Stories Behind Bars S2 Ep1: 36 YEARS FOR MURDER

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 3 жов 2024
  • Prison inmates narrates how they ended up in prison.

КОМЕНТАРІ • 107

  • @mosesmatibini5566
    @mosesmatibini5566 6 місяців тому +7

    Excellent interview thanks

  • @Shalom491
    @Shalom491 6 місяців тому +4

    He got stabbed twice and still didn’t need hospitalisation. He stabbed another victim in the back that’s not self defence.

  • @nicoserima2101
    @nicoserima2101 6 місяців тому +10

    Kakomo excellent interviewing. Good job keep it up

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 6 місяців тому +6

    Baba ivava vanonyepa zvinoti tuuu. One vakabayiwa nebanga vakabuda ropa zvekuti ndokumuka kurwisa vanhu two vasina kumbo collapse, avo ndokurara kubva na 7 to 4 ndokumuka kufamba kusvika ku village. Haaaaaaa handisati ndanzwa manyepo akadaro. Baba vanogona havo kunyepa. Thank you journalist. Wagona kunyatsovhunza zvakanaka. Kunyepera kuti ndanga ndakadhakwa munhu arasa rakawanda handiti all this time tingadai tanzwa kuti ndakamuka ndiri muchipatara ndakakomberedzwa nemapurisa.

    • @RudazTinman
      @RudazTinman 6 місяців тому +1

      Kkkkk worse pakugona kutaura kubaya kwavakaita vanhu yet vakazopinda muvanhu vane chadzimira vasingasaziwe and kurara musango fake story

    • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
      @kingsdaughtersaltoftheeart5194 6 місяців тому +1

      Taura hoko unechadzimira wotipa rondedzero yakadai. Haiwa zimhondi iri.

    • @RudazTinman
      @RudazTinman 6 місяців тому

      @@kingsdaughtersaltoftheeart5194 arunyepa kuzungaira

    • @Mka4315
      @Mka4315 6 місяців тому

      Wataura chokwadi, vanonyepa zvisingaiti

    • @trevortrevor1984
      @trevortrevor1984 6 місяців тому +2

      Zvinoita pane mumwe uya mokorokoza paTildah akarwira vapfana vake akadhakwa futi ,

  • @edsonmasilo2368
    @edsonmasilo2368 6 місяців тому +7

    Vanhu 2 vakaurayiwa. Whether it is by mistake or selfdefense, upenfu hwemunhu hunokosha. This was a fight so aigona kuzvidzora that's why akapihwa makore akawanda

    • @apoloniamachona7055
      @apoloniamachona7055 6 місяців тому +3

      Kuzvidzora kumunhu akabata banga imimika

    • @BeatriceHaruperi
      @BeatriceHaruperi 6 місяців тому

      Vese vanouraya vanoti it was self-defence ,lm sure ma witness akatoona zvese zvakaitika

    • @jemitiasjemitias8027
      @jemitiasjemitias8027 5 місяців тому

      Magistrate vakashandisa ma feelings de man aifanira kupiwa 2yrs chete

  • @michaelmhlanga9367
    @michaelmhlanga9367 6 місяців тому +9

    A lesson Tout dnt fyt for mahure

  • @tawandamusekiwa4012
    @tawandamusekiwa4012 5 місяців тому +1

    Carlos i hear you...well done bro

  • @clotildachamhuna1448
    @clotildachamhuna1448 6 місяців тому +5

    Anogona kuimba zvake n hopefully he has repented cz 2030 akutosvika

  • @tmaranz01
    @tmaranz01 6 місяців тому +1

    please try to remove wind disturbances

  • @timothykaruma4488
    @timothykaruma4488 Місяць тому

    Ndiye wekuimba na Blessing Shumba here uyu

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 6 місяців тому +19

    If his story is true. 36 years is too much for self defence.

    • @TawandaMatonga
      @TawandaMatonga 6 місяців тому +2

      l thick vkamupa just because vanhu two vkafa

    • @imath68
      @imath68 6 місяців тому +1

      The whole story is a pack of lies.

    • @pridemurwira8397
      @pridemurwira8397 6 місяців тому

      So you were there ka urikuti self defence 😂😂

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 6 місяців тому +10

      @@pridemurwira8397 can you read? That’s why I said if his story is true yes it’s self defence. This is not first degree murder because pakarwiwa.

