Gucci is a threat to the public because anotaura chokwadi, uyu haungamunyepere anokuudzisa and vanhu vazhinji havazvide zvekuudzwa chokwadi ndotomutyira kuti anourawa. Dai zvaibvira aitwa CID anopedza ma sports 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
We want master Aaron ( Guchi) by public demand kudare kwaChigodora coz ayidzikamisa dare by his presence and contributions. He is very vocal,vibrant as well so maturity,humility
Pamberi na Cde Gucci. This man was always forthright, no beating around the bush & had focus. His combination na mukoma Magirazi was perfect. They will push you into a corner until you speak the truth. He should come back ku dare ra Headman Chigodora by public demand!
Now i know why he was acting like a drill sergeant padare. Drill sergeants tend to yell a lot,and they're used to giving commands or directives. Ukanzwa ati "Ndati makachena here". Dare raive ne order though kana aripo. Thanks for your service to our country Mr Gucci.
Absolutely wonderful men too emulate, their etiquette and eloquent Bishop and Gucci blazing it hot we need a tv programme for them always. These are true Zim celebrities not zvenyu zve zvifuku ndee zvazara nyika izvi. Aya anhu anoaka nyika
Thanks baba Taps for bringing Mr Gucci to the public. I love the way this guy conducts nyaya padare. Wainzwa kuda kuswera uchiona nyaya dzepa dare raChief Chigodora ❤❤
I started watching dare raHeadman Chigodora when Cde Gucci naBishop Magirazi were participating vari mumhomho yauya padare. They speak sense and you can tell new blood new gen intervention. Varume ava vanotowedzera chiremerera padare ra Headman C by their presence and contributions without favour or bias. I always look forward to hearing especially these two young men kuti what are they gonna say about nyaya iri mudariro? I see nothing wrong nemutauriro especially Cde Gucci. Havabhabhadzire zvinhu zvisina maturo simply to please people. These guys impress me zvangu and dare rinotodakadza. KwaHeadman C hakuitwe zvemahumbwe. Cde Gucci dzokai by public demand, please 🙏
😊😊💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯 good example bro you're Wise man pamaitaura example ya Ronaldo vakakuitai substitute but now headman chigodora without karanganda Gucci magirazi haaa its useless
😂funny l dint realise he ws gone but l think l knew something was off bvandangosiyana nako kadare kaye. The episode l watched yayakatonhora only realising now kuti Gucci was not there.
Farai Kasecha uripi? I'm happy to see this man, ndakambosimudza naye simbi muD.Mvura kwaMai Percy. KuC. I trained kwaMai Percy. I remember Charlie Gorrilla.
This guy is Wise asi hasha ndidzo dzinomukurira nekuti kana uchitonga nyaya please you must be patient and respectful. Nekuti mamwe mabatirwo akanga akuitwa vanhu padare not naGucci chete but vadare vakawanda. I think akagadzirisa apapo he will go far
Im happy to see gucci where were u lost my broo welcome back please to joine headman chigodora to the world toverenga imi namagirazi murivatatu kana musipo haaa dare rafa
Munhu ukataura chokwadi unowengwa…even mumhuri chaimo….this Gucci guy is straight forward and vanhu havazvide…vanoda kunyeperana…Babamunini Chigodora if you are reading my comment, please bring Gucci back paDare…isu maDziAshe eJindwi we support you and him
❤❤❤ thank you ba taps haaa ini andichatarori ini kubva pandakashaya Gucci makubhohwa ndaifarira paye oti atina kuuya kuzotamba muno kozoita imwe yaakati apa bhoo ere munhu uyu kkkkk ndaifarira that speech kuti banhu vasadherera dare vagarisana zvavo na order mudare maisvonakidza
Plz plz plz,bring back Gucci kudare plz. Dare raChigodora rabva rati zii.This guy got inteligency,nw i understand why his voice was high,he was a Soilder.
