Part1:Madzibaba Ekedi votongwa Mudare vopomerwa kuchekeresa Mwana Pasowe

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 7 лип 2024

КОМЕНТАРІ • 159

  • @RumbidzaiButau
    @RumbidzaiButau 12 днів тому +11

    This chief sesms as if he was chosen and anointed...the way he talk and his face everything is majestic

  • @TafadzwaJNyamagwada
    @TafadzwaJNyamagwada 13 днів тому +4

    I like this mambo .so humble and wise❤.
    Not so bostful like zvatinomboona .fambisai basa mberi ishe . respect to yu

  • @kapesakapesa-ii2qz
    @kapesakapesa-ii2qz 13 днів тому +5

    But arikusvikirwa wacho naEvans anedrama zvake😢

  • @MarthaChabwedzeka
    @MarthaChabwedzeka 13 днів тому +13

    Baba varipa side namambo vanobvunza zvavo ndatenda

    • @shungupenyayi1052
      @shungupenyayi1052 13 днів тому +1

      Avo vanobvunza zvekuti munhu anoumbuka kumeso, mate anopera mumukanwa

    • @PahashaTv
      @PahashaTv  13 днів тому

      Ndichangamire Makope brother to the chief

    • @kandariraanna
      @kandariraanna 13 днів тому

      Nekufanana namambo futi kunge mabrothers

    • @jacobmungoni4226
      @jacobmungoni4226 4 дні тому

      Ha vanhu vakuru avo

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 13 днів тому +9

    Ekedi uneshuwa hr😊

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 13 днів тому +5

    Nhaimi pane minamato yakadaro inopa mhiko dzakadaro sure ini ndoziva mishonga ndoine mhiko dzakadaro ende yakapanduka mhuri inopera sure

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 13 днів тому +5

    Ava mambo is a true king a lion vanooneka kiri ndimambo

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 13 днів тому +2

    Much respect mambo m happy nekusheedza futi n'anga benzi yaida kuvhara

  • @elliotmukozhojaravaza7508
    @elliotmukozhojaravaza7508 13 днів тому +4

    Madzishe chiororo n'anga mbiri dhuma dhuma😂😂😂😂😂😂😂

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda 13 днів тому +10

    Ekedi urimambara

  • @deeking5328
    @deeking5328 13 днів тому +5

    Finally Ekedi awanikwa

  • @SharonZhange-k6q
    @SharonZhange-k6q 13 днів тому +2

    Ekedhi ndinomuziva ndisekuru vangu mmmm zvakaoma hazvo

  • @michaelsosera9305
    @michaelsosera9305 13 днів тому +8

    Mhepo on speed dial kana mu court inoita witness 😂😂😂

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 13 днів тому +4

    N'anga dzacho hapana nyakupoterwa wacho hapana thats why ekedhi arikuewana simba rekuramba

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 13 днів тому

      Paida Tasvu kana Nyangatani havana tsitsi Kanengo anozvidzvora zvakanyanya

  • @ssam1430
    @ssam1430 13 днів тому +1

    Hereeeeee hehehehehe😢 Nadzibaba = muroyi or n'anga

  • @Myprinceof
    @Myprinceof 13 днів тому +16

    Most of mapositori varoyi 😂😂😂😂 ndapedza uyu arikungoramba nhau yake inongori pachena ungapikisa mhepo here nhy ekedi just admit than kutenderedza vanhu

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 11 днів тому +1

    Ekedi wanetsa ....akuna akromba anobvuma Nyaya dzake 😢

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 13 днів тому +3

    Mambo seems to be good

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 13 днів тому +5

    Murrayi haafe akatenda

  • @MunesuMuvhavhika
    @MunesuMuvhavhika 13 днів тому +1

    Hazvina kujeka kanengo uyu haana kathat kechivanhu uyu endai kumwe uku hazvisi kubatika mushe

