You saw the ankle I see the story i saw Buju talking seems Portia is the problem The guy akaenda kunoona kuti gogo vakarohwa here anezvaataurawo Portia haana respect na Sekuru vake
So the police released a volatile person who is attacking a vulnerable adult on what grounds? Haaa asi hupurisa uhu vanhu ava vanopinda sei especially when they display lack of common sense like this? It’s like releasing bere kumbudzi yatyoka gumbo. Zvimwe zvinoshatirisa chaiko. This level of incompetence ngaidzingise munhu Uyu basa. Hakuna munhu angahora mari iye achitadza basa racho.
Tilder please contact the first lady as soon as possible.Musagarira nyaya dzakadai!Buju should be disowned and arrested.Lawyers help this woman.Musangotungamidza mari nehuori pamberi!
Zvakaoma kurohwa nemwana 😢 , it's also very strange sometimes kana asiri madrugs maybe it's family matters for sure, I know of one muchembere airohwa nemwana but pakufa muchembere iyeye akareurura zvinhu zvaityisa zvaishamisa , mwana airova uyu akange akatogarwa nengozi yezvakange zvakaitwa nemubereki uyu , I hope this is not the case
Hie Tete.Tinokumbirawo feed back yenyaya yamakaita some yrs back yemkomana akafirwa Nevabereki vehanzvadzi baba vakange vomupfukira achivaona live.Aitochema mustudio muchitaura naye
Ainge akatopfeka worksuit jacket soo neLight Green t-shirt mukati...ainge ari 1 i think i recall it and it wasnt looking good at all😢hopefully he got deliverance and recovered😢
Team re Matrix torai munhu apinde mukati ndarwadziwa musodzi yangu yabuda ndafunga mai vangu dai vanga varipowo long live gogo
Uyu anotoda jeri chairo bcz akakurumidza kudzoka anogona kuura munhu😢
Vamwe havana ana mai every mother's day they mourn vamwe vachiita mai vekurova zvakaoma veduwee.
True
Gogo ngavaise imba mu trust. Buju anotengesa imba nherera dzose dzikatambura
True
Ini handina mai mwoyo wangu unorwadza mumwe achiita vekushungurudza kudai ngaamboenda mukati anorangwa
Taura hako
Dai vabereki vaitengwa sezvipfuwo Gogo Dai ndatokutengai mave Mai vangu..... ndarwadziwa 😢
Muzukuru urikugona ramba wakadaro kuchengeta gogo Mwari varikukuona,God he will reward you Portia 🙏
Tete Tilder tumirai ve Matrix vando dealer na Buju dondo uyo
Huwori hakupere aunt vanhu ngavafumurwe pamhene.
Gogo vakangwara àva
Im getng confsd also😄 Tafadzwa ngaangoinda anomhimhidza bhuju
@deonchiurunge6304 story cooked and spiced ofcourse Buju is wrong but Portia wrong
Eloquent speaker
Gogo vakambo shanda ne police plus ku council
@@kundaimutangadura4779 yaaah gogo vakura zvavo ,Portia odawo kuita best wagogo ,apa bhuju achiti ndini gotwe
@@ginmaposa4068 Ko statement rekuti daitawana borehole vakarohwa ne poto papi no ronda
Ndakabatikana nazvo zvekuti Mwari ngavapindire chokwadi 🙏🙏🙏😭
Gogo Manuel ini ndokuzivivai kubva kudhara mai shanda kuvaka imba nekushanda kuvaka imba yenyu nekuvashandira kuvachengeta vana ava navabereki vavo . Mwari ngavakurwirei Mhai ndarwadziwa hangu
Buju mukati please and mapurisa ese akarasa nyaya iyi ngavapinde mukati
Vangu ndinoti dayi varipo rest in peace mama😢❤
Tafadzwa Chidawa dai matosvika ku50 years kucamp inzwaiwo 46 year old anetsa gogo.
Kķkk
Inini Buju ndomu clear pakawanda..Gogo vari kupamhidzira zvrikunzwika..Buju anodhakwa hake nekukanganisa asi uuummm Gogo varikungoda rubatsiro chete ava Tererai mashoko
Bt remember ukumuretsurira iye akuitei pamba ipapo instead of finding a place for himself 46 yrs achikugara na mai vake itai serious
Buju dai Mwari vamutora
Vakoma vaBuju muchaita ngozi muchiregerera benzi renyu richishungurudza mai
Zvakaoma hazvo zvorwadza izvi, isu vamwe hatina vabereki , vaned vachidai kutambudza mubereki 😢, mhepo yacho yakaoma inoita urove mubereki.