Murume uyu ane wisdom mudzosei kudare ini Dare Ra headman Chigodora harichina vibe these days without this guy Please bring him back
Haa these days rakatonhora zvisingaite
Nokuti vakabvisa vanhu kwavo
Baba Taps tell Gucci we want him back by public demand those who wants Gucci back let's gather here
❤ ngaadzoje
Gucci is a threat to the public because anotaura chokwadi, uyu haungamunyepere anokuudzisa and vanhu vazhinji havazvide zvekuudzwa chokwadi ndotomutyira kuti anourawa. Dai zvaibvira aitwa CID anopedza ma sports 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
By public demand Shuwa ngavadzoke
Gucci for President ❤
Ngaapinde hake Gucci
Murume uyu aka rongeka its lesson to all young people invest nyangwe kumusha paunotiwo apa pako this is nice baba vaka rongeka ava
Akarongeka.Nyangwe Pamba ne Mumba maGucci makarongeka kudarika maAllan Magirazi
Without him dare rakabva radzikira its no longer the same court , please accept him back
Vakabvisirweyi
Akabvisirwei
Shuwa rakubhowa
That's true its no longer vibrant and low turn out some of ours it was becoming our Netflix favorite channel in diaspora please bring Mr Gucci back.
Ini ndavakutambira Kwa Chief Mutasa
Headman Chigodora without this man is nothing ❤❤❤❤❤❤
Haaa, apo waresvazve iiiwee, Chigodora ndookuti head man, avo vatsigiri basi
We want master Aaron ( Guchi) by public demand kudare kwaChigodora coz ayidzikamisa dare by his presence and contributions. He is very vocal,vibrant as well so maturity,humility
Pamberi na Cde Gucci. This man was always forthright, no beating around the bush & had focus. His combination na mukoma Magirazi was perfect. They will push you into a corner until you speak the truth. He should come back ku dare ra Headman Chigodora by public demand!
Mface uyu ainge ari very straight forward problem Headman akaona kunge akutorerwa the lime light. Very intelligent akakuisa pacorner waiwomoka wega
Shuwa that's very correct
Plus ma comments e social median, now vanhu vakumuda back.vakuona kuti vakairada
Correct
He is very wise
Chigodora haana mhosva vanhu ava vakatoripoterwa nevaitongwa kuti vanoharasa vanhu padare ngavabve inyaya yakatoinda kumusoro chigodora akatyavo
Zvehutongi zvirimari hake chokwadi anogona hake he is a wise man we need.more.of u mu Zimbabwe keep it up
Wooow I like this man , Cucci ane zvinhu zvake
Now i know why he was acting like a drill sergeant padare. Drill sergeants tend to yell a lot,and they're used to giving commands or directives. Ukanzwa ati "Ndati makachena here". Dare raive ne order though kana aripo. Thanks for your service to our country Mr Gucci.
How much I loved dare rachigodora because of this soldier. You are a star ⭐ dare raifamba meaning mabatana na Magi....❤
😢 chokwadi uyu ndiye aifambisa dare ra headman chigodora along side magirazi kwete zvatawekuona ikozvino 🚯
Amen ikozvino hakuchanakidze magirazi asara ega
Asi ahasisiko hr ndanenguva shuwa andisi kumuona
Waiva Gunners unemusoro mushawako wakanaka waiziva kusenzesa mari yako
Yoooo baba chigodoro labanye guchi this man must be back
Tell them bro❤
bamvalela phandle
Chigodora akatadza 1kumisa baTaps, 2kumisa Gucci. Isu hatisitorina basa nedare rake zvachose
Guchi varegerera Magirazi dzoka kudare ra Heardman Chigodora🎉🎉🎉
One of the best Jinda murume aiziva uye zvekutonga chaiko anoziva hake Gucci uri murume kwete we 2 minutes but murume chaiye chaiye
Thanks ba Taps I love this guy Gucci ndadzoke kudare mhani munhu uyu ikozvino kudare hakuchanakidza cz Gucci hasi kubatika
Taura hako wangu .....is a good guy uyu
Ini ndakabva ndatosiya kuona channel yavo,asi gucci akadzoka tomhanyazve
Ndakaregera kuoona kwaheadman nekuda kwekusaona murume uyu.
