Apparently it's been few months now since I became your SUBSCRIBER. Believe me in ZIMBABWE you're the best COMEDIANS. DON'T EVER THINK OF SEPARATING WORK TOGETHER YOU'LL SUCCEED👌
Team NB ..... Ha guys Netsai mamunyanyira plz imbomupaiwo part yaano actor without so much burden and stress.. Remember akamirirwa na amwene dhafu futy..... Thnnks and MO love fo u Netsai... U improved a lot..... MO respect to u all guys
🔥🔥🔥🔥 Ayas Ozemwa abva kuti uri mwana wangu usatye akuzoti ita mudzimai wangu.... Story of Zimbabwe maids.. very sorry to those that have gone through this & abuse but vana mai shandai mudzimba dzenyu even una maid..
I think NB videos are the most hilarious I have ever seen coming from Zimbabwe. I left Zimbabwe over 40 years ago and I enjoy watching everyone of your humorous plays. Thank you so much for the wonderful entertainment. Keep up with the wonderful programs that keep us entertained. After all laughter is the best medicine.
Haureve nhema cousin ndakamboshandira munhu akadai uchiri kuita something anenge atokudaidza pawakuda kunopedzisa oti nanhasi here hamupedze here mmmm zvakaoma hazvo .I vowed to myself kuti I will work so hard till my last breath kudzidzisa vana vangu ,nekuvaitisa mabasa emaoko vasazoshandira vanhu
Iam the Officer in Charge at this house with the right to choose the second wife or not ,so these social life lessons learnt when dealing with Maids today ,tomorrow and forever bravo
More practical episodes NB please. The people must know that WE HAVE TO DO UNTO OTHERS WHAT WE WANT THEM TO DO UNTO US... Always respect the dignity of every human being.. Every human being that was created in the image of God, resembles the beauty of the Creator......
Nb films clip yenyu yanhasi yandibata ichokwadi vamwe vanhu ndozvavari kuvashandi vavo. Being a domestic worker is not a disease. Let's respect each other
This is a lesson to every woman out there. Mskana webasa munhuwo vabatei nemoyo wakanaka dai ingadai vaine moyo wakaoma vaikuurayai iwe nemhuri yako. Batai ma maids zvakanaka anamai kunze uko. Some of them vanenge vakakura nenzira dzinorwadza then motanga kumubata zvakashata. Please humanity first. Batai vamwe nemoyo munyoro hama dzangu kushaya haisi mhosva nerimwe remazuva hauziye kuti zvichazovei. I guess manzwisisa the lesson guys. Please spread love🙏🙏
😂😂😂😂😂😂 ,ini ndri maid ndinobva kushushwa so ,munhu kuita husimbe wekutadza nekuchinja channel ,tinofanira kuteveredzera culture even taita mari ine mumvuri kana wakaroorwa ziva ma duties ako
Thanks For Watching! 😁
Please Like, Share And Subscribe 👍🏽
Don’t Forget To Turn One Post Notification❤️
Engagement ring 11 takangomirira amana
Ini ndokukwapaidza
High
NB
@@kudzanayimalinganisa6758 Seva
Those waiting for Engagement Ring Episode 11 let's gather here
Me too waiting
Me to waiting
Yes
Yes lm the one
Kana neni veduwe ndanzwa nekungot 2 mins ndochecka kut yavapo here😂
Senzeni musoro wako wakachena🔥🔥🔥🔥
I agree usually her hairstyles leave a lot to be desired.
Lesson stop treating maids Lyk slaves they are also human beings vanhu ivava vane ropa rinomhanya semi luv u naiza
Vamwe vacho vanenge vachitori vana mai vemba vanemhuri mufunge ....
Please allow me to say that NB Films is the best comedians in Zimbabwe
Apparently it's been few months now since I became your SUBSCRIBER. Believe me in ZIMBABWE you're the best COMEDIANS.
DON'T EVER THINK OF SEPARATING WORK TOGETHER YOU'LL SUCCEED👌
Yaaa Matsanga akanyerwa kuty unokunda vamwe now aripi. UNIT IS POWER
@@godknowsmagwizi6850 taura hako
True they are perfect together. They need sponsors chete vanoenda kure vese
@@mymotherschild8918 Yeah its because their production is not about plain drama its actually an edutainment which teaches and entertain us.
