First caller’s husband is probably intimidated. It happens a lot in house holds in which the wife earns more. I think you really need to have a deep and earnest conversation, zvekuti haadi kuzvinzwa imwe nyaya iyo. You do it the Pastor Motowashe way, bata munhu wako. He’s intimidated financially and then the whole trauma from his past.
Madzibaba vemwana wekufira kuMasowe..u should not get married becoz u are not capable of making independent decisions as head of household. Munonyadzisa 😢
Nemahuriro evarume vemuCappa nekunyepa kwababa avo panogona kuita bomber chairo nemota iyo, so sorry first caller you are trying your best bt gender yacho inopedza power
Mota ye R30.000 akmana itsvinu here ?. Makadi kuwedzera pamwe iswike pa R60.000 . Iyo isigendlemba car kkkkkkk . Muchanzwa nekuitengera ma parts. Ndoitwa aNancy kkkkk
Baba vekumurapi avo ngavanyarare nokusingaperi why dd he take a premature baby kuenda kumapositori vanhu let's wake up muchapepuka riiniko munozvarira vana pasi nekupusa varapi my foot
Kana usingachadi mukadzi mupe gupuro wega. Akaramba go and file for divorce in court. Akaramba protection order and eviction. Madzibaba you lack assertiveness thats why your preterm baby ended up dying you are not assertive enough as a man.
First caller let me correct you, murume akabvisa 7k from 10k yake, anosara nezero,,,,yaurikufungira kuti asara nayo yatorwa ne PAYE. Iwe nemaiitiro ako urikutoiitisa murume pressure ndoosaka arikuiita maiitiro ayo, munhu atori intimidated newe. you metioned kuti arikukuiita bully in silence, iwewe urikumiita bully by your financial muscle neku expector more from him than he can give.
Finances should be transparent and discussed in marriage to avoid all of this. Ko iyo mari yacho inoitirwei zvekufungidzirwa kuti imari yakati? We are talking about husband and wife here! Murume uyu anovigirei mari yaanowana.? He is not being bullied in any way uyo. The problem is we are empowering our girl child to be as successful as they can be but we are not teaching the boychild how to live with empowered women. Chii chaanofundumwaarira ipapa?He just cant handle the fact that she makes more than him and mukadzi ave kutoita zvimwe zviri unneccessary to overcompensate nekuda kunzi akazvipeta.
1:30:30 well done mainini. You’ve a big heart. God bless you
Tilder manyararidziro amoita doc sandiwo
First caller ndikutosanganawo nazvo kugara nemunhu asinga ku appreciate kwakangooma
Am in a same situation
Tete itai Following kuna Marange uyo vanoda kusungwa kunge team reNyabira
I feel for you my sister.... Munhu anongoti kwindi akaoma kugara naye 😢 .
Vakadzi hamuzive zvamunoda 😂
@@ROGUE406Pane kwindi isingaite yekutoita kunge ukugara wega
First caller murikudanana mega.. In Bishop Nyamakawu's voice..
First caller same neni,ndaisaziya kuti mrume anotambira marii.Ini ndakati ndipewo yemusoro zvikanzi gerwa.Izvezvi ndiri kuchando gava ndakasiya ikweyo
Hamusi kuziva team.rekuwomera iri
First caller’s husband is probably intimidated. It happens a lot in house holds in which the wife earns more. I think you really need to have a deep and earnest conversation, zvekuti haadi kuzvinzwa imwe nyaya iyo. You do it the Pastor Motowashe way, bata munhu wako. He’s intimidated financially and then the whole trauma from his past.
