Iri Dare rinotova neProblem pakutotangisa kutonga nyaya yakapera kare. Headman ndiye akapira nyaya KuDare just becoz akatoti mutongo wenyaya iyi hahukodzeri paLevel yake chete. This man did not appeal; so this Dare raifanira kungoita konifemu kana kupokana nemutongo - richibvisa kana kuwedzera kwete zve maArguments panyaya yakapera kare.
VaChiwara avo kana vari Chiwara (Gono) ndisekuru vangu chaivo asi vanenge vanotaura sechidhakwa - may be ndosaka mumwe wangu (muzukuru) uyo achipota achivabatsira sezvavari kutaura havo kule kkkkkkkk
Ende vakadzi denga mucharionera mumabhuku eWachitawara munodyisiteiko vana vevanhu.
Kamukadzi kacho kakangwara nhema siyana nako
Baba, siyanai nemukadzi uyu.
Aaa akadyiswa mrume uyu shame zvakaoma akuna zvakadaro
Endayi munorutsiswa baba imi musiye hure iri
Iyi nyaya takamboinzwa waniko,sei muchidzokorodza zvinhu
November hakuitwe matare dear saka vanenge vakumbodzokorodza nyaya dzekumashure
November ka akuna nyaya dzatinonzwa kunze kwedzokororo
Murume uyu chero Huku inomutorera sadza mumaoko achidya .Mukadzi kakuzevezera ndisiyoyo chete 😂 Mai iyi yakadyisa Murume chete 🤞
😅😂 handiti munoda varume vakanyarara here... munhu akapfava... akasokwa overnight muJik
Kkkkkkkkkkkkkkkkkk musadaro akasokwa me jik kkkkkkkkk akagadzirirwa size kuita huku
😂😂😂😂 hokoyo
Ah mwana wamai vangu siyana naye mkadzi uyu zvichakanaka vakadzi vazere
😮😮Ahhhh zvaari mashura
Mkoma wangu vanoda help yakasimba ummm🙆♂️ manje ukadyara muti wemusango pamba gadzirira kushanyirwa nemhuka dzemusango, hapana rudo rwakadai mkomana akadyiswa chete imagine he is planning kuita vamwe vana nemkadzi iyeye akatakura nhumbu yemuzukuru 😅😅😅😅
Wakandungaira mhani
Mukadzi itsotsi uyo ,anorohwa beans zvekubatsirwa tumwe twunhu nemuzukuru
Kushaika kwekiti hakuite kuti uvhurise makumbo iwe saambuya mumusha mako
Baba makadyiswa imi , chii chakadaro ichocho
Wakadyiswa hanzvadzi yangu
Ndarwadziwa mufunge ndisekuru vemudzimai wangu, veduwe zvorwadza izvi
Endai muno batsirwa makadyiswa big tym mumbo rutsiswa,Unomudiii mukadzi xaaaa😂mudzimai wangu ndomuda
Iri Dare rinotova neProblem pakutotangisa kutonga nyaya yakapera kare. Headman ndiye akapira nyaya KuDare just becoz akatoti mutongo wenyaya iyi hahukodzeri paLevel yake chete. This man did not appeal; so this Dare raifanira kungoita konifemu kana kupokana nemutongo - richibvisa kana kuwedzera kwete zve maArguments panyaya yakapera kare.
Wavepi Vana vachitoreswa ma buth
Chinyaya chatakaona kare makuunza munya
Iye mudhara uyu akangwarira kuripisa mzukuru kuda kudya zvemahara yet vakambobata futi mkadzi uyu achihura xaa varume vanoda zvemahara mkadzi ndiye hure mheni xaaa
Hanzi Museve wakapotera pamu zuku zuku ru. Handiende!
😂😂😂😂😂 hanzi kutadzirana kunovanikwa mudzimai wangu ndinomuda bt baba awo vakadyiswa bhagidhii chairo vakazungaira idii
Muzukuru anemari here ko mukadzi anaye here muzukuru
ha ko ukamusiya unobvei
Mwana kudzinza rake. Murume is a clever one
VaChiwara avo kana vari Chiwara (Gono) ndisekuru vangu chaivo asi vanenge vanotaura sechidhakwa - may be ndosaka mumwe wangu (muzukuru) uyo achipota achivabatsira sezvavari kutaura havo kule kkkkkkkk
Takamboiona nyaya iyi madzokorra
Hadzimo murume uyo
Shame zvinonzwisa tsitsi baba ava vanoda kurutsiswa ummm
Baba imika hiii vakanyarisa siyayi benzi iro here ramayi
Hakusi kunyararisa kudyiswa uku
Chero wamusiya urimupenyu
Taura hako, asi iye arikurasika mu One Room isina kana ma corners.???
Hakana kudyiswa ako hakadi kurambwa futi nokuti kakawana anokashandira kachidya chete
Ndozvandaona lane nungo
One in a million murume uyu akangwara
Mutongo uyu hausi fair pakuti baba ava havana iwo kuroora mukadzi uyu so vave kutoita business nemukadzi vavo. Iwo chikomba wo futi nonsense
My brother you are too soft as wool
Babamunini, endai mundorutsiswa musiyane nekuda mukadzi uyu. Murikutaura zvakanaka kuti 'Chinonzi rega ndechirimumaoko, kwete chiri mumwoyo..uye pakuti kana mukadzi akusiya urimupenyu pembera utobika doro...ASI HEZVO, IMI MAVAKUTI MUNODA KUTI ADZOKE? Maneta nekurarama here mwanawemudhara???
Zvanhu zvacho
Zirume iri ronyepera mwana