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 13 днів тому +2

    Ekedhi shuwa kuchemedza nekuchemedza nekushungurudza musha nemhuri asi Ekedhi anoda kumamiswa chaizvo after chenura

  • @LindaLindylee
    @LindaLindylee 13 днів тому +4

    Ekedi
    Ekedi
    Ekedi
    How many times did I call you

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 13 днів тому +3

    Ekedi anorwara chete ....akunyepa uyu

  • @user-ne5cx1ze3j
    @user-ne5cx1ze3j 13 днів тому

    Mambo varikuda kumagnifalaaaa hesi mhani. 😊

  • @namuinnomla804
    @namuinnomla804 13 днів тому +2

    Zvazvakatooma shuwa.
    Vana Madzibaba stop kupatisa vamwe mumakereke

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 13 днів тому +2

    Tipeiwo nyaya sezvazviri kuitira kt inzwisisike motipawo sezvinoita vekaranganda tv kut part 1 isina kusangana nezvakapfuura party 2 zvichienda kwete zvamurikuita hatizonzwisisa kwazvirikubva nekwatiri kuenda

    • @PahashaTv
      @PahashaTv  13 днів тому +1

      @@ChipoMpofu-hl2ll tinotenda rhis is part 1 of the full story yamakatanga kuona yaiva short version part 2 loading the story inenge yakatiwo kurei

    • @catherinemurambiwa4203
      @catherinemurambiwa4203 10 днів тому

      @@PahashaTv Thanx nekupindura zvine hunyoro zvisina hasha mukati wagona

    • @graciouschigwida9009
      @graciouschigwida9009 9 днів тому

      Kasekuru aka kanonyadzisa madhara ekumusha kwangu Andinyadzisa ko kunyepa nhaimi

  • @user-yd1ni6gx3k
    @user-yd1ni6gx3k 13 днів тому

    Sekuru kanengo shandai bsa 🎉🎉🎉

  • @sammychani5594
    @sammychani5594 4 дні тому

    Yaa assistant wamambo anokubvumburudza nemibvunzo ndabvuma hangu kkkkk

  • @MushongaRemedyMaodzeka
    @MushongaRemedyMaodzeka 11 днів тому

    Munhu wachoo akahakaa mhepoo amboona mnhu achiburitsa marii muhomwe benefit of doubt mnje .......anohakaa ngaavewo mnhu asingazive history yemumusha

  • @Kimboroofingwaterproofing
    @Kimboroofingwaterproofing 13 днів тому +2

    Zvichiri kukushupayi kungo poster chete kwazviri kusha nekwqzviri kuenda handisi kukuona

  • @user-bp9pg9xs1s
    @user-bp9pg9xs1s 13 днів тому +2

    Ndofarira hangu dare rinotongerwa panze pane remuclssroom

  • @chipogoremusandu3996
    @chipogoremusandu3996 13 днів тому +2

    Ummmm nyakuona mari ndiye nyakupoterwa kutaura zvemari

  • @makaitargwafa6158
    @makaitargwafa6158 13 днів тому +2

    Baba vanoyepa Ava Ekedhi

  • @CharlesDhliwayo-fj4nn
    @CharlesDhliwayo-fj4nn 13 днів тому +2

    Ekedi kunyeba too much aah 😮

  • @nyashakaranda573
    @nyashakaranda573 13 днів тому +3

    Ongoisawo zvipfupi seiko zvisinga peri

  • @user-qc7js9zr2i
    @user-qc7js9zr2i 13 днів тому +2

    Ekedi Ekedi, makorekore kushereketa

  • @it3788
    @it3788 13 днів тому +1

    Yaatasei chinyika chedu nhai vanhu veese vakunzi vatakatichiiasinhai zimyafumukanenhamo😂

  • @fynbloemplantationrighthan5053
    @fynbloemplantationrighthan5053 12 днів тому

