Kutaura chokwadi chisingaputsi hukama,isu vanababa vedu vaitsvaira mu road he managed to build a very beautiful home vana tese takaenda kuchikoro,saka zvikureva hre kuti vaitsvaira mu road vaitambira kudarika vanoshanda ku ZBC hre,or kutongotadza kurongeka hako ,
Stay out of people's business, zvekuti akazoita sei nemari or hiw he was getting paid is none of our business..he specifically made his post for Chivayo, lets not use somebidy else's predicament to gain likes amd comments.
The thing is we need to wake up at our 30s munhu must think kuti manfwana kunei dai akavaka musha nguva iyoyo dai anepekugara;;;; pension iya imari yekuzorarama nayo not to build a home ;;;;;vakadya sarari baba avaa vasingagadzirise panonzi pavo its only vaita advantage yekuve munhu akambozikamwa did you think kut dai vaita somebody akaseenza kuhippo valley kushuga aposter this clip Chivhayo aizvisvunurira hr 😅😅😅😅😅😅😅 what we can do now is remind each other to built while you are still earning a salary
Ko ma50.000 avakapiwa sevarwi vehondo akaisepi uyu anengevo aiva bhudhi madyiwa
@@LindaMuzenda aaa aya akapenza vakwanda , vazhinji havana chavakaita nawo
Kutaura chokwadi chisingaputsi hukama,isu vanababa vedu vaitsvaira mu road he managed to build a very beautiful home vana tese takaenda kuchikoro,saka zvikureva hre kuti vaitsvaira mu road vaitambira kudarika vanoshanda ku ZBC hre,or kutongotadza kurongeka hako ,
@@SibandaPatricia thats very true 💯
Very true darling. Vaiva ananakirwai ava.
Zvoshamisa kut most of these people varikutambura why
@FilbertMudzingwa shuwa unotozvishaya .. kusvika pakushaya imba hayo
Huya
@@melodyzvimba7050 ndauya kwako ndasiya Sub ikoko lets support each other
Stay out of people's business, zvekuti akazoita sei nemari or hiw he was getting paid is none of our business..he specifically made his post for Chivayo, lets not use somebidy else's predicament to gain likes amd comments.
@@foffoes7321 its an open case dai aida kuti ive private dai akangofonera chivhayo but people can also learn a thing or 2 from someone's life ❤️
Sureee itstrue guys something rong
The thing is we need to wake up at our 30s munhu must think kuti manfwana kunei dai akavaka musha nguva iyoyo dai anepekugara;;;; pension iya imari yekuzorarama nayo not to build a home ;;;;;vakadya sarari baba avaa vasingagadzirise panonzi pavo its only vaita advantage yekuve munhu akambozikamwa did you think kut dai vaita somebody akaseenza kuhippo valley kushuga aposter this clip Chivhayo aizvisvunurira hr 😅😅😅😅😅😅😅 what we can do now is remind each other to built while you are still earning a salary
Baba vangu vakashanda 35 years pension yavakawana its less than 100 us dollars
@@LilliKidy thank you for saying it as it is
@@HassanAile-w8q yhoo haa pension pa Zim makasi
Izvozvi pane imwe celebrity ririkudya mari after 20yrs rozotanga kupemha
@@melodyzvimba7050 taura hako..peer pressure
Ma 1 aya koo ingopaika vanhu ma pensions awo chiiko nhai
they misused their financial
@@TrustMubata-z3g most probably..
Vanhu ava nguva yavo vakafara vakakanganwa ramangwana pension haisi iyo yoga inogadzirisa pekugara unogadzira uchiri pabasa kwete kumirira pension
@@elizabethmabandi9304 thats very true
😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@@Janic778 zvakaoma
Baba ava vakadya mari semushonga we bonde kkkkkk
@@AleckDube-iu6nv 😂😂 cousin
@Edesbong35 hie
Vakafara neni mari taidya
@@StoryJese-vu9lw kkkk makadya mari yese manje honai😂
ZB C mai pakubhadhara vashandi
@@LovieD-i5x haibhadhare here
Ko zvaanonzi akafa wani
@@NeveressMachongwe i saw it somewhere but it's not true
Ummmh zvakaoma but vakamboita mari vanhu ava
@@daychawatama8624 chokwadi