    • @pridemurwira8397
      @pridemurwira8397 6 місяців тому +2

      @@Nokutenda774 there’s no if the story is true hun, it’s all lies & can’t u tell when he said I couldn’t run because I was drunk 🤷🏽‍♂️ then he went on to say I grabbed the knife off one of the guys 😃😃 how did he managed that when he’s drunk 😂😂

  • @Shalom491
    @Shalom491 6 місяців тому

    The background windy noise drowned the song😮😅😅

  • @muzivivincent5647
    @muzivivincent5647 5 місяців тому

    36 years is too much hope this interview will help to reduce his sentence

  • @Mimiemimzi3254
    @Mimiemimzi3254 6 місяців тому +4

    Makabaiwa nebanga paziso,mukabaiwa nebanga pachest,mukaramba muchibayawo,mukaenda kwamaisaziva ndokumukira mugame park kurara imomo kubva kuma 7 kusvika kuma4 kana kudyiwa nemhuka henyu,ko ropa rakaingobuda zvenyu asi baba imika.taurai munhu akanga akakuhwandisai kwete kugame park ummm kurwira shamwari yobva yatiza shame

  • @iamtafara
    @iamtafara 6 місяців тому +3

    Baba vanonyepa ava. Hanzi akandibaya pachest zvekuti ndaiti ndikaisa chigumwe chaibuda kuseri.
    Chigunwe rudzii ichocho chakareba kudaro

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 6 місяців тому

      😅😅😅😅😅 pano here

    • @EliasTasaranago
      @EliasTasaranago 5 місяців тому

      Kkkk ndafunga kuti zvimwe ndaresva kunzwa kk eish

  • @marlonrusvava9875
    @marlonrusvava9875 6 місяців тому

    😢Umm 36 yrs is too much now he saved 18 he left with 18yrs

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 5 місяців тому +1

    Zera renyu baba ndiro rekurwira pfambi hre?

  • @KennethMupfawi
    @KennethMupfawi 6 місяців тому +1

    Kurwira here in this era! Chochorai baba

  • @yanoswhisky-garlounge8113
    @yanoswhisky-garlounge8113 6 місяців тому +2

    "Mr Bhebhe makadii" 🤣🤣🤣🤣 kamudhara kanonyepa aka

  • @takundanashepemhiwa8924
    @takundanashepemhiwa8924 6 місяців тому

    thank you for the interview,sad story ,should have got less years in a normal country for self defence if true story BUT MUKOMA NEXT TIME IF SOMEONE IS SINGING PLEASE LET THEM RELEASE THEIR EMOTIONS AND FINISH SINCE YOU ASKED THEM TO START AND ALSO ENCOURAGE AND COMPLIMENT THEM ,danko

  • @peembano253
    @peembano253 6 місяців тому

    Inga zvakaoma hazvo , verry sorry baba, i hope makaripira mhosva dzenyu

  • @LoveOfSouthernAfrica
    @LoveOfSouthernAfrica 6 місяців тому +2

    18years so far half way. All is well. He will be fine

    • @Angela-l6u6c
      @Angela-l6u6c 6 місяців тому

      Calender re ku Jeri 20 days

  • @MrJoeando
    @MrJoeando 6 місяців тому +1

    Why is Heading in English but the interview in a different language? 🤷‍♂️🤷‍♂️🤷‍♂️

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 6 місяців тому +1

    Kunyepa kuripo zvako. Hanzi ndakabaiwa pa chest zvokuti chigunwe chaitobuda nekuseri. Kakuawazve paziso kaviri asi hatina kumbonzwa kuti vakapinda muchipatara.
    Zvisinei yadeuka yadeuka. Kana mabuda mondogadzirisa mhaka dzenyu nokuti yatove ngozi iyi.

  • @deliwendlovu6954
    @deliwendlovu6954 6 місяців тому +1

    He can't even apologise regai agare mujere

  • @TanakaKatana
    @TanakaKatana 2 місяці тому

    Ngatizivei nzvimbo yekutambira veduwee

  • @SharonZulu-xi8jo
    @SharonZulu-xi8jo 6 місяців тому +1

    Ndarwadziwa ini zvanku mkoma Carlos why do you laugh or offend someone aripakupikira mhosva dzaakadza ....infact chero mukawona story isiri kuadder up dnt show that person kty mukuonera ..mungazogarisane here nemunhu abva kujeri

  • @ropafadzo9
    @ropafadzo9 4 місяці тому

    Uyu adzidza uyu adzidza hake 2004 i was grade 4 ryt now ndatove nemwana ari grade 4 haaa inzwai tsitsi adzidza

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 6 місяців тому

    Kubaiwa nebanga pachest, kucontinue nehondo , kurara na7 kumuka na4, kufamba kunosvika vega,, Haa zvemufirimu chaizvo SYLVESTER STALLON -JOHN RAMBO

  • @praisemasvinge9032
    @praisemasvinge9032 5 місяців тому

    Picture quality yakadhakwa,musaipamhapa futi its bad

  • @PetronellaDlamini
    @PetronellaDlamini 6 місяців тому +2

    Mwana wangu wekutanga ndaka musiya ane 4 yrs.Saka waipa mwana ane 4 yrs $50 kuti anotenga mazepe 😅 aaaa iwe mdhara utikwanire

