Це відео не доступне.
Перепрошуємо.

Muroora Opinza chikomba Mumba Tezvara Vachizviona

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 30 гру 2023

КОМЕНТАРІ • 104

  • @mcgoldmanmalcom3142
    @mcgoldmanmalcom3142 7 місяців тому +7

    Hama dzemurume idyire. Hadzisi kana kuchengeta vana vemufi. Mukadzi ari kuedza kuti ariritire mhuri.

    • @shingiraikambarami1274
      @shingiraikambarami1274 7 місяців тому

      Marabishi hama dzemurume kkkkkkk

    • @kelvinmarwizi8769
      @kelvinmarwizi8769 7 місяців тому

      But mukuona here kuti mukadzi anopedzesera avekunonyegwa oramba otora musha.
      Nekuti kana chikomba cheku prazi chakafa futi zvoreva kuti mukadzi uyu atove nemisha miviri
      Plus musha wawakasiirwa nefirst marriage.

  • @giftalutadosipani3637
    @giftalutadosipani3637 7 місяців тому +2

    Vanhu ngavarege magogo avo vagare pamusha pavakasiiwa nemurume wavo plz ngatinzwire chirikadzi nenherera tsitsi😢.

  • @edithmoyo4275
    @edithmoyo4275 7 місяців тому +2

    👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽 thank you Chief havasi magate keeper

  • @Chamu73
    @Chamu73 7 місяців тому +3

    Fair judgement asi mambo dzorai rurimi rwenyu paselection of words.we know mudare hamutsverukwi asi there are many words to use e.g kuita bonde , kurara mese etc.
    Except where someone is quoting words used

  • @dominicdeka7771
    @dominicdeka7771 7 місяців тому

    Varume ava vanotonga nehudzvanyiriri, mumusha mavo mukaita mwanakomana wavo ashaya mukadzi akasara achiita zvikomba pambo pavo vanozvida here.
    Madhara anenge akuda kupota vachiuuya kumukadzi uyu.

  • @agnellamusonza
    @agnellamusonza 7 місяців тому +4

    Totenda mutemo uyu nekuti vakadzi tinoshungurudzwa kana tafirwa, magona kutonga Mambo

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 7 місяців тому

    Uuuuuuu Mmmm Zvakaoma hazvo hanzi kusvirana baba ava imboko please vanouisa nyaya panoitai muchitsiura matauriro avanozviti vanotonga ngavasataura zvinyadzi

  • @Anthony-pf1N
    @Anthony-pf1N 7 місяців тому

    Nyengerwayi kuhura muripa varume umwe anofira mahara makambozviona kupi izvozvo kuvanhu va tema ungati hanzi mukadzi anotenderwa kuita chikomba chero Aine murume vanhu kwanayi imi

  • @christinemusariri8056
    @christinemusariri8056 7 місяців тому

    Sando dzenyu mai vangu Nyati,magona kutonga, mamirira kodzero yemadzimai. Sekuru avo nemwana wavo vane udyire neutsinye. Dai mavauudza kuti mai ava vakafa zvisina tsananguro vano sungwa ne dare.

  • @samaitawitness5175
    @samaitawitness5175 7 місяців тому +1

    You allow vakadzi kuti Vasari vachihura pamberi pevana vedu padzimba dzedu.afunga kuita chihure ngaasaiitire mumisha yedu.mambo makoni hamuna chokwadi nezvamurikutaura

    • @RegisChakanetsa
      @RegisChakanetsa 7 місяців тому

      Mukadzi anonzi ahura kana aita chikomba achisiya murume mumba kwete zvekuti murume anenge afa , maida akwirwe neguva here😂😂

  • @shadrickchuma6282
    @shadrickchuma6282 7 місяців тому +1

    Iwe mdhara hapasi pamusha pako mukadzi ndiye muridzi wemusha dzokera kwawakadza moti afirwa nhasi moda kumutorera munda nyarai svodao

