Mambo is now developing ka pride. Ipai vanhu mukana wekutaura mozovakona manzwa response. Regai zvekuvharira vanhu kunze. Right to be heard yakaendepi????
Ini handimbooni chakaipa chaitwa namambo. Vakangavaona kuti zvirikutaurwa hazvibatsiri havangaregi kuvadziwisa. Otherwise vangapwdza zuva rose vari panyaya imwe. Mambo very wise. One of the best in Zim sekuona kwangu.
Kunamatira munhu hakuna kuipa asi chero church ine power vanhu ngavaite hunhu vaifanira kuzviintroducer nekutaura zvawainga kuna baba vemusha chero vachiroya pamba ndepavo respect respect vekwamwazha vanoiwanza pride
Ndiyo yakanzi naJesu paya zvakafanira here kuti ukaona nzombe yako yakawira mugoronga nezuva reaabata ukaisiyamo.It's deep revelation iripo paya need God to give all interpretations
ava mambo vakadhakwa. Why is he depriving the mwazha people the right to speak. What is wrong with visiting the sick if you're a Christian. It's biblical. Baba avo vabe zvavari kuda kurwadza. Prayer is good. Keep up the good work of Christ the mwazha people
Chief Mutasa Never Saw The Other Side Of The Story,This Man Knows What Was Making His Wife Sick...Which The Aunty Knew ,And The Man's Son+ The Mother,The Man Has A Lot To Answer
Either way, you can’t just walk into someone’s home and do as you want, if the wife needed their help she should have asked her son to take her to the mapostori.
Saka baba imi makatosununguka kugamuchira 30 us yekuti vekwa Mwazha vakarapa mudzimai wenyu here shame hosia 4 vanhu vangu vaparadzwa nekushaya zivo kana maiti mudzimai ndiye achatanga kufa zvino ndimi muchatanga kuzo reporter l think munamato yavo yakazungunutsa makona enyu baba manje Mwari haadhakwe hakuna unorwa nedombo akakunda vazhinji vakafamba nenzira yamada kufamba nayo asi varipasi ka 30 us muchakadya nemuseredzero baba ,withdraw you word
Mambo vari ryt ndosaka kereke yakaitwa nemutemo Aya ma version ekuda kungonamatira munhu wese wese pese pese hezvooo yave mhosva,,, pamutemo wekwa Mwazha itoriwo mhosva futy iyoyi ndezve msoro wavo izvi
Mambo mutasa sando dzenyu that's true haunoita muteuro pamunhu wamusinganamate naye unless Dai akawakoka .Inga kune vamwe vasingatopinde church but vanosheedza vemachurch for help .dzimwe rwendo taurai madzoka mirirai kukokwa
Ko zvekuenda pamusha we munhu unoenda wadaidzwa here.ko kana uchishanya zvimwe zvinoda wisdom of God vanhu vanga vasinganobi ava vaibatsira murwere chief vane dhimoni,murwere ofa here mambo nevateveri vavo nababa havafungwa vane madhimoni
Mambo mutasa vaimbogona kutonga asi ikozvino zvoramba chiiko iii pride here nhaimi Kunamatira vanhu ndiko kungaitwa mashoko one here away ummmm kwaMutasa kune mahubwe
Kana zvoiswa pa headline na Chibanda kuchisa kwazvo hanzi manenji akaitwa nevanhu vekwamwazha haaa iwe kwana iwe manenji unoaziva here 😂😂😂😂 Africa forward backwards never Pauro wakatumwa ku pasi rose ,Jesu wakaroverwa pamuchinjikwa kuti vanhu vese vaponiswe
It is truly upsetting to listen to this victimisation of a religious group by the whole village leadership. This is not fair and unacceptable behaviour.
Vanhu vaMwazha needed permission pamusha wemunhu kushandira mkadzi wake- Simple. If the wife had died that man would be explaining to his people & her family. Nyaya yaizosara iriyake. The issue is not kurapwa but the protocol
Mambo is now developing ka pride. Ipai vanhu mukana wekutaura mozovakona manzwa response. Regai zvekuvharira vanhu kunze. Right to be heard yakaendepi????
