Behind bars part 2 of Jorum's story

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 3 лис 2024

КОМЕНТАРІ • 85

  • @masonldn8647
    @masonldn8647 3 роки тому +8

    I just found a video saying he was released. Very very happy with that ...I was searching for part 3

  • @nyashatowindo7919
    @nyashatowindo7919 4 роки тому +21

    The guy who was killed was the one aive nemweya we ngozi, and this teaches us to pray kuti mweya inenge ine vamwe vanhu isajambire kwatiri tozova isu tazopara mhosva

    • @lavenderali3213
      @lavenderali3213 4 роки тому +1

      You're right emagine munhu anosikizhwa nebanga oramba achiuya.

  • @masonldn8647
    @masonldn8647 3 роки тому +6

    When he starts crying after his mother tells him he was sentenced for life breaks my heart . I lost my mother 6 months ago and I can only imagine what his mother was feeling with all that motherly love

  • @lizzyalidi4863
    @lizzyalidi4863 4 роки тому +4

    So sad 😭😭😭😭😭 ndarwadziwa nenyaya yenyu hanzvadzi. May the Lord give you strength to overcome all this.

  • @talentmoyo5906
    @talentmoyo5906 Рік тому +2

    yoo.ndarwadziwa.paatanga.kuchema.asindinoda.kutenda.mwari.nokukubudisa.mujere.❤❤❤🙏🙏🙏

  • @masonldn8647
    @masonldn8647 3 роки тому +3

    1998 seems like a life time away for me ,I was just about to finish Primary school and now I am a father etc. Wow ...life is something

  • @handeikumusha
    @handeikumusha 4 роки тому +13

    All thanks goes kuna Tilder neteam yese amana at last Jorum abuda🙏👌👌

    • @libertysumai7809
      @libertysumai7809 3 роки тому

      Really! I'm soo glad to hear that. Sad how they ruined his life with such a harsh sentence.

    • @tendamandizvidza6677
      @tendamandizvidza6677 3 роки тому

      adzokera futi marwadzo hama nenyaya yerape

    • @tendamandizvidza6677
      @tendamandizvidza6677 3 роки тому

      asi mataurirwe acho vaka create kuti munhu kadzi ati arapewa asina

  • @freegracesibanda690
    @freegracesibanda690 4 роки тому +4

    Ukaona murume achichema guys ....ndarwadziwa hangu

  • @MrCliffbeer
    @MrCliffbeer 4 роки тому +8

    Justice is selective in this era, it's never consistent, in whichever country. Growing up, I know a guy who was a bouncer who killed a patron in cold blood but did only 2 years. This guy is doing life for self defence

    • @tinashemafa7914
      @tinashemafa7914 4 роки тому +1

      @@allmyjunk2358 but who was armed in the first place

    • @allmyjunk2358
      @allmyjunk2358 4 роки тому

      @@tinashemafa7914 after he took the knife from the bigger guy, did he have to stand there now brandishing the weapon instead? The same running away and gng home wch he did after stabbing cld stl be dne without stabbing anyone. That's my opinion

  • @coleworld12
    @coleworld12 4 роки тому +3

    This is touching. Ladies and gentlemen please don’t get into unnecessary fights. Unouraya munhu just let it go

  • @tarigondo4283
    @tarigondo4283 4 роки тому +6

    Sad story! Dai Mwari vasunungura Joram

  • @TalentChifamba-hv3rt
    @TalentChifamba-hv3rt 17 днів тому

    sad story😢😢shame ....mukoma sorry tichakunamatirai hamuite life in jail...

  • @Rajvlad
    @Rajvlad 4 роки тому +8

    This case needs a review.....justice wasn’t served.

  • @BybitJakobe
    @BybitJakobe 8 місяців тому

    Zvinogona kuva chokwadi kana nhema nokuti unogona kufunga kuti ukazviita kunge wakadzungaira unonzwirwa tsitsi asi nekuda kweage yawakapara mhosva uri ndarwadziwa misodzi yabuda moyo wekubereka