  • @biatricetengwa7382
    @biatricetengwa7382 7 місяців тому

    Thank U Chief Makoni

  • @shadrickchuma6282
    @shadrickchuma6282 7 місяців тому +3

    Mambo watonga zvakanaka

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 7 місяців тому +2

    Next time I think Mambo ngavatseketudze panonzi nemutemo mutsva uyu Chapter 37 or what allows kuti mukadzi aite chikomba and murume aite chikomba. Kuita zvikomba uku does it refer kana mumwe afa here or vachiri vapenyu vachigarisana? Cos kana mumwe achinge afa then munhu ngaabvumirwe kuitawo move on ari pamusha paakasiiwa nespouse yake. Zvinosunungura especially women vainzi they cannot remarry while in the same village nemhuri yemurume wayo. Otherwise she must go back kumusha kwake kana ada kuita mumwe murume.

    • @fadzaitaderera3929
      @fadzaitaderera3929 7 місяців тому

      zvekuita move on pamusha hazviitike chete here kana pari pekutenga kwete pemhuri?

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 7 місяців тому +1

      Most likely mukadzi akange oda kuroorwa anoenda nemurume wacho. Haagari mumusha nevanhu.

    • @RufaroDamiano
      @RufaroDamiano 7 місяців тому +1

      Ndopaunoona kty mumafamilies umu wako akangofa zvinhu zvinochinja sure bmunini avo varikutorqadziwa nekugara kwamai nevana vakutoda kutora musha uyu vanoti vanoraramawo sey idzo hama hadzigone kuchengeta vana vakasiiwa mmm

  • @user-sq8rg6ui2o
    @user-sq8rg6ui2o 7 місяців тому

    Asizve there was a judgment before so kana mutemo ukazochinja azvifaniri kuafector the previous ruling

  • @Anthony-pf1N
    @Anthony-pf1N 7 місяців тому +1

    Sk achandobvisa fuma ndyn kuvabereki vemukadziii imi vanhu ipayi vanhu ma basa kwete mutemo yakaora kudaro

    • @RegisChakanetsa
      @RegisChakanetsa 7 місяців тому

      Pfuma inobviswa nevana vemukadzi uyo vachibvisira baba vavo mushakabvu

  • @Mazaieshiri
    @Mazaieshiri 7 місяців тому +1

    Tezvara wane udyire ummm munhu arikuchengeta vana cake moda kuti ayite sei.pane vanhu vari kupusha tezvara kuti mudzingei

  • @johannesnyamagwada2416
    @johannesnyamagwada2416 7 місяців тому

    Hakuna mutemo wakadaro.uyo chief akabvepi uyo.handisati ndamboonawo wachitonga chaizvo chaizvo .kudhomoka kwega kwega .hudzvanyiriri ndiwo uzere mudare iri ne kutyisidzira vanhu .hakuna mutungamiriri akadai .a group of thieves nxaa mhata

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 7 місяців тому +2

    Mambo matonga zvakanaka cos many cases widows are neglected by their deceased husband's families. They take everything and they don't even consider the children left behind. Kana vari vasikana, hama dziya dzinozodazve pfuma yese and the mother gets nothing. Mutemo uyu ndaufarira hangu. Nemashoko ababamudiki avo vati kana akawana chamuwira anozvionera njani-njai. Next time mambo itai kuti mashoko akadaro aongororwe cos chokwadi varoyi variko zvekuti mukadzi uyu nevana vake vanogona kuwana chinovwira. This family i don't see them letting this issue go and keep a distant.

  • @varaidzomurerwa2971
    @varaidzomurerwa2971 7 місяців тому +1

    Ih saka mukadzi akafirwa anongonzi ane murume but murume even ari mupenyu anongonzi hura hako😢

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh 7 місяців тому +1

    But zvingadaro hazvo, that's why vakadzi vavekita mahure, vachitora zvikomba pamba pemufi nxaa mutemo wacho wakadhakwa.