😂😂😂😂
@@namatiraisithole6158Anga asingarovi ibwa akaviga mupini.
Even me I liked him
Haunyepi hakuchanakidze
Chero Ini hakuchanakidze
Absolutely wonderful men too emulate, their etiquette and eloquent Bishop and Gucci blazing it hot we need a tv programme for them always. These are true Zim celebrities not zvenyu zve zvifuku ndee zvazara nyika izvi. Aya anhu anoaka nyika
Thanks baba Taps for bringing Mr Gucci to the public. I love the way this guy conducts nyaya padare. Wainzwa kuda kuswera uchiona nyaya dzepa dare raChief Chigodora ❤❤
Don't judge a book by its cover but apa ndakajaja yooooo ...voice face nebody inokuudza kuti ndigunners avo
Thank you Baba Taps,,Baba imi makachena here
I started watching dare raHeadman Chigodora when Cde Gucci naBishop Magirazi were participating vari mumhomho yauya padare. They speak sense and you can tell new blood new gen intervention. Varume ava vanotowedzera chiremerera padare ra Headman C by their presence and contributions without favour or bias. I always look forward to hearing especially these two young men kuti what are they gonna say about nyaya iri mudariro? I see nothing wrong nemutauriro especially Cde Gucci. Havabhabhadzire zvinhu zvisina maturo simply to please people. These guys impress me zvangu and dare rinotodakadza. KwaHeadman C hakuitwe zvemahumbwe. Cde Gucci dzokai by public demand, please 🙏
😊😊💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯💯 good example bro you're Wise man pamaitaura example ya Ronaldo vakakuitai substitute but now headman chigodora without karanganda Gucci magirazi haaa its useless
Vanhu vanenge vaine mabasa ekuita mhuri dzinoda sadza
Baba Taps video is crisp.... haaaa top tier. Magirazi haaaa he is a whole vibe 😊😂. Never a dull moment na Magi
Dzokayi dzokayi ishe makanda dare riyite chiremerera here anhuwe kudaro ngenyi muri kugadzirisa zviro imwimwi petukayi
ana mututsa itayi basa sure🎉
Thank you for bringing me this bright man, I like you my brother
kubva pakashaika murume uyu mudare ndakabva ndasiya kuona headman chigodora even now dare harina order vanhu vakungodhereraaa
Chokwadi
Isu zvedu hatina kumira tichirikuenderera mberi😊
😂funny l dint realise he ws gone but l think l knew something was off bvandangosiyana nako kadare kaye. The episode l watched yayakatonhora only realising now kuti Gucci was not there.
Gucci my man! How are you brother. Haaaa, ndafara mhani kukuona hama yangu. Tipei part 2 baba Taps.
Baba taps paruzevha hr apo.......pamba pakanaka apo ❤❤❤❤❤
Wakarongeka uyo murume
Kungova nemusha vako munhu zvakanaka wedu zvodadisa tisati tawaka handei tinosumudza misha yedu
Dare ra headman chigodora rainakidza nemurume uyu he is very intelligent Mr Aaron ngaadzokere by public demand
Wow, this is very interesting. Thank you for the knowledge❤
Farai Kasecha uripi? I'm happy to see this man, ndakambosimudza naye simbi muD.Mvura kwaMai Percy. KuC. I trained kwaMai Percy. I remember Charlie Gorrilla.
Yes mukoma Charlie
We miss this guy mu Dare ra Headman Chigodora. Ba Taps, please tell this guy to go back ku Dare. He is a very important member of that Dare..
