Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Saka avo vaita hana ikurova kudaro ndivozve vacho vanonzi mwana ndewe chikomba? Hana inorova zvechokwadi kana pakaipa zvapi nyaya iyi yakutoparadza musha weumwe nekuti yakutoda Mr D.N.A
Nyaya dzemakuhwa muma village dzanetsa
Makuhwa yooo kutadza kuwana nguva yekugeza busy nedzisi dzenyu
Vana ngavasiye nenyaya dzevanhu vakuru uuuum akutogona makuhwa
Munoenderei kumatare musingagoni kutaura nyaya dzenyu
Camera man wakanyanya kuita kutitaridza Hana yo matitiro ayirikuita gegegege
😮
Zvikangoita Zanu mukati zvadhakwa. Ana mujibha makuhwa😂 vakangwarira kutamba kongonya
Aaaah 😂😂😂😂😂😂😂 wakumberi mwana wamai munotuka Jelous down 😅😅😅😅😅😅😅😅
Mvura ngainaye vanhu vaende kumunda vasiye makuhwa
Volume mave kubhaiza makuita seve sly🙄🙄
Gomba harina mwana mkwasha musawonda😂😂😂
Gegege ndafenda zvangu hana iyo bhoo ere padare apo
Camera man,uri shasha
Ko hana inoroverei kudaro kana mwana ari waChingara 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂@@namatiraisithole6158
@@namatiraisithole6158Hana ikupupura hayo yega 😮😮😮😮 ,ko hana inomborega here kana ichiziva chokwadi 😅?
@@giftalutadosipani3637 yeah pakadyiwa bota apo kurova kwacho kwakanyanya
Mazita acho pombe kaheti etc ma10 kum a mine uku😂
Dare rakaguma iro ngavaende kumaD.N.A test
Ko zvaangori makuhwa ega nhai vanhu kushaya mabasa ekuita hereaaaj
😂😂kurova kurikuita hana bow here😂😂
Mutumireika summon pombwe wachoka kuti auye kudareka nhaimi chiiko
Mother vari kupomerwa mhosva yekuti vakahura mwana immmm mayb kusagona kutsanangura asi Havasi settled zvachose, something fishy.
Makuhwq emukomboni aya
Pakuda Tinashe Mugabe chete mambo mozopedzisa nyaya yenyu apo hapadi kana mutongo apo
Gezai imi kushata kuswerera makuhwa
😂😂😂😂😂 panechiutsi panemoto
Nhodzerazve😂
Mahure a vakadzi
Makuhwa makuhwa makuhwa amai itai mashoma, ka face kenyu kakatonyorwa kunzi guhwa
Hana irikurova kutya kuenda kuma DNA test here😂
JKaHat 🤢😰
Ma youth eZANU murikuitana sei kumusha uko? Ndiro basa here kuita chihure kumamisha uko?
Kkkkkkk mazuvano hakuna ma rally Saka basa hakuna😂😂😂😂😂😂
apa zviwakadzi zvacho kushata yuwiii
🌽🌽🌽 first grade

J
KaHat 🤢😰