@@mymotherschild8918 they don't need grammar records or small scam sponsors they need legit and big sponsors.
Team NB ..... Ha guys Netsai mamunyanyira plz imbomupaiwo part yaano actor without so much burden and stress.. Remember akamirirwa na amwene dhafu futy..... Thnnks and MO love fo u Netsai... U improved a lot..... MO respect to u all guys
Anoiswa pane strength yake that's what I think dear
Malikes for Netsai guys 💖💖💖
NB our best entertainment... Rambai makadaro munotigonera team NB...naturally talented... Mwari varopafadze pamunobata♥♥♥
🔥🔥🔥🔥 Ayas Ozemwa abva kuti uri mwana wangu usatye akuzoti ita mudzimai wangu.... Story of Zimbabwe maids.. very sorry to those that have gone through this & abuse but vana mai shandai mudzimba dzenyu even una maid..
True
Munopedza ma sports guys
But Netsai you have improoved a lot.
Wapalevel rana Dhafu manje💖💖
Up up up
Kkkk Netsai - Munonzwikwa namhamha mukandipondesa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Tbh I started watching all your shows yesterday and i seem to like them .... each and every film teaches a lesson❤
This episode really hurt me a lot. A lot of helpers are ill-treated
I think NB videos are the most hilarious I have ever seen coming from Zimbabwe. I left Zimbabwe over 40 years ago and I enjoy watching everyone of your humorous plays. Thank you so much for the wonderful entertainment. Keep up with the wonderful programs that keep us entertained. After all laughter is the best medicine.
Like for nestai
They are so good you even forget that they are acting.
True
This is good acting. The story line was well executed. The cast was perfect for the roles played.
Superb
Madam boss Senzeni makanyanyanyanya. Munogona henyu guys. Keep the standard up NB❤️❤️❤️
This is sad l bet you there is someone out there being treated this way.
Haureve nhema cousin ndakamboshandira munhu akadai uchiri kuita something anenge atokudaidza pawakuda kunopedzisa oti nanhasi here hamupedze here mmmm zvakaoma hazvo .I vowed to myself kuti I will work so hard till my last breath kudzidzisa vana vangu ,nekuvaitisa mabasa emaoko vasazoshandira vanhu
@@rufarosharonborerwe3689 sorry to hear that happened to you. I hope you are in a good place now.
True 😔😔
Ozemwa: Inzwaka nyaya iri panapa rega nditaure ndichiti kkkkkkkkkkk
Hahahahah wagona
Muchidimbu 😂😂😂😂
Kkkkkkkk
Kkkkkkkkkkkkkk senzeni kuseri
Anoita searikududzira hope
Every day i look forward to enjoy your stuff here.Ndinotononokerwa nemanew release acho .Well done guys
Senzeni's acting in this skit is amazing . Ndirikuto dedera nehasha wena🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Iam the Officer in Charge at this house with the right to choose the second wife or not ,so these social life lessons learnt when dealing with Maids today ,tomorrow and forever bravo
Senzeni and netsai u made my day, Senzeni u did your best lots of love for, keep it up
Netsai une moyo murefu
I subscribe to this stuff, proud of you guys
Thank you kule
@@NaizaBoomFilms pleasure is all mine, ndadakara chose kkk
@@NaizaBoomFilms pleasure is all mine, ndadakara chose kkk
Hahadaaaa sekuru vevazukuru mawuya kuno 😂😂😂😂😂 tinot wero come
Amen
NB accurately outlines a lot of social issues. I can’t stop watching 😂
I agree with you here😂😂
True I also agree with you here
u nailed it
Netsai is a star...... She really nailed it....
Some bosses are cruel esp those who grew up with nothing they tend to overdo things. Karma is not a fool though
Yea
You can say that again
Yaa it happens in life, this is too much,
You guys are so natural ! Mese zvenyu! What a talent! Very educational too! 👍👍
Madam Senzeni vanoshusha avo kk..mogona guys sando dzenyu
More practical episodes NB please. The people must know that WE HAVE TO DO UNTO OTHERS WHAT WE WANT THEM TO DO UNTO US... Always respect the dignity of every human being.. Every human being that was created in the image of God, resembles the beauty of the Creator......