Exactly. This dare has no order!
That's very true
@@ADMIRE996
True
Ini ndorida dare iri zvekuti
Ini handimbooni chakaipa chaitwa namambo. Vakangavaona kuti zvirikutaurwa hazvibatsiri havangaregi kuvadziwisa. Otherwise vangapwdza zuva rose vari panyaya imwe.
Mambo very wise. One of the best in Zim sekuona kwangu.
Africa forward never backwards
Amen
wanhu wekwa mwazha wane mutemo hawaende kunonamata or kunoshandirwa kune mamwe ma church and hawashandire munhu asati atendeuka chero ukatochengetwa nemunhu wekwa mwazha unototendeuka kuti mugarisane
Kunamatira murwere kana kuparidza vhangeri akuna kushata, asi ini ndofunga kuti tikateedza tsika nedzidziso yaKristu zvingatibatsira. Panoda kuti pave nerespect unosvikaoka wokumbira kana wagamuchirwa wochiita zvaunoita. (Mateo 10:11-14)11 Muguta kana mumusha pose pamunopinda bvunzai kuti ndiani urimo wakafanira mugarepo kusvikira muchibva.
12 Kana muchipinda mumba muikwazise.
13 kana imba yakafanira, rugare rwenyu ngaruvuye pamusoro payo asi kana isina kufanira rugare rwenyu ngarudzokere kwamuri.
14 Aninani usingakugamuchiriyi kana kunzwa mashoko enyu, kana muchibva paimba iyo kana paguta iro, muzuze guruva riri patsoka dzenyu.
Amen thank u so much I wish everyone could read this msg of yours ❤
Muridzi wemusha tsotsi anonyepa aisiya vanhu mbumba Sei plus mambo anodzwinyirira vanhu haagoni kutonga
Ndoochokwadi
Chokwadi Amen
Chokwadi
Imhosva chero kwaMwazha kwacho azvibvimidzwe kunamatira munhu asiri wemuchch azvibvumidzwi zvavakaita izvi
True kwa Mwazha kunorohwa dzemudanga chete dzisiri dzemudanga havabate
Vanhu vekwa mwazha vanerudo inga jesu ayiti akanzwa anorwara ayinonamatira achipora ..matongero anyu hachina kujeka
Chief ane pride isina basa...Mwana akakumbira kuti mhai vanamatirwe bambo avo mukadzi airwara vasina rubatsiro rwavanopa
Haana pride, arikubvunza pertinent questions. Mwana aikwanisa kutora amai oenda naye kwake kana aizodeedza Mwazharians aizozviita arikumba kwake.
Mwana anofanira kuziva kut pamba pana baba haaite ma decisions ake ega. Mambo is very right. Dai mai vakafa ava dai vari mujere vese ava
Musadaro chief ... Hokoyo ..moto gehena ...rakakumirirai ... Tongai dzamunoziwa ... mwarii arisi ... Benziii
Mambo Ari right how can you enter mumba nemunhu usina kusheedzwa
Kunamatira munhu hakuna kuipa asi chero church ine power vanhu ngavaite hunhu vaifanira kuzviintroducer nekutaura zvawainga kuna baba vemusha chero vachiroya pamba ndepavo respect respect vekwamwazha vanoiwanza pride
Mene mene kete ketesu ..chenjerai umambo hwenyu hwapedyo nekupesana nemi ishe wangu
Vanhu vekwamwazha vanoita kunge ndivo vana Mwari chete anoporesa dzungu
Makagona vanhu vekwaMwazha
Vanhu ngavapiwe mukana wekutaura kwete kuitwa kunge pwere
but zvimwe zvinenge zvisina bearing on the case kuti varwara rini
The question remains makadedzwa Nani?
Kana uchitonga nyaya usabvimidze munhu asirikupindura mubvunzo wako kuti apindure coz u might be confused
Taura hako iwe. Hapana nezve dare apa.