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 7 місяців тому +1

    But mukuona here kuti mukadzi anopedzesera avekunonyegwa oramba otora musha.
    Nekuti kana chikomba cheku prazi chakafa futi zvoreva kuti mukadzi uyu atove nemisha miviri
    Plus musha wawakasiirwa nefirst marriage.

    • @RegisChakanetsa
      @RegisChakanetsa 7 місяців тому

      Toti mukudza uyu azofa mutemo mutsva wave kuti chikomba ndicho chinosara chotora pfuma, haa ipapo hapana kutwasanuka mumwe anofa chete 😂😂😂

  • @dickensmupfigo9580
    @dickensmupfigo9580 7 місяців тому

    Nyika haina kwairi kuenda, tsika dzakanaka dzechivanhu hadzichisiri kuchengetedzwa nemazvo

  • @rexzvinoguma6439
    @rexzvinoguma6439 7 місяців тому +1

    Zanu pf chief

    • @RegisChakanetsa
      @RegisChakanetsa 7 місяців тому

      Makoni chieftainship dates back to around 16th century, Zanu was only formed in 1963 zvakare ndezvemadzinza hazvineyi ne Zanu or any other political party

  • @kenniassarireni7097
    @kenniassarireni7097 7 місяців тому

    Good judgement

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 7 місяців тому +1

    Va Makoni magona kuenzanisa nyaya .baba ne vanakomana vavo vapenyu vakanga vagara dare kuti vatore pfuma yomufi yose kutj vagogovana zvavasina kushanda manje na Chief vandinodisisa vaenda kundonyura paudyire hwavo

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 7 місяців тому +1

    Iwe une white t shirt uri rabishi maitadza kuchengeta vana kana kubhadhara fees,regai agare pamba pake

  • @DianahSithole-un5ck
    @DianahSithole-un5ck 7 місяців тому

    Mazvita Mambo ndookugonamanje

  • @crynoschirumarara9546
    @crynoschirumarara9546 7 місяців тому +2

    Mutemo hausichivanhu cheri sorojena watadza kutonga remeber kuti kuti chivanhu ichi usade kudzidziswa chivanhu nevana vadiki nyara iweee iweeee na president vako vakadzi venyu ngavataure vaita zvikomba tione kuti zvokubata sei haagone kutonga sika mhani

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda7673 7 місяців тому

    Ndavango garisana zvakanaka, naivo muroora natezvera varespectane.

  • @user-pc7gs3du1g
    @user-pc7gs3du1g 7 місяців тому

    Zvivanhu zvine udyire

  • @emmanuelmarashwa2697
    @emmanuelmarashwa2697 7 місяців тому

    Hongu zvinhu ndezva amai but kana wafunga kuita umwe murume or zvechihure, chibuda mumusha mawanga wakaroorwa. Ndotsika nechivanhu chedu. Above all, mutemo wenyika unoti ukagara nemukadzi 3 months, atova mkadzi wako even usina kubvisa pfuma - so chief avo just selected a single law to suit his final judgment.

    • @RufaroDamiano
      @RufaroDamiano 7 місяців тому

      Hapana akaona amai vaine murume kaa chikomba chnongodya bota chete chotoenda kkkkkk

  • @user-lh6og9pr7i
    @user-lh6og9pr7i 7 місяців тому

    Ipapo takagonera shirikadzi tanga tanzwa nekubatwa huranda

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 7 місяців тому

    Imi moda vaunze chikomba pamba ipapo here

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 7 місяців тому +1

    Asi mambo kubvira nhasi you need a nickname...... VaBvojo. Once again you took me by surprise with the sv word. 😜😜Honestly, i didn't see it coming esp pamberi pemuroora naatezvara🤣🤣🤣

