Vese varikuti its unfair treatment yaitwa kadhara ako its because hamusati matambudzwa nehuroyi ba,wat is so special about him yet mhuri yese ikuchema naye hence he is the father of the family.all these guys vakaromba vanoda kuhwanda nechurch vachipedza vanhu mumusha, well done Mambo magonesa chaiko
Ndosaka tirivarombo Philip usadaro Well done sekuru I admire you Musaende sekuru Stand for your rights im with you I can pay mari yekuti muende ku court kunovasungisa ava evil people Philip mwanangu usapindire zveysingaziwi nekuda kwemari
Well done Sekuru. It's your constituional right to say no. You can sue. Nyati you're wrong by persecuting Sekuru avo and physically abusing him by putting on him those handcuffs. Nyati, you've gone too far. There's freedom of conscience in Zimbabwe. Your conviction should not overule constitutional rights of individuals. This is not justice! Please pay attention.
Zvimatare izvi unoshaya neremuromo. People are being stripped off their rights nekuda kwechivanhu. Makoni dzidza kuaccepta kuti your power has limits. Don’t quote the bible it’s not law, but the constitution. They’re not used to being challenged. Ramba wakamira ipapo mudhara. Well done. Sekuru Dendera vanoterera zvinotaurwa mudare ndozvavanoshopera. Vakamboshopera wrong information yakange yataurwa mudare. The information was then corrected ivo vashopera kare. DNA 🧬 he was proven wrong again. Ukaona n’anga inokonewa 50-50 endai mega kuseri kwe door not churu.
This is unlawful! You can't force a person to follow your beliefs including kuenda kun'anga or maporofita kana iye asingade. Courts should use other ways zvisiri zveforce
Makoni you should respect the constitution of our country.Everyone has a freedom of worship and beliefs….don’t force people to believe in what they don’t believe in.That old man has not committed any criminal offence to deserve those handcuffs.
Zimambo iro rinongoziva zvinyadzi chete doesn't know the law infringing rights of the accused. Human Rights Lawyers should interfere on this in favor of the old man. Kuchembera kumwe kuzvichengetedza nekutya uchitevedzera mitemo then you live long kwete kuti achembera ava muroyi. Kamambo aka was wrong kutotaura kuti baba murimuroyi ane proof ipi? Am hurt nechimambo ichi
Ava mambo nachiremba wavo imbavha chiremba wavo akambotadza DNA wani akataura zvekunyeba saka otembwa sei Mambo ipapo vakangopusa
Vese varikuti its unfair treatment yaitwa kadhara ako its because hamusati matambudzwa nehuroyi ba,wat is so special about him yet mhuri yese ikuchema naye hence he is the father of the family.all these guys vakaromba vanoda kuhwanda nechurch vachipedza vanhu mumusha, well done Mambo magonesa chaiko
Taura zvako iwe havasati vamboroiwa avo vanotamba avo
@@SimbarasheGovha vanoroya vose
Munhu ngaayende kunoongororwa uko hatide vanhu vanoramba zvinoda vamwe.
Mambo hatimanikidzi vanhu kuenda kun'anga kusungira munhu kutenda kwake here makoniwa
Haaa kuzovaisa ma cuffs ndokudii thats unfair
Kumanikidza munhu zvaasingazivi
Ndosaka tirivarombo
Philip usadaro
Well done sekuru
I admire you
Musaende sekuru
Stand for your rights im with you
I can pay mari yekuti muende ku court kunovasungisa ava evil people
Philip mwanangu usapindire zveysingaziwi nekuda kwemari
Vakamboroyiva here iwe...nyarara apa.sit down isu wechivanhu tiite zvechivanhu..
they mustn't force him to confess without proof
Everyone have freedom of choosing his or her. Religious. Don't force him. Hazvibvumirwe nemtemo
Maku n'nganga ne Mapororita waputsa dzimba dzevanhu
This man was treated unfairly😮
Well done Sekuru. It's your constituional right to say no. You can sue. Nyati you're wrong by persecuting Sekuru avo and physically abusing him by putting on him those handcuffs. Nyati, you've gone too far. There's freedom of conscience in Zimbabwe. Your conviction should not overule constitutional rights of individuals. This is not justice! Please pay attention.
