Young man, your emotions are on point. Tinewe navo vaMumiriki. avo. 02 August he is Honoured pa Alex musi we Launch Kupa Kuturika. 28 Days to GO! #Chesology.
Thanks Mkoma Lucky for the last words you mentioned in your last piece of the session. May our loving God bless you for such inspiring words. Unity in people is key to success. One hand deserves another.
Yahwe in the house big up mkoma lucky mwarivakuitire zvakanaka we remember you from all what you did especially by the time your are in mberikwazvo zvirokwazvo basa makaita rhythme yenyu. Atisati tainzwa since makasiya maguitre
Mark my words zvichashamisa vanhu kuita kwa mwari kuzoona mukoma lucky vachidzoka pa stage again tinokudai mukoma lucky basa rakanaka makaribata kubva kare.
didnt knw kuti this anototaurawo lyk this umm im shocked zvekutodaro ndaitoti pamwe kkkkkk not even one day zvaro chero pa stage paya pese tikasimbisa maingova yahweeeè muri ziiiiiii
SUBSCRIBE,LIKE,COMMENT AND SHARE FOR MORE VIDEOS 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Baba shero motendwa 🎉🎉
Young man, your emotions are on point. Tinewe navo vaMumiriki. avo. 02 August he is Honoured pa Alex musi we Launch Kupa Kuturika. 28 Days to GO! #Chesology.
Im happy to see mkoma Lucky makasimba keep on looking after yourself Mwari vakuitirei zvakanaka
Thanks Mkoma Lucky for the last words you mentioned in your last piece of the session. May our loving God bless you for such inspiring words. Unity in people is key to success. One hand deserves another.
Yahwe in the house big up mkoma lucky mwarivakuitire zvakanaka we remember you from all what you did especially by the time your are in mberikwazvo zvirokwazvo basa makaita rhythme yenyu. Atisati tainzwa since makasiya maguitre
I am from South Africa. I love Lucky from Chazezeza challengers. God bless you my brother
I love ❤ you mukoma Lucy kunyanya pamairova pana Tafadzwa 🎉
It's very unfortunate Mr Mumiriki pasituation yestroke.Ndarwadziwa zvangu.I didn't know.MAY GOD BE WITH YOU ALWAYS.
Yahweh , haa munokwenya mkoma proudly Zimbabwean
I enjoyed the rhythm guitar from this gentle and im a stringent sungura supporter. I will get in touch with the BOSS. Thank you for the platform.
My favorite guitarist, l like this gentleman
Best rythym guitarist wangu Mwari vakuitirei zvizhinji
Inini hangu pana Tafadzwa ndopamakauraya bhasikoro mukuru. You're a real guitar monster wangu.
May the Lord God have mercy on you brother Lucky
Mumiriki bsa wairova mkru sorry panezvakaitika jah bless you
Lucky ❤
Bbaba mumuriki ndiwe nyama huchiiì
You're great brother Lucky
Mark my words zvichashamisa vanhu kuita kwa mwari kuzoona mukoma lucky vachidzoka pa stage again tinokudai mukoma lucky basa rakanaka makaribata kubva kare.
Vanhu avo ndivo vaitakuti ma songs ama cheso akurumbire chokwadi
Feel sorry for this man
Ma giants love you mudhara
My hero lucky
❤ love 💕 luck
zvinoitika muhupenyu but pana lucky mumiriki zvirikundibaya moyo parhythm ishasha
Murume aibata hake gitare,,kurwara soo ma1
Rakiii
Madhara edu aya .... munotiinspire mdhara
Mwari vakurangarirei baba tikagoneswa shungu dziripo kukuitirai something
didnt knw kuti this anototaurawo lyk this umm im shocked zvekutodaro ndaitoti pamwe kkkkkk not even one day zvaro chero pa stage paya pese tikasimbisa maingova yahweeeè muri ziiiiiii