Vakapiwa piwa mikana vose vanongozotonga nyaya imwe chete
Murume uyo aifanirwa kutotenda kuti mukadzi wake akanamatirwa akapora huye vadare vazhinji vanotenda kuchivanhu saka vanhu vanoita zvechivanhu vanotsigisa misha yavo zvekuti mapositori akapinda mumusha mishonga yavo inofumuka nekuparadzwa saka kunyange mapositori vakatsanangudza zvakadii vanotonga vanoramba vakatsikirira mapositori........huye mapositori vakaenda neveukama hwemuridzi wemusha....veukama vaida kuponesa hama yavo Saka vakaziva kuti vakakumbira muridzi wemusha airamba.....veukama vane zvavanoziva zvakati vanzikei zvemuridzi wemusha.........
Ichokwadi nekuti baba avo vane zvavakafumurwa chete,vaida kuchekeresa Amai vakaponeswa neminamato. Hasha dzacho after mukadzi abatsirwa neminamato. Ko handiti Mwari mumwe chete here
True baba vaida kuti mukadzi wavo afe
Baba vaida kty mai vafe ko imi mambo munhu anofanirwa kubatsirwa nemwana wake chete here or cbero tete can help zvine basa rei
Mutemo wechechi yekwamwazha unoti munhu asiri muchechi yekwamwazha anotanga atendeuka kutanga ozonamatirwa kana kuporofitwa kwete kt wese wese tinongobatsira kwete saka avoo vatungamiri vakatotyorawo mutemo wechechi ye The African apostolic church.
Kunamatirwa Hakuna changa chakashata but baba avo varikushandisa dare paconflict yekunetsana nemwana wavo
I like the way the chief is analysing the story, people should learn to answer the question,who asked n'anga idzo kuuya pamba konamatire munhu, period
Kkkkkk
Ndiwe nanga yacho
Kugadzwa dare rekuti wabatsira murwere. Haa munhu mutema chero ukaona achitambura siya unonyura😂😂😂
Kana Jesu haana kumbobatsira vakanga vasineyi naye
Pane anonzi ma principals..we have different beliefs..Haupundi mumusha memunhu usina kudaidzwa
@@abrahamsokeri5222 ipapo ndinowirirana nemi asi pane dzimwe nguva dzatisingafaniri kunyanya kukoshesa maprinciples kupfuura upenyu hwemunhu. As long as mabeliefs iyayo asingakwanisi kubatsira kuchengetedza upenyu hwemunhu panguva iyoyo they are just nonsense. Zvakafanana nekuti pamwe vabereki mabuda mumusha menyu kuseni muchienda kwamuri kuenda mosiya vana pamusha. Isu zvedu vapfuuri nenzira toti tichipfuura pamwe toona mwana wenyu arere pachivanze achipupuma furo mumukanwa, kana moyo yedu iri yevanhu tinotadza kuedza kubatsira here pakadaro...?
Nhai
@@abrahamsokeri5222saka munhu ofa ngekuti muprofita kana munamatiri haana kushumwa ere haaaa dzimwe nyaya tongai muine bhaibheri mumaoko
Ichokwadi mambo ari right ndimi musingazivi chokwadi respect muridzi wemusha Chero ariye anoroya asi pamusha pake
Muridzi wemusha haana nyaya
The chief is 100% correct. Kana muridzi wemusha asina kuzvibvumira its a NO. Kutanyanga muridzi wemusha.
Vanhu vekwa Mwazha vakatanga riini kunamatira munhu asinga pindi church yenyu????? Hamunei nemunhu asina kubatwa musoro muchurch menyu.
Uri kutaura chokwadi wanku
Ndochokwadi
Tsitsi ndedza Mwari not vatumwa ndirwo rudo.Saka vanhu havachaponi nekuda kwemitemo hr
Ndiyo yakanzi naJesu paya zvakafanira here kuti ukaona nzombe yako yakawira mugoronga nezuva reaabata ukaisiyamo.It's deep revelation iripo paya need God to give all interpretations
No something is beeing hidden.vakasheedzwa avo
I respect mambo pashanda wisdom yekutonga apo.