  • @akadee8355
    @akadee8355 4 роки тому +5

    This case kaaa😰😰 yaiva ne witchcraft mukat

  • @reginabanda1120
    @reginabanda1120 4 роки тому +2

    Aunt Tidla kuchema hakurambidzwi mupei nguva

  • @shantelchipo9838
    @shantelchipo9838 Рік тому +2

    Eish ende ndachema veduwe ka😭😭😭

  • @marjoriemuchena6031
    @marjoriemuchena6031 4 роки тому +4

    Eish nyaya iyi inochemedza, isu vanhu tingatadza kumuregerera asi Mwari ndinovimba akatokumbira ruregerero vakamuregerera 😥😥😥😥😥

  • @rumbidzainatasha8175
    @rumbidzainatasha8175 Рік тому +1

    can i have the name of the video of jorum's friends when his parents visited

  • @tatendafambi9819
    @tatendafambi9819 4 роки тому +7

    Thank God Jorum served his sentence zvasara kuti atange hupenyu hutsva panze😕

  • @tsitsimashamba395
    @tsitsimashamba395 2 роки тому

    I even wonder if ngozi exists, cz my Dad was murdered in 1997, but nothing was done, no one was arrested. We all thought kuti vanhu vakavauraya vachauya kana vakunetswa nengozi. Until now hapana hapana, so I wonder kuti ngozi iriko zvemashuwa here🤷‍♀️🤷‍♀️🤷‍♀️🤷‍♀️

    • @sandrataderera4487
      @sandrataderera4487 2 роки тому

      Iriko vachaona moto sooner or later. Mostly kana vchibatabata vanenge vaurayirwa hama yavo vacho vanonomumutsa kumakuva

  • @fortunekabanda9059
    @fortunekabanda9059 Рік тому

    so sad Mwari ngakupe Simba

  • @monicachisiwa5470
    @monicachisiwa5470 3 роки тому +1

    Post traumatic stress disorder. Most of these gentlemen need psychology input coz those flashbacks may happen when he is out of prison then commit another crime.

  • @collinsmatenda3353
    @collinsmatenda3353 3 роки тому +1

    Isaiwo ma prison guards anoziva mwari.Wakasangana navo motown unotoona kuti madevils

  • @julianamatienga844
    @julianamatienga844 4 роки тому

    Sad story hasha dzinokupidza pakaoma Dai waiziva mwari Dai usina kubaya munhu nebanga

  • @manondoe69
    @manondoe69 4 роки тому +1

    Shemu zvakaoma uuuu mwari Dai andibatsirawo mweya uyu wabva paari

  • @kmbhebhe
    @kmbhebhe 4 роки тому +1

    Did this guy have a lawyer when he was going to court .... I didn’t catch that

  • @shikarunisshoku5447
    @shikarunisshoku5447 Рік тому

    Vaberki vemurume uyu .vakaromba kuti mwana asaite chinobuda cz kubva kubhora kukandwa mujeri zvakaoma

  • @privilegembano2122
    @privilegembano2122 4 роки тому +1

    Chakabuda zuro ichi tamirira party 3 zvorwadza izvi chokwadi pa 11:1 ndopakunyanyorwadza

  • @MM-ny2ji
    @MM-ny2ji 4 роки тому +6

    TO ALL MEN : the other guy is now bones and the other is in prison for life WHILE OTHER MEN ARE EATING THE BEANS .
    NO TO VIOLENCE

  • @denzelmwale1418
    @denzelmwale1418 3 роки тому

    Justice was not served 🔥

  • @blessingchingosho6434
    @blessingchingosho6434 4 роки тому

    Ndanonoka nhasi ñumber 5

  • @tinahmaduu8646
    @tinahmaduu8646 4 роки тому +4

    Nd arwadziwa hangu

  • @eagledice2008
    @eagledice2008 2 роки тому +1

    Tilder haana mother instinct ane mwana or murume here mukadzi uyu nxaa if you see someone crying you don’t tell them to stop crying you let them cry and edit the video are you a human mukadzi iwe and you haven’t stopped futi you still doing this 2022 nxaaa we need someone else to do these lockup stories who treat us like human beings you’re treating these people like a white person would treat us totizira kupi amana we go diaspora we’re treated like crap in our own country we’re treated like crap God bless all black people all over the world

  • @delanmukosi9721
    @delanmukosi9721 4 роки тому +2

    mmmm munyika munoitika zvinhu zvakaoma umu mmm,ndanzwa tsitsi,chasara kut ashinge kunamata anzwirwe tsitsi naMwari,kuregererwa naMwari ndicho chinhu chikuru chasara cz zvenyika zvaramba

