana he is encouraging bad behaviour. I am disappointed. Bvisai magirazi padhuze anokuparadzai slowly but surely.
The half brother haana chaakanganisa. He is looking out for his junkie brother. Stand iyoyo ndiyo nhaka yaTalent and since he is a druggie he does not have the mental capacity yekuti anga tengesa stand. Chigidora matongero ake handimazwisisi.
Chigodora uno fanira kumbo teramira. Hauchatongi nyaya asi wava kutonga makuhwa.Hamuna kuitonga zvakanaka iyi nyaya.Tinoziva muchi sima mhodzi yerudo nerunyararo asi apa masima nhema.
Headmam. Chigodora makutonga nemakuhwa, you started out well But it's becoming more of a reality show You bring an issue padare matone judgement. Please take time to reevaluate what you are doing.
Vanehudyire vana chigodora panhau dzema stand koz havangaregi talent achitengess property vamwe vana varipo vachifanirwa ku benefiter from zvinhu zvevakasiirwa namai wawo
No guys no no dare iri ra headman riri right chose Aninani akambonoruza nyaya yake ikoko ndiye achashoropodza ndinobva kumhondoro mubaira watching from south Africa
Yeah this guy sometimes anomboita mamwe matongero Ari compromised. Murume uyo z protecting the family property from ppl vari kutora advantage isina kunaka. But headman anekatsika kekyreverera vanhukadzi handizivi kut anenge abatiswa mari or anemuchiuno but handimu chenesi hangu
Imi kana muchiti munhu aripamadrugs pake atengesa moda kurevei mambo maitonga asi apa makushandisa humbavha big brother vari right avo iwe maglass zvose zvawakubvunza azvina basa uyu brother ari right pakuti Talent aripa madrugs chete ndiani asingazivi kuti ari pamadrugs mota chaiyo anotengesa 50 dollars chaiyo , haa apana chatakudzidza kwamuri apaChigodora
Mutasa ndiye anoziva zvaanoita Chigodora imbavha full stop
Mutasa is very educated. As much as I like Chigodora ano mbotirasikei. Worse still he is surrounded by the so called assessors who are very biased
Court iyi is becoming more of a kangaroo court. If you are not in their favour their judgement is harsh. How did ma main commentators become machinda? Vanoda drama paDare apa
@@westernchapanduka5068 court iya yaka dzidza
Noise Headman@@westernchapanduka5068
Very true vanoda mari baba avo mbavha chaiyo
Vachigodora tinokuzivai nekutongs nyaya nemazvo by apo marasika
Problem youth is supporting youth huwori and headman chigodora arikuterera makuhwa ana Allan,
Iyi nyaya ine chitsotsi iyi tongai nyaya sezvairi...kastatement kaheadman kekuti ndinotonga nyaya ndatanga kuiferefeta ndekekutonga mkuhwa aka
Nyaya dzavo zhinji vanekaudyire
haaa ini ndakazviona kt kt dare iri haribati nyaya zvakanaka panyaya yeMusikana wenyora 16 uya !!
Allen was busy protecting Mai muProfita chete !!