    • @aaronguri8777
      @aaronguri8777 7 місяців тому

      🤣🤣🤣

    • @lindadause2921
      @lindadause2921 7 місяців тому +1

      Mambo ava can talk vulgar zvavo 😅

    • @josephinematambanadzo3397
      @josephinematambanadzo3397 7 місяців тому

      Zvakaipa kusenzesa mazwi akadaro pane vanyarikani ndofunga anorova mutoriro. I didn’t like his ruling though

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 7 місяців тому +1

    Dambudziko rehama moda kusimudza musoro kana muroora awana boyfriend apa help hamupe

    • @RufaroDamiano
      @RufaroDamiano 7 місяців тому

      Taura hko vanotoda utambudzike

  • @ushermanpro2024
    @ushermanpro2024 7 місяців тому

    camera man tsvagai tripod footage isasheke

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 7 місяців тому

    Good judgement but Mambo please easy nehosho paVulgar apo...🤣😂

  • @michelleboko2875
    @michelleboko2875 7 місяців тому

    Mambo agona kutonga I'm sua dai ari muroora akashaika mwana wavo by this tym angadai atoroora mumwe

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 7 місяців тому

      Hhazvina kunzi asaroorwa, but kana waroorwa unoenda kumba kwemurume kwawaroorwa not kuti murume awuye kuzogara pamba paaive akaroorwa.
      Hana hake mhoswa mukadzi coz haana kuroorwa ...arikungoenda achinodyiwa bota kunze

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 7 місяців тому

    Hurumende yechihure ndiyo inosapota zvenhema izvo

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 7 місяців тому

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Mukoma nyati ndseka

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 7 місяців тому

    Zvinyadzi mambo

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo 7 місяців тому

    💯%

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 7 місяців тому

    Mambo muri daaak kutaura zvinyadzi kudaro ko kungoti kurara wese

  • @user-yx8em7zb6j
    @user-yx8em7zb6j 7 місяців тому

    Thanks Mambo matonga chaizvo Vakuru avo vanehudyire vakuda Land yemufi

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 7 місяців тому

    Dare IRI harigone kutonga zvesure ndatya zvangu uuuuu Mmmm Zvakaoma Mai ava itori Shiri ine muririro wayo

  • @simbarashelloydgonye
    @simbarashelloydgonye 7 місяців тому

    Bamnini avo ngavanotengawo property yavo nonsense

  • @tthex6484
    @tthex6484 7 місяців тому +3

    This chief has no consistency. He once ruled that the dead man wasn't married now he is ruling that he was 😂😂😂

    • @shingiraiwinslownyamande7230
      @shingiraiwinslownyamande7230 7 місяців тому +1

      Ya

    • @nyashahungwe8946
      @nyashahungwe8946 7 місяців тому +3

      Bumbiro remutemo kana ukagara nemukadzi usina kuroora for even 2weeks achikubikira/washing clothes pamutemo atowa mkadzi vako.So awa wakagara wese kwemakore hazvigone kuti mkadzi uyu ane mhuri shirikadzi haimbunyikidzwe.Vane kodzero yekugara pamusha ipapo.Awo varikunetsa awo pane arikuda bota ipapo.😅😅😅

    • @MonicaMaphosa-zu2qv
      @MonicaMaphosa-zu2qv 7 місяців тому +1

      The chief is right, the Bill was passed recently hence he is implementing it

    • @SheStoicForLife77
      @SheStoicForLife77 7 місяців тому +1

      Dai Babamudiki vaipiwa bota dai pasina zvese izvi 😂😂😂

    • @RegisChakanetsa
      @RegisChakanetsa 7 місяців тому +1

      Bota nemunhu ane mugondorosi 😂😂😂

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 7 місяців тому

    But language yamambo bow hre kusvirana kudiniii nhaimi

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 7 місяців тому

    Mukadzi uyo achashanyirwa nemufi akapatiza pamusha pacho.

  • @DanielDaniel-qo2rr
    @DanielDaniel-qo2rr 7 місяців тому

    Magona kutonga vashe asi kuzongoonyoka ipapo pagadzirisei mangwana vamwe tinoteerera matare nevanyarikani manzwa