Ini ndakabva ndarega kuona Chigodora. Without Guchi and Katanganda dare rakabva ra loser flair no longer has ka that factor
Dankie baba Taps.Nharo ndedzekumauto haa tahwisisa
This guy is Wise asi hasha ndidzo dzinomukurira nekuti kana uchitonga nyaya please you must be patient and respectful. Nekuti mamwe mabatirwo akanga akuitwa vanhu padare not naGucci chete but vadare vakawanda. I think akagadzirisa apapo he will go far
People think vanhu vanoita matare kumusha are uneducated its gone nowadays we have degreed village heads and assessors
Volume please 🎤🎤
Adi Chigodora wacho kubva zvaenda gunners wapusa kungwara ngwara kwake kuye kwaiita wapusa wakunge munhu zvakatoratidza zvega kuti Gucci ndiwe waiva wakadziyisa Chidare chiye
😂😂😂😂
Well spoken gentleman! I love it when he laughs. You can tell it's from the heart. ❤
Ndokudirai izvi Baba Taps hamuna nguva yekupedza data mongoti bvondo or bvodyo pamongo panyaya chaipo thank you shuwa itirwai Nyasha
Im happy to see gucci where were u lost my broo welcome back please to joine headman chigodora to the world toverenga imi namagirazi murivatatu kana musipo haaa dare rafa
Gucci naMagada kuvabvisa mudare sure vaChigodora hapana anozoda kuona matare enyu bcz varume ava vari very intelligent saka tigadzirisireiwo ipapo
Sofa reparizevha here iriiii ummmm rakanaka
Gucci na Magirazi vanogona nyaya. Gucci ngaachidzoke dare ratonhora
Shuwa kuti tonhooo
My favourite ( imi baba makachena here ? in Gucci's voice)
Gucci pamba Pako pakarongeka welldone
That's soo soo interesting l am so proud with you big brother's 🙏🙏🙏
Great story. Thank Baba Taps. Thank you Mukoma Aaron Gucci Chinyamunzore.
Munhu ukataura chokwadi unowengwa…even mumhuri chaimo….this Gucci guy is straight forward and vanhu havazvide…vanoda kunyeperana…Babamunini Chigodora if you are reading my comment, please bring Gucci back paDare…isu maDziAshe eJindwi we support you and him
akavaka imba yake nice as a leader he is doing well for himself
Aaron muzukuru you deserve more kuva kwaChief Mutasa,Chief Bushu, chief Nyamaropa, chief chireya because you go straight nyaya inobuda faster
Uyu munhu ngaadzokere kudare plz OR Tipei zvaakabvira zvacho plz
Haaa nhasi zvinofadza kuona vaviri varipamwe chete ❤❤❤❤❤❤
Pane zvisina kujeka nezita rekuti Ishe makanda iro, why murikubva maseka 😂😂. Thank you BaTaps for bringing Gucci, nice to see him again 👏
Taiya tese paCongo uyu, area dzese dzataura idzo dzepaCongo taiva naye , well done Cde
Retired General G Mazhuwa 🫡
Chigodora please bring this men back pa dare
Yes and also bring back karanganda to his court
Gucci ndakazviona kuti vaive gunners, we miss seeing him kudare rachangamire Chigodora. I was happy to see this interview
Veduwe dai Gucci adzoka
Miss him tooo much mudare!
Haaa BaTaps nhasi magonesa😊
Please Please murume uyo ngaadzokere kwaChigodora
Our best team kwaHeadmanChigodora..
Please bring this team back padare..
Headman vakapindura kuti vanhu ndimi makaita noise kuti Gucci haaite. Now maakuti ngaadzoke handichakutevedzerei. Gucci was brilliant
@PaloSant hatisiri tese tinofarira chakanaka...kutongwa kwenyaya zvakanaka kwaiitwa naGucci kwaito monya wamwe...so please bring our Gucci back in the fold.
@fungainyakabawu6094 shuwa ngaadzoke. Ini ndakabva ndarega kuona Chigodora wacho cz kwanga kwaakubhowa since Gucci left plus vakadzinga Ba Taps.