  • @MelodyNgwenya-yu7dh
    @MelodyNgwenya-yu7dh 2 дні тому

    Nezera renyu kurara Kuma bendi yenyu mhuri inani sure

  • @LamaNcube
    @LamaNcube 6 місяців тому +2

    Saka kana munhu akabayiwa nebasa akabuda ropa anofanira kucollapsa..uyezve ayitadza nei kurara ne7 omuka kuma 4 nei cz anga akadhakwa uye amborwiswa saka anga akaneta zver.
    Chidzimira unogona kurara 2days musango

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 6 місяців тому +1

    Ane ngozi zvino dzichada kuripwa

  • @mattipanyamuzinga8469
    @mattipanyamuzinga8469 6 місяців тому

    Nhai homie boy wanga wapindwa nei

  • @NestorMutimbanadzo-sk8fj
    @NestorMutimbanadzo-sk8fj 6 місяців тому +3

    Vakamubatirira

  • @freddyrukato1343
    @freddyrukato1343 6 місяців тому

    36 is not normal for 1 murder plz 15 yrs k not 36 yooooo

  • @briangonese1352
    @briangonese1352 6 місяців тому

    background noize plz itai plan.

  • @CrispenNjini
    @CrispenNjini 6 місяців тому +1

    Sorry blaz mwari achakutungamirira rambai muchinamata

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 6 місяців тому

    Nhai bhundi ndimi ndimi maiwe muridzi wemusikana herr

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 6 місяців тому

    Ngozi dzevanhu 2 hanzvadxi kupika hako asi une nyaya yakakumirira

  • @STEPHENGARAWENI-lv7gj
    @STEPHENGARAWENI-lv7gj 6 місяців тому

    Commandoo stubbed twice but haana kurasa blood achingorwa kusvika kuyedze haa baba ma judge haasi madununu.... Eye witness yotiza futi 😂😂

  • @ChipoMadubeko
    @ChipoMadubeko 6 місяців тому +1

    Jeri rinopera hanzvadzi.

  • @MercyMalawo-s4p
    @MercyMalawo-s4p 6 місяців тому

    Dudzai Tirongo pakaipa

  • @PanasheMasakadza-yu7qh
    @PanasheMasakadza-yu7qh 5 місяців тому

    Mdara vanowanza manyepo zvavo ava

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 6 місяців тому

    Iti wakatiza, kwete kuenda.

  • @sabi88184
    @sabi88184 6 місяців тому +1

    Anonyepa uyu

  • @christophermadondo1950
    @christophermadondo1950 3 місяці тому

    His story is not adding up

  • @AmonChindara
    @AmonChindara 6 місяців тому

    Kuurairana mahure shuwa

  • @TatendaPhillipTanyara
    @TatendaPhillipTanyara 4 місяці тому

    Kurwira mahure

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 5 місяців тому +1

    Hanzi mumba mangu makanga maitwa bvungurubvangara kkkkkkkk

  • @User22-it2be
    @User22-it2be 5 місяців тому

    Kusaziva appeal process chete

  • @tauraijoseph4350
    @tauraijoseph4350 5 місяців тому

    He is guilty

  • @lindadause2921
    @lindadause2921 6 місяців тому +1

    The story is not adding up

    • @pridemurwira8397
      @pridemurwira8397 6 місяців тому +1

      Yeah thought as much 😊 he couldn’t run coz he was drunk so I wonder where he got the strength to grab the knife off the other person 🤷🏽‍♂️

  • @nicolatande5780
    @nicolatande5780 6 місяців тому

    Bhebhe musikana wako wawakarwira achiri mupenyu here anoshanya kujere here kunokuona

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 5 місяців тому

      It was not his girlfriend, it was his friend's girlfriend.

  • @MemoryChiweshe-e6q
    @MemoryChiweshe-e6q 6 місяців тому

    Now babanamai vake vakashayika arikujeri

  • @DorcusJowani
    @DorcusJowani 5 місяців тому

    Zvakaoma apa vakupikira nyaya yefriend

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 5 місяців тому

    Ummmh baba vane chipo chekuimba

  • @MemoryChiweshe-e6q
    @MemoryChiweshe-e6q 6 місяців тому

    Mmmm bamunini vangu munununa wemurume wasisi vangu

  • @shuvaichamunorwa4687
    @shuvaichamunorwa4687 6 місяців тому

    Inhema dzenyu

  • @brianchiramba3684
    @brianchiramba3684 Місяць тому

    Mdara muri van dam maka actor

  • @advocatekangira2157
    @advocatekangira2157 6 місяців тому

    Vane mabhama

  • @markmujee1103
    @markmujee1103 6 місяців тому

    Tisataure mazita

  • @abishaihanalyst8100
    @abishaihanalyst8100 6 місяців тому +1

    Ko kubvunzao makore aakatongerwa

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 6 місяців тому +1

    Ko kuzoziva macentimetres ebanga.

    • @MichelleRunyowa
      @MichelleRunyowa 6 місяців тому

      😅😅😅😅😅😅😅mondiitisa rubayo imwi😅😅😅😅

  • @AmonChindara
    @AmonChindara 6 місяців тому

    Haaa kuhwira mahure kufa brain chaiko