The big brother he's right marasika Headman
VaChogodora marasika apo ,Talent haana right yekutengesa stand
Kwachigodora kwakushanda makuhwa nemari
Chief looks like makadya mari apa maonero angu
I agree with you headman nhasi ma points anzwenga hmmmmmm
@@leonardgavaza3874headman adiro avanoita Mari hmmmm hapana kujeka nhasi
Uye kana munhu anenge atenga stand sabhuku anofanirwa kubvunza vemhuri kuti mawirirana here uye sabhuku nekuziva state ina Talent ye ma drugs havaifanirwa kubvumira izvozvo
Brother is smart. Even Headman realize that, ndosaka vasina kuibvamburabvambura nyaya iyi
Headman vanosupporter atanga kuvaudza nyaya .havatonge zvirifair .Talent ariwrong mukoma arikuda kutochengetedza muninina akuita zvemadrugs
Chigodora warasika APA be fare panyaya dzako ndaona imwe fti ya prince neiyi watadza kutonga kubva zvawaisaa Allen neiyo umwe uyo kuva vatongi hamuchazivi zvamakuita now
Exactly
Zvakutobhowa
Headman Chigodora these days vakutobhowa he is so biased anotonga achishandisa makuhwa,
Makande he is looking educated guy, soft but achitaura maffects
True Apa anga asingapiwe mukana wekutaura nyaya yake headman marasikA , guhwa haritonge dare do What is Right and don’t take sides
Chigodora team chibvai pachugaro we supported you but now hamuchatonge nyaya kwazvo. Chimbotenamirai😂
Chokwadi they are so bias
Mhuri dzichidai kunetsana for small rural lands, *Kune pwere dzine 21 farms each!*
Aiwa this time matadza kutonga mambo munhu haangaiti advantage yekutenga stand kumunhu wema drugs omhanya kobhadhara mutero
Taura hako they promote drugs
Varume tongai pachokwadi ndapota,ndosikusapotai asi apa matengwa chte,stand haifaniri kutengeswa chte
Hamusi kutonga nyaya veduweee muri. Kukara Mari yema stand chigodoraaaa. Wavembavha magirazi wakurasika iweee zeroooo stiki uri benzi
Am very much disappointed with you Headman Chigodora pa Nyaya Iyi munombotonga muchienza nisa both parties , but nhasi matongero Amaita akarerekera in aFavour of muninina asipo , also you did not want to hear the big brother s side …… why Kureva here kuti Talent zvamakamuona before Dare you believed his story ??? Tongai zvinoenzana like what you always do
Haaaaa Chigodora ane kaumbavha panyaya dzemastand nxaaaa mhani . Anobhowa anoda kusungusiswa uyu
Chokwadi panyaya pemastand Chigodora anorasika kwazvo . I think vaChigodora pamastand indyire. Vakasvikirwa nekuseri Vachigodora pamastand vanenge vari kupiwa mari .
Padaee vanoti ivhu haritengeswi asi Kuseri vanobhadharisa esp sanctioning a clandestine sale.
@@zvazvazva1270 andibhowa kani coz zvaanga achitaura hazvina kanasense, ungatenge yard pamusha pevanhu zvonzi anoda kubhadhara imbavha oda kunyepera kungwara. Vanganiko vanhu vakatorerwa nzvimbo nehurumende vatenga pasipo
I stand with Makande. Musamudzvinyirira mudare umo. Murikuwanza chisimba. Its a very delicate case. Anyway, Makande i advise you to walk away from investing in stand yaana sekuru. You tried your best to protect nhaka yevana vamai vako. Build your own house ku Harare kuma yard and live your best life. God is watching
Humbavha hwanyanya umooo dzorerai Makande stand yake purizi nyaya iri pachena iyiii
These must learn from Chief Mutasa. That soccer jersey guy haana kana nyaya. Magirazi anobhaizika. There's a missing guy anotaura zvine musoro
Gucci cap guy you are very right that guy has Divine wisdom !! Even his question are relevant
Mutasa I Gafa vaye very Educated and Professional
Magirazi akaona seakuziva too much
Chief Mutasa vakadzidza havatonge zvemakuhwaa
Taurai henyu kuisa kwawo kumusoro uku vakutoporonga zvinhu even head man vakutotadza manje kutonga
Allen haigoni kutonga sit down promotion inoda diginity
Akuonererwa naye haana mushawo futi
Seeing the same
Chigodora. Wakubhaiza i mbavha chaiyo talent uyo asiyaneyi nemukadzi uye wanamatutsa abenjere dzisina kuita mushe naizvozvo chigodora ndewekumama netwemagirazi utwo kude mari
Chigodora imhata chaiyo nyaya haitongwi so munhu angavaka pamba pemunhu sei anotonga nyaya aine side already haaah imhata iyi
opa!
