Dzamhondoro idzi.... Pasina team iri hapana sungura Mutambi neteam rake, Romeo Gasa neteam rake, Ngwazi, Baba Sharo na the senior Profffesor Mudhara Nicholas Zakaria....... Sungura kuvanhu varume.....
iwe wangowengawo Macheso, enda unonzwa madhuwe unzwe kudairana kwe lead and bass kukurehwa!!! anyway simon ndedzemudanga reKhiama dzese@@EdsonChirove-nq1gz
Mutambi kuseri anogona l like that guy
Sungura yakasimba ichimhenyu akati mnangagwa anzi zan pf imhenyu ed soooo haaaa apana zvinozivikanwa
Famba famba mutambi wakanyanya 🎉
a lot of talent in this band kip the group together simomo
Jimmy kativi is good guys
Imbondiroverai Nzira Dzevanhu live Mutambi neCobra Kingz...ndokada ka song ikako
Mutambi anogona hake excellent hah chibaba zveshuwa hah ndabvuma
Dzamhondoro idzi.... Pasina team iri hapana sungura Mutambi neteam rake, Romeo Gasa neteam rake, Ngwazi, Baba Sharo na the senior Profffesor Mudhara Nicholas Zakaria....... Sungura kuvanhu varume.....
I love my dearest vriend Simon ..im hepi with yo sungura music
Haaaa pakaipa zvakaoma hazvo gitare rinonaka guyz
Cobra Kings yakatora moyo wangu kubva kubva kuChazezesa Challengers
New album mudhara Mutamba tiri kurida isu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Pakaipa mutambi Next King of sungura
haunyepi
Anogona muchinda uyu
Panofa Macheso ndiwe uchasara uri King ndakugadza humambo
Haaa that’s true he’s humble futii
Ndasimbisa ngoma simomo asi mufana wako uyo anotamba anoda ma bbe aaa natarisiro achaita mai vadarika apo
Simon akaipa uyo
Avo vanokutambira dzinga vese utsvage vamwe avo vane zvifo aaaaaa
Kkkkkkkkk kudzinga vese hr kkkk avidi basa ava ndavaonawo
Mutambi vauya kuipa mmmmm, haaaaaa Mutambi usadaro kushereketa kwanyanya
I'm dead mundiitire nyaradzo aaaah
Ifa hako kkkk usazomuka chipoko wanzwa guitar ra Mutambi pesenari uyu kkkk
Ndothemba naye uyu
1 Munhu anondirovera sungura
Unogona
dancers ako matuzvi ese hapana zviripo
Inzwa wire combination.......
haaa jimy arikudhodza tambo ummm
Mutambi wakatora ma notes kuna baba wako Chesoyodge good boy
Manotes by Simon Mutambi
Makonese Misheck
Anoita zvekutamba nebass gitare kunge mahumbwe ende gita racho rinomuda kwete zvekudero
Haaaa mutambi chopedza ma sports pa wire apo
Chi beat ndechani ichi chekudairana lead ne Bass? Macheso and Nowero were doing it this other day
Macheso haana kumbochiita chakaitwa ne extra kwazvose nowero Na jonzo not macheso chinhu 1chinonedza kuvadzigiri vamacheso umwemuimbi Akaita chakanaka kwanzi akopa macheso panondinetsa ipapo waya dzacho dzisina kutombofanana zvachose
Plus Simon chero akatedzera Macheso hapana chakashata iteam rimwe
iwe wangowengawo Macheso, enda unonzwa madhuwe unzwe kudairana kwe lead and bass kukurehwa!!! anyway simon ndedzemudanga reKhiama dzese@@EdsonChirove-nq1gz
@@EdsonChirove-nq1gzMacheso akachiita chistaira chekudavirana bass ne lead pana Maduve Eddie haungambokoni kuzviziva
@@qjjthebest2341 hazvina mhosva we don't want to compre this guys apo mukomana agona
😂😂😂 Sajeni Saini ❤❤
mutambi ndabvuma hangu
Jimmy kativi zvekutamba haa......?
Cobra kings kuseri kwekuseri
varrozviiiii ava
Chibaba icho❤
kativi chibaba fty hey kkkk
Mabhinya awa
Pama gitare urinani pana mark ngwazi
Haaaa Elder Elvis Gava hona hondo iyo
Mabvumirano emagitar ayo
Saini chibaba ichoo
Sageni sign iwe usazodaro iwe usazodaro kutaura negitare
Ndatenda zvangu
Wayaidzi todzida pasong itsva
Dziripoo kare pa old song
@@simonmagwidi pasong ipi ndoreva lead me Bass izvo hapana pazviri handina song yamutambi yandisingazivi
Officer Sakonda Remix (Hazvipere Mushe album) 2019
Pakaipa
Cobra Kings
Saini akaipa anorova rhythm mu face uyo katiyi vacho magetsi mnjeeee
Cobra kuseri
Wire dzoga Kkk kk kkkk
Simomo akatora bag apo
Cobra Kings, you at the right way