Ndaiva Mbavha Ku South Africa,Zim Confessions YouTube.

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 7 жов 2024
  • Zim Confessions UA-cam
    #zimconfessions

КОМЕНТАРІ • 44

  • @ruemubvumbi5700
    @ruemubvumbi5700 Рік тому +4

    Nyya yamukoma vekuSouth kuita kunge drama🤣🤣vamwe vanhu surrender aah mukoma Nashey mune moyo murefu henyu

  • @tatendasarucheratatendasar2619
    @tatendasarucheratatendasar2619 2 роки тому +7

    That's why ndisingafarire joza kkkkkkkk unobirwa nevazkuru vambuya nehanda

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 2 роки тому +4

    Big up

  • @kelvindube4311
    @kelvindube4311 2 роки тому +3

    Munhu uyu anonyepa heavy

  • @eagler9028
    @eagler9028 2 роки тому +1

    2010 maphone anga azara muZim, asi dai wati 2006, wanyepa hako,

  • @fridagumbo3218
    @fridagumbo3218 2 роки тому +2

    Aah unogona kuveronga chokwadi kuita kunge urimuridzi wenyaya arikurondedzera nyaya yake

  • @shelter3099
    @shelter3099 2 роки тому +2

    haaa wakugona kuverenga zvekut my brother

  • @emmaculatematambo8537
    @emmaculatematambo8537 2 роки тому +1

    yaaa zvinoitika izvi hubby wangu akasvikoiitwa iyi achangosvika mu Capetwn , akazosiya vagarirwa nema colored .vakatorerwa mari yavaive vatengesa ma CD nemamwe ma CD acho aive aripo ,pkp kutsvaga mari ma 1

  • @isaacmtetwa8174
    @isaacmtetwa8174 2 роки тому +1

    Superb

  • @serinakurunzirwa7133
    @serinakurunzirwa7133 2 роки тому

    Yeah ndapa kutenda

  • @charityhwara1653
    @charityhwara1653 2 роки тому +3

    Vanhu tinobva kure shuwa upenyu wakaoma zvawo.

  • @Maria-yx5bm
    @Maria-yx5bm 2 роки тому

    Mukoma Ndokumbirawo number dzenyu please makadini henyu mukoma nashe

  • @evercynthiamandoka9865
    @evercynthiamandoka9865 Рік тому

    This guy anenge anonyepa

  • @joylinetawonezvi4010
    @joylinetawonezvi4010 Рік тому

    kkkkkkk you sounded like you are the one who used to stole those phones

  • @tre642
    @tre642 Рік тому +1

    1st conf couldn't even finish it , it's all over the place tbh.

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Рік тому

    MaZimba chiiko ? Ko sei musingagone kupronouncer Asylum apa munozviti makadzidza.

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 2 роки тому +1

    😂 😂 😂 Pakaipaa kunge Movie but it's gud that the guy achieved something in the end

  • @leeweechigariro4053
    @leeweechigariro4053 2 роки тому

    Maitya kudepitwa sei kkkkkk aaaaaa baba vanonyepa koAsylam amakatora wani

  • @tellmoremuchakwa6800
    @tellmoremuchakwa6800 2 роки тому +2

    Uuuum kunyepa uku 🤔

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Рік тому

    Then moti maSouth Africans anovenga MaZimbabweans. Kuend kunyika kwavo kunoba. Now mamhondi nemhondi.

  • @dorymacombe2864
    @dorymacombe2864 Рік тому

    Ndaseka hangu panzi watching cartoon coolcats mujoza

  • @dulseniachina5013
    @dulseniachina5013 2 роки тому +2

    Hustler Wakagona ndokuvhima uku

  • @regissanyamandwe5590
    @regissanyamandwe5590 2 роки тому +1

    Oooom murume uyu anonyepa kkkkk

  • @ZimSecretsandConfessions
    @ZimSecretsandConfessions  2 роки тому +1

    Please listen to this phone call I had with a lady atambudzwa nezvehusiku
    ua-cam.com/video/Ha_hpt3AL5w/v-deo.html

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Рік тому

    Your narration was good but maNigerians haabirwe.

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 Рік тому

    Kkk maigara paMethodist

  • @briansizara397
    @briansizara397 2 роки тому

    The way yaari kutsanangudza nyaya yake arikutaura chokwadi

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Рік тому

    Lowu ulamanga guys

  • @turnturner9806
    @turnturner9806 2 роки тому

    Nhema

  • @malaik9
    @malaik9 Рік тому

    Lol

  • @faraimapiye7228
    @faraimapiye7228 2 роки тому

    Haaaa iwew unonyep cz yaukutaur inoitika kumbare

  • @nevermushamba3711
    @nevermushamba3711 2 роки тому

    Yah neh yako yakanyanya xaz

  • @donaldbayai9816
    @donaldbayai9816 2 роки тому

    arikunyepa uyu

  • @dulseniachina5013
    @dulseniachina5013 2 роки тому

    Kwete chouraya vanhu

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 2 роки тому

    Wakagona.kuronga.dzokudzidza.mhamo

  • @melodysamboko9892
    @melodysamboko9892 2 роки тому

    Ingano idzi

  • @emilymahoko1531
    @emilymahoko1531 Рік тому

    Kunyeba kwacho munonyanya vati vakasiya chikoro vabereki vafa asi vakuti vakaenda nemuface vako nevabereki munoita kuti tisakuteererai

    • @dorymacombe2864
      @dorymacombe2864 Рік тому

      @@tafadzwamachiridza8320 nhai hako vanhu havateereresi nyaya, umwe abvunza kuti aslum hakazoendepi apa panyaya munhu ati kapepa kakarasika.

    • @mercymupondiwa9426
      @mercymupondiwa9426 Рік тому

      Kkkkk foster parents dear