Yes fair ruling apo,chikomba chapihwa mutongo mudiki ...l love the spirit yemukadzi wekudzingwa uyo coz of ajamuka chihure chemurume ,she looks like a good woman
Apa Vaakubvisa Mombe Kuripa Mhosva ,Apa Hauna kubvisa kana Chinoonekwa Kwa Tezvara or Dai Mombe Iyoyo Yemhosva Atoendesa Kumukadzi better,Mweya Yeurombe Chaiyo
Unenge ngomwa iwe asi wakazvarirwa pasi pebridge ubvunze mai vako Baba vako chaivo why are taking things personal une stress dzakowo iwe mheche inonhuwa.
Apa unonga wakatora wakashata (chitikidhima) wechiti aite wangu ndega😢😢.
T.shirt yaibhadhara chiini, imi takura atisi vana vadiki.
Mambo wangu, kutonga chete ndekwenyu, thanks mambo. Dai nekwedu towana vakaita semi.
Yeeesss Mambo ipai mutongo wenyu unoita kuti vana ava vadzidze kuti chirwere chiriko vasadaro kuita zvinhu zvakadaro. MagonaMambo mazvita mazvita. Fair ruling👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Kumutengera t-shirt nemari yemurume wake😂
Yes fair ruling apo,chikomba chapihwa mutongo mudiki ...l love the spirit yemukadzi wekudzingwa uyo coz of ajamuka chihure chemurume ,she looks like a good woman
Haiwa. Murume abe chihure chei?
We do not want to justify kusvazvuka kwevakadzi.
Women must build their homes.
Makagona kucharger mukadzi uyo.
Kuramba a very cute woman varume hatina zera navo
Gud mambo uyu akabhadharisa vakadzi bho bcz mangwana vakafungakuhura vanoziva kuti totipiswa
Changamire hamugoni kutonga. Hapana panosvikotengwa hembe pasati paitwa bonde. Ngwarayi mambo
Atadzei mambo good chief musangoshora
hapana evidence inodaro kutonga haungatone nekufungira
@scnyanyiwa you know nothing about kutonga. There are two different things between wisdom and knowledge that's why ndati havana wisdom
Zviriko izvo. Mukadzi aishaya rudo
Apa Vaakubvisa Mombe Kuripa Mhosva ,Apa Hauna kubvisa kana Chinoonekwa Kwa Tezvara or Dai Mombe Iyoyo Yemhosva Atoendesa Kumukadzi better,Mweya Yeurombe Chaiyo
Vanhu munongonakidzwa nekushora chete endai munotonga imimi timboonawo.
Welldone henyu mambo wangu magona mahure anohura ari pamurume ngaaripiswe vasiye chihure
Mash central ine chihure chinosvota
But murume ndamuda. Haana chaatarisira chekuripwa.
Ungazotarisa mombe uchiti iyi ndakaiwana after mukadzi ahura?
Nxaaa. Zvemadhodhi.
4:25 pane angabvuma kuti ndakadya bota?
Good mambo❤
Mukadzi ane white she is a good woman. Chikomba hure ramurikuda iri richaramba richingohura
vakadzi vari mumba vahura heyi
mambo awo wanonzi mambo ani
First time getting mukadzi fined. Well done mambo👏🏾
Mambo Bushu does it all the time
Varume vanohurirwa vazhinji vanenge vakadyiswa.
Hapachina musha apa
Saka varambana here 😂
Kutodada nechipfambi. Nxaaa
Achahura futi, muchatonga iyi, vakaitana ava
It seems like varume wari desperate unobata munhu chihure wogara naye futi eeh
Paachaitirwa futi chihure nebenzi iri the next time panerufu ,then tichazoonazve mhosva ye murder. Ko kungosiya zvichakanaka kunei
@charitymudehwe2349 nhai weduwee unonzwa zvakunzi mukadzi wangu ndomuda
Imagine. Kusvoresa Men's Conference. Nxaaa.
@@charitymudehwe2349Mukadzi anorambirwa chihure. Full Stop.
Kunyepa bota akadya😂
Zigo munhu we vanhu never disspoints
Kuzopusa kana mabatwa kani asi muchizviti muri vachenjeri pamunenge muchiita zvesango renyu!!
Kunyebera kupusa uko ...team iri rinenge richiziva zvariri kuita ..varume mafuza
Chiiko vakadzi chinenge ngozi
Ko iko kutoenda kuDare wabata mukadzi achihura?