Makutondinetsa ini nhumbu yangu inozobva kainini😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk Ma likes pano team ozemwa. ✊✊👇👇
senzeni ane ustinye kuna meidi regamurume aende
Ndingangoti muchidimbuka ozemwa anogona kuekita😂😂😂❤
This act seemed so real.mmmm l really felt pain yevashanda vanoitwa zvakadai.guys let's treat our workers as family
Senzeni the power u put in shouting is much more than just doing the things for yourself
Exactly wat happens in houses .. .. ndarwadziwa
This episode hurts me a lot guys.Thinking that someone in real life is in the same situation
Netsai 🤣🤣🤣🤣🤣 hanzi chibudai mumba mangu
Netsai she is a natural actor ❤️
I just love all artists. They play their roles so well. Netsai anongondispaka. She fits all sorts of emotions. Is she married?
Nb films clip yenyu yanhasi yandibata ichokwadi vamwe vanhu ndozvavari kuvashandi vavo. Being a domestic worker is not a disease. Let's respect each other
Mmmm madzamisa am in tears ryt now😭😭😭
haaaa senzeni anotogona zvake , I love you mundex✌️✌️✌️💯✅
Kkk true story matables ano turner ukazviruza ✌️🔥🔥 Team NB films ayewa muri kubata basa🍻🍻💯
Senzeni simba rekurova munhu asi rekuchinja channel hauna. Nungo
Hustinye sha
Nhai zvenyu
Zvakaoma kuita kunge nhumbu yake iri mumaoko (utsenye hwacho its tooo much ndarwadziwa zvangu
Kungotsvaga muromo Chete nxaaa
Likes for Dhafu
Team bhafuu
Guys apa makabhaiza hasha dzakawanda
Am here👌❤❤❤
Dhafu does not feature in this clip.
Nestai anongoiswa paskits anorwadza shame but unogona hako Nestai keep it up Senzeni wakupedzera Nestai shungu dzaDhafu 🤣🤣🤣NB ndimi mune chimuti munogona 💕💕🙏
This is a lesson to every woman out there. Mskana webasa munhuwo vabatei nemoyo wakanaka dai ingadai vaine moyo wakaoma vaikuurayai iwe nemhuri yako. Batai ma maids zvakanaka anamai kunze uko. Some of them vanenge vakakura nenzira dzinorwadza then motanga kumubata zvakashata. Please humanity first. Batai vamwe nemoyo munyoro hama dzangu kushaya haisi mhosva nerimwe remazuva hauziye kuti zvichazovei. I guess manzwisisa the lesson guys. Please spread love🙏🙏
Senzeni weave yako yakanaka☺️
@@meuddzingayi460 its regina
Regina ndozita re weave or... Remunhu😁
You guys are the best , hope to see you here in America , Acting
You guys can act,this felt so real man🙈🙈
Kkkk apo varikutoti mwanangu😂😂😂😂😂
😆😆😆😆 Haaah Netsai bodoo veduweee, but Senzeni good role, exactly mamadam boss ekuZim chaiwo ndozvavanoita
Team iri ka🔥🔥🔥good actors and actresses. S
😂😂😂😂😂😂 ,ini ndri maid ndinobva kushushwa so ,munhu kuita husimbe wekutadza nekuchinja channel ,tinofanira kuteveredzera culture even taita mari ine mumvuri kana wakaroorwa ziva ma duties ako
Taura hako cousin
Never knew senzeni anotombo it's hutsinye like haaa you the best guys❤❤❤❤🎉
Uuuuum kuita musikana webasa zvakaoma.Senzeni kushusha🤣🤣🤣🤣🤣ndirini handigarepo
Mvura iyo ndaitomboisvipira chete
@@margiephili5422 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣kuti anzwe butter murungu.zvino musikana webasa atora murume
@@swemarichardmakonope1532 not kut muskana atora murume ...murume atora muskana webasa
@@margiephili5422 ndizvozvo shuwa nekuti zvese zvaingonzi sisi Netsai.murume atoona kuti sisi bhooo
i'm here heart broken, it's been hard to watch... forgot these guys are acting
Welldone ...Munondiitira😍😍
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Ozemwa wandipedza kkkkkkk hanzi nyaya iri pano ndeyekuti ndakumbira kuti Netsai aite mkati Wangu wechipiri.