Mai bigger Chigodora nhasi màkuchema agara he is Kak
Kkkkkk
Chigodora aiyitonga but now akuterera makuhwa too much and nemari inenge iri kushanda Kuna chigodora,
Madzimambo munenge mabhadharwa nerweseri imi
Apa headman uuuum watadza kutonga. He is taking sides wanofanira kutonga nyaya senyaya.
Musadada nazvoba headman kuti I gave judgement myself,hauna raramiro yekumisa mnhu kuti asavaka mmmmm musazodaroba
Kadare aka kakanyanyopiwa mbiri nekutaurisa kwavanoita vese but kutonga neChivanhu chaicho hapana zvinozivikanwa
Mambo marasika.stand ndeye va zukuru vachauya. Haana bvumo yokutengesa plz tongai zve hunhu plz . Muri kutonga zvinoudzvinyiriri plz pkz
Vavekunyanya kukoshesa mari kudarika kubatsira vanhu vamwe vanhu varombo kurara kurikurema munyika yedu
Kamukadzi kakatanga kutenga stand took advantage yema drugs effects kuna Talent, chigeven’a. Chepiri kna trust ari kubhadhara mutero it means he is paying for the whole property formally yamai vake without subdivision there4 stand iri kubhadharwa. Is that woman not in business rekutenga mastanda nokutengesa ere???
Mambo Chigodora is very corrupt guyz .
These days he's not fair hake
Dare iri rakubhowa. Wesi uyo we blue and red anopa hasha. Boss chigodora hummmm marasika
Avo mkoma vane jersey tsvagai basa zvakanaka kwete kuda kuita sub headman
Chokwadi even magirazi uyo ngavaende kimabasa instead yekuswera vachidzvsnyirira vanhu kudai vachitaura zvisina basa
😂😂😂😂😂😂
Hamuna kutonga nyaya apa munenge mukudyawo nevari kutengesa ma stand imi
Headman sounds like he is benefiting from the buyer
How come Sabhuku vakabvumidzwakuti patengeswe
Ndaida kuisa audio yekuonesa headman mukomana Ari right uyu anotengeserei pamba talent
Headman ndimi munogara muchiti munhu anofanirwa ku benefiter pa zvinhu zvemubereki wake asi apa makuchinja nyaya
Headman Chigodora kumhata kwamai vako kutonga rudzii ikoko.Vana venhu mumwe vanogoverana zvakafanana regardless Kuti vakasiyana sei.Musatonge mubva mudzimba dzanyu
Bataps tiudzirei hdman ngavasiye huori pliz ngavaone vamwe pavanotonga nyaya
Haedman tongai nyaya sezvairi talent anonyepa ndimi makupesanisa vana 🎉ndamai vavo vese musatarise face
This headman must be investigated anenge ari corrupt
I agree 💯
I agree headman imbavha njire uyo😢
Anotombotonga pfocho chaiko aagh
Headman vari kuita hutsodzi namasabhuku.stand inotengeswa nemwana ane 23yrs pasina mawitness.
Sure coz dzimwe mari dzaanotaura soo iyeyu neumwe ft wekwaMutare ikoku anotaura zvinyadzi mudare uye vanoda marii toomuch
tinombokusimbisai buh iyi nyaya makamamira big time big bro ari right mukusimbisa zvisiko matonga fack apa
Mmm tongai zviri fair changamire,
Makande you're so right!!!
Magirazi akatengesa kwake uye anoda kutaurisa kudarika vanhu vese uye akuiswa mudhuze na Headman iyi ya tova a corrupt court. Headman varasika. Instead of protecting vana he is encouraging bad behaviour. I am disappointed. Bvisai magirazi padhuze anokuparadzai slowly but surely.
Taura hako
Magirazi azungaidzwa nePromotion. He is no longer objective
Akubhowa
Papazi ndoyaakuwanza. Uyo ari secretary kutoudza headman kutoti, imbomirai ndifambe naye😅😅
Headman Chigodora vakutaura chokwadi.wakubvunzwa mutero wakuti hameno sekuru,sei usingazive zvemutero pastand yauri kuti ndoyenyu
The half brother haana chaakanganisa. He is looking out for his junkie brother. Stand iyoyo ndiyo nhaka yaTalent and since he is a druggie he does not have the mental capacity yekuti anga tengesa stand.