  • @idahkefasimasuka181
    @idahkefasimasuka181 4 роки тому +1

    Iiiiii xem atove kuchema😱

  • @joinorymabiza6133
    @joinorymabiza6133 4 роки тому +5

    zvorwadza mashoko amhamha misodzi yangu yabudaa shem

  • @denzelmwale1418
    @denzelmwale1418 3 роки тому

    I was not even born by then

  • @mashokojuta1828
    @mashokojuta1828 Рік тому

    This guy is gud narrater but is shame because he was released and rearrested again

  • @crystabelnkomo7704
    @crystabelnkomo7704 4 роки тому

    Eish zvakaoma veduwe

  • @beautyncubelufunowamashudu5670
    @beautyncubelufunowamashudu5670 4 роки тому

    Shame zvinorwadza

  • @nompumelelogerlie7016
    @nompumelelogerlie7016 4 роки тому +1

    Shame

  • @ladybmukota2161
    @ladybmukota2161 4 роки тому +8

    Dai vachimuregererawo ndanzwa tsitsi

    • @marjoriemuchena6031
      @marjoriemuchena6031 4 роки тому +2

      Taura hako ndabatikana zvakanyanya 😭😭😭😭

    • @allmyjunk2358
      @allmyjunk2358 4 роки тому

      He shld fucken stl be behind bars, he wantd to be macho man in front of the girlfriend instead of running away

    • @dehwadehwa7733
      @dehwadehwa7733 4 роки тому +4

      @@allmyjunk2358 don't you think he served long and hard enough when you consider he was a teenager when he committed the murder.Everyone deserves a second chance.

    • @humanshaba5042
      @humanshaba5042 4 роки тому

      Zvaida kushinga

    • @charleskachere7919
      @charleskachere7919 3 роки тому

      Nhy tete tilder ko vatongi ava vanombowanawo time here yekumbotarisa nyaya idzi pa youtube?
      Zvingabatsira kuti vaone kt matongere avanoita nyaya idzi pamwe vanotadza, bcs this guy yes he killed someone but ainge asina kuzvipira but since he said he was very young to fight that guy, so he was trying to save himself since the guy was big kwaari zvekuti jorum maybe was going to be killed with that guy, another thing banga harisi rake, ndera nyakubaiwa meaning aitove mhondi uyu akauraiwa.
      Dai vakamupawo mutongo uri nani than life in jail sheeem.
      Ndarwadziwa hangu but chekuita handina tete, thanks there Tilder

  • @tendaichiripai5090
    @tendaichiripai5090 4 роки тому

    Shame sad story

  • @edwinsouza975
    @edwinsouza975 4 роки тому

    Love you tilda

  • @tendaimaringe7505
    @tendaimaringe7505 4 роки тому

    Inga zvakaoma

  • @tendamandizvidza6677
    @tendamandizvidza6677 3 роки тому

    jorum sorry kuti wadzokera futi mujere

  • @arthurmunyoro2784
    @arthurmunyoro2784 4 роки тому +3

    this liar

    • @arthurmunyoro2784
      @arthurmunyoro2784 4 роки тому +1

      dude never played for chapungu nor did he attend chaplin high school. he was a notorious thug known for extreme violent behaviour in all circles of gweru. doubt he is reformed he never reached form 1

    • @Lucky-vx1yr
      @Lucky-vx1yr 4 роки тому

      arthur munyoro really ? Do you know him that personally?

    • @violapomo4980
      @violapomo4980 3 роки тому

      @@arthurmunyoro2784 Inga une moyo dombo
      indawa uchinyepa

  • @patiencekwaramba6034
    @patiencekwaramba6034 4 роки тому +1

    Zvonzwisa tsitsi izvi

  • @lainahmurugweni7378
    @lainahmurugweni7378 4 роки тому +1

    A

  • @ruvarashe959
    @ruvarashe959 4 роки тому

    shame sad

  • @gregorychanyukachimonyo5973

    Ma1

  • @chntymnemo3964
    @chntymnemo3964 4 роки тому

    Tapinda zvee

  • @lainahmurugweni7378
    @lainahmurugweni7378 4 роки тому

    W^^

  • @rudokawadzah2070
    @rudokawadzah2070 4 роки тому

    Tachibata kkkkkk

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 4 роки тому

    Iii zvakaoma..

  • @tendaichiripai5090
    @tendaichiripai5090 4 роки тому

    Shame