Tsvina iyo. Kumupa mhosva yeyi. Munopenga vanhu imi nachief wenyu
Haumanikidze munhu kuita zven'anga. Simbi ndedzei. Musade kutyisa zvisina basa. Mdara uyo sungisa mbavha idzo pamwe nen'anga yavo. Vambai zve vasipo. Chief Mutasa vanoti havamanikidze munhu kufamba kna asingatenderani nazvo. Vanoziva mutemo kwete ava magrade seven
Maone
Ukangonzwa vanhu vanoti heeee zvaitwa muroyi hazviitwe vanoroya vose
Zvimatare izvi unoshaya neremuromo. People are being stripped off their rights nekuda kwechivanhu. Makoni dzidza kuaccepta kuti your power has limits. Don’t quote the bible it’s not law, but the constitution.
They’re not used to being challenged. Ramba wakamira ipapo mudhara. Well done.
Sekuru Dendera vanoterera zvinotaurwa mudare ndozvavanoshopera. Vakamboshopera wrong information yakange yataurwa mudare. The information was then corrected ivo vashopera kare. DNA 🧬 he was proven wrong again. Ukaona n’anga inokonewa 50-50 endai mega kuseri kwe door not churu.
Asi inni ndavakuona sekuti nhamo yemunyika medu yekushaya mabasa tavakungoti uroyi uuuummm 😢
This is unlawful! You can't force a person to follow your beliefs including kuenda kun'anga or maporofita kana iye asingade.
Courts should use other ways zvisiri zveforce
Haa Makoni anondisvota ini pakumanikidza vanhu. Udzai munhu zvakanakira n’anga dzacho, munhu oita choice
Haaaaaaa imi madhara Aya very dangerous,,,,vanoda force ngavagadzire musha kunamata chiiii ipapa kakaromba tovaketa madhara Aya hatwudi ne makona atwo
Kwetezve ndiwo ma silent killer iwawa anonamatq fake nyoka iri muchiuno.
@giftdosipani1504 aaaaaaaah I like Makoni bcz anotoziva kuti mdhara Aya anopedza mhuri kana wakachena unorambirei
Makoni you should respect the constitution of our country.Everyone has a freedom of worship and beliefs….don’t force people to believe in what they don’t believe in.That old man has not committed any criminal offence to deserve those handcuffs.
Ndoo church yakazara varoyi
Band ra Chief Makoni and the Dendera Kings. Kuseri kwechuru ngakugarwe kuchiendwa
Mambo murimbwa
Ndiye arikutambudza mhuri mdhara uyo
Mambo vanogona Ava we need part 2
Thats not it ,unfair treatment to the old man
But why forcing him
Kutongarudzii uku madzimambo
Varungu vakatiuraya brain 😢
My Chief ❤❤
👏👏👏👏
Zvakanaka kunamata asi vanhu vakawanda vanobata mishonga vowanda nemachurch
Chikwadi
It's true but don't force munhu zvaasingazivi
Mapostori ekwamarange aimboramba kufamba asi vakazonzwisisa kuti church inombomirwa wogadzira wozodzokera hako wachena!!!!
Wanhu ngawarege kuroya shem
Is this in order?
Abuse
Why forcing this man
Zimambo iro rinongoziva zvinyadzi chete doesn't know the law infringing rights of the accused.
Human Rights Lawyers should interfere on this in favor of the old man.
Kuchembera kumwe kuzvichengetedza nekutya uchitevedzera mitemo then you live long kwete kuti achembera ava muroyi.
Kamambo aka was wrong kutotaura kuti baba murimuroyi ane proof ipi?
Am hurt nechimambo ichi
Syand your ground mdara
Mambo Ava hapana zviripo
Full story
Part 1 is there yakabuda kare kumashure. This is the 2nd part itori full yakadai
Sitore anetsa
😂😂😂😂
Zviri pamutemo here zvaitwa baba avo
Boring it's not fair
Murimbwa mese. Akakuudzai kuti munhu anomanikidzwa kuinda kun'anga ndiyani. Rubbish
Well done baba you are the light of the world standing for the truth
Tinemi mumunamato
Asii unoroya mhata