Gogo ava vakafanana nevamwe gogo vandaiziva vaishanda ku city council ku Kambuzuma padhuze nemashops epa Westwood
Ehe vakati ndiko kwavai shanda
Prophet Elijah
Nyasha dziwande nekusinga peri
Kupa kusina pride
Kwete zvimwe zvatino wona zvinoto sembura
Ndotenda zvikuru Tete venyika achirera nherera mamoyo
❤
Vamwe tiri kuita kunga tichanovafukuru kumakuva uko😢. Rimwe richiponda mubereki
Yoooo 😭 🙌🏻 nkosiyam
Nyaya yekumuti gotwe vachimu spoiler ndoyasvika apa
Kusvika pakudai here munhu mupenyu haadai.drugs or something
Buju ngaapinde mukati
Veduweee ka vamwe varikuchema vanamai vakafa iye arikutambisa mai vake vakamubarira musango kuhondo. Vanagogo vanozviita kut akusungwa voti chimuregai😢,Uyo ngaasungwe agare kujeri
😢😢shame ndarwadziwa mufunge vanhu ngatikoshesei vabereki
Bhuju futseki wako every day na6 nxa ndagumbuka
Tete voice to the voiceless😢Bhuju achazvidemba muupenyu
Kuchengetdza mazita evanhu vanenge vachiita zvakaipa handione zvichishanda mazita ngaataurw kusataur ikoko kunotoita kuti varambe vachishungurudzA vanhu nekuti hatitaurwe mazita
Mukomborerwe prophet
Yah zvakaoma zvedi
Ngasungwe uyo sure ungarove mai iwe imiwo mapurisa ekuzimbabwe maitiro enyu akaipa imi munonyanya kudawo Mari itayi basa sebasa xaaaaa ngasungwe uyo tete gotwe reyi gogo munhu mukuru uyungasungwe zvese nemapurisa acho mazikororo anoda Mari asingaite basa
Asi gogo kaa hanzi kunge Kangaroo 😂😂😂😂
Buju anoda kuenda kwaTafadzwa
Nhasi kwabuda Buju's side of the story whats murikuiona sei nyaya iyi
Where?
@@giregrace317 thank you yes Buju is wrong but the story was also spiced
@@kundaimutangadura4779taura hako ndazvionawo.ini nhasi he is wrong but umm pane zvandabatanidza
Tafadzwa Chidawa hero basa
Gogo vanooneka kungwara panguva yekushungurudzwa kudai kuzoti zvinhu zvakanaka ayewa tatenda hangu pakangwariswa apa
You saw the ankle I see the story i saw Buju talking seems Portia is the problem
The guy akaenda kunoona kuti gogo vakarohwa here anezvaataurawo
Portia haana respect na Sekuru vake
Mukut portia arespectr sekuru,,, what abt sekuru vasina respect kuna amai... Mai nyakubereka
@@rumbiegotora3344 Kule is verrrrrrry wrong and must be accountable for his wrong doings but the engineer 👷 is Portia akangwarisa
So sad kazhinji anenge achiti Dai vafa asara nemba manje ngozi yacho haaupedze antitank munyama
Haaa gogo Manuewero ndavaziva cholwadi she used to work ku city council
Bhuju bhuju ungazosihlanyela uluphele ungaka doti rubbish 🗑 into zokulahlwa lezi uhlukumeza umamakho uyi lwabishi yexhegu Maan
Buju mwari ave naye. Arikuto para ngozi.
Mufunge endee zvakaoma nenhamo yakaonekwaa namama
Kumwe kuzvara hunnye ndove chokwadi....!!!
Bhuju ngaaende kwaTafadzwa chidawa
😢😢😢😢this broke my heart
Ummmmm zvikaoma veduwe 😢😢
Anenge adhakwa ne Okoro ahifamba se kangaroo
Buju idhongi ngaasungwe
Bhuju ngaatorwe ne army chaiyo
Buju anonda Tafadzwa weMatrix
My mom passed away. I miss her everyday. Rest in peace mom. Iwe Buju wouraya mai nekurova😮
Jeri harirwadzi ngaaende kuna Royal mint
He is 46 anoda bedroom rei pamba pamai?
Zvinorwadza veduwee.
Iwe bunju
So the police released a volatile person who is attacking a vulnerable adult on what grounds? Haaa asi hupurisa uhu vanhu ava vanopinda sei especially when they display lack of common sense like this? It’s like releasing bere kumbudzi yatyoka gumbo. Zvimwe zvinoshatirisa chaiko. This level of incompetence ngaidzingise munhu Uyu basa. Hakuna munhu angahora mari iye achitadza basa racho.
Nhy zvako
Gotwe munhu ane 46 yrs here 😂munhu ngaasungwe
Uyu Buju ngaasungwe,arikuda kuuraya mai agotengesa imba
Prophet avo ndovanhu vaMwari ko kwaSeke vanowanikwepi
Gogo tengesai imba mudye mari yenyu muri mupenyu
Anoda Tafadzwa Chidawa anoumburudzwa naRoyal Mint
Ndugu ndaasungwe uyu nxaaa
Iam crying now shem life is not easy .ma comrede arikutambura shem
Tilder please contact the first lady as soon as possible.Musagarira nyaya dzakadai!Buju should be disowned and arrested.Lawyers help this woman.Musangotungamidza mari nehuori pamberi!