    Well done mambo

  • @nyashasharawakanda2500
    @nyashasharawakanda2500 13 днів тому +2

    You mudhara anoda kumbogariswa pamhiripiri ine bleach nemunzwa asina kupfeka

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 12 днів тому

    Gud mambo

  • @user-ik9wd8uu5o
    @user-ik9wd8uu5o 9 днів тому

    mugadzirise mavideo enyu asadzokorodza dzokorodza techida kunzwa zvichienda mberi🙏

  • @davidnyabanga2862
    @davidnyabanga2862 13 днів тому +2

    True

  • @joysibanda9372
    @joysibanda9372 13 днів тому +1

    Kkkk magirifiya

  • @precioustafirei7394
    @precioustafirei7394 4 дні тому

    Ko yangu makaikonewawo sei nhai aKanengo

  • @Webster1235-zk3ei
    @Webster1235-zk3ei 3 дні тому

    Ma 1 ayoo

  • @JudithMakonye-it8jv
    @JudithMakonye-it8jv 13 днів тому +1

    Ekedhi anoda kurohwa nekunyepera kupfeka gemenzi iye Ari mhondi

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 13 днів тому +3

    Why Kanengo forced someone kutakura tsvimbo

    • @user-oe9rw8os6w
      @user-oe9rw8os6w 13 днів тому

      Ukabatwa chete unofanirwa kuenda ne tsvimbo ,inenge ichikuchengetedza kusvika zvinhu zvako zvabatwa ,do u think it's just a tsvimbo?

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 13 днів тому

      @@user-oe9rw8os6w ndo fake

    • @PraiseNyoni-fl4yl
      @PraiseNyoni-fl4yl 13 днів тому

      ​@@chingombedariestrue ngangoita fair fair

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 13 днів тому

      @@PraiseNyoni-fl4yl tsvimbo yake is just to put fear pamunhu zvese zvichabatwa ndezvekuisira I know that game

  • @lucyholokani2211
    @lucyholokani2211 13 днів тому +3

    Vanamadzibaba vakutinyanyira totizirepi

    • @nancyrimai1224
      @nancyrimai1224 13 днів тому +2

      Tizirai kuna Jesu Mupenyu

    • @minglee4133
      @minglee4133 12 днів тому +1

      @@lucyholokani2211 muchatijoina kumbanje

    • @Qwinpin
      @Qwinpin 11 днів тому

      😂😂😂😂​@@minglee4133

  • @onwardmukahiwa
    @onwardmukahiwa 10 днів тому

    Iweee mudhara ekedhii urimekum..., 😢😢😢😢

  • @vimbaibhokoro5439
    @vimbaibhokoro5439 13 днів тому +1

    Ekedhi kushata kumeso zvese nemoyo muroyi wemunhu

  • @luciabanga1677
    @luciabanga1677 13 днів тому +7

    Tinewe ekedi kkkk pakaoma

  • @nazarenetv
    @nazarenetv 4 дні тому

    Wese asvika neCamera kumamisha uko iZBC kkkkk

  • @user-fh3eb7ot4g
    @user-fh3eb7ot4g 13 днів тому +1

    Mukotsanjera akavhar ngozi ya Tonde ichida kuripirw we ar stil waiting for that story

    • @Chikatsa
      @Chikatsa 13 днів тому +1

      Haana kuvhara, Rose akapiwa nguva kuti abhadhare zvaidiwa akatadza yobudira kumusha kumusha kwaRose

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 13 днів тому +1

      Mukotsa akt handina hukama nezvipoko ndinosairira kumba kwenyu ikk

  • @iewellnortiffa6535
    @iewellnortiffa6535 13 днів тому

    Ekedhi akabvuma nyaya yake wani why nhasi avekutamba naMambo aaaah

  • @darlingtonchivunga7912
    @darlingtonchivunga7912 13 днів тому

    Maitadza zvisingaite 1 word ichingotaura chinhu chimwe enda ku SKY Media udzidziswe wangu wasting our Bundles