Chigidora matongero ake handimazwisisi.
Saka headman. Vanotanga vaenda kumakuhwa vozodzoka vasisateereri nyaya musoro wavo wazara makuhwa. Mwana wese anekodzero kunhaka yemubereki wake. Kadare aka kane confusion. Dai vachimboonawo mamwe madzimambo
Magirazi itawo mushe fty uchiti kazino kakameduka tichakudzosera kuzuva
he is full of l know shame.
haaa vachigodora mari munoida kuripwa ne 300 sure ko iwo makuhwa ndeeyi munoferefeta chii ummm musadaro munonyanya kuswera muzasi mevakadzi vekuzora movert waya
Headman ava i always tell you hapana zvavanoita
Kanopengawo aka headman kutadza kutonga nyaya
Old woman Sabhuku Dzere mune kahutsotsi
SABHUKU ARIBIAS COZ MUKOMA ARIKUDA KUBAtsra mfana vake asatengesa family stand
baba veTie avo havana mashoko kungogara mudare zvavo
Very true ndovada, kunyarara unokudzwa zvisingaiti
Chigodora uno fanira kumbo teramira. Hauchatongi nyaya asi wava kutonga makuhwa.Hamuna kuitonga zvakanaka iyi nyaya.Tinoziva muchi sima mhodzi yerudo nerunyararo asi apa masima nhema.
Mari dzematare chokwadi tengaiwo shade yokuti vadare, vauya kuzoterera vasatsva nezuva, Umwe achakudonheri chokwadi
Makudisa mari headman matova corrupt ,tarisai nyaya sezvairi dont take sides
Mukoma vestand avo tsvagai n,anga vatadze kupagara ipapo. Saka kana ndiri kumadzibaba angu. Ndotadza kuprotector hupfumi. Hwekwamai vangu. Kwanai chigodora newe Allan. Wakagadyingira. Mumwe musi zvichakuwana
Hamuchagoni kutonga plzyyy siyai kubvunza makuhwa.chigodora zeroooo apooo
Headmam. Chigodora makutonga nemakuhwa, you started out well
But it's becoming more of a reality show
You bring an issue padare matone judgement.
Please take time to reevaluate what you are doing.
Good, apa mazotenga Headman
Vanehudyire vana chigodora panhau dzema stand koz havangaregi talent achitengess property vamwe vana varipo vachifanirwa ku benefiter from zvinhu zvevakasiirwa namai wawo
Sabhuku vanhu vamunotonga navo kumberi ikoko havana respect.Kudedzwa mudare hakurevi wochi abuswa kana kuitwa sepwere.vadare venyu ngavaende ku training,imiwo kana muchitonga masaita semunotora side,humbowo hwa talent ngauuye na talent.zvekuti makatonga dzimwe nyaya dze 16 ma stands hazvinei neuyu
Shuwa taurai zvenyu imimi
No guys no no dare iri ra headman riri right chose Aninani akambonoruza nyaya yake ikoko ndiye achashoropodza ndinobva kumhondoro mubaira watching from south Africa
Headman Chigodora matadza apa chivanhu chipi chinoti mwana anotengesa musha wamai akasaiza ana sekuru
Rombe rikatengesa matonyura mese zvatopera
@@johannesjohannesj.m9061 pakaipa apa mwana ane 23 years
Yakanaka nyaya, vanhu vese ngavauye tibve taipedza nyaya yacho.
Thanks Karanganda
Kana munhu watenga stand. Ine mutauro. Atenga anogona kutoruza Mari. Nzvirijo izvi. Chigodora dzosera stand.