Buju dai ambovharirwa anodzoka avamunhu kwaye
Uumm zvakaoma hazvo anomboziva ngozi hre mwana iyeyu vakafa vachichema kudai amai ava ivhu rinogumbuka kudarika vari vapenyu kudai
Prophet Elijah be blessed by God🙏
Aaaah anoda kurohwa uyo
Anoda kuendeswa kumapurisa amborohwa anotwasuka
Shame ndarwadziwa nazvo mapurisa emazuva ano mmm mapenzi
Muchengetedze muzukuru uyo anokuvadzwa nyaya ine mapurisa akabhadharwa iyi
Mafehlefehle our tete venyika
Zvakaoma kurohwa nemwana 😢 , it's also very strange sometimes kana asiri madrugs maybe it's family matters for sure, I know of one muchembere airohwa nemwana but pakufa muchembere iyeye akareurura zvinhu zvaityisa zvaishamisa , mwana airova uyu akange akatogarwa nengozi yezvakange zvakaitwa nemubereki uyu , I hope this is not the case
Ummm ndachema hangu gogo ava veduwee kushungurudzwa nemwana. ....prophet Elija madzokazve sure kubatsira gogo 😢😢😢 ngakuite ma pastor two or 3 muzimbabwe zvokwadi tingati zimbabwe yaine vafundisi vezvokwadi
Pamwe pane zvimwe zviripo paari Buju wacho moti zviri zvoga
So munhu wa1979 ndiye arikunzi mwana hre?akagara atoregererwa kare uyo hachatogadzirisike kunze kwekuvharirwa🙌
Atosekuru uyu
@@tapiwachiguvare2605ndisekuru asi mwana kunamai ava
😂😂Saka voti murume herr
@Vee11-bv2qz 😅sekuru🙌
Hie Tete.Tinokumbirawo feed back yenyaya yamakaita some yrs back yemkomana akafirwa Nevabereki vehanzvadzi baba vakange vomupfukira achivaona live.Aitochema mustudio muchitaura naye
Ainge akatopfeka worksuit jacket soo neLight Green t-shirt mukati...ainge ari 1 i think i recall it and it wasnt looking good at all😢hopefully he got deliverance and recovered😢
Mai vako here nhai veduwee chero waita benzi usasvikq apa
The title is too long Tilder. You can’t even read the full title for you to be interested in the story and click on it
Hi tete tilder,its nice to be here
Zvino rwadza shem mwana uyu anofanira kubiswa pamba apo
Tete vevanhu❤
Svondo rinopera atorwa naChidawa
Uyu anotoda jeri bcz uko kumatrix akakurumidza kudzoka anogona kuuraya munhu😢
Uyu aparira pamwe ngozi
Itori mhondi mwana uyu arikuda vake kuti aite landlord
Bt tete it's ooky yeyi regai vanhu vafumurwe vari kudya mari dzevanhu ivava vatungamiri vekanzuru.
Vakurwadziwa kuti asungwe haa moyo wekubereka anodzoka akavauraya akasavharirwa
Matrix ndoona ndiyo ingatopedza nyaya iyi . Bhuju anoda team iroro chete
Veduwe tisina mai tinoshuvira kuti dai vakapihwa mazuva ekurarama tinavo vamwe vanoita vekushungurudza kudai Mwari uyu Bhuju where ever you hausi kuzogara zvakanaka nxaaaa imbwa yemunhu mxxxm
This is sad,anoda kusungwa Buju
So sad eeish dai vaisa effort asungwa gogo votengesa imba vonotenga somewhere kwaasingazozive
Mafehle-fehle kuna tete tillie❤😂😂😂
Malast born awa akarerwa zvakaipa hazvo ana mai munombovayemedza zvacho asi vanozokuudzai zvinokurwadzai. Asi Buju wava kufarisa hako unoda kumbobatwa batwa uri kushota dzidziso iwe. Ibva pamba pamai unotanga hupenyu hwako wakura wani.
lsu last born yedu ndo mhamha vedu😂
Very responsible👌🏾
Zvakaoma veduwee 😢
Shame😢
Buju ndaka kunamai vako here rushambwa urwu
Tete tilili murisei henyu i love you so much
😭😭😭
What a pity, to have a parent and you treat them like that
Gogo havasi kuda kuti asungwe saka vavingei kwatete nhai ?Mutemo ngauiye basa rawo gogo vachasara vachijaira havo kuti benzi raenda
He is evil… I’m crying throughout the whole programme. Wow. !!