VekwaMwazha pakunamatira munhu vakazopfuurisa zvavo. Zvaiva nani vakangoona murwere pane kunamatira. Chero Jesu paachadzoka achiti pandairwara makauya kuzondiona.
Then uyo Chief it seems like anongoda yes or no. Ipapo anotadza because haape vanhu mukana wekutsanangura. Mukuona kwangu ngaadzidze kuteererawo kwete kuda kuteererwa iye. Mukufamba kwenguva muchazoona kumwe kutonga kwake kuchizopikoswa kumatare makuru.
😂😂😂😂😂 hanzi pamusoroi Changamire ,,zveshuwa vanhu vakauya inini handina kuziva kuti vanhu variMuKitchen ndanga ndiri muHouse😂😂😂😂😂
Muridzi wemusha haana kumira mushe ,kunamatirwa kwemurwere kune basa rei ,vanhu vakatoita zvakanaka, baba ava vanezvinhu zvairwarisa mukadzi wavo
Kwete vakaganhira vanhu vekwa mwazha vanoshora TOOMUCH
@@MarymarthaHassen to the point yekushora mambo
Vanhu vekwaMwazha vanozviita holier than thou asi vasina hunhu futi
Kakavhiringidzwa ushereketwa
Vanhu vekwamwazha Havana kukanganisa kuzoita munamato kumurwere asi chavakakanganisa kusasuma muridzi wemusha kt avape mvumo yekuti vanamate
Ndirikutsvaga manenji acho kuti ndeapi
Ini baba vangu vairwara vakanzi hendeyi munobatsirwa kumusangano. Vakasvika vakano Gara 2day mapills emarwadzo atopera ndooo pavakabvunza kuti kubatsrwa kwacho ndichabetserwa riini, vakanzi haubetserwe usina kutendeuka, was semunhu airwadziwa akabva atendeuka
Jesu aingoponesa munhu wese..mambo muri dako baba avo muroyi
Mambo sei musingateerei vanhu vane umboo
Zvidhoma zvakapiswa vanhu vekwamhwazha havatambise,! África forward backwards never
ava mambo vakadhakwa. Why is he depriving the mwazha people the right to speak. What is wrong with visiting the sick if you're a Christian. It's biblical. Baba avo vabe zvavari kuda kurwadza. Prayer is good. Keep up the good work of Christ the mwazha people
Pfungwa dzako dzakanyatsoyi kwesere here
Chief Mutasa Is Venerable To Bribe
True 🎉
😂😂😂😂 Havana rudo
Newewo unotori mugwere wemunhu vaidei mumba musiri memutendi wavo or hama yavo ngatinamatei tichiziva kna muridzi wemurwere vasingade mhosva iyoyo
Chief Mutasa Never Saw The Other Side Of The Story,This Man Knows What Was Making His Wife Sick...Which The Aunty Knew ,And The Man's Son+ The Mother,The Man Has A Lot To Answer
Either way, you can’t just walk into someone’s home and do as you want, if the wife needed their help she should have asked her son to take her to the mapostori.