Mmmmm hamusi kutonga zvrfair
Avo vakatengwa vanoda mari semahure ndimi headmen makanyora riciet rwenhema. Chinja dare vasiye avoevane hudyire
Uuuuuu varume vaviri avo endai kubasa siyai Chigodora neteam riye revakadzi vekutsvuka vaye😂
Chigodora une mare, those assessors are getting paid in US dhora
Marashika apa munositonga nyaya zvakanaka nhasi akaregereyi kunotengesa kwababa vake
Headman ava vanomborasika kutonga soo vanoda kubatsirwa cz zvakunyanya chavanogona kuda mari
Mambo vakapiwa mari avo 😢😢😢😢This is not fair
Yeah this guy sometimes anomboita mamwe matongero Ari compromised. Murume uyo z protecting the family property from ppl vari kutora advantage isina kunaka. But headman anekatsika kekyreverera vanhukadzi handizivi kut anenge abatiswa mari or anemuchiuno but handimu chenesi hangu
😮😮
Varuto sapota kutengeswa kwema stands ende varatidzs kusafunda ende vakaona pauya munhu anoziva zvaari kuita vanomuvharira vharira vachimutyityidzira
Thanks tich
This is unfair judgement ahh headman u are conning also
Haa ava headman nema subordinates hapana fairness apa izero chairo..kuda kupesanisa vana vamwe
Headmen marasika apa kupesanisa mhuri ndokwamaita apa stand ngaidzokere kuvaridzi madzisekuru ngaatore stand yavo
Chokwadi ngaidzoke kumadzisekuru chigodora haachaiti zvinhu kwazvo
nyaya inoda mhuri yese yekwamai nevana amai emurume iyeye thn chokwadi chobuda pachena
Blz variboe ava tongayii kwazvoo
Chigodora hauchagoni unotonga nemakuhwa
Chigodora wakutobhowa matongero haaaaaa iwe Jezi naMagirazi indai kubasa arume akuru motodya nazvo
Imi yenyu 300 yekudiii headman makubira vanhu manji
Magona headman ndirikurwadziwa ne 1200$ yangu yandakanyura ikoko . Ndiri kutouya neyangu nyaya
Imi kana muchiti munhu aripamadrugs pake atengesa moda kurevei mambo maitonga asi apa makushandisa humbavha big brother vari right avo iwe maglass zvose zvawakubvunza azvina basa uyu brother ari right pakuti Talent aripa madrugs chete ndiani asingazivi kuti ari pamadrugs mota chaiyo anotengesa 50 dollars chaiyo , haa apana chatakudzidza kwamuri apaChigodora
The first buyer itsotsi
Chigodora ngakaende kuchikoro. Kachidofo kacho mahwani
Mkoma vakavakira Mai not kti wakatengera Mai pekugara, stand ngeyaana sekuru mkoma ngavabude mazviri since vatovenekwavo nekt Mai hapachina
Sabhuku Dzere zvinenge zvinovavandira zvinhu zvacho. Always involved in the scandalous cases dzemubhuku mavo
Ini ndafarira handsome pana big brother
Thanks chigondora
These guys are not fair,varikutadza nyaya
Headman Chigodora nemachinda are maguma guma nxaaa vakubhowa vaChigodora avo nxaaa
Chigodora is taking bribes everytime panongoitwa land dispute anogo supporter vakatenga.chigodora and his team are corrupt nyaya iyo is very clear
Chigodora makuhwa haiwa zvakubhowa murume anoda guhwa uyu saka musha dzotengeswa hre
Aaa chigodora waitonga but apa maifanira kuona kuti vana vemadrugs vanoita vasina kufunga kungozvitora semwana wenyu aripama drugs anopiwa ma 5dollars emadrugs kutengesa nzvimbo apa maingoti nzvimbo ngaisatengeswa chete zvese zvamakunvunza zvakuratidza kuti amuna hanya l think u guys u a gaining pakutengeswa kwenzvimbo , nyaya iripo Talent arikushandiswa nemadrugs chaiyo
Vachigodora spa hazviiti stand ngaidzokere kumadzisekuri varidzi be stand
Tsvagai mabasa vakomana imi