Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Follow this link to join my WhatsApp group: chat.whatsapp.com/G3Nfhd96BSi1hsIHe3YdtS
Bindura ine gold that's why macases asiri kupera makorokoza nema hure ndiyo problem
Kare vanhu vaichenerwa vachifamba asi makore ano ummm
Bindura yaipa sure kunyanya Chipadze muna musvosve street
Baba avo vabva vaita microphone yekudzvinya
Kushaya imployiment nzara vanhu hawana source of income ndosaka wari kuhura
Kuhura ikoko vanenge vachiitira mahara here? Hanty inotonxi sex work?Saka ibasa.Ndosource of income yacho iyoyo.
Ummmm zvakaoma imi
Munhu akafa nei nhaimi pakachena paya parukova mmm Bindura yava kunyanya
Nyika yashata iyi veduwe especially Zimbabwe vanhu vakuona kuuraya munhu kuri nyore kwavari kudarika kuuraya huku sure dai hurumende yambogara pasi iongorore nezvese zvirikuitika munyika medu mafiro arikuita vanhu haasiwo mhani why VaMugabe pavaiva pachigaro zvese zvaisavako izvi chiiko nhaimi
I think kudeuka kurikuita ropa munyika vakuru varikubhenefita 😢😢
Coz hapana kana action inotorwa
Drugs
@alicybakeki9803 imwi can't u see there's drug problems
Madiro acho mari ano tyisa kuchengeta mhondi all becoz of money haa ukaona wasarudza kuve hure hausisina moyo wakungoda mari
Achakupai ma spice ndynanje
Bindura yanyanya
Drugs netumbwa turikumwiwa nevanhu
Hurumende ipi inopindira . hurumende ndiwe..mazvake mazvake ndohurumende yacho iyoyo.
Mazvake mazvake nyoka haifambi nemwna haaa ndaseka nhamo serugare hanguuu shuwaaa
Uno funga sehurumende yacho
Taura hako... Nyika yese tiri machairman eSADAC
Itai neibourhood watch. Zvoda hurumende here izvozvo zvakapusa kudaro?
Police ngaaite ma nights operation. Hakuna munhu anofanirwa kuonekwa achifamba after 00:00.Mabhawa ese avharwe na00:00
Munhu anobvumirwa kufamba nguva yaanoda police ndaingoita night operations dzavo chete
Taura
Zimbabwe harizi Jeri, you can't just stop people from kufamba after 12,its 2024 not 1824
Makorokoza ashata
Binaural yanyanya
Bindura chii nhy veduwee
Inzvimbo dea
Mati mashurugwi tadiii 😢😢😢😢
Hanzi muri kuuraya vanhu
@gladysxaba5863 ok
Bindura yakutyisa
Bindura is well known nemabhinya its not new.Chipadze haifambike husiku,matepamatepa ma1
Follow this link to join my WhatsApp group: chat.whatsapp.com/G3Nfhd96BSi1hsIHe3YdtS
Bindura ine gold that's why macases asiri kupera makorokoza nema hure ndiyo problem
Kare vanhu vaichenerwa vachifamba asi makore ano ummm
Bindura yaipa sure kunyanya Chipadze muna musvosve street
Baba avo vabva vaita microphone yekudzvinya
Kushaya imployiment nzara vanhu hawana source of income ndosaka wari kuhura
Kuhura ikoko vanenge vachiitira mahara here? Hanty inotonxi sex work?
Saka ibasa.
Ndosource of income yacho iyoyo.