Chokwadi ndechekuti baba ava haisi nyaya yekuuya kwevatendi haisi nyaya baba ava vane nyaya kunamatira mvura haisi nyaya vane nyaya yavo yeurombwa pane zodzo yakaitika yakamutsa akanga ari panhowo
Saka baba imi makatosununguka kugamuchira 30 us yekuti vekwa Mwazha vakarapa mudzimai wenyu here shame hosia 4 vanhu vangu vaparadzwa nekushaya zivo kana maiti mudzimai ndiye achatanga kufa zvino ndimi muchatanga kuzo reporter l think munamato yavo yakazungunutsa makona enyu baba manje Mwari haadhakwe hakuna unorwa nedombo akakunda vazhinji vakafamba nenzira yamada kufamba nayo asi varipasi ka 30 us muchakadya nemuseredzero baba ,withdraw you word
Musaisa ma comments ekupenga pano tivatume vanamadzibaba kumba kwako ungazivi usina kuvakoka tione kut unodii taurai chokwadi straight mambo wari right gyz ngatisawenga munhu plz
Good chief well-done baba vangu
Vekwa Mwazha vakaratidza rudo sevagarisani, Mwari ndiye mumwechete zvino zvikaita kunge Ana Mwari vakasiyana munenge morasika
You're right but still they showed disrespect kumuridzi wemusha
aiwa wakaratidza kusakwana hakuna rudo rwakadaro
Iyi nyaya mambo maikonewawo kunamata kwakaita vanhu vakangoshandawo nerekuti isai maoko pamusoro pevanorwara vapore kunamata hakuna kumboshata uye kana vachingonamata Mwari mumwe hapana chavakamboshandisa
inonzi trespassing , haunoindi nemumabedroom evanhu usina permission pachivanhu. worega kuyanana. chiChristu tinoita zvine gwara
Mambo is good respect varidzi vepamba
Kkkkkkkkkkkkkkk Mambo Mutasa😅😅😅😅😅😅😅 vanhu vakauya ndiani ,vannhu varikushaya wavakauya naye 😅😅😅😅😅
Mambo musakangaidze vanhu, regai atsanangure zvakaitika mupeio mukana uyo mwazha uyo, ko kutanga riinhi kunamatira mnhu ichisungisa, bsa ramwai rakarwiswa ipapo na Satan, handti hre varikuti panga pana tete vacho ne mkwasha wacho hre vavainamata navo, mambo imi siyai munhu atsanangure mozomupa mhosva henyu apedza, hino mukati musatsanangura chinhu, motonga megani hre, iye dai aisazvida aingoti ibvai pano izvozvi aisavarega vachidaro aivamisa ipapo ipapo
Vanerudo vanhu ava vakatobatsira amai baba ava va reporter vanenyaya imi ishe tongai zvakanaka munobata nyaya .
Vanhu vekwa mwazha vakatadza kupinda mumusha wemunhu zvisina ryt ye muridzi we musha
Mambo munotonga nedemo , ipai vanhu mukana wekutaura nyaya kwete kungovhiringa vanhu
Mambo vari ryt ndosaka kereke yakaitwa nemutemo Aya ma version ekuda kungonamatira munhu wese wese pese pese hezvooo yave mhosva,,, pamutemo wekwa Mwazha itoriwo mhosva futy iyoyi ndezve msoro wavo izvi
Mambo mutasa sando dzenyu that's true haunoita muteuro pamunhu wamusinganamate naye unless Dai akawakoka .Inga kune vamwe vasingatopinde church but vanosheedza vemachurch for help .dzimwe rwendo taurai madzoka mirirai kukokwa
Haaa chikuru kupona zvimwe dzava nhoroondo pamberi nekupona
Ko zvekuenda pamusha we munhu unoenda wadaidzwa here.ko kana uchishanya zvimwe zvinoda wisdom of God vanhu vanga vasinganobi ava vaibatsira murwere chief vane dhimoni,murwere ofa here mambo nevateveri vavo nababa havafungwa vane madhimoni
Vakatonga neungwaru hwunenenge hwasolom kuti vanhu avoo vanogarisana kumba kwavo zimuroyi baba avooo benzi rikatiza nehembe usaritandanise ndiwe unozove benzi
Ndozvakaita manenjo here izvozvo 😢
Nhaimi inenji ripi
Mambo nyaya makasarodeedza dare matotonga nyaya mega apo.....ko kusiya wanhu watsanangure nhai
Vanguard ava nyaya dzavo hanzina musoro😂😂
Ruremekedzo(respect) yakakosha kuna ani kana ani kusanganisira nekumurwere wepfungwa
Ngavaende kuhospital ndiko kunevarwere kwete kuteverera varwere mudzimba vasina kukokwa kkkkkkk
Mambo munotongera chitororo imi tendai kuti munhu akapora regai vanhu vataure asi muripamwe nemuridzi wepamba
Judo for here nhai vanhu mapostori chili chaizvo zvitendero hazvisi zvaMwari kaizvi heee
Chandaona mdhara muridzi wemusha nemwana wake vane kunetsana kwavo asii vavekuda kushandisa mukana uyuu 😅😅😅😅 kuchaiwa kwababa ndiko kwaunza vanhu avaa
Mambo mutasa vaimbogona kutonga asi ikozvino zvoramba chiiko iii pride here nhaimi
Kunamatira vanhu ndiko kungaitwa mashoko one here away ummmm kwaMutasa kune mahubwe
Murume uyu avekuzvinyanya apa motive yemapostori was right
Mudhara aida kuuraya mukadzi hanzi mukudei taurai zve
Chinoshamisa ndechekuti jekenisheni munonamata mwari mwazha kunonamatwa mwari chakaipa handichioni imi baba wekujekenisheni yamunoreva.
