Those last words from Mambo kana pane zvakaitika pana susan nemwana wake they will know no peace mashoko makuru ataurwa na mambo anoropafadza ndimwari and that guy will be blessed pahutsotsi hwaakaitwa
Mai ava itsotsi shame mambo zera ravo nehunhu hwavo hazvichaenderane ngavadzikame my brother siyana navo ava zvinokuwedzera nhamo izvo plus kuzvitambisira nguva
Mambo nhasi mandigumbura munosigona kutonga asi nhasi matadza ipai munhu Mari yake vakadzi vanodzidzei apa kuti vadye vanhu Mari yorova voroorwa nemumwe hr dai Ari mwanakomana wenyu akanzwarwo munonzwawo sei makurudzira chihure apa pachokwadi matadza and matadza ndosaka vanhu vachizobata mishonga sanike apa bcz mamuita benzi kudya Mari yemunhu mahara munhu waasina kurara naye for the why madaro heeee sorry hanzvadzi I don't know you but one day vachauya kuzokumbira ruregerero
Guys you are missing the point MUNHU AKABA MARI MUNYAYI ACHIDA KUYENDA UK NDOMARI YAKASHANDA MUCHINDA AKAROORA MUNYAYI. Susan haasiiye Tsotsi papa TSOTSI MUNYAYI WAKE
It was wrong for mambo to let susan go scot free, how many cases mamba rules against mwana and ma parents are made to pay, the same applies here, susan was supposed to pay something on behalf of mwana wake and as way to show impartial
Chief munotonga zvenyu but pakuzotaura kuti tirimu new dispensation yakasungunguka ndopatinokonana stop to talk against the people of Zimbabwe......we are not yet independent tongai nyaya don't talk about failed politics hutongi hauzobatiki zvakanaka
Chief full of wisdom and neutral thank you
My brother just leave it ,God will provide
Those last words from Mambo kana pane zvakaitika pana susan nemwana wake they will know no peace mashoko makuru ataurwa na mambo anoropafadza ndimwari and that guy will be blessed pahutsotsi hwaakaitwa
Do u think kuti mai. Angati chatai munhu abvisa $850?
@@tauraifuramera920 manyatsonzwisisa kuti akaenda nemarii kunoroora here pane dzimwe mari dzausinga dzoserwe kana wambobvisa uchida kuroora remember pa850 pane imwe 600 isiri kuzivikanwa kuti yakadzoserwa ani
Vanhu Saka vachizoroiwa. Mai ava knows kune mwana wavo.
Taura halo vanoda kusotwa
why not just let them go brother, not worth it, consider yourself lucky and move on. Siyana nazvo blaz
JUST SIYA MY BRO. GOD IS IN CONTROL
True mambo uumm wanirwai nyasha maoko maranda 👏🏾👏🏾hanzvadzi usarwadziwe mwari vachakuitira zvidhafu shady Susan itsotsi iro
Chief.vaita.favor.apa.ngataure.mukomana.uyo.timupe.no.dza.dzakule.vedu.mupurwa.unonotora.mari.iyoyo.kana.usina.mari.unogarako
Saka vakuru vakati rooranayi vematongo akapinda muwrong family matsotsi chaiwo sherm 😢
Kutodadira varume vanotoroora kudai. Haa zvakaoma
Hakusi kudada hama bota rinenge rakapakurwa kare iwe uchitarisirwa kuve wakazara
Susan itsola she can talk!!!