  • @JerryNcube
    @JerryNcube 13 днів тому +1

    Be serious guys data roperera mahara

  • @user-up6uv7hg2n
    @user-up6uv7hg2n 13 днів тому +1

    Nxa sei zvambotaurwa kumashure zvichingodzokororwa

  • @user-ux8nl7wb4r
    @user-ux8nl7wb4r 12 днів тому

    Ekedi hauna hunhu unokodzera kugara mutirongo

  • @sekaimutara8816
    @sekaimutara8816 13 днів тому +1

    Ekedhi anonyepa zvinosemesa

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 12 днів тому

    Mambo dzingayi vana Kanengo mudunhu menyu izvo zvavakutaura Satanism manyepo vatoona mombe dzevanhu atofunga plan yekuba

  • @user-fy3bq9ph2e
    @user-fy3bq9ph2e 11 днів тому

    Nhaimiweee ndepapi apa

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 11 днів тому

    Mukandiona kumasowe futi mundirowe henyu

  • @floceymususa8502
    @floceymususa8502 13 днів тому

    Ekedhi anogona kuzvinatsa. Mamwe mapostori hameno henyu. Ekedhi wakataura wega usina kana kubvunzwa nasekuru Kanengo

  • @FaithNhira
    @FaithNhira 13 днів тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂haaaaaaaaa kumasowe tichasurrender toziva seiko kuti apa ndopatsvene mwari tibatsirei

    • @user-si5zq2li6u
      @user-si5zq2li6u 12 днів тому

      Zwemasowe tichazvirega wena unonopiwa nhombo wen tym goes igochinja zwakaoma

  • @user-iz7nl2nl6e
    @user-iz7nl2nl6e 13 днів тому +1

    Zvinonyadzisa izvi

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 13 днів тому +1

    Muporofita wekupa mhiko aripi

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 11 днів тому

    Wakuti kunyepera ekedi amusi serious.....abvuma zve mhiko yekusabusa panze asina kupfeka muporofita wekupi anopa mhiko yakadai

  • @user-nv1ln5wr9l
    @user-nv1ln5wr9l 13 днів тому

    Munodireiko fast money imi musati madikitira mubairo wezvivi rufu musade pfuma inouya nezvikwambo imiika!

  • @MargaretNgwenya-sz3et
    @MargaretNgwenya-sz3et 13 днів тому +1

    Maporofita vanoenda ku n'anga ava

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe 11 днів тому

    Hakuna propheti anodaro

  • @user-is6vh5oe7v
    @user-is6vh5oe7v 13 днів тому +1

    You are not sure madzibaba Ekedi

  • @katarinamutakura6603
    @katarinamutakura6603 13 днів тому +1

    Ekedi akangwarisa uyu, arikuzvambarara pamubvunzo

  • @nyashakaranda573
    @nyashakaranda573 13 днів тому +2

    Ekedi

  • @user-so6zh9ig2s
    @user-so6zh9ig2s 11 днів тому

    Ko mweya hauna kuzviona zvichiuya nhai madzibaba

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b 13 днів тому +1

    Mambo uyu unogona kutonga

  • @preciousmagozore8825
    @preciousmagozore8825 13 днів тому +1

    Ekedi ekedi

  • @user-wg7bl2so1x
    @user-wg7bl2so1x 11 днів тому

    Imi ekedi akaenda kwasekuru Kanengo akanzi nyora wega xvaunoita akanyora Kanengo iyezvino akuti ndakamubata pagirazi rangu umm Kanengo wenyu anoshanda nevideos kuona nyaya dzevanhu ozoita kunge ndiye aona