Muroyi baba avo sukaaa muroyii chii chakaipa kunamatirwa
Haa ipapo vakaresva respect musha wevanhu
Mune musha here mbuya ?
Kkkkk saka mudhara uyo akarwadziwa kuti mukadzi wake akaporerei ka uyo huroyi sooka
Uyezve kwa Mwazha hakunamatirwi vanhu vasingapindi church. Hongu maida ku ratidza kuti church inesimba. Asi makaita zvisiri pamutemo we church
Mambo Mutasa is a good leader but the advisers should learn to have order..
Baba avo ibenzi and ndivo muroyi iyeyu,also mambo musanyanya kufunga kuti nyaya dzese dzamunotonga mongofungira chihure chete
Chechi ye kwa Mwazha inovengerwa power nekufumura husatani hwese..
Mwazha ndiyo Satan muhombe
@@ericharati4751
Iwe ndiwe Satani Mwari akubatsire
@@TKG2024Tambai zvakanaka😂😂😂
@@mavissiankala4679 😂😂😂😂
@@ericharati4751iwe ndiwe Satan wacho
Hey mambo lesson vanhu vakaenda kundoona murwere murudo pachivanhu siyai vamwazha avo
Mambo tongai mushe ... Vanhu wamwari uyuuu
Nyaya 20 20 ganzo mumusha mari mukutii mudhra but ishe agona 30 dhora
Welldone chief vanoti maresva kutonga havasi kuziva murao wechivanhu
Mambo ‘s advisers need to learn to respect people than disrespecting people.. give people time to explain themselves
Vanhu vekwamwazha vane pride isina basa mambo makagona
Asi vakakuitiirai zvinorwadza here
Kana zvoiswa pa headline na Chibanda kuchisa kwazvo hanzi manenji akaitwa nevanhu vekwamwazha haaa iwe kwana iwe manenji unoaziva here 😂😂😂😂 Africa forward backwards never Pauro wakatumwa ku pasi rose ,Jesu wakaroverwa pamuchinjikwa kuti vanhu vese vaponiswe
Well done chief
But kana wanga ungori mnamato zvine basa rei nokuti church yangu kana yani uuummm ,inga wanhu wanongotakurirana mitoro wani
Vanhu vakatadza kupinda mumusha pasina tendero asi panenyaya hombe pakati pababa avo nemukadzi wavo nemwana
Uye mambo ava makurukota avo haagone kutonga nyaya zvachose
Uye ipai vanhu mukana wekutaura kwete kungoti daira zvatabvunza hakuna nyaya inotongwa matongerwo iwawo
But at the end ndafarira hangu maperero ayo
Kana ukaziva chakanaka ukasachiita,unechivi .makanzwa shoko rourwere mukaenda kunoona kudenga kunokutendai,vasatye vanotonga nyama asi mweya
Mashoko makukutu
Mwari ratidzai simba renyu kuti baba ava vagopupura
Imhosva iyoyo ,ngakuve nema elders anodzidzisa tsika nemagariro kuma churches ikoko
Ava mai vanoda kupupura chii ivo vanga vasipo zvinhu zvacho here
Vakauya nenzira 1 vanodzokera dzaanomwe
Mangachena inoparira parere nhema
It is truly upsetting to listen to this victimisation of a religious group by the whole village leadership.
This is not fair and unacceptable behaviour.