Chief manyama. Using wisdom from the Word of God
mambo why did you ignore the facebook evidence, amai ava varikutambisa munhu bhora resimbi nezihure ravo, she knows where she is
Mambo Havana kuignowa I'm sure vari kuona kuti dzingamhanye bani. Susan murwere anotovhomoka . 😂😂maonero angu kkkkkkkkkk
Idzi dzakapusungwara idziwo 😂😂😂😂😂😂 kunyepera kuchenjera chenjera dzichiroora mhepo kkkkkkkkk
Mambo vanoda speaker remakuhwa 😂😂😂😂😂 kuitira maAudio
Mai ava itsotsi shame mambo zera ravo nehunhu hwavo hazvichaenderane ngavadzikame my brother siyana navo ava zvinokuwedzera nhamo izvo plus kuzvitambisira nguva
Susan itsotsi, zvese nemwana wake
Mwana waSusan akatiza nemunyayi😂😂😂😂. UK for the win
Yakawedzerwa kuenda hingirandi
Enda unogadzira munhu mariyako ibude
Munhu.ngapiwemari.yake.mai.iyo.ihure.naiyo.yakangwara.nhema 40:50
Mapudzi anowira kusina hari😢
Vasangana matsotsi ambuuya neMukwasha vese hapana aristraight matsotsi
Hooo mbuya yedu Tsotsi iya yadzoka mudare
Mwana akatora hutsotsi kuna Amai. Susan itsotsi
Chief ava ndovada vanogona kutonga
Mambo mabirizira murume uyo makoniwa shava
Kupinza amai vako biz nekuda kwekuda mari
Ropafadzwai chief ❤
Family yemukadzi matsotsi
Waaaal Chief full of Wisdom😂
Gogo Susan ummmm mhai zvichakuwanai rimwe gore
Mambo nhasi mandigumbura munosigona kutonga asi nhasi matadza ipai munhu Mari yake vakadzi vanodzidzei apa kuti vadye vanhu Mari yorova voroorwa nemumwe hr dai Ari mwanakomana wenyu akanzwarwo munonzwawo sei makurudzira chihure apa pachokwadi matadza and matadza ndosaka vanhu vachizobata mishonga sanike apa bcz mamuita benzi kudya Mari yemunhu mahara munhu waasina kurara naye for the why madaro heeee sorry hanzvadzi I don't know you but one day vachauya kuzokumbira ruregerero
Watombororwa hako wotiza aya .plus iwe wairegerere kubata zamhu racho wakapusa
This Dude why asina control over Munyai....
Mambo mabirira makundika kutonga
Susan itsotsi nemhuri yavo my brother wakadyiwa mahara
Enda kune vanogons kugadzira mkoma wangu vadzose mari yako mbuya iyi yakanyanya kungwarisa itsotsi guru zvese nemwana wacho
Mukadzi akaenda ne munyayi
Mari yenyu yakaenda kundege baba tsvagai imwe mari
Amai amai vemukadzi vakangwara ndavamupe shoma yacho
Guys you are missing the point MUNHU AKABA MARI MUNYAYI ACHIDA KUYENDA UK NDOMARI YAKASHANDA MUCHINDA AKAROORA MUNYAYI. Susan haasiiye Tsotsi papa TSOTSI MUNYAYI WAKE
Uumm mai ava zitsotsi chairo varikuzivana nemwana wavo ende vakaitira murume uyu hutsinye chaihwo
Gogo suzan 😅😅😅tarisai kunamambo
Yaa munyai itsotsi hombe ndiye arikukonzeresa
Gogo yakangwarira saka mwana wacho akatiza
Zvakaoma izvi pakafamba ssatani ambuya imi susan rimwe regore muchazvidemba
Susan ishurugwi 😂
Pakaipa
❤
Sadombo , Susan Vose matsotsi, but hazvina mhosva iwe chienda kundogadzira zvinhu zvako vanhu ava vatongwe nezvivanda
😂😂😂😂😂 yaimuka zvayo asi haina zvayakamboita 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Yowe ambuya vacho umm
Chakazoita kt iye asave nelist rake raibviswa mari sei ndopakairasa ipopa paifanirwa kuita malist matatu rasusen dombo rake mukwashe kana zvazodai vaingobuditsirana malist iwayo ndoyaipa umbowo chaiwo
Asi chii chinenge chamboita kuti musikana atize asi anenge amanikidzwa here kuti roorwa.
