Ronnie watara chokwadi apa, i remember tichiti competition eRoad ToFirm kuSenga hall Iwe, Musaope naTongai makaita Number 2. This is a very correct and detailed record.
@@pharaohlomazolo950 disorganised taingotukwa mu practice imomo plus jealous hanzi matarisa mukadzi wangu it was all drama Ronnie ataura pachikuru chete
Ronnie watara chokwadi apa, i remember tichiti competition eRoad ToFirm kuSenga hall
Iwe, Musaope naTongai makaita Number 2. This is a very correct and detailed record.
Mudhara uri pro pakutaura nhoroondo cz zvese zvawakataura kune mamwe masources hapana chiri kupokana..may God bless you
zvambuuuuuuuuuuuuuuuuuuuuuu😍😍
What a wonderful teacher
So touching. Well done Vazvamburi. Keep Kwekwe Flourishing.
Yeah good history ine madetails akakwana,keep up the good work Ronnie
Mr Mhunga
Zvimwe hasvinzwike apo nekuda kwe sound iyo
Iri Mudhindo rotozvinetserawo zvaro.. Hapana munhu apa
You are the best Mr, I'm asking for the song iyanetsa pa Tik Tok inonzi Maoko kuna jesu, please
Wonderful interview
Thanks mukoma Lloyd I was waiting for this with red 👀 eyes.
Ronie Mfana aindinetsa panguva yandashanda Kwa Msopero Hotel Mbizo
Força irmão gostei da tua história bola pra frente
Good history 👏👏👏👏👏
chibaba Ronnie
Enjoyable history
Bless up!!
Editing dzacho dzakadhakwa mhani, mukuridza ma gitari ovharira zviri kutaurwa nxaa
would have loved to hear kuti zvakanofamba sei ku UK naMatavire
He never went na matavire
@@reyking525 ko.arikutii mu interview umo pa show yeku UK yaidiwa Matavire?
@@pharaohlomazolo950 matavire akazosara Utakataka ikauya yega
@@reyking525 AHH SHAME DORO RAKAZOKURIRA HERE OR MA VISA AKARAMBA KUBUDA?
@@pharaohlomazolo950 disorganised taingotukwa mu practice imomo plus jealous hanzi matarisa mukadzi wangu it was all drama Ronnie ataura pachikuru chete
History life 🎸
nice one , you need to improve on your sound
Rony airova taimuona kuMajestic Plaza
Vhara chiBass guiter
Can't you unite peter and obert/tongai jnr
Mudhindo
Vazvamburi Kwekwes finest
Kkk Mudindo ane mushonga
Mawara mdhindo...
Zvambu
Rambai kutorwa video NEMA cameraman akadhakwa editing dzakwadzakwa mhani ....
Kkkkkk hanzi zvima purisa zvemu train