Bring back this guy dare rakubhowa kana asipo he is a straight forward man anokuisa pa corner until wataura chokwadi bring him back
😂😂😂😂imi baba makachena hre imi haaaa paindikomborera
❤❤❤❤❤❤❤ waaaaaaaal varume vakavaka ava yooooo
Thanks BaTaps ndafara zvekuti kuona Gucci
I admire you brother Gucci. You're so organized 🎉
Please bring part 2.Yanga yaa kunakidza manje nyaya yacho😅😅😅
Ngadzoke mudare please dare harichanakidza rakubhowa kuona
Ini handichatooni ndatokanganwa zvaheadman Chigodora
@@mollineshato8442haaa tichiriko tirikukwidza nekudzika
Gucci ngadzoke please dare rakubhowa
❤❤❤ thank you ba taps haaa ini andichatarori ini kubva pandakashaya Gucci makubhohwa ndaifarira paye oti atina kuuya kuzotamba muno kozoita imwe yaakati apa bhoo ere munhu uyu kkkkk ndaifarira that speech kuti banhu vasadherera dare vagarisana zvavo na order mudare maisvonakidza
Aaron aka Gucci we missed you kani so good to see you. We miss your intelligence mudare
Gucci to the world never judge a book by its cover board guard Head man anonga ari safe hawo padare pawo 😅😅😅
Then prophet usadherere
Gucci aded value..l am sure ma views akadzika coz of his ausençia
Thanks bba Taps, next Couples connection with Mr and Mrs Gucci
This man should come back kudare raheadman Chigodora.His combination with magirazi was spot on.
Beautiful home😊
Magirazi kungwarisa
😮😮😮😮😮
Munhu wakasununguka uyu Magirazi ndofarira kuita kwake.haanatsvete
@@miriam-z1y kusununguka nekungwarisa zvinhu 2 zvakasiyana
@@thandiwechinaa5453Haa zvakasiyana shuwa you kungwarisa
Kuchunjuruka chaiko mazuvano avanani 😂😂😂😂
Uyu murume ngaadzoke kwaChigodora plizzzzzzzzz
Muzukuru wedu vayera Nyati
Such a happy soul,gunners manyama
Ndiri kuona ndi South africa bt from Sanyati
I.was following ma chigodora dare because of this man iam nolonger
Grade 1 pa Tsungubvi yhoo inga makafamba
Gucci ngaadzoke please isu sevagari vekulreland takasuwa zvikuru ,uye mari yedrink kuna vamagirazi tinoisa papi ,baba vakazvininipisa zvavo .mai magirazi vanoshanda here
That's wisdom there well done
Tsvungubvi primary in Glendale kumusha kwangu
Please bring this guy back kudare wagona kutonga
Ini ndakabva ndaregera kufollower headman chigodora ini Gucci gaadzoke
Kana neni ndakatosiya
Plz plz plz,bring back Gucci kudare plz.
Dare raChigodora rabva rati zii.This guy got inteligency,nw i understand why his voice was high,he was a Soilder.
Siyabonga babaTaps 🎉🎉🎉
Haaa Chigodora pasina Magirazi na Gucci kwangova kumanikidza,iye Gucci aitopa magirazi energy manje now aaaaah ava mahumbwe
Ndabva ndafunga mudhara chirawu achiti ..... Changamire vanhu venyu anotemba kuamba,,,,,,,aisada munhu anojairira musatiiitire zvengozi zvacho panapa,,,,,,,this guy aindiitira ini ndo dzokorora ma tare ake ese ainakidza abuditsa nyaya pachena
🤣🤣🤣 zvaachirawu zvapinda papi fut
@rvchirau6551 akati anhu enyu anotemba kuamba after strong words from this gentleman
boss u are good management i wnt ps yenyu mai pessy from bruce lee
Mujindwi come back with public demand,ndakange ndazviona ini kuti Gucci ndiGunners chete
From Pitori vese var2namagirazi
Good Aaaa magona ndanga ndasuwa kuona mu solder uyo Gucci
😂😂😂😂 ende vakafita kuita solder sure
Baba taps murume uyu aiisa dare mugwara ngaadzoke