Wamwe torambwa tisina kana kumbo hura uchitoshandawo semkadzi ,wamwe wanodiwa nyangwe wakahura ,zvimbofamba seiko
Kusiyana kwevanhu
@ChipoMponde Hakusi kuhura chete kunorambisa munhu. Mumwe anokuramba anenge agara asingatokudi, dzimwe imhepo dzekumurume kana dzekumukadzi, pamwe pacho hunhu nezviito zvemukadzi zvisiri zvekuhura, pamwezve vabereki vemurume kunyanya vanaamwene vanokonzeresa
Huya tidanane chipo❤
@natifmobile2923 ndimi matsotsi imi
Atonga fair mambo
Kutonga regerai zvenyu mambo mungogara kumba
Ok mambo amos nhauro
Hapana chekutonga baba ava vanoda munhu wavo and mkadzi anovada vese Saka msiyei aite barika rake ..varume chaivo vakafa kare
Concession ine chihure nxaaa
Ko vanosumudza maoko vanorambidzirweiko kutaurawo nhai moti nyaya yapera. Hanty vanga vachimbokupai mukana wekupedzawo 1st
Mambo atadza kutonga mombe chaidzo kumurume
Zigo your adverts are taking too long covering our juice
Thank you mambo
Haiwa. Ko video yacho yaakuvharwa futi.
Mambo ava havagoni kunyatsotonga samambo
Atadzei mambo good chief
Imi vapfanha shandai muchengete vakadzi varege kuhura kana kuti musatsvage mari nechihure chevakadzi venyu
Mari yekutenda t/shit akaiwanep
@@ClarahMakusiro-nv9ueobvious mkadzi anozvishandiraka
Haaaa bota ndiro rakadyiwa apa
Nzara yashupa kuzim uko ndosakq vakadzi vakuhura mwari dai vapindira
Mahure ese adini kubvisiswa mombe? Why umwe anzi mbudzi?
Mambo magona
Mukadzi anorambirwa kuhura
Manje mazuvano ndozviri kudisa
Varume nevakadzi vemazuva ano vari kuita chipfambi zvakanyanya
Murume akatorerwa mukadzi anga akaroora her
Anga achazoroora Kana awana mari
@@BrightonNdlovu-x2i gud answer
Dare iri rine vanotonga vasingagone kubvunza mafacts vanobhowa
7:15 Mahure aya. Shame.
Mazimba i thnk ndovava no one in the wirlld vakadzi kuhura kunyo mhani
Chihure chanyanya veduwee todii inyaya yenzara chte
Inzara kupi nhai ivo mai ava vaitotengera chikomba hembe saka nzara hapanaka apa
Chihure chakagara chiripo makanga musingazvinzwe chete hapana aikuzivisai
Zogo usatiratidza zvisina basa nenyaya ko kuita zvinoita vamwe vanosiyanisa otherwise uri kuita basa rakanaka but siyanisa maadverts ako nanyaya
Mkadzi uyo akurovera mrume ende soo vachagara vese here
Zvonyadzisa
Hairstyle yamai Ava inenge inopisa chose.
Vaya vasati varoora think carefully...😂😂😂
Hautonyari uchitora foni yavatezvera chero mukadzi aihura .
mahure munonetsa
@PreciousDenhere you are mental disturbed even the lady is wrong foni yababa vacho anoitorerei newe kwaitonzi Uri hurewo senge Mai vako.
@@CarolineSibanda-i4m on fire🔥
Unenge ngomwa iwe asi wakazvarirwa pasi pebridge ubvunze mai vako Baba vako chaivo why are taking things personal une stress dzakowo iwe mheche inonhuwa.
Mbudzi aifanira kuripa mukadzi watorera murume ndokuti ma hure aite lose pamwe vanochinja
Painjenga inonjengazvee
Sazita wangu gutsa mukadzi ,but iyo concession irikubura hombe why chiihure chirikunyanya mudunhu iri
Kwakanyanya makotokoza ne chihure hachiperi kunzvimbo idzi Mazoe Glandle consation bindura
Chihure chevakadsi vanevarume chatekeshera kudarika vanhu
Kukwirwa kusvika watengerwa hembe chikomba
Ko sei muchiti chikomba chakapusa?
Wanhu wanongopinda wachiombera mambo ari kutaura wachiita noise wamwe machipururudza itai order nedare renyu
Yah mambo watonga hawo bho sekuona kwangu but kakurerutsa nyaya karipo vanhu awa wakakwirana endi mambo ipapo waparerutsa zvichaita kuti vanhu awa wasarambana pawakapanana hembe dzaiwe nguwai uye paiwa nani ...ndipo zviripachena kuti bota raidyiwa but mambo hawana kunyatsopavhura ipapo ...apa matowachatisa mambo vanhu awa ..secrete yekukwirana yaramba itipau 2 hwawo saka hawarambani awo ...haaaa shame vanhu watochata awo
Nxaaa. Mahure aya. Shame
Iwe camera man toda kuona maface evanhu isu
Kana munhu abvuma kuti Takadanana ipai mutongo musapedzera dare nguva mhani imi vatongi.
KO tinenge tichimhanyirepi hedu kkkk
Kuchagarika here kumba uko nhai amai. Baba vaona kuti murihure veduvee mai imwi chero murume atidzokai kumba mumba imomo uchava chituko murume akatsamwa anokutuka achiti hure
Chihure hachina kuti in Zara ishavi
Swapai vakadzi bcz muri4 hapana achada munhu wake saka swapai
Rubbish advert