Mambo munogona matonga ne evidence murume akapusa hake uyo
Mashoko ekupedzisira audzwa Suzan naMambo haasi ekutamba nawo
Mai iyi hameno kuti sei ndangoona se ine Ka hutsotsi nekakubata mishonga nekakungwarisa
amai itsotsi avo zvese nemwana wavo
Iwe tumira nyuchi chte not zvana mambo izvo
😂😂😂😂😂😂
@@prudencemavima1067ngaavhare panonaka ari ikk then mukwasha vaarikuda anozouya kuna Susan acht mwana avharika zvose zvobva zvati bvuuuuu
Chief failed this case mfana abatwa quio that's encouraging kuti Susan arambe achita izozwi nemwana sikana wake
Suzan itsotsi uyu brother mwari vachakuitirai nyashasuzan ucharohwa neshamhu
Munyayi akaenda naSusan chte and Susan's family vari kuzviziva
It was wrong for mambo to let susan go scot free, how many cases mamba rules against mwana and ma parents are made to pay, the same applies here, susan was supposed to pay something on behalf of mwana wake and as way to show impartial
Ndibate bhudhi wangu ndikupe number dzemhandara inokuzorodza fungwa dzako mambo mupei # aroore kwaye kwete kumatsotsi uko
Itsotsi mbuya iyo ngaipe munhu Mari yake iyo mbuya iyoyo ndetechihure hure mbuya iyo
Ari ngaidzoke susan
Dombo aisasvitsa mari ...akadyiwa na sadombo
Chief munotonga zvenyu but pakuzotaura kuti tirimu new dispensation yakasungunguka ndopatinokonana stop to talk against the people of Zimbabwe......we are not yet independent tongai nyaya don't talk about failed politics hutongi hauzobatiki zvakanaka
Mufesi uyo akadyirwa mari nadombo wake ndomari yaakatoshandisa kugadzira mapepa yekubuda munyika
Suzan danger skelemu . Tsotsi chairo
Amai ava itsotsi
Zimambo rine hutsinye iri mazimambo eZanu pf
Mai Ava vanoda kufa ibenzi Tsotsi remunhu shit
Hold the phone to the microphone
Chifi.nyaropa
Umkhwenyana lowu akelibheke Kahle angimthebi
Chief varikuona ere kuti mkoma ava havapengi mari akabvisa cz usakumbira muchato abvisa mari irikutaurwa nembuya iyi mari akabvisa ndochokwadi
Mangwana wangu usabvisa chinhu usati watora munhu wazviona ka
GOGO SUSAN IS A DRAMA QUEEN 👑👑
Nanyama amambo
Dude,,,,,😅
Kumuka yaimuka zvayo😅😅
Mufesi uyu akadzungaira, chireshe chemunhu, kupusa nekudzungaira. Akadyirwa mari naSadombo. Dzungairwa remunhu...
Ndingoriwo Susan😂😂😂
Kusvika mati Eke panyaya yekubvisira mahure mari
Ko panoroorwa munhu hant mapepa acho anofanira kufanana here,why ari kusiyana.Mai vemusikana dzoserai mukwasha mari yake .Zvorwadza izvi .
Ko sei mukudzokorora
Ipapo unenge usina kubatwa zamu apa usiri virgin haa unozvivharisa😆
Enda kwaTasvu
Susan anondinakidza
Mkwambo iwe ndiwe wakatsvaka dombo uyu saka mhosva ndeyako nasadombo wako tsotsi
Ndiko kufungawo kwangu dombo wake ndiye tsotsi sei achisiyanisa mastatements akadya mari $600 Usa yacho
Susan shem susan
Usazoroora munhu wausina kumitisa. Mazuva anohakuchina zvekubvisa mari yeroora , mukadzi mupe vana chete kana wanetawo kusiyana naye , zvekuroora ndezvekare zviya
Nonsense ndokutii
Dai zvikaitwa kuvana vako
Dai zvikaitwa kuvana vako
AAA vanhu vanenge vachitambwa
Susan to the fullest 😂 kudongorera list
mkwasha chimbobvisai magirazi tikuonei face
Mwana wa Susan ngaasotwe vose nemunyai vagadzire mari yako idzoke munyai itsotsiSusan itsotsi futi
suzzy kkkkkkkkkkkk
Munhu anorecorder macalls inyoka
🎉ngapiwe.mari.yake.uyo.mai.avo.i.dyire.futi.vaibvuma.kuti.munhu.aroore.vachiziva.kuti.vanemumwe.mkwasha