Zviri kwauri kubvunza kana kusabvunza. Just be ready for the answer. If you can't take it yet you are so curious wazvisunga. CHidzidzo wakadzidza hako and zvakaitwa mukadzi wako you know you deserve it even zvichirwadza. Just be thankful it was not worse. Wakatosiiwa zvako uri mupenyu. Tenda Mwari utange hupenyu hutsva. Reurura kunamai vemwana mutange kuvaka trust again because as it stands muri matsitso akaviga mapanga izvezvi. CHichabvondoka sooner or later.
Waka bhinyisa mkadzi nehunhubu hwako mhinduro unayo mukadzi akakwirwa na boss zvese neshamwari yavo for 2 good months vachimuzhaka zvekutsiva. KO wadii kuvhunza madam boss kuti ndeipi yakaitika pamakasara? Mkadzi akapuniswa pamubhedha wawaka nyengera madam boss tit for tat better vakakurova asi wakapiwa mari yezvivi zvako 😅 😅😂 mjolo lockdown ziva zvawa fambira kana waenda kuno shanda.
Kugadzirirwa size inokwanaaaaaaaa.
😂😂,pacho kwadi boss vako vaka svika vakaudzwa mukadzi wavo kuti, kuti iwe urambe uri PANO ndichirarao nemukadzi uyu zviitwe 50-50 ndo zvakatoitika ,iwe une secret ne mukadzi wako ane secret
Hello mukoma nashy and Vedare na Hidey.
Vanhu dzidzai kuremekedza vakadzi or varume vevanhu unofira mahara
Zviripo zvakaitika
Saka unotya kurarirwa mukadzi wako iwe wairara nemukadzi waboss😂😂😂😂
😂😂😂yaah vanogona boss
Zviri kwauri kubvunza kana kusabvunza. Just be ready for the answer. If you can't take it yet you are so curious wazvisunga. CHidzidzo wakadzidza hako and zvakaitwa mukadzi wako you know you deserve it even zvichirwadza. Just be thankful it was not worse. Wakatosiiwa zvako uri mupenyu. Tenda Mwari utange hupenyu hutsva. Reurura kunamai vemwana mutange kuvaka trust again because as it stands muri matsitso akaviga mapanga izvezvi. CHichabvondoka sooner or later.
😂😂😂😂wakanzwa bata
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mjolo wanyisa sure aaaah uda kubvunzirei worwadziwa nei iwe wairara newaboss wako hauchadi naye wopenga 😂😂😂😂
Yhaaaaaaa, mbama yekuleft inonaka zvisingaite 😂
😂😂😂😂😂😂😂
Yaaa
Waka bhinyisa mkadzi nehunhubu hwako mhinduro unayo mukadzi akakwirwa na boss zvese neshamwari yavo for 2 good months vachimuzhaka zvekutsiva. KO wadii kuvhunza madam boss kuti ndeipi yakaitika pamakasara? Mkadzi akapuniswa pamubhedha wawaka nyengera madam boss tit for tat better vakakurova asi wakapiwa mari yezvivi zvako 😅 😅😂 mjolo lockdown ziva zvawa fambira kana waenda kuno shanda.
🤣 🤣 🤣 🤣 Good size
Im not laughing 😂😂😂😂yoh umjolo uzosibulala struee
Kkkkkkkk
😂😂😂😂😂
Madam vakatsotswa beans