Hanzi mudzimu ukazotaura wani.Ha Doctor Choga muri pamberi. 😂😂😂
First caller uyo ngaamboenda pa Atm otora bank statement inomuratidza salary inopinda into hz account oziva hw much z earning p/m
Ini hangu personal mari yangu haitengi mota chero kubatanidza chaiko pamota handidi hangu coz hazvizoiti zvakanaka mberi uko
Marriage zvayakaoma kudarika zamanishoni
But ini neshort temper yandinayo handitombotenge anything
Iwe tinokuda kuCanaan tigadzirise hunhu hwako
@@ROGUE406😂😂😂😂😂
@@ROGUE406 ndosiya ndaiparadza iyo vanhu vanozongonzwa kuti yaivako
Capetown marara ..problem hombe murume wemuninina wangu akutoita chihure chanetsa kutosiya mukadzi
Mainn vemurume akaomera uyo munazvowo why giving him money to buy a car yet yake mari asingade nayo. You are allowing him to use you ngwarai vaskana
Ndashamisika
Zita ra ex wasisi rakanzi Loice mufon... ava baba vakasokwa muJik
Mu jik😂 😂 😂
Zvanzi kutenda kutsvedza kudonha second caller ngaadzidze kuti murume wake... kunyarara kwake kuratidza kuti murume akakanganisa
Tete let Dr Choga say things as it is
Baba vataura zvemurapi avo if you can’t stand as a man uchiudzirwa zvekuita mmmm barika iro wakutongwa with both families
Madzibaba vemwana wekufira kuMasowe..u should not get married becoz u are not capable of making independent decisions as head of household. Munonyadzisa 😢
💯 percent. It's such a sad story . What a weak man 😢😢😢
Very weal indeed haa vandibhowa nxi
Second caller talking too much hausikupa ana aunt mkana wokutaura sha
Asi blaz vemukadzi mupostorj akaroora ku Canaan kwana Ishmaeri
Vanhu veku canaan😅
Program inotanga nguvai on Saturday
10 o'clock
😂😂😂😂 Third caller vakutya kudzosera nyaya.. Vakadzi munotipa pressure
L😊
Zviri mudzimba uno sangana nazvo
Bmnini wekuuraiwa ngaaite open a murder case
Nemahuriro evarume vemuCappa nekunyepa kwababa avo panogona kuita bomber chairo nemota iyo, so sorry first caller you are trying your best bt gender yacho inopedza power
Shirikadzi nhete 🦅
Mota ye R30.000 akmana itsvinu here ?. Makadi kuwedzera pamwe iswike pa R60.000 . Iyo isigendlemba car kkkkkkk . Muchanzwa nekuitengera ma parts. Ndoitwa aNancy kkkkk
Chokwadi ndidzo dziya dzatoona mama streets tichingoti better kufamba netsuke kana mari dzisati dzabatana
Mota ye30k yakanaka zvekuti, 120K unotenga Fortuner chaiyo
Mota ye 30 yakanakira kuita business unoitenga ne 30 woigadzirisa then sell it at higher price vanhu vvarikuita mari nazvo
Volume apana veduwe
@@NelitaSithole Amen Hama
Iwe mota inoiswa muzita rako mangwana uchachema
Zvakaoma hazvo it's life zviri mudzimba
Cape Town is a big problem
Baba vekumurapi avo ngavanyarare nokusingaperi why dd he take a premature baby kuenda kumapositori vanhu let's wake up muchapepuka riiniko munozvarira vana pasi nekupusa varapi my foot
Chirongwa chinoitwa nguvai chirongwa ichi
9 or 9.30 am Saturday
Mainini kurai mupfungwa
Kana usingachadi mukadzi mupe gupuro wega. Akaramba go and file for divorce in court. Akaramba protection order and eviction. Madzibaba you lack assertiveness thats why your preterm baby ended up dying you are not assertive enough as a man.
Kkk sabhuku avamire vadhakwa😂😂
Mainini regai vana vari kumusha kunana sekuru ,musatora vana vachakura vanotori bhoo so
Saka vana vosara vachitambudzwa seuyo ane 5 arikirohwa ?
Ndarwadziwa mapository please zvimwe zvinoda chopatara
Iweeee ndadziwaaaa mufunge
They did rough to that young man
Vanhu vekwa marange na ishmael vakafanana
Tasvika hedu pano
Mota dze30thaza dzobatika papi varijoni😂
Kkkkkkk haaaa 30 isikorokoro chaiyo
Haisvike ku border
@@GraceMutomera-ug7bv 🤣
Havana kuti vakatenga mota ye30000 doc vaita as an example
Dzobatika pazambezi apo kusde ku pta, chero ye9k inobatika chero Mari yaunayo ,even 3😂😂😂