Hauzivi mwari Mutasa unopenga
Respect inodiwa pamusha pavanhu ah chiii chakadaro
Kune vanonamatira varwere muzvipatara wani vanenge vashedzwa here
Asi mutemo wekwamwazha kana usinganamate kuchurch kwavo nyange ukavavinga Kumba kwavo Kuti uzobatsirwa havabvume kunamatira munhu asinganamati kuchurch kwavo ivo vakaenda konamatira munhu mumusha nemunhu sei vasina kudaidzwa
Ndoona sekut iyi yave nyaya yeruvengo rwekugarisana chete
Mwazha wakatadza kupesanisa baba ne Mwana
nyaya yanga yakatongwa kare zvirikungonzi zvamukutaura hatinei nazvo hamungaporese munhu nezita ra Jesu here muchifumura zvinhu zvangu
Ummm baba vari kurwadziwa kut mukadzi wavo apora vaitarisira kuti afe yooooo.Vaida kuromba naye
Vanhu vaMwazha needed permission pamusha wemunhu kushandira mkadzi wake- Simple. If the wife had died that man would be explaining to his people & her family. Nyaya yaizosara iriyake. The issue is not kurapwa but the protocol
Shuwa
Haa vana mwazha vakatadza guyz mambo varikutonga chaizvo team rakadaidzwa nani iri
Ko anodana vanhu parufu ndiyani?ka system kekuunganira Rufu, muchiregera kuunganirra kurapa munhu, kkkkkk kanekachiuroyi mkati so .😂
@@johannespamhiraye6911 kkkk
Mudhara uyo anongotsvagawo nyaya pasina zviripo apo
Hapana nezvenyaya yese apa. Mambo ngaape vanhu chance yekutaura zvakaitika. Kunamatira murwere vari vagarusani kwakaipei. Kutown vanhu vanongonoona murwere kuchipatra wani. Hapana mhisva apa.
Ko baba avo vageregereyi kubvunza kuti murikuendepi ..Mambo tongai zvineungwaru kwete kutarisa divi rimwe
Baba anomamiswa kana achibhaiza Ini ndinorova whether you like it or not panenyaya apo baba mujekenishen vanoroya apo
Nekuti uriduzvi ka ungatotaura tswina iyoyi
Mwari umwe chete ari kunamatwa nemachurch ese,zvekunonamatira murwere zvakaipeyi nhai veduwee
Kunamatira not bad but kungopinda pasina mvumo bad
Mambo ndewe kupenga uyu ,anditi unonzwa nyaya kwete kuterera munhu one,ototanga kuva nedivi
Pauro waingotaura kuti muchaisungirwa ivhangeri iyi anotonga ndi mwari it is well vatungamiri mwari wa pauro anesu
Haiwa tibvire...vhangeri ipi yakaitwa ipapo vachifamba vachiita madiro aGorgina mumisha yevanhu kunge vari kupinda mutoilet.vanodherera. Lucky havana kuuya kwangu.ndaivabvisa chiri kumeso vakabva vachitiza vachisiya zvimadhuku zvakatindivara..vhangeri ipi matuzvi aya.. tinotaura zve old time religion chaiyo yaana Paul Tarsus formerly Soul kwete Zvaana Mwazha zvemasaramusi...zve kumwisa vanhu mwura dzinotanga dzafongorerwa nekugezeswa kunhasingeni...
Icho chinonzi mwari wapaul mwazha chii ichecho makapusa said rekunamata Minh dhemeti
Vanhu vekwamwazha vakatanga kunamatira vanhu vasingaende ikoko when
Chief munosigona apa apotsa kunamatira munhu kwakaipa chii
Mambo apa mwarashika panhau ipai wanhu nguwa yekutaura kwete kuvharira wanhu dare renyu rakadhakwa
😂apa ndakutona kuti imi ndimi makatodhakwa coz apa variku laker respect baba varikurwara kodzero dzavo uye vanhu vari against murume uyo coz murombo
Foolish comment😂 mambo vapavanhu nguva yakawanda we cant keep on listening to nonsense
Anopenga uyu anogara Mumba me munhu asina kukumbira@@multitechsolutions3168