  • @lloydmahlareni190
    @lloydmahlareni190 13 днів тому

    Editai vedio zvakanaka rionekwe kwarinobva nekwarinoenda

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 11 днів тому

    Masowe rudzii anoita mhiko yekuti usabud wakapfeka hembe

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 13 днів тому +1

    Parikupisa

  • @reginamatienga7504
    @reginamatienga7504 13 днів тому +1

    Vanhu vacho havana kurongeka ava

  • @user-xz7mz3vt7s
    @user-xz7mz3vt7s 12 днів тому

    Ekedi hauna zvako kuchena ko ngano waidziitirei unanyaya mhani

  • @sengeraimanyanga6322
    @sengeraimanyanga6322 13 днів тому +1

    Zvakawoma

  • @keagbrother10669
    @keagbrother10669 13 днів тому +1

    Ekedhi ekedhi

  • @edwardchando4452
    @edwardchando4452 13 днів тому

    This chief doesn't know everything

  • @user-nv1ln5wr9l
    @user-nv1ln5wr9l 13 днів тому +1

    Saka mukudzokorodza sei zvinhu zvamataura futi😮

  • @noelmatemedhandabanda8726
    @noelmatemedhandabanda8726 13 днів тому +1

    Ekhedhi huya pano

  • @Nagiechrizo.
    @Nagiechrizo. 13 днів тому

    Ngasungwe ekedi uyo munhu mukati kuchikurubhi

  • @juniortichawona
    @juniortichawona 13 днів тому

    Ekedhi kutonhodzwa kwaChauruka

  • @darlingtonchivunga7912
    @darlingtonchivunga7912 13 днів тому

    Video yenyu iri ku ripita ripita

  • @sinikiwemadara1246
    @sinikiwemadara1246 13 днів тому +1

    Gona gaaparardzwe

    • @EricRaffik
      @EricRaffik 7 днів тому

      Kanengo ahabvume mombe dzevanhu titori nedzavo dzatiri kuda kuvava asi akaramba zwinhu zwedu waita mambo wenyanga dzose muzimba

  • @user-ee8gl1uq9f
    @user-ee8gl1uq9f 13 днів тому

    Vanhu vacharashika vakavengana munhuri vachitevedzera zvimashiripiti izvo

  • @angelinetakaedza9165
    @angelinetakaedza9165 12 днів тому

    Ndaona tsvimbo ini yaEkedhi

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 13 днів тому

    Iyi inyaya yekunyepa the guy is innocent

    • @tariromafirakurewa9498
      @tariromafirakurewa9498 13 днів тому

      If it's ekhedi he is not justified my dear.Kun'anga kwakaenda akanobatwa futi ikatocharger 10 000 iye kwaakuto offer 1000 . This only proves that he knows something.
      Kungoti chete mupositori Aya Ane chivhuno, anokuvhuna zvekuti pese paanotaura munomuteerera ndosaka iye achida kutsanangura all the time

  • @hildasengweni4003
    @hildasengweni4003 12 днів тому

    Yohwe nyaya yekunzi usabuda usina kupfeka or kubuda ne moto panze irikowo ku hama dzangu tichapedzwa kufa chokwadi

    • @user-mg6st2iu6z
      @user-mg6st2iu6z 2 дні тому

      @@hildasengweni4003 endako unobuda nemoto panze imba dzese dzobaka zvofumuka

  • @user-oq5bs8dm1c
    @user-oq5bs8dm1c 13 днів тому

    Ekedi pfe
    E
    Ee

  • @LovenessMosha-hi8or
    @LovenessMosha-hi8or 13 днів тому

    Tirikudavo mapositori airamba achiti chimboteedzai manzwi arikutaura tozoona pamunogumira wauye ti nzwe now zvizere kuti mweya wemufi re kana kuti ifack zvamaimbotaura zviya

  • @FortunateMabara
    @FortunateMabara 13 днів тому

    Mubvunzi Uyo unobvunza hake bata basa

  • @user-yg9bp3oh1n
    @user-yg9bp3oh1n 13 днів тому

    Kunamata kuchengeta murawo inodamwari zvekuti ndoenda kuchurch ratova drama

  • @hazel4463
    @hazel4463 13 днів тому

    Pamusha pamambo