Netsai akutotonga hanzi endai endai kkk wakutodzinga mai vemusha
Ko ungati ndokuona semwana wangu apa wakunyenga futi aaaah
I saw the Proposal coming😒 Ozemwa don't be a big Dhimba😂😂
What happened to jedza the maid....as far as I remember it was not concluded
Don't disappoint NB🙏🙏
Netsai is on another level lolz
Chaiiii ini ndaivagwamura madam vakadai...Mamaids vanhuwo plz ngativabatie zvakanaka kwete sezvimwe zvinhu...kkkkk Senzeni yawarongerwa hauibude
Kkkkk neni ndirova ndikasiya shame
Asi netsai sooo kaaaa kkkkk hanzi endai endai asi netsai kaaaa une manyemwe fani
Naiza boom irikurowa ngawarambe vachiyenderera mberi
Shona ya Ozemwa iyi ahhhh😂😂😂😂😂😂🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾
In luv with Netsai ❤❤❤
Ozemwa ozemwa all the way I salute you kkkkk
Kkkkk ini ndingakurovai boss mbama yekuona nyenyedzi chaiyo
What a lesson from this video
Thanx a lot NB
kkkk alas ndaseka
Film iyi inotidzidzisa zvaka wanda thanks
Vakadzi itirai varume vemyu Sisi ndevekubika nekuitira vana
Haa kubika kwacho vanoisa mushonga mufood murume otoda maid. This looks like encouraging vana baba kudanana nemamaids
@@cherylmartin9031 taura hako.wrong yamama haijustifyer wrong yadaddy
🤣🤣🤣👏👏👏Good Ozemwa,wagadzirira Senzeni size.Ndizvo zvinoda kuitwa vanhu vakadai in real life.
All I can say well done guys
Ozemwa shona iyo heyiiiii toooo deeeeep
This brought back memories
Thanks for updating our households 🌛🌜💋👀😭😭😭👹
Gegegegegege Hokoyo netsaiiii Ave kuzvifeeler samadam vemba kkkkkkkkk
Good ozemwa wamugadzirira size Senzeni 👌👍
Great lesson 🔥🔥🔥🔥
Netsai wazosekererawo nhasi yeke ndeyako
Mmmmmmm zita rako rotitadzisa kucomenta🤣
🤣🤣🤣🤣🤣hindava
@@jarlady8241 hapana hapo pakaipa
🔥🔥🔥🔥🔥makumberi guys keep it up
Thanks for the awareness ❤️
Hakuna nhumbu inodai kuzviregererai
Some pregnancies are soo bad from day 1..hamusati masangana nazvo..you are very lucky
@@cherylmartin9031 inohura here😂😂😂
@@rufarosharonborerwe3689 don't get you?
Haisi Mumba kana pay haibudi wapisa izvi imari yakati waputsa izvi imari yakati
@@cherylmartin9031 kuzviitisa Toti ndiwe Misha waits Mumba ingaita zvekupenga kudaro
Nice hairstyle Senzeni
Mambama enyu harwadze here
Senzeni :Anogona kunge ari mumwe munhu akatitora maPictures takavarairwa 😂😂😂😂😂😂😂
Ozemwa haahwande ano taurachokwadi ❤❤❤netsa kunyaririra kkkkkkkk
Zvikuchemedza thanks naizaa team mese Good job
Finish nungo dzamai dzaita kuti baba vade musikana webasa.🤣🤣🤣🤣🤣wabatwa Senzeni zvino mimba iyo ndeye mukomana wepa nextdoor
Netsai momunyanyira yoo pakawanda paano actor achishungurudzwa kkkk
Musoro wa Ozemwa chete ....perfect for acting
🤣👐
Uuuuuuum hamudaro😀😀😀
Kķkk
But why🤣
😂😂😂😂😂😂
Kkkkk ndamborwadziwa nemovie iyi payatanga bt kwayazoperera ndakuda zvanku bt netsai aaaah wakanuanya kkkkkkk
Netsai anga achigujurwa gujurwa ummmm ndofunga miri wasara uchirwadza chete kkkkk team NB makagwinya
Amhora parefu kkkkk
Anohora yakati wandei
Kkkķk idi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Netsai kuzoisa phone mubraa 😂😂😂😂😂😂😂😂iweka
Senzeni uchapera voice 😂😂😂
Ummmm netsai kuzoisa mari mubraa🤩🤩
Ndafarira ka dance ka netsai achifarira kudzingwa kwa senzen
Kkkkkkk Netsai kuzochangamuka padxingwa boss lady, maspka guys